MAI LAA NOVELS
February 2, 2025 at 07:14 PM
Hero free book iro
https://chat.whatsapp.com/EH6V7Jko0sz0Gsi1OOhwuZ
Huya ku channel
https://whatsapp.com/channel/0029VaGoRj05PO0sienyL00L
Comments umu
https://chat.whatsapp.com/Lrae4qfYLufCB44OvDebzY
*AM I YOUR CHILD*
💕💕💕
STORY WRITTEN BY
MAI LAA
0777505853
&
SANDRA CHIRANDU
0774819517
CHAPTER 5
Vhurire yatakaita maziso na teteka tichipinda mumba ndaigona kungoita miscarriage yechi two chete,takatambirwa ne sofa raive ne mwena yegonzo apa rakaita kunyura chaiko,kungoti dai ndisina kunzi ndipo pamba pavo ndakaita U_turn,takapinzwa mumba zveshuwa ndakazevezera Kuna tete kuti,"vhunzisisai ndipo here pamba pake".
"Pamusoroi pamwe tinodaro tarasika ndopana Frank here pano",vakabvunza and mai vaivemo vakatodaira kuti,"hamuna kurasikaba ndini mai va frank",mwarika kuti nditi ndo manager wekwa spar umm zvakandiremera,uku mumusoro vavakarukwa nesaga re potato reblack Riya magodi,maoko avo anga akaita kutsemuka tsemuka man'a,apa vanga vakaita kupinda mugomba chaimo me sofa,yaive one room yaka dividiwa ne curtain tete vakazotsanangura kuti ndine mimba ya frank.
"mai vangu shava iwee,hamundipengere imi,Frank chaiye",ehe iyeye chaiye
"hongu amai,and arikutoziva mhosva yake uyu"
"ahhh mashura angu rega ndimufonere ataure andiudze kuti zviri kumbofamba Seiko",vakafona zveshuwa akadaira fone frank,haana kumboramba akabvuma kuti mimba ndeyake uye anoda mukadzi,ndakafara moziva.
Tete Havana kutozombogara vakabva vatooneka ndokuenda havo,so pavakaperekedzwa na amwene vangu ndakasara ndiri dhuu kufunga,
ko vanhu ava vanoda mari stereki why kushandisa one room chete dzimwe
voisa maroja.
i could see kuti kuseri kwe curtain kwaive ne base risina matress remaspring riya,then hembe dzadzakaiswa mumadish two aya anogezerwa vana vacheche aya apa aakatsemuka,maingova ne one mornach i think ndeyemwana watete(hanzvadzi ya frank),apa tete vacho vane 15yrs.
Ahh it shocked me again 15yrs munhu atone mwana and it shows tete vaigara apa ava nemwana wavo,mu side mandaive ndomavaiita mu kitchen,maive ne 2plate stove,and it shows kuti panoshanda 1plate only,mu pushing tray maive ne 7 maplates esimbi ne 7ma cup munhu wa manager here.anogara mumba makadai,but mota iri panze polo ndeyake chete ndakaiona tichipinda.mai vakazodzoka vabva kuperekedza tete,vakandiratidza bathroom ne toilet.
ndakapiwa rice jena risina domasi ndokudya hangu ko ungazoramba here kudya apa rainhuwa parrafin kuti ndirambewo ne one day hazvibudeba,ko ndaizivei kt rice randadya iroro ndorekutorarira manheru hanzi hapana hupfu baa,ndakatora ka pocket money kangu kwakupa tete ndikati tengai hupfu nemuriwo,vakabuda vachimhanya vakasiya mwana
"ahh vana vangu vandakabereka vanondipa mabasa zvedi,Frank ondiunzirawo mutoro zvinhu zvakandiomera kudaro,uyuwo hanzvadzi yake filda akangomitiswa ne murume wemunhu apa 15yrs ahhh ini mhosva yangu ndeyeyi nhai pano pamyika ini,ndakatadzeiko"
pavakangotaura izvi ndakabva ndatobva muzviroto zvandaiitiswa na Frank pese apa,ndakutoona kuti now I am facing reality,"upenyu mama ndozvahunoita zvichareruka pamberi apoo tete",ndakavasimbisawo ndichinyasoshaya mashoko Acho ekutaura,vakadzoka zvedi tete vakatanga kubika hanzi,"mafuta motoshivirira akasangana ne parrafin takatomapiwawo nevamwe mai,Murume wacho anoita zvematruck Saka parafin yakarasikira mumafuta",veduweka ndqndqbke 2 minutes idzodzo,apa stove yacho yainonoka kupisa,and one plate chete ndoyaishanda.
Takadya hedu ahh zveparaffin kahwema kacho kakatojairika wena kana mheno pamwe kuti mwana ari mudumbu anga avakutokada here kahwema kacho.
Come pakurara apa,heya heya,mai vakanorara nemwanasikana wavo pabed,apa mablankents vaiti hatina lucky tete pavakarongedza zvinhu zvangu vakaisa gumbeze hanzi munhu anotizira negumbeze,ndorandakawaridza pandakanzi ndirare vavati tirare tese asi ndakanzwawo nevamwe vachiti amwene ne muroora hava share bed,plus base racho rairatidza kuti rinotorwadza,ndakangowaridza blanket rangu kwakupinda pakati paro,hanzi zvekuwaridza pasi hapana frank akatakurawo zvake.
Guys mumba umu mainzwisa tsitsi ndati,ka space kandakanzi ndiraree kaiva kadiki 1m kureba only yet im more than 1metre,ndakashinyira kurara kuita kugonya makumbo kani.
Ndatorara Ndokuzoona wangu murume achifona ndakadaira but ndandatobhowekana naye ini munhu anonyeperei nhai not kuti ndoda mari stereki but tell me the truth
"hello"
"hey baby,was busy ndadzoka now kubasa"
"ok"
"ndafara kuti ndane mukadzi iii handisi kutombogona nemufaro Kani"
"hooo",dududu yakabva yakata ndosometyms pandaizonzi ntwk maybe iyo fon yapera hayo mari..ndofona iwe manje apa ndakati handifone ndakazoona msg
*sorry baby i lied to you but honaka,rume risinganyepi hariroore,but now ndikushanda basa riri kubhadhara im going to fix everything,uye uchagara neni kuno zvikata boo for now imbogara nana momz"
ndakazvitambira hangu since frank ndaimuda ndakamuka kuseni ndokutanga kutsvaira hangu panze,ndokuonawo vamwe vaigara mu main door vakandikwazisa and thats where i knew kuti mota ndeyeivavo yaive yaka parker panze.
Ndakagara pamushana ndapedza ndichiti zvimwe tichadya,noo food ndakazopona ne ma gwavha aive mu yard yepanext muti wacho wakaremberera kwedu.Kuma ten ndopatakazodya chimunya,apa guvhu rarakurwadza nema gwavha aya.
Ndowakava hupenyu hwacho kudya na 10 kuseni then 7 manheru,apa ini ndandakajaira kwedu kwandaidya anytym
one day frank akafona hanzi....
end
❤️
👍
😂
😢
🙏
😮
🤞
161