
HOME OF ENTERTAINMENT
February 14, 2025 at 05:00 AM
Hie Smile nemi mose muchannel yangu nyaya yakamira so ndakaroorwa 1998 ndikaita vana 5 asi taingonetsana problem yakatanga 2013 after ndazvara last borñ yangu mb*r* yababa yakatanga kusamira yaimboti ikaita yoti kana yoita yovata isati yamukati kudzamara ikozvino haichatomire hayo zvachose but takungogaro netsana kurovana chaiko not zvefun anongoita zvekuti titukane iniwo ndakungogara ndakashatirwa coz ane day raakanditi iyi inotove nekwainomira I no longer have feeling for you ndokumuti chindidzosera zve kwedu since anga akaroora but haadi apa ndopandonzwa kudawo murume hama vekwedu ndikavaudza vanoti shinga asi hazvichashingike Hama ndodiniwo ndine 46 years but ginger rachoka ma1 zvekutombonzwa kuda kuchema nekunzwa kuida ndodiniwo Hama dzangu ndobva here💔or ndogara ndichhiitawo zvandoita ndiripo ndiripo🤝
🤝
💔
😢
22