MAI LAA NOVELS
                                
                            
                            
                    
                                
                                
                                January 29, 2025 at 12:57 PM
                               
                            
                        
                            *HERO FREE BOOK IRO MY REAL FANS*
JOIN GROUP MUNAKIRWE
https://chat.whatsapp.com/EH6V7Jko0sz0Gsi1OOhwuZ
MU CHANNEL MANGU PINDAI NEKUTI MA FREE NDIKUKANDA SIZE
CHANDIKUNGODA MA COMMENTS CHETE FROM YOU BOOK RINOUYA CHETE
https://chat.whatsapp.com/Lrae4qfYLufCB44OvDebzY
MAI LAA AGAIN 
0777505853 
STARING 
SANDRA CHIRANDU
 0774819517 
CHAPTER 01 
Ndakatoona kuti yangu nyaya ndikasatoiudza Mai Laa kaa handifunge kuti ndingazowana rubatsiro futi pahupeñyu ba,mushure mekunge ndavawanira mu group remadzimai ndakatoti regai ndiende ku inbox kwavo nekuti my story is a book its self.
My Name is SHIBOLETH STOLE 18 YEARS NOW,i grew up at an extendend family Riya ramunoti  (barika),baba vaive ne four vakadzi asi ikozvino  vava ne vatatu havo,nyachide wavo akafa last year  2018.
Touya kuvana  tese pamwe chete tiri 15,panoti 10 girls 5 boys,Mai vangu ndeve pa number 3,vane vasikana 5,ini ndini gotwe,Tinogara hedu kuchipinge 
Pari pahupfumi hautaure zve pana baba vangu munhu wekuti anotoverengwa paruzevhaka,vanoti mombe ifararira,mbudzi,hwai,matoki,njiva ndongoti zvese zvinopfuyiwa Kani.
Takangorerwa ne mari yekurima uye kukama mukaka uyo unozoenda ku dairyboard,primary level ndaidzidza on our local school munzvimbo medu imomi,ndini ndaive shangwiti yechikoro,zvekuti pa grade 7 ndini ndakadadisa Baba vakanzwa manyuku nyuku ekuita kufara,so baba vaiti kuti pasave ne godo tese taizodzidza pa Chikonore mission,kungoti ini handina kuzokwanisa kuzoita mu boarder since tatawanda ku secondary at the same time,vana vekwamaiguru nevemedu,taive 4 plus 3ku varsity,saka vakazotadza kuti ndichiitawo mu boarder,asi zvakadaro  tailodgerwa dzimba pedyo nekuchikori ikoko
FORM 1;2;3 ZVAIVE boo,uye chikoro ndaidambura,asi pa book 4 due to peerpessure ndakadananawo ne mukomana  ainzi  Mickel,ko zvehudiki yaingove ndipoo hug ka yobva yaperawo ipapo  zvee ndakazosiyana naye nekufamba kwemazuva,kwakusangana neumwe mukomana aigara kwa mutare,apa ini panguva iyoyo ndaiva ne 16 years iye aive ne  25.
Musatya henyu age differ haina basa,plus mukomana aibudisa bag iyeye,kungomuti 
ndane nzara ndatoendwa neni mu chickrn inn,.
I remember day raakanditengera satchel re kuchikoro ranga rakanaka ne foni mukati ma bag maiva ne perfume,hair remover,lipstic,body lotion ne tu ma nice nice,plus zi box zihombe re pizza.
Ndakangovhura bag riya tiri ku chikoro  ne umwe school  mate wangu wandaiwirirana naye,.ainzi Lindiwe 
"ahhh umm modiwa mhai kutengerwa zvinhu zvese izvi",akadaro Lindiwe ndofunga pizza yainge yanaka 
 Ndakatoseka hangu ndikati,"unoziva pazvinhu zvese izvi hapana kana chandamukumbira"
"ndozvinoratidza kuti he cares,kwete zvedu zvekudanana netuvana twe chikoro izvi anotomirira kuti upiwe pocket money kuti utozomutengera ma zap"
 "But zviri nani ka xaa kufamba mese muine ma unform than ini kufamba ne mu home defender zvonyadzisa sei,apa keta makore ake"
"yea kuzodaro hazvo bt age iri boo 25 years,makasiyana ne nine years ka imi,boe Wani nhai look shibhoe kudanana ne munhu ava mature kuri right ava kuziva upenyu,plus anoiwanepi nguva yekukubata zamu iye achinyara kutu vanhu vakazomuona ne mwana mudiki vanomuita sei,manje isu ana Takue kungoti break rikakwana handei kuma gamu,akutoda kukusvinyanga maimwana ndinobatwa zamu iri kuita kunge richadzurika pedzezvo ndoenda Naye ku tuckshop ndonomutengera ma zap ne freezit manje ndakuda kumuitira mood this tym"
 Haaa ndakaita kuputika kuseka ndikaita sendichadzipwa ne pizza iya"ohhh i surrender Lindiweka"
"ukuseka kaa,watosekawonazvoka hazviko zviya,anyway zvinhu izvi uchanotii pa den pako kune vamwe vako hanty muno lodgerwa pamba one"
"Hii kana kumbofunga kuti  ndotii nhaiwe"
"wotongononyepa kuti i bag ra besty wangu nda potcher"
"ko fone fone ndinoti kudii nhaiwe"
"unotoiviga wogara wakadzima,wobatidza uriwega only"
"Umm xaa ko ikaonekwa,you know tiri vana va baba not va same mother,zvoswera zvaudzwa mudhara,itoenda nayo ne bag racho,ndopota ndichiishandisa kuno,i know gogaz yako uno ivhara vhara,wakangwara iwe", we made a deal and deal rakabudirira,ndaizora mafuta ne perfume kuchikoro,fone ndotaura nemuface pa break ne lunch ne pakuenda kumba.
izvi hazvina kundimisa kugona muchikoro hangu, ma results angu aibuda boo,pa tuckshop ye pa xool mukomana aisiya abhadhara zve lunch and break,zve week rese ini changu kungonotora ndichidya chete.
Handina kana anyday randakaita muskanzwa wekurara nemface..i was a virgin
 end of chapter
                        
                    
                    
                    
                    
                    
                                    
                                        
                                            ❤️
                                        
                                    
                                        
                                            👍
                                        
                                    
                                        
                                            😂
                                        
                                    
                                        
                                            🙏
                                        
                                    
                                        
                                            😮
                                        
                                    
                                        
                                            😢
                                        
                                    
                                        
                                            👏
                                        
                                    
                                        
                                            😁
                                        
                                    
                                        
                                            😛
                                        
                                    
                                        
                                            🤣
                                        
                                    
                                    
                                        162