HOME OF ENTERTAINMENT
February 13, 2025 at 08:55 PM
Ini ndakadanana neumwe mkomana tatodanana bhoo angaakaita muslim so saka ndakangoti haaa ndizvo zvaari aitondiitir zvese tatove neweek angaatonditengera fone ndobva anditi ndikuperekedz vamwe vanhu kumush kwavo kurufu nemota yebasa angaatumwa naBoss vake taenda paye pakudzok ndopatateng mabeers ini ndinomwa Macreams saka apa akateng besty ndamwa kwakudhakwa paya munh akuti haudzoker kumb kutoda kukuroor kundiendesa kune sista yke ndichiti haaah kuda kuend kumb saka ndakaendesa kuRange muno mumasvingo ini handina kumbofarako kuti ndibude kwakait kusango kokan ndikarobhewa ndikaurayiwa ndobv ndati rega ndigare izvo mkoman angaakatoteng madoro emuwando namwa ndachidhakwa inini ndini ndakatotang kunzwa kuda bonde paakangondibat iye haana kumbo ndiresista ndobv ndaend pamusoro ndobv tarova nyoro wangu wanga urimusi wesurtday ndochiti makuseni ndimuke munh akavata haana kupfeka wanei chest yese yakadyiwa ukunyatsoona mbabvu zvinoit munh akadefaulter mapiritsi emuchirongwa ndakarwar kuita mudumbu chaiwo zvisinei ndakamuti asi isix pack akatosek akati six pack ipi ...ndikat ndakud kuend kumb munh kuramb yayava sunday munh kwakuswer akamdivharira ndobv ndaswer ndichichem kwakuzondivhurira ndobva ndazoenda kumba MONDAY morning ndokuend kunewstart kunopiwa pep ndokutestiwa bho ndobva ndapiwa ndichingopedz kupiwa hanzi ndaimwa 30 days ndisingadarikire ndikamwa 6 days rechi7 ndokukanganw bcz ndakaend kumafaro ndobv ndadzok ndakadhakwa ndokunwa makuseni ndobv ndamboteedzrr ndokunfanwa futt so ndaita 4 days pa30 days chikanganwa one day ndorandisin kumwa zvachose ndaiti ndikagar ndikagar ndoend kunotestwa voti imbodzoker kusvik 3 months dzakwana pakandoend after 3 months vakati maitiro ako awaita zvipa2 inogon kuwinner kna kulooser saka tarisir zvese munoziv ndakarwar 😂😂😂 vnhu vanotetsa vanovhundutsira kaa ndobv pambouy umwe aida kuattendwa zvikanzi iwe ndiwe wepep imbomira paside timboattend avo jesus ndakatang kuchem ndikato kokan mukangondiudz kt ndripositiv ndandakutobudamo ndakuramwa ndobv vatang kundituk zvikanz imi maisaziv kt kunemacondom ncaaaw huya utore macondom aya unonyoresa zita ipiwe prep bcz utori careless ndopakazoti pepu afater dzimwe 3 months ndikadzoker mkoman wangu ndobv ndamuti hsnde tinotestiwa knowing kt ini ndave bhoo bcz aingoti eeeh hande ndinorov chinh ndichiramb ndobv ati zvichiri nebasa rei isu takapind mbishi kutang kumubvunz kt iwe chest yako chii kutondipindur rough ndikati hauna chirwere here why usina kundiudz zvikanzi i ddnt tell m bcz ndasingade kukustresa plus ndiwe wakatokonzera tikwirane inini i could'nt resist bcz ndaitodaw bonde ndikat pakatang kudanan wakaregerei iundiudz zvikanz i never knew kt tichasvik pakuraran ndisin kuudz ndikati wanga wandivharir wani kumb kwenyu unehutsinye ndobv atosek akati welcme kuchirongwa iwew hausisin kwauchaend watove mkdzi wangu ndakamutuk iye achitosek ndobv ndamuti mnje ndakamwa pep zvikanz wakaimwa nguvai isu sunday taive tese the whole day monday waimukir kubasa kureva munh angaakatorong kundip Aids ikezvino Bonde handiite chero ndakadhakw even sobber mafeelings acho ndinomatsiura vnhu vane hutsinye panze apo
https://whatsapp.com/channel/0029VaDFqfK2phHPZC2CJN36
🙏
😂
😢
👍
😎
14