Floccy Stories
Floccy Stories
February 1, 2025 at 07:10 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaNea6QBA1evAMftZQ0t Vanoda from 1 follow our channel. Plight Written by Floccy 0773056698 Chapter 14 *Doreen* Ndakapepuka ndichinzwa weti kwave kuvhunduka ndaona kuti ndiri mumaoko emunhu. Ndakatarisa munhu wacho ndokuona ari Nathan and ipapo ndipo pandakabva ndatanga kufunga zvese zvaive zvakaitika. "Ita so babe." akadaro Nathan ndikabva paari zvikanzi, "Eish ndakazongobatwa nehope. Inguvai?" ndikatarisa ku watch yaive kumadziro ndikaona dzave kuma past 4. Handina kumuudza ndikamutarisa achimhanya mhanya kupfeka hembe dzake akapedza akati, "Ndakuenda babe, ndichazokufonera time time. Usazvishungurudza nezvakawanda wanda ndinokuda wanzwa?" misodzi yaive yotovavira mumaziso ndikati, "Ko ndikaita nhumbu?" "Haumboite babe don't worry ndichakutengera morning after wonwa. Usare bhoo, I love you." he said kwave kundikissa pa forehead akati, "Hande ubva wavhara gate." ndikananaira ndichimutevera, pakati pemakumbo pairwadza nekushosha. Akaenda ndikanoita weti mutoilet iyo yandakaita ndichishinyira nekurwadziwa. Ndakazoenda muroom mangu umo mandakasvika ndokutanga kuboira boira maziso asking myself kuti ndaive ndaitei. Ndakazvituka kakawanda ndichidemba ndichiita ma dai ne ma dai asi hazvina zvazvakachinja humhandara hwaive hwatoenda sekutamba sekuseka. Ndaiti ndikafunga kuti ndaive ndarwarwa mumba me brother yangu pasofa ravo apa ndini ndaive ndamanikidza Nathan wacho kupinda mumba misodzi yaibva yawedzera kuyerera. Ndakazvipfinyira muma blankets ndikachemesa ndikazozvinyaradza hope ndokuzobata. Ndakazomuka time dzatofamba musoro wave kuita kakurwadza ndikanotarisa mapiritsi mubedroom ma bhudhi Kevy ndikamawana ndikanwa. Ndakanogeza ndikaita basa rese ndikadya pie ne cascade zvaive zvakauya na Nathan. Fone ndakazoibata ndapedza zvese ndikawana iine ma missed calls nema messages akawanda from Nathan. Handina kutomboita basa rekumaverenga kana kumufonera back ndikadzima fone yacho kwave kuzvimanikidza kurara. Ndakazomutswa ne knock kugate ndikaenda kunovhura ndafunga kuti ndibhudhi Kevy kwave kuona ari Shelton. "Uripo zvako? Hindaa kusabatika ma fone ako ese haasi kuita?" he asked ndikati, "Ndiripo zvangu ndinoendepi? Ndakamadzima, pinda." akapinda ndikavhara gate zvikanzi, "Ko wakamadzimirei? Munhu wako anzwa nekukutsvaga anga atori worried ndiye atoita kuti ndiuye kuno." "Ndiye wandatodzimira ma fone." "Aah ko aita sei?" "Anomhanya, speed anoiwanza Nathan." ndakadaro ndichigara pagarden chair akagarawo ndokuti, "Nyatsotaura nyaya yako mushe." ndikati, "Handichamude ini ndave kuda kuita zvechikoro zvekuti ndizotadza kupedza chikoro ndamitiswa handidi." "Asi aida kuku uyuyu?" he asked in a funny way zvakaita ndiseke ndikati, "Kwana iwe ndiko kudii ikoko?" zvikanzi, "Aida kukunhingikirina?" ndikati, "Hamheno zvaari Nathan ane kakukurumidza ndikaramba ndinaye anondiita zvimwe." "Matauriro ako ndeemunhu akakorovherwa chete. Ingomuudza kuti hauzvide akaramba achizviita unobva wamuramba." "Handichade Shelton kubva nhasi mukomana wangu ave ma books. Books and boys don't mix, ukazvisanganisa pane kwaunonyura chete." ndakadaro and ndaitorevesa, ndaive ndafunga ndikanyatsoona kuti ndaive ndarasika and kuramba ndichirasika ndaive ndisisade. Shelton akazoenda kumba kwavo ndikasara ndichitora ma books angu kwave kuzvimanikidza kuverenga nguva dzikatofamba. Bhudhi Kelvin vakazouya kuchangotanga kusviba ndave kutofunga kuti havachauye. "Fone yako hanzii kusaita?" he asked ndikati, "Kutokangamwa kuibatidza zvangu, yadzima makuseni yapera moto ndikaiisa pacharger and handina kuzoibata futi." "Inopera moto sei uchitadza kuichanjisa? Pano moto wakazara uyu, ndanguva ndazama kukufonera fone yako isingapinde. Fone haidzimwe pauri ndipo pairi, tanzwanana?" "Ehoyi." ndakadaro zvikanzi, "Wakasara zvakanaka here? Uri kuita kunge uri kurwara chii, asi zino ratanga kurwadza?" ndikati, "Musoro wambondirwadza masikati asi ndazonwa mapiritsi wave nani." "Ukarega kutaura? Doreen ka! Ukarwara unotaura, iro zino rako rinoda kugara rabviswa. Ndakanzwa kuti mu Centre muna doctor akachipa anobvisa ndichakupa mari yacho wonobviswa." Ndakazobika tikadya ndikaenda kuroom kwangu ndikavasiya vachiona TV. Ndakabatidza fone kwakubva ndaiisa pa flight mode ndokutanga kuona ma videos kusvika ndakunzwa hope. The next day Shelton akauya akandipa ka box kaive kakaputirwa nebepa raive rakanamwa nemazi sellotape achiti aive apihwa na Nathan. "Chii?" I asked and he shrugged akati, "Hamheno handiti uri kuona kuti kakavharwa, hanzi ubatidze fone ari kuda kutaura newe." Ndakazonotarisa kuti maive nei ndikaverenga kwakubva ndaona kuti raive morning after ndikanotora mvura ndikanwa. Mazuva akafamba ndisingataure na Nathan apa ndichimufunga everyday. Dzimwe nguva ndaitobata fone ndichida kumufonera ndozongorega. Friday manheru baba Tatenda vakauya the following day makuseni vakandipa mari vakati, "Unotenga zvese zvauri kuda ma uniforms ma books, mafuta ekuzora zvese zvechisikana zvaunoda. I hope inokwana ikashota unondiudza." ndikati, "Maita basa." zvikanzi, "School fees Kelvin achazokupa musi wekuvhura chikafu chekutakura kuchikoro ndichasiya ndatenga. Kana pane zvimwe zvaunoda unondiudza, handidi kuti ushaye zvinhu zvekuchikoro ndoda kuti unyatsoverenga nekudzidza zvakanaka zvese unazvo." Ndakatumira Shelton message yekuti agadzirire andiperekedze ku Centre. Ndakageza ndikapfeka zvinoonekera ndikaenda kwana Shelton ndikatowana apedza. "Tiri kuenda kunodiiko?" he asked ndikati, "Kunotenga zvinhu zvekuchikoro, ndapihwa mari yakawandisa nababa Tatenda hanzi nditenge zvese zvandinoda." akati, "Maiguru vako vaibhaiza, blaz vako munhu bhoo but havana mukadzi. Mai Tatenda vanenge vaitopihwa mari yakawanda vasingakutengere zvinhu zvakakwana. Saka wanyora pasi here zvauri kuda zvacho?" ndaive ndanyora ndikati, "Ehe." Takasvika mu Centre ndikatenga zvese zvandaida hapana chakasara. Mafuta ekuzora nesipo yekugezesa ndakatenga zvaishandiswa namai Tatenda. Pakatosara mari yakawanda ndatenga zvese zvandaida ndikati kuna Shelton, "Hande ka timbonodya paseri apo." tikaenda tikanotenga zvekudya zvinonaka tikadya. Pakudzokera kumba takaona Nathan akamira paside peroad ndikaziva kuti ndiShelton aive amuudza ndikamutarisa akati, "Sorry besty, anga achinetsera kutaura newe." ndikati, "Ende wakaoma." akaenda Shelton ndikasara ndakamira naNathan. "Unondidarirei nhai Doreen, uri kuda kuti ndife here?" akadaro Nathan ndikamuti, "Hesi Nathan." zvikanzi, "Ndave nani hangu because ndakuona. I am sorry babe nezvakaitika paye handichafe ndakazviita futi. I love you Doreen handikwanise kurarama usipo mazuva apera aya aive akandiomera zvisingaite." Aitonzwisa tsitsi ndikamuti, "Zvawakaita zvakandirwadza ukazviita futi ndinobva ndakuramba zvachose." akati, "It won't happen again babe ndakatodzidza kuti hauzvide. Pill randakapa Shelton wakanwa here." "Ehe." ndakapindura achibva azondiperekedza akandisvitsa kudhuze nekumba. Ndakaudza baba Tatenda kuti ndoda kurukwa ma prefects airukwa ndikapihwa mari the following day ndikanorukwa twist. Shelton aivepo ndichirukwa ndikazonoona Nathan zuva rodoka pandakapera kurukwa. Ndakangomuona kwenguva diki diki aive ari pabasa. Ndakasvika kumba baba Tatenda vanditengera zvinhu hobho zvekutakura kuchikoro kuita sendaienda ku boarding. Zvaive zviripo zvese ma cereals aripo ndikafara kwazvo ndikavatenda. Toonana vatete mudzidze nesimba ndinozviziva kuti uri shasha iwewe kana kunze kwenyika ndinokuendesa. Mari iyi unotenga airtime nezvimwewo zvaunenge uchida, tinenge tichitaura pafone kuno handichauye every weekend." vakadaro baba Tatenda ndikatenda vachibva vaenda ndikasara ndichirongedza zvinhu zvangu. Zvikoro zvakavhurwa tikatanga kuenda taive topinda makuseni tichipedza na 4. Kwaive kwave kunakidza kuchikoro because zvese ndaizviwana. Na Nathan taidanana and ndaive ndatowedzera kumuda ndichimuona everyday pandaibva kuchikoro. Zvaive zvazongotanga kuzviita zvega tikatanga kukissana nekubatana batana. Rimwe zuva waive uri musi we Saturday bhudhi Kelvin vakanditi, "Ndiri kuenda kwaManoti ndinodzoka Monday manheru. Maiguru vako vari kuenda kuMesina nhasi vachidzoka Monday so ndini ndiri kunosara ndichitengesa mushop. Usare zvakanaka tinenge tichitaura pafone." Ndakafara because ndaitoshaya mabudiro Nathan aida kundiona. Vakaenda ndikasara ndikagadzirira kwave kufonera Nathan uyo aive atori pa off akandiudza kwekunosangana. Ndakaenda ndikasvika atovepo apa aive akachena akapfeka zvakamufita. We hugged akati," Makachena mai mwana." ndikamuti, "Kana newewo." Takatsvaga pekugara pakanaka mukasango ikako akawaridza jira raaive auya naro tikagara. Takatanga tichitaura nyaya tichidya kusvika tazogara iye ari kumashure kwangu ini ndiri pakati pemakumbo ake. Akaisa maoko ake mukati metop yangu and he started caressing padumbu pangu achikwidza kusvika kumukaka. He cupped my boobs ndikanzwa ropa rangu kudziya ndokutotanga kumhanya mhanya nemuviri. Akatanga kutamba nemukaka wangu maziso ndikavhara ndikaisa maoko angu pamusoro peake ndichipuruzira. Aindinama tuma wet kisses muhuro uku achitamba nemukaka wangu akazoita kuti ndimutarise kwave kuita ma lips angu ekubvuta. A moan escaped from my mouth ndichinyatsoswedera paari ndakotyekera maoko angu muhuro make. We kissed and touched tikabetserana kubvisana hembe akanyatsondirarisa zvakanaka pajira. Ndaive ndodedera ndanonokerwa akauya pamusoro pangu ndikanyatsovhura makumbo zvikanzi, "Ndoita here babe?" rubbing himself pazvakarehwa pacho ipapo kwakubva ndaita kakushinyira ndichisimudzira chiuno ndikati, "E... ehe." and he pushed in ndikaita kakugomera ndichimunzwa achipinda slowly achinyatsozara mandiri. End of chapter
❤️ 😢 👍 😂 🙏 😮 🏃‍♀️ 💔 😳 94

Comments