
TADIWA SHONA NOVELS🇿🇼
February 3, 2025 at 05:59 PM
NATASHA🪻🪻🪻
https://whatsapp.com/channel/0029VaPANd40wajk6Y5ndI02
*NATASHA*🪻
🌴🌴🌴🌴🌴🌴🌴🌴
STORY BY MAMA TADIWA
CHAPTER 9
*RAYMOND*
Doctor vacho futi vakutoda kuita senge tiri kwaTinashe Mugabe ndosaka ndauya kwavari kaa handisi inini kuda zvenyaya inii ndikuda kungonzi maresults arikuti chakati chakati tobuda simple ahh umm fortune umm Raymond mwana uyuu kuita seii ikoko
"Doctor Murayi lm beyond the time ndikuda kuenda kubasa Saka heyy pakaipa dai mangondiudza musatendererewo nyaya yacho"
"Horaiti! Sorry to say this or good news handizive ukuzvitambira sei Raymond umm this baby is yours the DNA is saying the probability of partenity is 99.99% meaning you are the biological father of this baby mwana wako Raymond"
"Whatttt mukutiii koimii?" ndakaita kushama muromo wese zvekushamisika ndichisimuka pachair ipapo yandandakagara
"Noo mhani hakuna zvakadaroo doctor speak the truth what happened harisi rangu DNA maybe you done a mistake do it properly pliz"
ndakabva ndaribvuta bepa racho ndiite zvekuona ndega mhani ndakaona ahh for sure information iripo yakatonyorwa itone zita rangu kutoreva nderangu DNA and bepa iri rikutoti mwana ndewangu haaa noo noo ndakadzungudza musoro ndichirigadzika patable pavo haa noo vakunyepa pane zvaitika vabhadharwa noo ndikuramba inini this child is not mine l know by myself ari wangu handimbomurambe but uyuu haasi uyu but why why God ndakaita kurwadziwa zvisingaite l almost dropped musodzi ndokupukata fast
"Fortune chingotaura chokwadi muridzi wemwana chaiye kana paine chamaita ndokumbirawo taura chokwadi musanyepe zvaurikuita izvii zvikunetsa ramangwna handidi kukunyepera "
"Nhayi Raymond ukuda imwe proof yakanyatsoita sei kuti ubeliever kuti mwana uyuu ndewako tauya kumaDNA wakuti futii haasi wako Saka ukuda kuzobvuna chii doctor vari kunyepa here ukuti kudii taura pane nyaya yako shaa iroo bepa rikuti mwana ndewakoo wakumuramba chaukuda chii Raymond"
"Zvakaoma okay doctor thank you"
"Okay Ray " vachitotura mafemo l think he know pain yandiri haa pamwe vabhadharwa chete ndichadzifambira hangu nyaya idzii ndadzitangw vanonyepa ndakabva ndotobuda ndichiita kufambisa ndakanogara mumota ndichimirira Fortune haa ndainetsekama noo mhanii mwana haiite wangu uyuu ndakairova steering yemota zvemunhu ane stress ndichingoti noo haa kana mwana haasi wangu handirambe kaa mwana wangu ndichiziva kuti ndewangu noo akazouya hake later ndiye anga abata chipepa chake haa inini kana ndakamutsa mota ndaita kuimhanyisa sei ndakangoisa maharzads ndichienda chete chero dzimwe mota dzaingoti kwakanaka heree
"Umm wadirei kundiurayisa nemwana wedu ndototi wedu ndofunga wazogutsikana kuti ndewako kaa"
"Handina kugutsikana"
"Ahh hameno zvekugutsikana kana kuti hauna hazvisinei neni chanditori worried is remember your promise keep it !"
"Handina kukupa promise l remember tichitaurirana kwete zvekukuti l promise handina promise newee"
"Ehe ikoko kutaurirana kwacho nhasi manheru zvototanga ndozvatawirirana kaa pluz don't forget tawirina nekundipa love wosiyana nechiattitude chako ichocho sezvaurikutoita wototanga kundibata mushe"
"Iwee inini handichinjiswe attitude nemunhu ndoita zvandoda hausi remote yangu so you can't control me"
ndichibva ndatowedzera speed pasina 3 minutes takabva tasvika kumba handina kutombopinda mugate ndakatomira kuti aburuke ngaaranbe akagarawo
"Iweee handisi kupinda mugate inini ita ubudee tione ndikuda kuenda kubasa"
"Okay babe " kuzoseka nxaa
Nxcmm akaburuka ndokupinda mugate ndakabva ndatotanga kudriver mota nekwandienda ndaisatomboziva ndaingodriver chete ndichienda ndichidriver kudaro ndakaonawo bar ndakamisa mota ndokuburuka apa maziso anga akaita kutsvuka zvekunzwa kuda kuchema chaiko stress zvese ipapo ndakapinda ndokugara pasofa waiter wacho akandiigira wine ndakaimwa sendikunwa mvura imwe imwe ndakakutura ndofunga 3 glasses at the same time rechi4 akadelayer naro ndokuzouya naroo ndakarikutura futii ndakuda rimwe hanzi tangai mabhadhara hameno aiti handibhadhare here ndakasimuka ndokubhadhara nemamame futi andaitozoda kumwa in my life handisati ndambomwa doro kudayi but nhasi ndikuita kunzwa pain mumoyo wangu maybe if l may get drunk a bit l will better ndakati ndakuda kusimuka kuenda kutoilet ndakabva ndatanga kuwona zvinhu zviri shade shade yeah ndakudhakwa ndqkangoshingurira ndokusimuka ndokunopinda mumota mangu ndakananga kumba chero ndambospenter time ndiirimo luckily ndakasvika better asi yeah ndandakukurirwa zvisingaite ndakati ndichiburuka mumota ndakaona madzemgerere nezvinhu zvega zvega ndakazongopinda mumba hameno sei coz door ndaitoona ari maviriri ndapinda ndakaona Fortune akapfeka kasleaveless dress ndakaita kumutarisa but ndandakuvhurira maziso kure kure ndaitoda kudonha akabva auya kundibata ndimire mukundibata akandibata pasipoo.........
*FORTUNE*
Doctor vakabva vati mwana ndewaRay ndati nyemwerero yandakaita ipapo imii kaaaa ndakafara zvisingaite zvandandichida chaizvoo zvaita thanks all to my daddy who did this whole hardwork lm very happy though asi Raymond wachoo haaa kuita seaifemerwa kudaro kuita kuti tana tana kumira kuramba ahhh takazoenda hedu kumba and l remind him zvatataurirana and pandaitaura naye Soo though aindipindura nerough kuzasi kwangu uku kwaita kushwinya zvekufara kuti nhasi baba varikuuya kupinda umm akandisiya pagate ndokupinda mumba mwana ndakanomuradzika kubedroom ini kwakumbobatidza radio ndokumboitamba kwete zvekutamba ndakaitamba zvekuti ndikuita noise mwana akarara akazodii zvinani not me today ndaita kufara kanii ndapedza ndakafonera daddy vangu phone yavo yakambonetsa but vakatozodaira havo
"Ehh my daughter"
"Daddy lm happy daddy zvaita daddy kanii thank you you"
"Sure hereee mwanangu zvofadza wogara zvakanaka now handitii"
"Yess daddy atleast better tataudzana zvekuitirana kana akabuda ariwake seizvii daddy akutoita zvandoda kani ndiri kufara kanii "
"Okay mwanangu umuudze murume wako iyeye andiitire hanguu pluz umuti ndikuda Mari yehwahwa kunoku ndikuda crate reblack label"
"Kkk okay daddy ndomuudza"
"Horaiti "
Ndakabva ndafara zvisingaite ndakabva ndatikanda phone uko kwakunocheker Lee kuti anga asingacheme here anga akatorara uyuu
ndakanogeza kutii ndiite freshen asvike ndichinhuwirurawo zvee ndakutopfeka ndakabva ndanzwa amota kupinda whatt he is back ohhhh ndakabva ndabata kuzasi kwangu "nhasi ukuvanzwa daddy" ndakatopfeka night rangu kadiki diki kakashama musana nepamazamu and zviri very sexy cheteee ndakatozora lotion special yeAvon inonhuwirara ndokubuda ndakabuda ndisangane naye mudinning and ndichisvika ndakamuwana avamo akatomira and anga ari drunk nxaa but varume vamwe vakadhakwa vanowedzera havo kunaka hameno uyu ndakaona akuda kudonha ndakamufamba apa ndichimugama ndakabata pasiripo imii ndakabata ipapo panoti Raymond pachoo ndakaenda naye mubedroom ndokumuradzika apa aingoti
"Natasha natasha " who is Natasha nxcmm ndakabva ndaenda pamusoro pakee
Achida kunditi ndibve ndokubata garo rangu chairoo iroo akaita kuvhura maziso ipapo ipapo ndokunditarisa apa ngaave red ndakatomutarisa aitonakirwa coz airamba akabata kaandkabva ndanyatsoita kakugarira ipapo chaipo ndakanzwa kakujungwa manje zvatanga ndakamubata chest yake softly ndokuita kakumatenderedzera ipapo chaipo mbichana magaro angu ndakaona munhu ondibata waist zvine Simba ndakaramba ndichizviita chete haaa ndakaona shasha inenge yanga yayakukurirwa manje haaa and iniwo zveromance kuyi unakirwe ndozvigona kaisu ndakaona yeah anga abhi akasimuka ndokudzikisa trouse rese kwakusara neboxer ini kwakurara ndakavhura makumbo and raive rakachena kaa obvious tinenge rakatomutora moyo chete anga akabva aipfekera imii woyee ndandagarisa kanii ndakatotanga kuchemberera ummm ndakanakirwa zvisingaite 3 rounds haa anga akadhakwaa rechi 3 ndini ndakatomira mira coz anga akuti hee this what and what aneta haa ndakamira kusvika atozopinda mutune tikanakirwa ndichipedza naye akabva atirara nemanhede ndakamupukuta iye akatoita flat kurara hake ndakamutarisa akarara kudaro Raymond akanaka hake guy he is very handsome ummm ndazvibatira murume wangu haaaa ndapindura apa everyday ndichipihwa ndaive ndakatoitarisa zvangu ndichifunga zvese izvii........
End of Chapter
Stay tuned 🌹
❤️
👍
😂
🙏
😢
😮
609