TADIWA SHONA NOVELS🇿🇼
TADIWA SHONA NOVELS🇿🇼
February 5, 2025 at 03:40 PM
NATASHA🪻🪻🪻 https://whatsapp.com/channel/0029VaPANd40wajk6Y5ndI02 *NATASHA*🪻 🌴🌴🌴🌴🌴🌴🌴🌴 STORY BY MAMA TADIWA CHAPTER 6 *NATASHA* "Natasha if zvepabasa zvichikunetsa you can tell us feel free handitii we don't want that to affect other employees pacompany nezvaunoita ndataura as a manager wekubasa anyways waswerasei Natty now your Raymond speaking" Whatt!! Zvandoita zvipi ndaita seii that can affect other employees zvauyu kaa chii chandaita haringori jealousy here kuti andiona ndina Reginald muoffice muye chete ndirinhi waakandiona ndichiita zvekutamba nebasa inini kana kuswera ndichifamba instead of working ngaasade hake kutestifier mukanwa mangu aita hake manager otherwise kaaa hameno "Okay, ndaswera " nyaya yacho ingatozoreba ndikada zvekupikisaa Ndichipedza kureplyer ndakagadzika phone pacharger ndokukwira pabed ndichiti ndirare ndichingofuga blanket ndakatonzwa message kupinda ahh ndakuda kurara here amana yoo ndoivhura mangwana inii l ignored it then dzakunobata hope dziye manje ndokuchizochirira manje phone ahh ndakaita kuridza zitsamwa ndichizvifugura ndichinodaira phone yacho apa anga ari Raymond hake being disturbed wakuda kurara zvinobhowaa zvisingaite 📞"Hello" 📞"Wakundiignore message yangu hauna kuinzwa kupinda here Natasha asi watotsamwa sorry Natty " 📞"Raymond inguva dzekurara dzinodzi let me sleep mangwana kubasa don't act as if lm your girlfriend" "I know saka ukukoshesa basa kudarika inini" Yowee asi haanyatsonzwe kuti ndati kudii "Of course ndotokoshesa basa rangu " 'Natasha ndingaswero tenderera the best l think kutaura chingondiburira pachena hako do you love me or not taura zviri pamoyo pako Natasha the truth l want to hear it from you ndizive" achingonayo nyaya yake hayaa why men soo asi makuseni ano ndamutiii "Raymond lm tired with your same question kubva makuseni ndamboti kudii asii this morning??" "Okay relax l understand l will wait but Natasha don't get it too long to answer l know ndofanhira kukupa nguva yako but zvekuti ndakupa nguva yacho wakuzoita gore Ii wabata zvandiri kureva ka haa hazvibude izvozvo" "If you love someone dearly you will surely wait for her even for 6 or 10 years ari mupenyu chete unomumirira if uchimuda so my guy be patient dzikamisa chipfuva chako" Akabva atura mafemo zvandakanzwa nepaphone ipapo ndokubva angoti"okay" achikata phone yacho atogona iii chandoshungurudzirwa mufunge kutopiringishana brain nezvisina basa husiku huno kutadza kufunga mota yandichatenga ndoswero funga zvisina musoro mufunge kufunga zvisina basa ndakadzokera muma blankets ndochidzokera kurara ndafuga paye hope ngadzitange kunetsa hope,, hope hezvo hope dzadzakuramba futi kubata ndakatotanga kupinduka ndichapinduka dzamara ndaneta nekupinduka kuchinja maside ikoko hadzisi kubata yoo ndakatopedzisira ndotofunga zvisina basa kuti but Ray arikundinetsera love atoshaiwa vamwe vasikana kunze vekudater navo here am l beautiful that abva aona inini ndirini type yake kudaro here asi kaa haya ndakatosekerera mumablankets ndega imomo zvangu Raymond kaa but ii ameno munhu anenge andida asi iye wacho yeah akanaka hake asi but handisikuda kuzvimhanyira izvi inii kumhanya kungobvuma munhu usati wamuziva kana background yake zvayo ndokuzochema mberi kauku and zvakanaka Reginald brother yake ndowirirana nayoo gendimbomureader ndichivhunzawo chero akatsamwa hake kuti ndikunonoka l won't accept his love kusvika ndave sure ndega,,,, I don't know ndakazorara sei ndakatomuka the following morning nealarm yangu yakarira ndokuita basa rangu ndakutotsvaga handbag that is the time when Tanya knocked the gate tibude tiendee ndakatobuda ndakumhanya nekuti tatakutononoka ndakatoti "Bye mhamha" ndichibuda "Horaiti Natty ufambe mushe" "Okay"ndichitomhanya kubuda "Hesi Natty" Tanya said "Ndiribho Tanya warara sei " "Mushe hangu yoo kutonzwa kakuneta nhayi" "Unenge ini" "Zvinhu zvacho , wamurota " "Anii" "Aniii ?!! iwee kaa iyeye obvious" "Ahhh tseq wako ndichimuroterei hangu" "Hoooo hamusati muchati matanga henyu kuenda kumadates kuhope ikoko rwakunaka here muchatiudza ndiripo ini" ndichiseka hangu Akatosekawo ndokuti "Kkk tiri kubeach nekumapark asi hope futi Soo kaa " "kuhope ikoko ukuziva wani hamusati matanga " "Usandidaro zvee" Ndakatoseka naye sahwira wangu ndokutofamba tese kusvika kubustop takakwira kombi yedu yakatisvitsa mutown ndokuburuka ndokufamba coz kwataishandira hakuna makombi anosvika ikoko unotofamba takusvika pekupesana kuti iye anotora imwe road ini ndoramba ndiri straight pamberi pedu pakabva pamira mota yakanaka ihombe ine matinted glass zvekuti ndaisatoona ndiyani amborimo mukati but umm mota iyi kaa yaindiitira familiar mota yachoo ndichikanganwa ndeyani ko zviya window rakadzikiswa and ndakaona ndiRaymond yeah ndeya Ray iye akabva ati "Morning ladies,, Natasha pinda tiende" haa voice raRaymond wachoo ndati ma1 Tanya akabva anditarisaa ndakangomutarisa neziso rekuti usataurise pliz nyarara hako coz mumwe wangu ndomuziva ndakabva ndati "Tanya ndokuona ndakuenda inini ndafamba nyoree" "Saka ukugara kumberi mese or?" Ndakangomutarisa neziso rezizi ndichitopinda hangu l acted sendisina kumunzwa ndanzwa zvaataura hangu ndakapinda iye anga otofamba hake kuenda mota yakamutswa ndokusvika pabasa chaipo he parked his car mupark apa what was bothering me is kubva paanditora mamungori silent no music no whatt muri zii maitobhowa pasina kana nyaya dzaitaurwa seurikufamba wega kudaro ndakatomutarisa ndichiti anga akatsamwa kaini anga asina he wasn't hake ndakatomutarisisa anga asiri kana kunyarara kwacho asi hakuna kunaka angaite silence yakadaro wapinza munhu mumota makoo heree umm ndakatoburuka pakaburukawo mumota muye tingori zii iye kutozofambisa manje haya ndakatoona kuti totosvika pakuparadzana tisina kutaura kaapa ndakafambisa kumubata ndakamutii "Thnx Ray" "Okay !" achitarisa kuside nekutoenda Ahh hamenoo who cares ndodya sadza kumba kwenyu here ini nditoriwo rough manje sewe ndotozvigonawo shame yaatanga haipedze... Ndakasvika pandaishandindidira ndokushanda nana Nyasha but mazuva andashanda navo hangu aya ndatodzidza vanhu ava Nyasha don't look munhu bho hangu coz kana mumwe musikana so anonzi Tariro asipo munyeyero waanomuita imii kaaa apa hapana anomudaira zvisvinu ndotofunga kuti chero neni ndisipo anenge achingondidaro manje akatanga tunyaya Wake itwotwo kungoda kundivhunza ndendichingoti hooo ndini zii hangu handina rimwe randinomupindura seipapa nditori focusing nezvandiri kuita apedza kunyeya Tariro hapana amupindura zvisvinu kaa akunditii "Unodanana nani pakati pa sir Reginald nasir Raymond " kuzotaura akarereka kamusoro semunhu wegossip spreading Ahh ndakaita kukanuka nemuvhunzo wake iwowo kudanana uyu musikana uyu kaa ane makuhwa zvesure nekuremerwa yoo "Kudanana!!" "Taurura pasi ukuda kunzwikwa naniko vanhu vanozozviziva ava chokwadi chako shaa taurira pasii lower lower " achicheuka cheuka "Haa iwe Nyasha wakambondiona ndichiitei zvaunganditi ndinodana nani pakati pavo" "Ahh pamwe ndozviti ndini ndega pamwe munhu wese ndovaanofunga" "Iwewe une makuhwa iwewe ndati chii chati uti ndodanana navo ndiudzee" "Kohanditi nhasi wauya nemota yaRaymond mangwana Reginald yuwii woti totii pakadaro vamwe hatisati tambodzigara wanii tane gore tiri pano kana kunzi heyy huya tiende noo totopfurirwa " "Saka kupihwa lift kwatokudanana heree" "Ndipo pane mubvunzo wanguwo kaaa nei isusu tisingapihwewo lift" "Your home research shaa enda unozvibvunza kwete kuvhunza inini" "Humm usangode kunzi unoganza iweee ahh tibvirei" "Une makuhwa musikana iwewe hauna matyira unotoona zviri right kutobvunza munhu unoita kuremerwa kusuffocater nenyaya yaunenge unayo kana usina kuvhunza munhu nyaya yacho unenge uchitsva handiti pfekedza hana yako gossip coat nechishona moyo wako bhachi muvharire makuhwa mainini" "Nxaa futseq" Akabva abva pedyo neni ende musikana uyu kaaa haya ndakatoseka nechemumoyo this dat uyu raatozondiitira low mufunge Carlos anga ari busy zvekutoti pakuenda futi kumba ndakatoenda ndega again lunch ndandiri ndega Tanya ndakaona akabatikana anga akatarisira kumuona but ndakamuonesa and she understand basa rarakamuwandira haamboregedze kuuya ... Ndakatosvika kumba mhamha ndakavaona pamusika pavo ini kwakupfurira ndonoutawo zvekumba kuitira kana vozouya........ *RAYMOND* Days passed ,, but mufunge mwana anonzi Natasha ndotomuda asi kaaa ndiye anenge asingazvione chete kuti ndinodiwa zvemaserious chaizvo zvekutoti kumuda ndotomudisisa zvisingaite ndomuudza munhu otanga kundiudza nyaya hake nhirondo chaidzo heee if you love someone love her dearly kana achiti wait mumiririre be patient , guys patience to whom,, what is dearly to me shitt mhani ndakatotsamwa zvisingaite manheru aya ndoti uyu Forutune ndine stress dzakewo ndosvika rinhii ndichigara naye munhu wandisina rudo naye handitombode hangu zvekumuona ini handina kana interest naye kana mwana wacho handina kumbibvira ndakamubata ndotonzwa kusvktekena and blaming myself kurara naye kwandakaita ikoko ka1 futi asiri mhandara ka1 ikako wotomanikidzwa kuroora munhu akadaroo haa zvakaoma plan A yangu yayakabudirira kuendesa Reginald Dubai but still hameno Reginald wacho akadzoka manje Natasha akazoziva kuti ndine mukadzi audzwa naReginald haa paanotoshata zvekuzoti handimude kana nyaya yacho anozomboiterera here kuti ndiexplainer ndakazorara hangu the following morning ndakamuka ndokunoita shower ndapedza ndakunotora hembe dzangu muwardrobe dzandaida kupfeka kwakuona ahh kwasara one shirt nejean dzimwe kutopera nekupfekwa kauku hadzisi kuwachwa or kuitwa seii haana kuironwr anenge acgiitei panapa kudya Mari yangu ndakangomutarisa coz ndandatopinda mubedroom mangu ndaisamurara hangu but hembe dzangu ndomadzaigara ndakatomutarisa Fortune pabed paanga akagara ipapo achiyamwisa mwna wake apa ndiye akaita ndibude mubedroom mangu makanaka kudarika all rooms ndichinzi kana pane asingade kurara nemumwe ndiye ngaabude inii ndandiisingade nakabuda then munhu haasisiri kuwacha hembe dzangu what is this ndakaramba ndakamutarisa umh l can't explain mutarisiro wandandakamuita "Fortune why usiri kuwach hembe dzangu tell me your problem and iyi yasara wakairongedzerei usina kuiironer futi chii chikunetsaa" "Raymond iwewe chaunongoda kundishandis kaa pasina chaunondipa hapana unongoda kundishandisa chete manje inini nooo" Ndakatoseka zvekupererwa zvemunhu akagumbuka chaizvo ndandatotsamwa "Fortune Fortune Fortune ndakushedza katatu chaunoda ndikupe kwauri chii ndiudzee mari handikupe wakanocomplainer kumba kwedu kuti handisi kukpa mari ndakati okay panapa handikusire marii hereee chii chimwe chaunoda ndokushandisa kuita chii panapa chawati ndokushandisa chii taura iweee ndozvawataura it's fine okay uchazviona" "Love and wait futi Mira kutsamwa ndandichingotaurawo Ray" "Shittt loving who iwewe kanganwa inini handitombokude hangu zvangu neweee nooo l don't love you Fortune l will never neverove you forget and smile me to love you vasiri vabereki vangu vakandimanikidza kugara newe nevako handaimbogara newee even at first l didn't love you chero mari yakauya kumba kwenyu Fortune inondirwadza riripoo bundu mumoyo mangu umuu handikude iinini Fortune kana iwewe dzichifunga fungaa musikana iwewe funga pliz unozviziva kuti muridzu wemwana ndiyanii futi but pane zvaataura aiwa zvakanaka mainini wait and see hako zvichaitika pamberi apo" "Ukuda kuita sei" apa anga akungovhura maziso akati akagiftwa namwari pamaziso "Handiti wati woda love chetee" "Yess and sex" kuzogutsirira dzirimo dzemukadzi uyu Irii ndohuree manje "Tirikuenda kuma DNA mwana akabuda achinzi ndewangu ndinokupa zvaurikuda and akanzi haasi wanguu wobva panapa peacefully zvekuti unongosvika wakatotora chawakauya nacho chetee the rest wopisa panze" "Agreement " ndakamuvhunza " " akamboramba ari ziii "Iwee ukufungei shaaa ndikutaura panapa iwewe daira ndati agreement" "Horaiti Agreement but inini zvekungotorwatorwa ropa handizvifarire inii" "Mainini dzikamai henyu kusafarira or kuzvifarura and hamusirimi ka mukutorwa mwana " "Ehe kumwana wangu " "Iwewe kana usiri kuwirirana nazvo wogara watoenda nekuti ukupikisana with my words" "Okay Raymond toenda" "Uise hembe dzangu muwashing machine nekudziironer handidi hangu kuzviona futi and handidi zvekutaura" "Horaiti" Ndakabva ndaironer iyi ndokuofeka nekutobuda ndirimunzira kuenda kubasa ndakabva ndasangana naNatasha ndakatomuti apinde hake sahwira wacho haaa vakanaka vanotamba vakanaka zvavo kakanaka kasahwira kacho akatopinda ndokuenda nyaya dzekutaura ndaitodzishaiwa dzekutaura naye hangu it's not like l was angry but l wasn't takasvika kubasa ndokushanda ndichidzoka kumba l booked my doctor wemaDNA private doctor haa inini mwna ndati akabuda achinzi haasi wangu l will be free but panombofa hapi munhu this is such a burden lm living under.. Ndakutonorara ndakaisirwa message naReginald achitii "ndikusvika na7pm paairport " ndakaita kuridza zitsamwa ndisina kuisa reply pamesaage yake munhu akutodzoka Natasha wacho haasi kundireplyer and akaera adzoka zvaendwa coz muwirirano wavanoita kaa haa zvadhakwa izvi but noo ndikaita zvemaDNA fast ndikamuendesa Fortune zvinobuda kaa....... End of chapter Stat tuned 🌹
❤️ 😂 😢 👍 😮 35

Comments