ZIM FOOD RECIPES 🍝🇿🇼
February 11, 2025 at 07:16 AM
*Bhozhongora updates* ✅
*Trending News and Celebrity gossips* ✅
*Confessions* ✅
*Zvirimudzimba* ✅🔥
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U
*Mhuri yeZimbabwe nhasi ndine nyaya yeNgozi ikunetsa kuGokwe uku.* *Pakaaurayirwa munhu parikubuda ropa kubva pasi kuita kunge pane chitubu cheropa.*
Zviri kuitika ndozvandauya nazvo

*Zimbabwe nhasi ndine nyaya yakaitika kuGokwe Mangorohwe ,kwaMambo Makore.* *KuGokwe kune kune imwe nzvimbo yaiita zvehukorokoza (small scale mining) , panzvimbo yaiitwa panga pane imwe mhuri yaizikanwa kuti ava ndovakawanda pano uye kuMhuri iyi kwanga kune umwe murume aiva nemushini vekugaya matombo eGold.* *Vanhu vekuMhuri iyi vaiva pamugodhi uyu vanga vakatowanda zvekupfuura 10.* *Vanhu vaiti kana vakakorokoza kana vakuda kugayisa matombo avo vaienda kunaBaba veMhuri yainge yakawanda iyi nekuti ndivo vega vaive nemushini vekugaya panzvimbo iyi.* *Zvakazoitika ndezvekudai pane umwe mukomana akabuda nematombo ake mumugodhi achibva arega kugayisa matombo ake pamushini waBaba ava , akaenda kunogayisa matombo ake kunonzi kuZenda (kuGokwe ikoko).* *Zvaitika izvi mukomana uyu paakadzoka kuMugodhi kwaanokorokoza mazuva ese akabva abvunzwa naBaba vaya kuti "ko iwe unosiya mushini wangu pano uchienda kunogayisa kumwe indawa , inga takataurirana wani vanhu vanokorokoza pano vanogayisa kwandiri kungosapotanawo soo".* *Mukomana uyu akapa maReasons ake akaita kuti aende kunogayisa kumwe achisiya padhuze asi izvi hazvina kutambirika zvakanaka nedzimwe hama dzababa vane mushini ava.* *Hama dzaBaba vane mushini ava dzakabva dzatanga kuita zvehondo vakutotanga kukutsanira mukomana uyu vachimurova.* *Vari pakati pekumurova kudaro pakabva pauyawo umwe mukomana hama yaBaba vemushini zvakare ndokubaya munhu airohwa uya nebanga (akabaiwa padumbu)* *Mukomana uyu abaiwa nebanga vanhu vese vaimurova ndopavakabva vamira kumurova , vanhu ndokutanga kumhanya kuendesa munhu kuchipatara.* *Akaendwa naye paimwe clinic iri padhuze, vanorapa ipapo vakabva vati aendeswe paChipatara chiri kuNembudziya.* *Vari muRoad kuenda kuNembudziya mukomana uya ndopaakashaika (kufa).* *Zvaitika izvi hama dzemukomana anga afa uyu dzakabva dzaudza vanhu vakarova nekuuraya mufi kuti "tisati taenda kure tirikuda mombe 13 dzekuti titange kutaura zvekuti mucharipa chii ,idzi 13 ndedzekuti tigare padare chete nekuti mauraya hama yedu".* *Pazvaiitika zvese izvi mapurisa ainge asati aziwiswa.* *Hama dzakataurirana kuti vachabvisa mombe 13 dziya ndokutoudzana zuva rekuti vachasangana nemombe.* *Zuva rekuti vanhu vasangane nemombe , vaya vakauraya munhu vakauya nemombe 4 chete instead of 13 mombe izvi hazvina kufadza hama dzemufi.* *Hama dzemufi dzakabva dzaenda kuimwe imba yevanhu vanonzi vane chekuita nemufi , dzasvika ikoko dzakatanga kupwaya maWindow , maDoor nemarata , mifananidzo yezvinhu zvakapwanywa ndinayo.* *Vapedza kupwanya zvinhu vakatora kuCoffin raive rine mufi ndokuisa pamubhedha muimwe room iri pamba apa.* *Zvaitika izvi varidzi vepamba apa vakabva vatotiza kusiya pamba pasina munhu.* *Mhuri yeZimbabwe coffin rakasiiwa ririrega pamba apa , hama dzemufi dzakasiya coffin pamba apa , varidzi vepamba pacho vakatizawo.* *Coffin rakaiswa musiwe Thursday yapfuura iyi rikarara rega pamba apa.* *Zimbabwe vanhu vainge vakaungana kumba kwaigara mufi , coffin ririkumba kwevanhu varikunzi vakauraya mufi.* *Mangwana makuseni kumba kwainge kwakaungana vanhu kwakamukira kuuya kanhiyo kadiki diki kairatidza kuti kachangobva muzai , vanotaura vanoti ivo kanhiyo aka kakabva kumba kuya kwainge kwakaiswa coffin.* *Vanhu vakatoshamisika kuona kanhiyo kadiki kudaro kachifamba kega kasina mai.* *Pane akatumwa kuti atore kanhiyo akadzosere kumba kuya kwaiva neCoffin.* *Kanhiyo kaya kakatorwa kakadzoserwa kumba kuya asi chakashamisika vanhu ndechekuti munhu ainge atumwa kunodzosera kanhiyo asati adzoka vakatoona ka............* Full story yaiswa kuZim Elites Official nezuro na12:00 endai munoverenga and don't forget to follow for more Bhozhongora latest updates
Ndofunga vaenda kuChannel kwedu nyaya madziona ✅🔥
*Nyaya yataurwa pamusoro apo yaiswa kuZim Elites Official na12:00 full story yacho* Follow for more
*Don't forget to follow for more Bhozhongora latest updates*
> Pfooo rikiti rikiti bvuuu, kutsutsudzunura nyaya dzinotyisa nedzinoshamisa dzirikuitika muZimbabwe 🔥🔥👏🏽
Thank you 80K followers
*Nyaya dzese dzehurombwa, dzehuroyi*
*Nyaya dzengozi*
Check post yanezuro na12:00 *follow for more updates*
*mukaishaya unouya inbox ndokupai*
(MAPICTURES ENYAYA IYI ARIKO KUZIM ELITES OFFICIAL)*Bhozhongora updates* ✅

(MAPICTURES ENYAYA IYI ARIKO KUZIM ELITES OFFICIAL)
😮
❤️
😢
5