MAI LAA NOVELS
                                
                            
                            
                    
                                
                                
                                January 30, 2025 at 05:37 AM
                               
                            
                        
                            *HERO FREE BOOK IRO MY REAL FANS*
JOIN GROUP MUNAKIRWE
https://chat.whatsapp.com/EH6V7Jko0sz0Gsi1OOhwuZ
KO HAUSATI WATOMBOVA KU CHANNEL KWANGU AHH LINK IRO
https://whatsapp.com/channel/0029VaGoRj05PO0sienyL00L
Ba book iri CHANDIKUNGODA MA COMMENTS CHETE FROM YOU BOOK RINOUYA CHETE
Comment group iri
https://chat.whatsapp.com/Lrae4qfYLufCB44OvDebzY
Mai Laa again
*PAKATI KATI PEMOYO WANGU*
💕💕💕💕
WRITTEN BY Mai Laa
0777505853
WITH THE HELP OF SANDRA CHIRANDU
 0774819517
Chapter 2
 Ndaiedza chose kuchengetedza humhandara wangu it was a no go area,ndainge ndakangobata muromo wandakaudzwa na Amai vangu kuti humhandara idamba kamwe,even though muface aiedza kurara neni but ndairamba ndaitomuti kwete ndakukuramba,so ainzwisisa hake nekuti  aitoda zvekuroora.
Daddy vaititengera zvese zvataida uye mari vaitipa asi mface (BOLTON)atoti awedzere chete kubva ku sanitary,cerevita drink etc.
Pane day randakapotsa ndarasa my virginity tainge tafarisa musi uyu,romance yaenderera i remember ndakabengenuka tese tisina hembe muzvidya mangu makaita kutota apa kuisa ruoko kudai zvakaita kukora seropa ndakatanga kuchema kani ndikati my pride is gone,chakandibhowa  Bolton aitoseka hake achiziva zvaaita.
"saka ukuchemei"
"Wandirepa Bolton,sure ndakakuudzai kuti handisati ndakuda izvozvo"
" ahhh iweka hanty tatichinakidzwa here",kuzondidaro ndakawedzera kuchema kani.after 30 min,ndopaakazonditi,"kkk munotya Mai mwana, jokes aside handina zvandakuita ini  tarisa hauna ropa",zvesuwa ndakatarisa ndikaona pasina chiripo,Saka that means my pride was on place,apa ndandakuchinyara manje.
"enda unogeza,ma sperms ayo aendapo ndaitira ipapo",ndakageza ndokupfeka,achibva andiperekedza asi ndakatsidza mumyoyo mangu kuti handiende in secrets place naye futi,ndakazviudza kuti tichaita rudo rwe mu road,ko dai andidambura ndaiita sei.
 Iyewo kubva musi uyu  haana kuzombonetsa futi kuti ndiuyeko futi,sometyms ndaienda ndiina Lindiwe,plus anga akundipa pressure yekuti ita zve chikoro, october akasvika ndakatanga kunyora ma exams,and i was sereous ne book,nguva na Bolton yayashoma.
Ndakazoshama kuona two months dhaaa no kuenda ku period,ndakatoudzawo Bolton akati asi,"wakaita muskanzwa",ndikati,"aiwa",akati,"imbomira pamwe zvichaita",takapedza kunyora ndikaenda kumba.
Ndandasuwa mama ndakafara veduwe,ndakatambirwa boo,mama vaive munhu ari open and free,semunhu aive asina chipomerwa ko hanty ndaive mu virgin here ndakaudza mama kuti,"ndane two months no kugeza mama chingava chii zviri normal here",
vakatoti,"hauna kuita musikanzwa here taura chokwadi" ndikati,"aiwa kana mama zvikutondinetsawo ini" plus vakatoona vega kuti aita musikanzwa haataure ka anotonyarara vakazondipa tumwe tumapiritsi soo twe red tunooneka pama piritsi e family planning anonzi ma control but dhololo no kugeza,vakati ndiende kuclinic ku clinic ndakanotambirana ne mashura hanzi im three months pregnant.
"mmm doctor how yet ini ndisat ndamborara ne mukomana"
 "Kkk musikana wakushokekana,i dont know im jus showing you your results"
"ahhh  aiwa nditarisei mugutsikane henyu,handisati ndamborara nemunhu ini"
 shuwa vakaona ndiri seald
"Yes you are still 100pecrnt sealed saka how come,hauna kubaiwa injectoin here ne ma sperm donor or kurasirwa hur*****",(im not used to vulgur language) ndopandakabva ndayeuka day riya na bolton asi kuti zvazvakakora zviya here ndakaudza doctor the story uye ndakavaudza kuti munhu akandiitira hutsotsi uhwu ndamuziva,uye ndakavakumbirisa kuti vasanyore zve nhumbu pa card rangu,vakabvuma
Mu road  ndakafonera Bolton hanzi,"tiza uuye kuno ndozviziva hangu kuti une mimba ini ndakazviziva kare huya hako"
" But how come kuti ndinzi ndine mimba ini ndisina kurara newe nhai"
 "tiza uuye kuno chete",ndakatanga kugaya kuti ndobva sei pamba ndakazofunga plan ndatokumba ndichibva  ndaenda pana dad 
"dad ndafunga kumboenda kubasa kune arikuda muskana wemumba"
"kuti zvaita sei"
"kumboshanda ndichimirira ma results"
"handina mwana anoshanda mumba washayei pano plus ukangobata mari hauzode kudzoka kuchikori,asi hausikuda kuenda ku A level,pamwe ukuziva hakoka kuti wakafoira"
"aiwa dad,im soory handichaende",ndakatoona kuti iyi maths haibude iyi, ndakangotaimira kuseni vaenda kunorima,ndini hutu ne satchel rangu kwamutare kunokwira kombi yai piloter yekwana bolton.
Hasha dzese dzandainzwa dzakamboti serereri paakanditambira bolton wacho kumba kwake,takagara zve almost week rese ndisina kumuraidza muchero,ndairamba kani but handidi kunyepa hangu ndairarama kalife ke ma boss chaiko kumba kwake.
Ndakazonzwa ne rumors kuti dad vangu vaiita kuvava pa diamond farm kuti akatora mwana wangu underage ndoda kumusungisa,uye hanzi vaito describer zvandiri uyuwo bolton akazvinzwa,iye silently kwakuuya nemapiritsi 2 kwakuti inwa mudumbu musazokurwadze ini nehudiki nekupusa kwakunwa only kupepuka at midnight mudumbu muchicheka cheka,apa bolton anga ati akumboenda ku dangamvura kwana mai vake,avo vaisatoziva kutu mwana ane mkadzi
Ndanzwa pain iya ichinyanya ndakafonera bolton akati.....
end of chapter 2
                        
                    
                    
                    
                    
                    
                                    
                                        
                                            ❤️
                                        
                                    
                                        
                                            😢
                                        
                                    
                                        
                                            👍
                                        
                                    
                                        
                                            🙏
                                        
                                    
                                        
                                            😂
                                        
                                    
                                        
                                            😭
                                        
                                    
                                        
                                            😮
                                        
                                    
                                    
                                        90