
MAI LAA NOVELS
January 31, 2025 at 04:24 AM
*HERO FREE BOOK IRO MY REAL FANS*
JOIN GROUP MUNAKIRWE
https://chat.whatsapp.com/EH6V7Jko0sz0Gsi1OOhwuZ
KO HAUSATI WATOMBOVA KU CHANNEL KWANGU AHH LINK IRO
https://whatsapp.com/channel/0029VaGoRj05PO0sienyL00L
Pa book iri CHANDIKUNGODA MA COMMENTS CHETE FROM YOU BOOK RINOUYA CHETE
Comment group iri
https://chat.whatsapp.com/Lrae4qfYLufCB44OvDebzY
*PAKATI KATI PEMOYO WANGU*
💕💕💕
A STORY
BY
Mai Laa
0777505853
Sandra chirandu
0774819517
chapter 03
Bolton akange asati audza vabereki vake kuti ane mukadzi iniwo ndaingoti maybe anodawo time ka to fix it,ndichingotiwo iye ndiye anoziva ka kumba kwavo kuti vano reactor sei.
Pandakapepuka at midnight mudumbu muchicheka,ndaiita kuyuwira kani,i never heard that pain since yes jeko ndinomboriita but this was more than Jeko.
Ndakafonera Bolton akati,"awuu sorry baby ndodiiko chishingirira kuyedze ndikuuya ndokuendesa ku hospital kuseni seni wanzwa here babe wangu"
ndikamuti "horaiti asi ndikurwadziwa", ndAkamboti rarei zve 30 min mamambonyarara but umm mudumbu muya mukati unonyepa iwe kutanga kunzwa kuda kuita tsvina kuda mvura,kuda kusimudza gumbo haa ndopandakazochemazve apa,ndakatora fone apa dzadza 2am bvandamufonera,ndakango screamer pafoni pacho ini,ohhh the pain was soo much
"Hazvisi kuchinja here umm wait babby jus give me 30mins,let me make a plan",yakabva yacutter kani,apa zvakange zvava kuita pasi peguvhu zvino,koti musana uyu ndakaona kuti shuwa pa gate papinda mota uye kuti door ravhurwa.
Aive driver ainge atumwa na bolton kuzonditora,achiti audzwa kunzi ndiende ku hosp,handina kuita nharo ndairwadziwa,takazoenda ku private hospital,ndakatosvika Bolton atoveko ndakangosvika nekurariswa pa bed,doc vachinditarisa tarisa,chinzwai mashura
"ohh im sorry u had a miscarriage,and it shows wanyanya kufungisisa,so bp ya shooter ikanopisa mwana mudumbu"
" waaat miscariage?? bp inini hee chii doc i was fit and fine,handina kana chandambofunga ini kana, but pandapiwa ma pills na bolton ndopandatanga kurwara.
"yeah ma pills iwayo was trying to realese yr bp,it's normal kumunhu akazvitakura"
"Aiwa ndikuda kuziva kuti iye ko bp yangu aaiwanepi"
"zvapera kani chishinga u gomere kani mwana munoita umwe",nekuda kwe pain yandaiva nayo ndakateera shuwa ndokugomera kakatokamwana katoumbika but ndakachema kani nekuti ndokakatora my virginity.
i could see kuti doctor vavabhadharwa na bolton mari,i was really hurt to the last extend and kuti ndimuti ndakuenda kumba zvaisaita ne hurwere hwandaiva nahwo.
Ndakazobudiswa after 2days ndakuenda kumba kwa bolton,ndaiita kubatwa zvakanaka Kani,ainditengera ma jucy hanzi ndinwe,ndidzosere ropa even chikafu aindipa,but ndandamuvenga zvisingaite.
Two weeks ndandakunzwa zviri nani apa maresults akabva abuda.
Bolton akabva anotenga ma Uniform nezvese zveku chikoro ndokundipa mari hanzi,"wonoti ndandiri kubasa,and akakumbirisa kuti ndisanotaura zvakaitaika nekuti zvaizomunyudza akasingwa"
Ini handina kuramba nekuti ndandisisade nezvake Bolton wacho,ndaida kuenda kumba kuna mai vangu ini,ma uniform eku A level akatenga aitoziva kuti ndopasa chete.
Ndakaenda kumba but mu road ndaitya kunopopoterwa na daddy,to my suprise vakanditambira boo,mama ndovaingoti ,"nhaiwe indava wakacheneruka semunhu akabvisa nhumbu",ini ndokungovati,"kumagetsi mama"
Ndakanotora Lindiwe kuti tinotora ma results and ndakati i will never tell her my secret,that will be mine and my heart.
Ndakafara ndakaona ndakabuda ne 5As 4bs and a E kumaths kunoratidza mama and dady vakafara ndokunditi ndino appler for A level.
Fon ndakange ndogara nayo but ndakachinja line ndakaisa risingazikanwe na bolton,semunhu akapasa uye ati kureiwo uye akamboshanda fone ndandisisarambidzwe Ndakachooser Arts hangu.
Bolton aiedza kuuya asi ndaitoona kuti ndatsvaga way yekumunzvenga nayo.
Mazuva akafambawo ndakange ndakuita ndichikanganwa nhamo dzangu uye kana miri wakange wava kuita uchidzoka,kungoti my problem was bolton,aigarongouya asi ndaiedza hangu ku ignore
Lindiwe anga akafoira aidzokorora form four,tainge tatosiyana ma grades our friendship never ended.
Taitotsvakana pa break,and nyaya dzedu dzaitongoenderana, book five yakunopera ndakazowanawo way yekumuramba nayo,aida kundiurayazve paya and ndakamuudza kuti if u come near me ndokusungisa iye nekutya akabva aenda.
Ndava mu form six,ndakazodanana na Frank ,uyo aivewo book six apa ndakati maybe age ikaita nani tinganzwisisane,iye aigara kure ini ndiri chikoro kuchipinge,ahh kudanana kwacho kwaive kwe pa app Frank was so lovely akaita kuti ndikanganwe Bolton.
I remember patakaonana kuma sports,airatidza kuti aindida,zvekuti musi uyu ndakazodzokera ndichingo smiler chete akati daddy vake vakafa but vavakavaka pa ma shops pa honde valley,uye aiti mama vake ndi manager ma spar,.(yeah vairatidza kut vaigara high life) ndakamuudzawo nezvevana vemai vangu,1st sis anonzi Reaana akaroorwa mu same line nesu29yrs 2nd Nommater anogara ku S A27yrs 3rd patricia ari mu final year at MSU 24yrs 4th yeukai ari pa msu 22years
Akabva aisa message akati,"yeah menyu mumba mune zvimoko ndatenda hangu"
"eah takawanda,ada atora,ingori saruraude,so watsap ukuitei sweety",ndakapindurawo back
"Im talking to you hangu baby nothing more,but ndakuda kunotora mama ne mota vanotya ku driver manheeru"
"kkkk ok sweety tora vamwwnene vangu"
"Vanoyema ndikabuda out vanoita sei,nwaaa babe tozotaura hantika"
ndorudo ka urwu unozodei pakadai
end
❤️
😂
👍
🙏
😮
😢
😱
100