HOME OF ENTERTAINMENT
HOME OF ENTERTAINMENT
February 15, 2025 at 07:20 PM
hie Bliss post but hide my name.from Chitown: unit O ndine mkomana wnk akandibis umhandara ska mkomana wnk akatanga kuita seasisina basa nen. Mumwe musi ndkawana vakavharirana nemunin'ina wank ane 18 years. Ndkabatikana tkamborovana nemunin'ina wnk. achit haas kuzosiy mkomana wnk nekutbanot ndiye vgn breaker wake. ini akandirwadzis at some point i tried to pois0 n her but ndakazozvidzora. So ndkazomumanikidz kubis nhumbu yach. Ikabva . ska mkoman akazodzoka hake kwandir. Asi akutaur achit anoda kundiroor. ende atori serious.. can i marry this person. or ndotsvag zvnk mumwe ini ndotya kurwadziswa hngu. but ndiy akandibvis umhandar.. tsvaga mumwe🤝 roorwa naye✔️
🤝 ✔️ 😮 😂 😖 🫱‍🫲 25

Comments