TADIWA SHONA NOVELS🇿🇼
February 5, 2025 at 03:39 PM
FOLLOW UP CHANNEL USASARIRE🔥
https://whatsapp.com/channel/0029VaPANd40wajk6Y5ndI02
*NATASHA*🪻
🌴🌴🌴🌴🌴🌴🌴🌴
STORY BY MAMA TADIWA
CHAPTER 3
Natasha
"Sir please!"
"Raymond it's better, than calling me sir l said l don't like it Natasha"
"Does all employees call you Raymond "
"Noo but only you call me like that l will be very pleased Natasha "
Ahh ndakatopererwa nemashoko ylekutaura nechavandishedzera havana havasi kutaura so why is he keeping me munomu ahh ndakatotarisa kuside vaita kunditarisa mumaziso chaimo ini handizvigone ,,
"Horaiti Raymond mamati kudii pamandishedza l should go"
"Hauchioni it's much better now Raymond say it again" achiunza nzeve yake apa akuita kuuya padhuze neni zvisingaite ahh ndakatofamba kudzokera kumashure hezvoo ndakabva ndatodhumira kumadziro
Ndakasvotekana ndichimutarisa achiseka zvisina basa murume mukuru atone ndebvu anopenga kudayi zvakaoma shuwa
"Natasha usatsamwe kanii kungonakidzwa newe Soo haudi kuwirirana mamanger wepacomapny here"
Manager! Ahh ndakashamisika vangaise manager munhu akaita sasir ava umm and vakashauwa mumwe munhu here shame zvichitobuda umm kana hameno
"Okay eish haa watotsamwa pandakusapindurwa watsamwa sorry baby girl chienda hako ndozokuona nguva dzekuenda kumba " l didn't answer again
"Ndati sorry kanii chitiwo oakya Raymond kana kuti hebo zvako"
Eee haya kana kuri kupenga kaa kwauyu kwakanyanya handina hangu kuvapindura but the moment yavakavhura door ndakabva ndatobuda ndakadzokera kunoshanda ahh nefirst day rangu miyedzo ndatosangana nayo ndaimboti Tanya anonyepa kaa paiti kubasa ukuu amwe mashura aunombosangana nawo soo kaa unofunga kurisiya uchiti varoyi asi varoyi vasipo anyways girls randaishandidzana naro was very cool vavasina dzungu or what tashandidzana nicely lunch yakakwana l chilled with Carlos panze hangu coz ndiye wandaitove nyaya naye dzakanyanya ichipera ndakadzokera pabasa nguva dzekuchaisa dzakakwana kwakuvhara kwedu takaenda kuma rooms edu ataiisira zvinhu ndakatozvipukuta ndokutora handbag yangu ndichitobuda ndakasangana naCarlos ndiye akatitanga kundiona infact atleast better ari nani pahunhu hwake hake chero ndikafamba naye Carlos is a decent boy hake pana Sir Ryamond umm surrender kana ari mamhepo ngavashinge nekunamata kana Kari kachida vakadzi Ii kakanyanya Mwari varangarireyiwo vanondibhowa havo sanhasi vatoita zvekuti hatizowirirane futi ndakatofamba naye tichitaura hedu ndaitoda kunokwirira kombi kuna Samora coz ndandapromisana naTanya kuzoonana toenda kumba ka1 so ndaifanhira kumuona tichitofamba ndakanzwa sendaishedzwa l ignored at first pechitwo umm ndakazocheuka ndokuona ndiReginald aitotera achifambisa ndakatomira Carlos akaona ari munhu aida inini akabva ati
"Inini ndakuenda Natasha ndokuona mangwana" Carlos said Reginald asati asvika
"Why wait!! tikuenda tese hanty iwewe ukunokwirira kumusoro kwacho ndimirire dakungonzwa uyu arikudei chetee tobva taenda wait"
"Umm" ndakangomutarisa akabva angoti bho nesign achiita maoko ake muhomwe hak
Reginald akazosvika padhuze ndokuyi
"Ahh haunzwe here Natasha l have been calling you since when guess muchibuda mumachanging rooms enyu" akabva atarisa Carlos achipedza kutaura ndokuti
"Oups sorry baba sorry zvenyu murisei!" Akadaro achipa sando kuna Carlos
"Eish haa very sorry horaiti ndokuona mangwana Natasha haa heyy pakaipa horaiti mangwana handiti "
eeee ndakatoisa face yekushamiska l was confused arikuti pakaipa horaiti ndokuona mangwana ndozvaandimisira ndiye andishedza zvee ndikamira akuti ndokuona mangwana futii hayaa this guy is strange hameno akatotanga kudzokera kumashure ndokutoenda apa handisati ndapindura akutoenda apa anga akautofamba kunge munhu eneta aita sei ahh chii ameno ndakangotarisa Carlos ndokubva tatarisana aitonditarisawo ahh hameno
"Carlos handeyi" takabva tatanga kufamba
"Why this guy adzokera don't you think kuti afunga kuti you are my girlfriend" Carlos said
"Heeee" ndakatoshamisika ndichimutarisa Carlos ndokucheuka futi at the same time and ndakabva ndaona Reginald akutaura nasir Raymond uyu Ray wacho aitarisa kwandandiri futi Raymond anondisvota inii ndakabva ndatowedzera pace all over a sudden Carlos akatoshamisika akandivhunza
"Why wakufambisa all over a sudden"
"Ahh uyo ano... noo upps ndangoti ndiwedzere pace pane wandikuda kusangana naye pabus stop ndati maybe anogona asvika kare andimirira"
"Umm really why do l feel ukunyepa" achicheuka ndokuseka hake zvisiri zvekupemga sezvinoita Raymond
"Yess handeyi"
Ndichitowedzera kufamba takasvika pabustop anga asati auya uyu ndakatomira naye Carlos ndiye hake anga ati anosanomira kusvika munhu wangu auya ndikatiri bho in no time Tanya akasvikawo vakamhoresana but bestie wangu ndomuziva aita kakunyara kakusafeeler comfortable Soo even Carlos wacho mutarisirano wavaitana umm something suspicious l guess ndakangosekerera hangu ndaizomutora bestie wangu padhuze tozotaura anyways Carlos akazoenda iay kwakukwira kombi ndaitoti ndichamuvhunza tagara but maive nemurume aita kutaurisa aiti mukataura nyaya yenyu aikupindurai zvimwe ndoti dzadzakadambuka here kana kuti nditwo tunodhaka utwu anga amwa hameno takangonyarara kusvika tisvike but the moment yandakangoburuka mukombi ndichida kutaura akabva amhanya kuti
"Handina kukanganwa tell me wawaisira love emoj makuseni ndiyani"
"Okay Tanya love emoj yiya yazondiparira l think so ndiyo yakonzeresa because ndiri kubasa vazondishedza kuoffice kwavoo ndagara imomo iweee ndamugara ufunge chindiudza zvamandishedzera hapana munhu akutaura kana gake neweweo Tanya munhu akungotsenga tsenga mukanwa then this guy wandakasangana naye first day ndichitobva kuinterview abva apinda saka aita kakuvhunduka achindiona ndabva ndamumhoresa iye manje anga akudawo futi nyaya neni ndakurumbidza kumucutter sir ava vakumuti buda buda kana neweweo zvorwvei izvozvo ,, apa zvawafambira kwavari haasati apedza vakumuti buda eehh koinini zvavandishedzera zii ndasvotekana Tanya hapana kana nyaya naye wuyee"
"He loves you" kutaura akapora hake
"Heeeee" ndakaita kumutarisa face ahh Raymond manjee
"Iweeee undisiye anoda ani zvake inini noo iwe "
"Ungatize chokwadi asi ndichicho hachoo"
"Haa kana Tanya inini nooo vakawanda vasikana not inini"
"Hoo tichazokuznwirai heduu rakubvira Carlos wamuona ikoko nhasi asi!"
"yeah l guess Carlos was your crush kaaa back kuhigh l remember"
"Natasha aiwaa"
"Ukutiza nyaya tell me !"
"Noo but handimude" achitarisa hake kuside kutonyara haaa Carlos anodiwa apa deeply
"Hooo manje uku toshanda panhu one naye "
"Saka!!"
"Dakumuudza akangotanga kunditi ndimubatsire ndobva ndamuudza pachiri padhuze kuti uku haudiwe siyana nazvo Mmra uone"
"Natasha chii asi newee" achitoda kuseka ahh saka anomuda akabva atozviseka ahh love Soo hameno zvaingori chinhu chinonzi love hatina hedu zera nacho akanopinda mugate mavo ndokupinda medu............
*RAYMOND*
"Natasha unomuzivira kupi Reginald"
"She's mine"
"Ndamboti ndewani here ndati womuzivira kupi"
"Bro! Chimboitai semunhu akura imimi koinga wani ma..." Ndakamucutter asati atopedza kutaura
"Ndakakuudza nyaya iyoyo handidi kunzwa uchitaura pane vanhu koakazvinzwa Natasha tozonetsana Regy manje " ndakadaro ndichicheuka kutarisa kwaifamba kuenda nethis guy aishanda pabasa pedu futi uyu aitondikonzeresa imwe confusion futi kuti vanodanana here ahh
"Munobhowa imimi ipapa mukuda kutotora babe randandzvitsvagira ndega nxaa" anga atotsamwa akabva atoenda iye anozoda kudya panodyira ana mkoma sei ngaite vezera rake ukoo ahh asi iye Natasha futi akuwirirana nemukomana uyu zviite seii and ahh hooo akawana basa zviye futi previous day ndakatoramba ndakavatarisa vachifamba vese vanenge vaitoenda kumba ahh kuti kudanana l doubt l think this guy arikutodawo kutotsvara babe but lm sure number haasati ahwina ndidzimhanyire nyaya dzacho coz isu number takahwina kare Natasha ndewangu koReginald l hope haandifinhure kasecret ikako akangoti bufu anondiwona and anondiziva handina kumbokwana l will do something crazy zvinoshamisika......
Ndakadzokera mukati ndokunokiya office yangu ndakaenda kumba kwana mhamha ndichisvika ndakutobuda mumota l heard phone yangu kuriner and anga ari fortune nxaa ndakatoisa pasilent zvekunetswa ndombozvidawo here inini handina kumboidaira ichijata ndokutomisa paflight mode ndakapinda mukati ndakatoswedza daddy nevamwe vese ndakakwidza upstairs ndokunorara muroom mangu ndichitoronga ronga nekucover mamwe mapaper ekubasa ndakazodzoka ndonodya dinner nekudzoka nyaya nevanhu vemumba medu ndandisina coz ndaiziva hangu vanozotanga kundivhunza zvondibhowa kuti kumba wazosirei wauyirei vamwe heee this that's wazodarirei urikuno ukuitei that's pattern yaindibhowa hameno kana munhu wakamanikidzwa kuita zvinhu zvausingade handitombofare and kugarisana kuchatonetsa you find it later henyu nyaya yacho ...
Ndakaisira Natasha message ndakatogara pabed ndakuda kurara
"Dear Natasha musikana arovesa hana yangu katatu kugotsi ndokuda zvisingaite ndaita kunyura murudo nerunako rwako l love you Natasha when l say l love you l mean it love me too please you are the one l was waiting for , ndakakumirira mhinduro yako ndikuida , l love you Natasha"
Ndandatopererwa nemanzwi erudo acho ahh hameno kakasatsanwa korwga kuuya kubasa amunbu wacho hameno ko akasuya umm haa kuden handizive ndoita sei ohh pamadocuments ake akasiya ane address ahh zvakanaka izvii tongotera l waited kuti apindure but yoo 11 dzakakwana munhu can't get iii ndakazongorara ini,,
The following day ndakatogeza ndichiti ndichinje ndiende kubasa and l found hembe dzangu dzirimo muwashen basket dzisina kuwachwa ahh dzatove a month kaiyi obvious ndimhamha haa aiwa mhamha zvinhu zvavanoita Soo kaaa ndivo vanenge vamuudza maid kuti asatore hembe dzangu apa ndivo zve varikundimanikidza kugara nemunhu wandisingade nxaa ndakadzitora dzese ndokuisa muzibag ndakanoiisa mumota ndakaenda kumba kwangu ndakasvika nekunoisa zimornarch mubedroom mangu pahembe dzakasviba
"Mamukasei Ba Jayden"
"Ndakati ndonzi Raymond chii haunzwe here kana dzakafa nzeve woregerei kutaura madoctor enzeve ariko wani hembe dzangu dziwachwe idzo dzese u "
"Raymond chii asi imhosva here asi kubva rinhi treating me like this when are you going to stop l waida ndiite seiwo ndiite sei chimbondiudza uriwee unongonorara kwana mhamha vako ikoko inini ndikaenda kwedu kungobuda panapa sezvaunoita panosara ani ndikaitawo zvaunoita"
"Asi hapana makey zvaungati panosara ani guard haapo here and iwewe ndakakudza wani kuti chero ukatora hembe dzako wotonogara ikoko zvamuchose haundione ndichikuvhunza inii"
"It's useless speaking to you, mwana akurwara !"
"Road yekuclinic hauizive here batidza GPS uende kuclinic "
"Raymond unongotora zvinhu zvese light ndikuti mwana wako akurwara ukundipindura zvimwee instead of kuti nei haaya zvakaoma"
Ndakangotora 200us muwallet ndokumuusira pamakumbo
"Chienda kuclinic nemwana wacho handiti akurwara chienda kuclinic anorapwe what is left" ndakataura ndichimuvhurura ziso rekutyisidzira anondibhowa mhani fortune nxaaa
Akaramba akanyarara achiitambira ahh kunyarara watondigonera ndakatochinja ndokutomuti
"Ndakuenda !"
Hynnmhhhm hameno zvaakataura handina kuzvinzwa but kaive kakutuka or what ndakamucheukira ndokubva atarisa kuside ndakangoridza zitsamnlwa ndokubuda anondibhowa marriage yekufosekedzerwa handitombozvide hanguu yess kumumitisa yayiri mistake ndakamuti tibvise nhumbu ndikatovaudza ana mhamha heee kwedu hakuna mwana anourayiwa noo mwana anochengetwa hee zvakazodai blah blah chitoroora vabereki vakewo ndokuti kwedu hakuna mwana anomutiswa motorora apa guess munhu anga asiri virgin uyu kungogara naye hangu l doubt ari mwana wangu haaa manje inini ndotomuratidza handimude achati surrender hake worse paachona ndichiunza Natasha akuona mazilove andendichimupa zvemwna handinei nazvo Natasha ndichatomunyengerera kusvika andibvunza and ndokasika kumuvhura makumbo ogarira ave wangu...........
End Of Chapter
Stay tuned 🌹
❤️
😂
🙏
👍
😮
29