Floccy Stories
February 1, 2025 at 07:27 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaNea6QBA1evAMftZQ0t
Plight
Written by Floccy
0773056698
Chapter 12
*Doreen*
Ndakambotanga ndakatenser sezvinhu zvaive zvitsva kwandiri and he started sucking my lips achimachinjanisa achiti akasveta repasi oenda kunosveta rekumusoro. Zvainakidza
zvekuti kwakubva ndatotanga kuresponda paye ndikatovhara maziso. Ndakakotyekera maoko angu muhuro make achibva anyatsondiswededza paari ndokutanga kundikissa
zvebasa maoko ake achinhafa nhafa ma**ro angu. Mupfungwa ndainyatsoziva kuti zviri wrong but ndakatoshaya simba rekumumisa because zvainakidza. Maoko ake
ndakamanzwa achipinda mutop mangu achimafambisa zvinyoro nyoro kusvika asvika pama boobs angu. He started caressing them zvinyoro nyoro manipples angu achiita kakuvavirira
kwakubva azondibata zvinorwadza chigodo chemukati ndikashinyira ndichibva paari. "Sorry babe." he said achiswedera kwandiri ndikati, "Wandikuvadza apa." ndichipuruzira
zamu rangu iro raive ropisa zvikanzi, "Sorry babe, ndazokanganwa kuti uri mu new one kunyaya idzi. Don't worry manje manje unenge wajaira anenge asingarwadze."
Ndakuda kuenda kumba ini."
"Sure time dzafamba, tinotaura pafone usazorege kutaura neni."
"Ok ndinenge ndichiona." I said achibva andikissa pa forehead akati, "I love you." ndikati, "I love you too."
Ndiye akatanga kuenda ndikasara ndichitarisa zvaive muka gift bag ndikaona muine red lace pant and bra, mafuta ekuzora, hair remover, roll-on nema sanitary pads. Ndakafara zvekuti ndikamusendera a thank you message kwakubva ndazofonera Shelton
ndikamuti, "Huya neschool bag rako tisangane pa depression apo." akati, "Ingosvika paden."
"Ndabva kumba kare, huya kani."
"Wanga waendepi?"
"Huya ndokuudza." I said ndikacutrer ndikaenda pa depression ndikatowana atovepo Shelton zvikanzi, "Uri kubvepiko? Muneiko umu?" achida kutora ka gift bag ndikamuti, "Pfuurwa iwe, ndiri kubva kunoona Nathan."
"Inga hamusikuita, usazonyanyofarisa handidi kuti umitiswe. Usabvume kubatwa batwa ndipo pazvinotangira." Zvaitaurika here kuti ndaive ndatobva kutestwer body temperature ndikaseka seka ndikati, "Ehoyi tete Shelton, mobva matovaudza bamunini venyu Nathan kuti vasandibate bate." akaseka akati, "Ndakamuudza kare kuti handidi zvisina basa pauri, ndakamuti akangoda kubhaiza chete ndinoita kuti umurambe. Ko handiti ndini ndakaita kuti umude."
"Haiwawo, ndipe bag ndiise zvinhu zvangu undiperekedze kumba kwedu. Ndabuda ndichiti ndiri kuuya kumba kwenyu, hanzi namainini Sandy wakuvhaira."
"Hande tinovaona."
Takaenda kumba ndikafara kusvika baba namai Tatenda vasati vadzoka. Ndakasiya Shelton namainini Sandy vachitaura nyaya ndikanoviga zvinhu zvangu pasi pehembe mubag rangu. Shelton akazoenda kumba kwavo tikaswera tiri two namainini Sandy. Mai Tatenda ndivo vakatanga kudzoka vasisina kutsamwa ndikatoshama vondipa fone iya neka paper bag kaive nema push. "Maita basa maiguru." I said zvikanzi, "Fone ndeye kuchikoro zvamuri imi muite musikanzwa. Ma push ayo maapihwa namai Rue hanzi ipresent yekugona." mai Rue yaive shamwari yavo yaive ne flea market muCenter, taive takambolodger pamba pamwe chete ndipo pakatangira
hushamwari hwavo.
"Asi manga maenda ku flea market kwavo?" mainini Sandy asked zvikanzi, "Ehe."
"Vagona chaizvo vataura nemi, munozomborasika zvenyu mai Tatenda. Zvimwe zvamunomboita hazviite nezuro makandibhowa." vakadaro mainini Sandy vakanzi, "Siyana
neni Sandra."
Ndakapfeka ma push angu akandifita ndikabvisa raping cover pafone yangu. Yaive hombe yakanakisa regai mai Tatenda vairamba kuti ndiipihwe. Line ndakapihwa renetone namainini
Sandy kwakubva ndatoriisa, manheru ndikatosendera Nathan message nefone new one.
Mazuva akafamba zvikoro zvikavharwa ndikaita number 1 mu class medu ne number 3 kuma form 3 ese. Takazotama tikaenda kumba itsva uko kwaive kwakarongeka ndiine room
yangu ndega yaive nebed. House warming party yakaitwa hama neshamwari vakauya
vakafara nesu. Bhudhi Kelvin namaiguru mancube vakauya kuzogara Christmas yave kuda kusvika
vakapihwa two rooms dzavo dzekumashure.
Musi wa 24 Nathan akaenda kumba kwavo kuKadoma ndiko kwaigara baba vake aizodzoka after new year. Mainini Sandy vaive vadzokera kuBulawayo kwaigara vabereki vavo. Christmas takaitamba nabhudhi Kelvin maiguru mancube vaive kushop kwavo hanzi ndiyo nguva yavaibata mari yakawanda. Ndaive ndakatengerwa hembe dzakanaka namaiguru mai
Tatenda ndakapihwa dzimwe namaiguru mancube dzavaive vakatora kushop kwavo. Musi wa27 baba namai Tatenda vakaenda nemhuri yavo kuBulawayo, Tatenda aizobva ikoko
achienda ku boarding. Ndakasara nabhudhi Kelvin avo vaiswera vachiona TV ini ndakazvivharira muroom mangu ndiri pafone. Baba namai Tatenda vakazodzoka musi wa29
vaina mainini Sandy. Ndakavigirwa hembe dzakawanda namainini Sandy dzaive dzave diki kwavari ndikatononokerwa nekuti Nathan adzoke ndimuchenere.
"Mumba mangu mutsvairwe zvakanaka tete Doreen, zvamaingoita ndiripo ndizvo zvamunongoramba muchiita. Chikafu munenge mave kudya kwabamunini Kelvin mari vanenge vachipihwa nababa Tatenda. Misikanzwa moita mishoma tiri kunzwanana?" mai
Tatenda said vachindirarira vave kuda kuenda ndikati, "Ehoyi maiguru." zvikanzi, "Baba Tatenda vanenge vachipota vachiuya pano neapo havachauye every weekend sezvo
ndinenge ndisipo. Iniwo ndinouya pandinenge ndawanira mukana. Ma book averengwe kwete kutamba mukangofoira mari yekudzokorora munotsvaga mega. Tinenge tichingotaura pafone musare mushe."
Mota yavo vakasiya vakaperekedzwa nababa Tatenda. New year takaitamba tiri 3 nevana vamai vangu tikanakidzwa kwazvo, ndiri seni ndaive nemufaro wakanyanyisa because shumba yaive yaenda. Nathan akadzoka musi wa2 January but handina kukwanisa
kumuoona, ndakashaya mabudiro. Musi wa 5 January baba Tatenda vakadzokera ku basa kwavo ndikasara nabhudhi Kelvin the following day makuseni vachibva vaenda kwaManoti
kwaive neshop yemukadzi wavo. Ndakanoona Nathan kwenguva diki semunhu aive ari pabasa zuva rodoka bhudhi Kelvin vakasenda message yekuti vaive vakundikana kudzoka
vachizodzoka mangwana makuseni. Manheru kuma past 6 Nathan akanditi, "Hindaa kuwanikwa pafone nguva dzino, asi watopedza kubika?" ndikati, "Handina kumbobika ini, ndanzwa husimbe ndiri ndega."
"Uri wega? Ko tsano Kevy havana kudzoka?"
"Ehe, vati vanouya mangwana kuseni." I replied akati, "Saka ndouya zvangu kuzokuona handiti hakuna ariko?"
"Iiii Nathan."
"Babe kani, kumbirawo." he said ndikarega kumupindura achibva atoita zvekufona ndikadavira ndichiti, "Ndiri kunetserweiko?"
"Ndokumbirawo kuona mukadzi wangu ndamusuwa. Nhasi pandamuona handina kunyatsomuguta zvakangofanana nekuti handina kumuona."
"Manheru haaite shaa, kunenge kuri kutofarisa chaiko."
"Ndiwo anotonyatsoita babe hapana anenge achitiona. Handiti uri wega here? Plus ndezva nhasi chete mangwana tsano vanenge vadzoka. Ngatishandise mukana tionane my love kuno mazuvano handisi kuwana mukana wekubuda." he said kwave kundinyengerera nesweet tongue yake ndikatodyira paye ndikamuti, "Unouya but ndezva nhasi chete."
"Obvious babe, handiti mangwana tsano vanenge vodzoka."
"Ndiri kukuona kwenguva diki chete, 10 minutes dzakatowandisa."
"Thanks sweetheart, ndouya kuma 8 tapedza basa. Ubikire daddy sadza, nhasi ndoda kudya zvinobikwa nemukadzi wangu." he said ndikati, "Iri bhoo, undivigire cascade ye baobab nepie ye $1.50 iya." akati, "Ok mai mwana ndinouya nazvo, munodiwa neni." ndikamuudza kuti ndinomudawo ndikasimuka ndikanoburitsa pork mufridge ndiyo yandaive
ndatofunga kubika.
End of chapter
❤️
😢
👍
😂
🙏
😮
👏
💔
🥳
104