MAI LAA NOVELS
MAI LAA NOVELS
February 1, 2025 at 01:47 PM
*HERO FREE BOOK IRO* JOIN GROUO MUNAKIRWE https://chat.whatsapp.com/EH6V7Jko0sz0Gsi1OOhwuZ KO KUCHANNEL SEINUSIKO LINK IRO https://whatsapp.com/channel/0029VaGoRj05PO0sienyL00L Pa book iri CHANDIKUNGODA MA COMMENTS CHETE FROM YOU BOOK RINOUYA CHETE Comment group iri https://chat.whatsapp.com/Lrae4qfYLufCB44OvDebzY *PAKATIKATI PEMOYO WANGU* Story written by MAI LAA 0777505853 With SANDRA CHIRANDU 0774819517 CHAPTER 04 Mongozivawo zvinhu zvakaitika kare unoita uchikanganwa zvimwe zvacho,semaudziro andiri kukuitai nyaya yangu it seems like im forgetting zvimwe. let me take u back ku hospital pandainzi miscariage,ndakanyarara hangu pandainzi miscariage ndakatoona kuti pane yatambika between the two,and mari chaiyo  ndoyayatoshanda hayo, i cried pandakazoona kanhu kanga kakuda kuita kamwana kari mu pan kunopiswa,ndakachema uku bolton achingondinyaradza ndakatozonyarara patova paya,ndokupiwa ma pain killers,hanzi ndisanzwe marwadzo,neamwe hanzi ekusuka chibereko "babe how are you feeling",akadaro Bolton,ndakaramba ndakamunyararira akabva anditarisa ndokuti,"taura neni xaa,ndikurwadziwawo remember the baby was mine too" Kuzondidaro ndakanzwa hasha ndikati,'shut up you almost killed me,you are so heartless" "Ummm babe Kani im sorry,listen for now,lets go home the doctor says everything is going to be ok",Saka semunhu ainyengerera he carried me to his car,ndiye aingotaura mu road in ziii hangu,tichisvika shasha yakandisimudza futi kupinda mumba akasiya andirarisa,ndokubuda achinondiboilisira mvura achibva anditakura neni mu tub,akatanga kunditova dumbu magodo eropa achiita kubuda kani,akazondigezesa ndokundipa tea ndichibva ndarara so we spendend the two weeks tichingodaro,ndopandakakuudzai kuti ndakaenda kumba kwedu. Doctor va bolton handina kana kuzombonzwa nezvavo vakatopiwa mari zvikavharana,on the other side mama zvekuti mimba havana kumbonyumwa since doctor vaka confimer kuti i was a virgin. vaingoti mwana kusimba abvumiwa ne chikoro. Now back to my new love frank,takachovha almost a year tichidanana hedu since tatiri vana vechikoro taidanana pa app hedu,and frank aive open and free,zvese zvaaita aindiudza even ari mu toilet chaimo aitotaura kuti babe ndakupisika now kkk,uye aitotaura kuti anotoenda kubasa ari mwana wechikoro kudaro,aiti anoshanda ku mega shop and aitoti akatenga stand ku fez two Nekuti  aiti zvenhaka haazvide aida zvake ega zvaanoshanda,ndakatomuti," umm Frank wawashanda rinhi kuita zvese izvi,makore ako haaenderane nezvaukutaura izvi" akazondiudza kuti,"babe ndaakatoreswa birth  dad vangu  vafa so  ndaakadzikisirwa makore" "Ok now I understand it" "Ndozvida zvaunoita babe unovhunza kuti unzwisise not kufungira" sometimes he whould say,"ukuitei",ndoti ,"sleeping  and you"iye obva ati,"sleeping hangu pasofa watching bhora rikumbooneka here babe,wish you where here" "Ndichauya sweety isu kuno Tv hakuna kkk totoona yekumashops" "Aw dai zvaibvira ndaikutengera,babe totaura soon im spreading my bed,wish you where here,momz havatombodi kuti ma maids apinde in my room" "ndoti wadii kukumbira tete vakutsvairire nhaiwe" "Ahh anotoda ndatanga ndamupa laptop,manje ine zvakakosha akazombondi deletira data base rese ufunge basa rangu rikatomboenda at stack" Pane day randakamuti imbouya undionewo,akabvuma akati anouya monday,kungoti ndakazorwadziwa achiti mota yake yaenda ku service haasi kukwanisa kuuya ndikamuti kwira ma lifts akati ndowanikwa ndichikwira rudhende manje mama havazvide. Ndakazofunga plan yekuti a hire tax,akati boo but prob munhu we tax airamba mari ye mucard,ndikati aiwa huya ndine ka pocket money kangu ndosvikomupa munhu we tax. 15 september my love pfacha,let me discribe my frank to you,very handsome mutsvuku,ganda remari airatidza kutu akaberekwa nevabereki vane bag,munhu wese aingotarisa achiona aiwa paita zvemuface apa. Takaswera tese boo akazoti driver wake afona achiti anouya achimutora mota yaita,but zvazvatozve mangwana,ndakazokumbira boys dzandaidzidza nadzo kuti dzimupewo pekurara,mangwana acho shasha yakamuka ichi complainer kurwadziwa nekurara pasi plus hanzi mosquito amuita part,but ndakamuti takazoswera tese nemudiwa wangu and we ended up having sex we used protection hedu akazoenda hake frank,handina kuzomusvitsa kwakanotorwa ne mota ya driver wake. Takaramba tichitaura na frank achindiudza kuti aivakisa a shop somewhere,kuitira kana togara tese tisatambure, ko iniwo ndaizivei hangu kuti neka one ikako katakaita nhumbu yatobata,ndakatoona ndajamba and ndakabva ndatomunyorera "babie i think im pregnant" "i know babe wangu",answer yake yakandishamisa. "how come baby isu takashandisa protection" "ahh sorry baby ndakatya kukuudza rakadambuka xaa" Ndakagara pasi ndikabata musoro kuri kushamisika,nhai mwari wangu munyama ndeweiko nhumbu again,musi uyu ndakanyasoona kuti ndakapusawo ini shuwa kubva mu miscander dza bolton ndodai shuwa,anyway ndakazvisimbisa kuti ndofanira kumbodzikamisa pfungwa ndinyore my A level boo. Uyuwo bolton i heard kuti anga akudanana neumwe musikana pachikoro pedu but hameno chirwere chaive ne musikana uyu aingodonha donha even tiri pa assembly,so ndakatoona kuti bolton haasisiri a problem in my lfe Ndakazonyora my A level ndookuenda hangu kumba ndakagara six months pasina afungira kuti ndine mimba,nemudiwa wangu taitaura pa fone bo boo. Akatondiudza kuti now akushanda ku delta in Harare. chakazoti chabvondoka mimba yane 6,diri mutete ka zvaisaoneka,But zvakazoonrka Kani my mom was hurt but chekuita papasina. ukuwo tete hanzvadzi ya mdara yakadaidzwa kuti indiperekedze,but vakati ndisaudze frank kuti ndikuuya,takafonera hanzvadzi yake.ndakabva ndatoona ne one day pa fone ipapo kuti havandide hanzi ,"kuuya, kuuya kupi moda kuuya kupi mogara pai,totambura frank kuti apfeke nduwe ndi amai",zvakandisvota,ini dhuuu kuda kundinetesa ka aiwa tokutsvaka tega,zveshuwa takakutsvaga na tete tikapawana vhurire yatakaita ziso tichipinda mumba na tete kaa...ndogona kungoita miscarriage chete ini end of chapter
❤️ 😂 👍 🙏 😢 😮 109

Comments