HOME OF ENTERTAINMENT
HOME OF ENTERTAINMENT
February 14, 2025 at 03:21 PM
*Kana uine vanhu vane zvikwereti zvako vasiri kuda kudzora kaa* 1) Tora shizha remuhacha nyoro unyore zita remunhu anokukwereta nehuwandu hwezvinhu zvaanoku kwereta wadaro tora ivhu retsoka dzako nebute rematare nehupfu sumira zvauri kuda zvacho mazuva matatu wapedza geza neshizha iroro zuva rimwe chete wapedza kugeza pisa shisha racho riite dota wapedza tora dota riya wotsvaka pane huswa kana muti unotsvaira pasi uya nokora pakatsvirwa pacho. Sanganisa nedota riya reshizha woisa pakati peruoko rimwe isa pasi petsoka dzako. Taura zvauri kuda zvacho wapedza furidza dota riya kudivi raari. 2) Enda pamharadzano dzenzira paya pakaita + nokora ivhu reipapo uchirudza uchitaura mazita evanhu vane zvikwereti kwauri. Unorudza ivhu rakasangana nebute rematare uchiti nhavi vadzimu vangu nemi vashavi vangu makauya kusoshavira vamwe vanhu here kana kuti inini. Honai vanangana vaye havachada kudzosa hushavi hwenyu KUSUMIRA BASA KANA BHINDAUKO RAKO KAA UNOGONA CHINHU CHIMWE CHETE CHAUNOTENGESA KANA KUSHANDISA KAA WOISA PAUNOSUMIRIRA MAZUVA KANA KUNYORA ZITA REZVINHU ZVAUNOITA PABEPA NECHINYORESO CHE BLUE 🔵 WOISA MUDZIRO YEDANDA WODIRA MVURA KANA KUSADIRA HAKO WOISA BUTE RAKASANGANA NEHUPFU NEZVIYO NEMUPUNGA MUCHENA UYA WOITA HAKO MAZUVA MATATU UCHITAURA NAVO KUTI NDOITAWO IZVI CHISIMUDZIRAIWO ZBIENDEKE . BVISAI MWEYA YETSVINA. WAPEDZA MAZUVA MATATU GEZA HAKO NEZVAWANGA UCHISUMIRA NAZVO KUZADZISA DARE RAKO RUDO/ RELATIONSHIP YAKO NYORA ZITA RAKO NERE UMWE WAKO PABEPA KA NECHINYORESO CHE BLUE 🔵 KA WOISA MUNDIRO YEDANDA KANA KUISA PANZVIMBO YAUNOSUMIRIRA MAZUVA ESE KWEMAZUVA MATATU CHETE WOZOGEZA NEBEPA RIYA ZUVA RETATU . BEPA NGARIBVARUKIRE PAURI. KUNE AKABIIRWA OR ARI KURAMBIRA CHIKWERETI Tora modzi dzembanje, nemhiripiri, sauti yemagodo. Now batidza moto or hot plate. Tora izvo zvishoma nezvishoma uchikanda pamoto. Uchitaura KUTI iwe James huya nezvinhu Zvangu dzoka wega ndisina kukutevera. Repeat until zvinhu zvadzoka. Or tora madhodho embiti ita zvimwechete. Kune akabiirwa kana ari kuramba nechikwereti chako. Zvinhu zvako zvinodzoka KUNE AKABIIRWA OR ARI KURAMBIRA CHIKWERETI Tora modzi dzembanje, nemhiripiri, sauti yemagodo. Now batidza moto or hot plate. Tora izvo zvishoma nezvishoma uchikanda pamoto. Uchitaura KUTI iwe James huya nezvinhu Zvangu dzoka wega ndisina kukutevera. Repeat until zvinhu zvadzoka. Or tora madhodho embiti ita zvimwechete. Kune akabiirwa kana ari kuramba nechikwereti chako. Zvinhu zvako zvinodzoka
😢 😮 🚮 3

Comments