MAI LAA NOVELS
MAI LAA NOVELS
January 31, 2025 at 05:24 PM
Paiva Na king 👑..aichengeta makarwe mubig swimming pool yake 😱..yaive kuseri kwemba 🏘️ yake .. Mambo aiva nemwana sikana wake ngirozi.. tsvarakadenga 🔥..aiva Asina murume ...Rimwe zuva mambo akaitira mwana wake party ..akasheedza ma guests ese aivepo .....during the part he announces,"vaenzi vangu 👀...I have a proposition kuvarume vese varipano ... "Ndichapa $1 million 🇺🇸 dollars or mwana Wangu musikana Kune murume achakwanisa kuswimmer achidarika swimming pool iyi yakazara nemakarwe .."Akadaro mambo .. As soon as mambo achipedza kutaura ...pakava nebig sound yekunge mumvura mawidzirwa dombo ..paive nemumwe mukomana aive atove mumvura achi swimmer very fast plus screaming out of fear .... Mambo vakashamisika..vakabvunza Zita remukomana uyu .. Vaimuzuva vakati ainzi TOMMIE.. Vanhu vese vaivepo vaimukuza ...sezvo iye adhidha ,nekukasika achityira hupenyu hwake ..finally he made it ..to the other side ..aingova netumavanga ..plus t -shirt yaaiva akapfeka ndiyo yainge yava mamvemve ... The Mambo was very impressed he said 🗣️-"TOMMIE my boy ..that was incredible,fantastic ..handina kuziva Kuti zvinogoneka Ini .!well sezvandareva handiputsi chirangano/chitsidzo ..unoda $1million or mwanasikana Wangu .." Tommie 🗣️-"listen ,handidi Mari yako Wangu or mwana wako ..I want the person who pushed me mu swimming pool yako .." https://whatsapp.com/channel/0029VaGoRj05PO0sienyL00L Share😂😂😂😂
😂 ❤️ 😮 🙏 👍 54

Comments