Floccy Stories
Floccy Stories
February 1, 2025 at 06:45 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaNea6QBA1evAMftZQ0t Vanoda from 1 follow our channel. Plight Written by Floccy 0773056698 Chapter 13 *Doreen* Ndakanotemha ma vegetables ku garden kwave kunyatsomageza zvakanaka ndikamachekerera. Ndakaisa ma spices pa pork ndokuikanga zvakanakisa sadza richikwata. Ndakamona sadza ndakozobika ma vegetables ndikadzikisa heat pa plate yaive nepoto yesadza ndikanogara mu lounge ndakamirira kuti Nathan asvike. Time moved ndichiona TV and my fone rang kwave kuona vari baba Tatenda. My heart pounded ndafunga kuti vaive vauya ndikadavira zvikanzi, "Vatete murisei?" "Ndiri right makadii?" ndakapindura zvikanzi, "Ndinofara ini. Hausi kutya here ndanzwa kuti uri wega nhasi?" ndikati, "Handisi ini, imi ndimi mave kutoita kuti nditye." vakaseka vakati, "Usatye hapana zvinomboitika, gate, ma doors nema windows zvizvarwe. Gas unyatsomaker sure kuti wadzima." "Ehoyi." "Good, pa weekend ndiri kudzoka ndipo pandichakupa mari yekutenga zvinhu zvako zvekuchikoro." "Maita basa." ndakadaro vachibva vadzokorora kundiraira kuvhara ma door vakazocutter. Nathan akazofona kuma past 8 achiti, "Ndave kutouya babe, ndokufonera ndave kusvika." ndikati, "OK." and ndizvo zvaakaita akafona ave kusvika ndikatora ma keys ndikanovhura gate. Akasvika and we hugged zvikanzi, "Uri sei mukadzi wangu?" ndikati, "Mushe ndiri bhoo daddy, ko imi murisei?" "Pese pandinokuona ndinobva ndatoita bhoo." "Ngatipinde." I said akati, "Handisi kuda kupinda babe, enda unovhara ma doors tinogara pa corner apo pakahwanda." ndikati, "Aaah ndirumwe ne mosquito. Hande mumba kani, ndabika sadza rawataura." zvikanzi, "Mumba hamuite babe, hazvinyatsoita." "Uri kungotyawo iwe, ndiri ndega hapana zvinomboitika apa. Wambouyirei kana wanga usiri kuda kupinda?" Aisatoda ndikamunyengerera akabvuma tikazopinda ndikavhara gate kwave kufamba tikanopinda mumba. Takaenda mu lounge ndikamuti, "Welcome to our home, feel very comfortable. Gara hako pasi." akagara ndikatora remote ndikamupa ndikati, "Tsvaga zvauri kuda kuona ndimboenda ku kitchen uko." Ndakaenda kukitchen ndikasvikozembera fridge pfungwa dzangu ndokutanga kupikisana. Imwe ikati," Uku ndiko kunonzi kufarisa Doreen. Wakatanga rinhi kupinza mukomana mumba?" imwe ndokuti, "Hazvina basa uri wega Dorry plus ndezva nhasi chete." Ndakazunza musoro kwakubva ndavhura cupboard yaigara ma plates aikosheswa namai Tatenda ndikatora two. Ndakamasuka ndikapakura chikafu ndikaendesa ku dinning table. Ndakaendesa zvese zvaizodiwa kutable ikoko ndikazodeedza Nathan kuti auye adye. "Dai wangouya naro pano babes." he said ndikati, "Ndatoisa kutable huya." tikaenda akagara ndikamugezesa maoko and he smiled akati, "Thank you Mamoyo wangu." ndikati, "You are welcome shumba." Akandigezesawo maoko ndokutanga kudya zvikanzi, "Munobika mai mwana zviri kunaka izvi." and I smiled ndikati, "Waita basa." akadya sadza rese ini ndikatadza kudya ndichitonyara zvangu. Akadira mvura mu water glass apedza kudya akanwa akati, "Ndaguta babe thanks, inga iwe hauna kudya wani?" ndikati, "Ndatoguta ini." zvikanzi, "Kuguta kupi iwe usina kudya? Unoda kuonda here? Ini handidi mukadzi akawonda rega nditokudyisa." kwakubva asimuka akauya kuzogara pa chair yaive padhuze neni. Akatora musuva we sadza akati, "Shama tione." ndikashama ndokutanga kudyisa tikatozobatsirana kudya sadza rangu kusvika rapera. Akanogara mu lounge tapedza kudya ndikaclear table ndikanoisa maplates musink ndaizomasuka mangwana. Zvekurara ndasuka ndaive ndakapedzesera kuzviita mai Tatenda varipo. "Huya ugare apa." he said achirova rova paside pake, ndaive ndagara pane rimwe couch. Ndakasimuka ndikanogara ipapo akandibata ruoko ndokurwukissa zvikanzi, "Unofarira kuona ma movie api?" ndikati, "African." zvikanzi, "Ayo handione, ndofarira action kana horror." "Iiih horror ndinoitya handizorare." "Haityise iyo, huya tione iyoyo pane yandinayo mufone mangu tinoconnecta kuTv." "Iii unoona zvako wega." I said zvikanzi, "Kutya here babe? Hapana zvinomboitika ndiripo." Akaisa horror yaaida and yaityisa zvekuti. Ndaive ndati kwati kwati paari iye akanyatsondimbundira zviri tight. Ndaita pakabuda zvinotyisa ndohwandisa musoro wangu paari iye achiseka zvake. "Doreen." akandideedza nevoice raive raita kakudzikamira ndikati, "Hee." zvikanzi, "Nditarise babe." ndikasimudza musoro ndikamutarisa, maziso ake aive aita kakutsvuka adzoka kuita madiki diki. Pahuro pangu pakaita kakuoma ndikamedza mate zvikanzi, "Ndokuda." ndikatarisa pasi ndanzwa muviri wangu waita kunge wavibrator. Maoko ake aive ave muhembe mangu ari padumbu achipapuruzira zvinyoro nyoro achikwidza kuenda kumukaka. Ndakashinyira paakatanga kutambisa ma nipples angu muromo wake uri muhuro achindinama tuma wet kisses. Zvakangozviita zvega ndikavhara maziso ndave kuteerera kunakidza kwezvaaindiita. Hamheno kuti ndakazobviswa hembe nguvai uye sei ndabatwa panonaka. Ndaive ndarariswa pasofa iye ari pamusoro pangu tichikissana zvebasa uku achindibata muviri wangu wese. Akandibata nekunama tuma kiss muviri wese kusvika ndanyatsoibva ndave kunzwa kuda kuitwa kwacho. Ndaive ndongoshinyira makumbo ndavhurisa Nathan achiita zvaanoda neni sucking and licking me down there. Ndakazonzwa kurira kunenge kweplastic but handina kuvhura maziso ndikazonzwa kakupuruzirwa on my being ndikavhura maziso ndokuona shaft yaNathan yatopfekedzwa co***m. Ipapo pfungwa dzakada kumboti bengenu but hazvina kusvika kure Nathan ave kurubber his shaft on my being. Aizviita zvinyoro nyoro pfungwa dzangu dzikabva dzatoita waya. Akanyatsondivaraidza kwave kuvhara maziso angu achitambisa shaft yake ikoko achindikissa pese pese. Ndaive ndanyatso relaxer ndikazonzwa pain munhu ave kuda kupinda ndikaomesa muviri ndichida kuvhara makumbo. He groaned achipusha ndikanzwa zipain ndikati, "Nathan chibva." but handina kutoteererwa akabva atopusha nesimba rake rese kwave kupinda ndikaita kunge ndabvarurwa. Ndakaridza mhere but haana kutoita basa nazvo. Ndakamuruma, kumutsunya, kumurova asi haana kundisiya achitoratidza kuti ainakidzwa nezvaaiindiita. Ndakazosvika pakuneta ndikamusiya achiita zvaanoda kwakubva azopedza akandikissa paforehead kwave kuramba akanamira pandiri. Pfungwa dzaive dzave kunyatsoshanda ndave kuona kupusa nekusakwana kwangu. Humhandara hwaive hwatoenda sekutamba sekuseka, yakaita kutubuka misodzi ndikawedzera volume yekuchema. Akabva pamusoro pangu akati, "I am sorry babe ndatadza kuzvidzora ndosaka ndanga ndichiramba kupinda mumba. Ndiri munhu wechirume babe ndine ma feelings, I am sorry sweetheart." ndikaramba ndichichema zvikanzi, "Chinyarara babe, zvatatoita izvi zvabva zvaita kuti ndiwedzere kukuda." "Une hutsinye Nathan, wandikuvadza apa. Ndakuudza kuti mira ukaramba uchingondikuvadza. Ndoda kukutaurira chete, wandirapper." "Sorry Dareen ndangokurirwawo mudiwa, chinyarara kuchema uri kurwadzisa moyo wangu." he said ndikati, "Ibva pano Nathan, enda handidi kukuona futi handichakude." haana kutozviteerera akabva atonyatsondimbundira ndikaedza kuzvibvisa paari akaramba akandibata kusvika ndadzikama. Ndakachema achindibhabhadzira sekacheche achindiita ma 'sorry babe' kusvika ndaneta ndikanyarara. "I love you so much Doreen, sorry zvako nezvandakuita ndangotadzawo kuzvidzora. Handife ndakakuramba ndabva ndatowedzera kukuda ndiwe uchaita mukadzi wangu amai vevana vangu." akazodaro papera kanguva achibva aenderera mberi nekundiita sorry achindinyengerera. Ndakanyengererwa ndichiudzwa mashoko anotapira hasha nekutsamwa zvese zvikapera. Ndaiudzwa ma sweet words munhu achindibata bata kusvika ndave kutonzwa kuda kuitwa futi. Ndakadzokororwa futi but apa pain yaive yadzikira zvichiita kunaka kwakasangana nekakurwadza. Paakazopedza nyama dzangu dzaive dzaita kurukutika dzave kurwadza maziso ave kurema nehope. Ndakavhara maziso ndichibva ndatobatwa nehope ndikarara. End of chapter
❤️ 😢 👍 🙏 😂 😮 🎉 💋 😳 🤔 70

Comments