
HOME OF ENTERTAINMENT
13.5K subscribers
About HOME OF ENTERTAINMENT
*Novel*๐ *Short stories & Erotic stories*๐ฅโคโ๐ฅ *Jokes*๐ฅ *Confession*๐ฅ *Kurapwa kwezvihwere*๐ฅ ๐ฉ๐จ For paid advert https://wa.me/message/R7VKATA6D3FQJ1
Similar Channels
Swipe to see more
Posts

*To those who are spoiling their children, you will reap , uchakohwa pakuru , mwana ngaatsiurwe , mwana ngaarohwe, mwana ngaadzidzswe kunamata,* *Grade one child anobvisirwa plate namaid๐จ* Grade three three child anowachirwa underware๐จ Grade five child can not wash dishes ndava muna maid๐จ Sure grade 7 boy child anopinda mumba time yaada๐จ Sure form two child anoenda kupart manheru ๐จ Sure mwana wenyu anotokuudzai zvekuita mugoti tete varamba hino todii hanzi ko ndobaba kaaa totodya zvavataura๐จ Sure kuti munotoita chikwereti trying to impress mwana hanzi anozoramwa๐จ Kutoudza vanhu kuti uyu haadi izvozvo๐จ๐จ Don't worry muchakohwa, asi kana mokohwa musacheme , that behavior yamukurera I'm sure hamudi mukwasha akadaro or muroora akadaro, muroora nungo ,asingazive kutaura nevakuru , someone who can not downgrade ndava zvinhu hazvsi ryt these days, hmmmm. *Mwana wamunoda you will not spare a rod.*

Hie Smile usandiburitse murume wangu wandogara naye akakuvadzwa nemumwe wandaimbo danana kare vachirikundirwira ndisati ndaroorwa akarohwa nebhemba paside penzeve apa pakaita Zi injury zvekutoti kutobvuma kuroorwa naye ndanga ndakutomunyara semunhu akakuvadzirwa Ini.Tatove nevana 2 vanofarira kutamba vachibata vanga rikumeso kwababa iye obva ati mabasa aamai venyu vaida kundiurayisa, zvinhu zvinoudzwa Vana here.Ndakamuti vanhu vakakubvunza unoti wakaita accident asi ndopaanenge achiwoomoka kuvanhu hanzi mukadzi Aida kundiuraisa nenyaya dzechihure,husiri humbwende hwake Dai arimurume chaiye aifanirwa kuzvivhikirira and matauriro aanoita Zvinoita kunge by that time ndiye aive mukomana wega asi iye achaziva Kuti aive paqueue sevamwe.Zvino vedare munofunga Kuti zvinosvika kupi ne abhuyusa yaarikundiitira iyoyo ,last month ndakazo bhohwekana atanga kuudza varume vainwa Doro makuvariro aakaita ndopandakazomuudza Kuti Dai akakupedzisa unekamwe kamunyabvurira kasina Basa ,ndakutonyara nhaimi ndakutogaya Kuti dai ndakaroorwa namutemi zvangu panekuroorwa neakatemiwa.

Hie Bliss hide ID ini hangu handiguti bonde chero mkomana wangu akandichinja magear zvakadii ndoramba ndichinzwa kuda recently ndakatombomutsamwira andibvunza kut iwe unotombogutawo here๐I'm a lady aged 26,am a divorcee n have 2kidz

Hi Bliss hide id, ndiudzireiwo musikana iyo wekurara nembwa, Haasi kuona kuti Ari kushandiswa here. Paarikutu murungu wangu akazviziva anondidzinga basa sandizvo, nekuti murungu wacho ndiye Ari kutomushandisa, zvekuti pamwe akazviziva anomuwedzera pay. Ngwarai Sisi, zviri nani basa racho ripere. Zvakare, Imbwa yacho ikauya iroveika, iyende kuru. Imi mungasekerere Imbwa ine basa reyi. Munoirova kana yakuuya kuratidza kuti hamuzvidi. Imbwa rudzii, inotsamwa kana mukahagwa nemukomana wenyu. Onerai makura wani

Chitupa vigai Smile. Ndiri Murume akatizirwa nemukadzi achiti ane nhumbu yangu. Ndakazomuti sei usingamboende kuchipatara kuno nyoresa, nekunotarurwa. Akati achaenda nhumbu yave ne 8 months. Ndakanobvisa $50 us yetsvakirai kuno. Last week ndiri out nebasa akanditi nhumbu yabva. Ndakazouya kumba ndikaenda naye kuchipatara, asi hapana kana ropa randakaona mumba. Yasvika Kwa Doctor, doctor akamudzvanya dzvanya padumbu. Akati chiendai kumba. Tabuda panze, ndakazodzokera kuna Doctor, ndikamuti handina kugutsikana, Doctor akati hapana nhumbu yabva. Iye mukadzi wangu ndakazomubvunzisisa, akati pakabuda gonzo, mudumbu make, ndikati ko sei usina kuchengeta gonzo racho, ndakazoriona. Akati Akari flasher mutoilet. Uye ndaigaro mubvunzo kuti sei nhumbu yako isingakure, akati inokurira mukati. Aiti nhumbu yacho ine 5 months. Ndiite sei nemukadzi akadai. Ndapererwa.

Hi Bliss hide ...... murume wanku anechirwere so ahana kunge andiudza kut ndozvaari ndkazvar mwana wekutanga ndkazvara wepir ndopandakazoziva asi ini andina hanku ndinonwa prep akatanga kuenda kubasa akuwana mari akundisafisa akuda kudzokerana nemukadzi wake wekutanga ndodii .........ndomuisira poision afe hake hr๐ญ๐ญ..... or ndomuendera kun'anga basa ripere cz ini andichamude๐๐...... or ndomusia hangu akadaro ndongoenda asi kochirwere chkazobuda late๐ฅ๐ฅ ndomudii vedare

Hie Bliss I'm Tawanda frm waterflls age 30 mwana ndine 1 .Haisi confusion buh handizivi kt munyama er or chii ndaive nebae wanc boe aigara warrwn part 1 aive nefriend yake so4n yabae wanc yakazenge yasisa bati moto zvekut sometimes kna achida kutaura neni aishandisa 4n yefriend yake sezvo vaishanda pasame yard.buh akazotanga kundi cheater ๐ค zvakarwadza kna friend yake kusvika friend iyii yazondiudza muahere mekurwadziwa cz ndaimbozamawo nepandogona kumuitira zvima nyc nyc n evry wknd go out . Then ndaudzwa ndakq hacker tag rke cz ndakambofunga kt friend iyii irikundinyepera buh ndakaona same same vanhu vandakaudzwa ivavo , ndakaita hasha ndikamubvunza mabyfnd ake nemazita n kubva ipapo akavenga friend yke achiti ndiye akandiudza ndikamuti huya tisangane mutwn sezvo takange tazvijaira akangofunga kt pane kwatirikuda kuenda akauya tym dzatainge tawirirana n ndikamuratidza all the massage dzevanhu vake .Ndopakazobvuma n kukumbira riregerero friend yke .But neni ๐๐๐ ipapo ipapo nw ndichirikurwadziwa .But ndrkudawo bae ane love โค even ane mwana wke ar srs

Makadini Smile nedare Ndakaroorwa and murume wangu anondinyima bota because ndine nhumbu. Kubva zvandabata pamuviri anondinyima bota with no specific reason apo nemadiro andirikunzwa kuda kudyiwa bota ndinezemo rakanyanyisa kubva pandabata nhumbu iyi. I then went kuna doctor vangu vanondiita ma checkups i cried mfunge kuchemera ivo zvangu ndikavaudza doc, havana kumbotambisa nguva vakangodzikisa trousers ravo vakangondibatisa nhengo yavo yaive yamira kuti twiii apo ndaive nezemo sei ndakabvisa ndega bhurugwa ndikafongora ndikabata patable ndakadyiwa bota day iroro zvisingaite. So kubva ipapo kusvika nhasi ma checkup haapere apo hubby ahadi futi kuenda neni. Mazuvano ndikungofambira bota kwadoc and bp ikudzikira even MAY uno bota riri kudyiwa kwadoc ndini ndadii hangu murume achindisema.

Hie Smile post for me muchannel as hidey So inin ndine mface wandane month ndichidater naye .soo pese apa ndini ndomutanga n anopindura nhs ndangoti dakuonawo kut bae wangu anombondifungawo her n handna kumutanga n iye haanawo kunditanga .ndotomuda zvekudaro n iye anotonditi babe ndokudaa zvekudaro kungot bt im always busy bt im confused now kuti angaite busy yekutadza kutaura neni vanoti Anokuda bt ingor busy cheteโค๏ธ Vanoti ibhaizi ๐

๐ง๐ปโโ *: Babe trust me, unoda chiii kuti ndikuratidze kt ndokuda mudiwa ...I can do anything โคโ๐ฅ* ๐ *:Siya basa raukushanda upinze bhudhi vangu๐๐คฆ๐* > *Uri iwe unoita sei?* *Ndosiya basaโค๏ธ* *Torambana๐* *Tovhunza mweya๐๐ป*