
MAI LAA NOVELS
February 12, 2025 at 05:05 AM
https://chat.whatsapp.com/EH6V7Jko0sz0Gsi1OOhwuZ
Hero free book
*PAKATI KATI PEMOYO WANGU*
MAI LAA &SANDIE
Chapter 11
*Frank*
"Titambire vekubasa ko mabag hanziiko,asi makutama kani", NdiFrank uyu hameno kwaibviwa asvikawona mabag asungwa,ndatoisa mikwende yangu yese
"Inga wasvika at the right time xaa,wanga wakutononoka wherever you were,mabag aya ndave kuenda kumba kwedu usare bhoe"
"what shiboo"
"ehe ndati ndakuenda kumba ndanzi ndiuye ndiende kuchikoro and nzvimbo yakatotsvagwa,so vati handingakudzise uri musango"
"Ummm vasadaro ko uri musango here,is he trying to destroy our relationship,how can they say uri musango iwe uneni"
"ehe ndiri musango on their own point of view,nekuti havakuzive,yaah and I can't lose the opportunity my dear husband, I'm going usare bhoe,let me go and fullfill my dreams and before ndayenda dakukudza kut thanks ne the way you were treating me,but I love you,dai wasara ukambokwanisawo ku budgetawo Mari wonotevera kumba then vakakuziva ndinodzoka,hameno mybe wanga wadhiniwa neni,and your son dont forget him,ukasaita action haa kwedu kutori nenhamo yevakomana tingori gelz mdhara anenge atowanao wekufudzsa mombe KKK"
"Shibo don't go my wife,I'm sorry fo everything,I will be a better hubby starting
from now, pliz I don't wanna lose you,my everything"
"I'm sorry Mr charma,I don't want to disappoint my father's effort,ndichi nyanyovavaririrei nhai,and what are you saying you are sorry for,ko watadzei,asi unozviitisa kani kutoita uchiziva"
"mai Juju usadaro ukuda juju akure asingazive dad vake hre,please Im nothing without you,I beg"
"Ninez hande",mwana watete akabva adaidzira zvake atobata bag rangu,ndakabva ndafambisa kubuda gate ndikasiya shasha yakangopfugama, I said my goodbye to caro and landlady,though I will miss that place and friends,lodgements and Frank,
Day iri ndakarara kwatete avo vakaita kundimutsa na3am hanz bus rinozozara kana ndimio pamabus anosvika Kuma 8 ese anoenda straight,and by 05:30 ndanga ndatove mubus,Ndakabva ndafunga kuti handina kuoneka Hama dzaFrank since zvakaitwa very fast zvinhu zvacho,
"hello mhamha",ndakadaro yadairwa
"ndiri wadi mwanangu arisei mupwere"
"mupwere mupenyu mhaiyo"
"hoo ko kumukirira kufona hanziiko kwakanaka"
"ehe kunzwa kut mukadzi wajuju arise kkk,anyway mhamha panenyaya kutaura kudai ndirimubus kuenda kumba kwedu, sorry zvazoita zvechopas ndakangoona nhume yasvika kubva kumba kwedu,hanzi chimbohuya umboenda kuchikoro"
"Aah asi vakanzwa nyaya iya,(Iyi moms iyi nxa yaifunga kuti ndakataura,anyway let me take you back,baba juju vakanzi natete hanzvadzi yake iya yekumitiswao iri kumba kwavo muroora ndaagare necard Ari iye nekuti iwe hausi kutenga maneeds mumba,so akateerera akandipa saka Mwedzi wakunopera ndakabva ndadeedzwa kuglenwood nemuzukuru wangu uye aida kumbobuda so ayida wekusiya pamba ano trustika so ndakaenda nekuti ndaitoziva kuti ndaizopiwa pay patumazuva itwotwo,, saka ndakatakura card riye Mari yekubasa kwavo ikasara ichipinda ini ndaisatoziva uye handna kubvira ndaishandsa only kuzoona ma message akupinda hobho from Tete akanzi *nhaiwe munhu uripi*
*Uripi iwe dzosa card rehanzvadzi yangu mupe nderake hausiwe uri kuishanda,Izvezv Ari kukuvara nenzara uko iwe uchitsotsonya Mari yehanzvadzi yangu reply my texts* Guys ka ndakarwadziwa apa ndaiva ndisina matxts kufona hatisainzwanana nenhau yenetwork ndakazoona andiisira matxts,,, luck muzukuru wangu anga adzoka ndakano nocker mubedroom make ndikat svika kuno kwaita mashura,akauya bvandamuratidza matexts aye,guys akavira nehasha nekuti she's the one aiziva mararamiro andayiita Akaita kujusa airtime ye50rtgs ichafona not zvayave kuita izvezvi,,akati izvezvi Mai nemwana vari kuita kupopota vasingazivi kut wavo mwana ndiro benzi Akafona akati nhaimi zvamukutaura mazviwanepi,ndopaakazoti,"Frank afona kuno achiti Mai juju ane 2wks asipo akanditiza necard rangu rine Mari,neimwe Mari yaanga akachengeta", Muzukuru akati,"vamhuimi mukada kutevedza sekuru Frank muchaona kuti munotambiswa
bhora risina mweya,gogo vane 2days vauya kumba kwangu and ndakatokumbira ivo sekuru,ndivo vakatoperekedza Mai juju pabusstop,zvekuti vakatiza ndezvipi,Icho chimari chamunotukira munhu do you Know kut half yepay haisvike kumba and you are the one akati mukadzi abate card hee,gogo vakatoshinga dai ndiri ini kana imi makavasiya varume vanenge hanzvadz yenyu,do you Know kuti mwana akarwara arikurapiswa nevanhu vekumba kwagogo kuti apfeke adye ihama dzagogo asi mwana ndewake Frank,and kaaa hamudaro vamhuimi kwanai manzwa plus 2 musada kutonga dzimba dzevanhu munodei pane dzevaviri vasiyei vapedzerane kana muchida kutonga roorwai mucontrolle wenyu murume kwete murume weumweo munhu", Tete vakazoti,"hiiiii sorry hatina kumboziva ufunge,saka maybe aitoda kut timupe Mari manje ayirasa", Fone yakabva yacutwa ini bvandadziisira message *tete,kuti thanks henyu nemashoko amandituka,hameno life yandikurarama mukaidao ndinoshuwa kuti kana mazoitao imba musangane nazvo sezvo muri mukadziwo* Vakada kuzoti,"hee Frank ndiye azoti akazot" ndikati hameno ikoko kana kuzombo reply,ndakabva ndaudzao sis vangu kudao mashoko enyaradzo, manje ndakadenha zvimwe vakapopota kani ndadzoka kumba ndakazoona ma audio avakasendera Frank vachipopota, hanz *shuwa mhuri yese kupopotera mwana wamai vangu nekuda kwe 500 bond* ndiyo yavaitambira madays acho, *manje akaishandisei heee usadaro mhani ukuda kuti mwana wamai vangu akuvare nestress hre,ndakunyararira kawanda motoona sekuti haana Hama inomumiririra,,,) Anyway ndiyo nyaya yainzi navamwene asi wakataura.
"aiwa no mhamha vangoti ndoda udzoke kuchikoro maresults ako hangango tsakatiki sekudaro kwandabva ndokure"
"yuuuuriii hakusi kutoparadzaniswa uku,ahh mwana wangu aita munyama pootiwo.ndagadzikana ndava nemhuri zvoendawo nepamwe here"
"no mhamha vati vakangozivana nafrank ndinodzoka ndodzidza ndichibva nekuna Frank so chimuti china Frank kuti otevera or orega"
"manje unenge wodzidzidza kupfuura Frank here zvinozoita here hauzomusiyi mwana wanguo here kwakuda kuendwa uko"
" no mhamha Inga wani Munoziva kutinmwama wenyu ndinomuda zvakanyanya,kushingirira kwese kwandaiita rudo rwuya mama, iye akasandirasa I will be with him",Ndakabva ndacutter mbuya yacho yaitowanza nyaya apa airtime ndeyangu,dzimwe Hama dzepedyo ndakangozivisa via app and vairatidza kubatikana vamwe vaitofona kuda kunzwa from muromo KKK vamwe video call vachinyatsoona ndakagara paseat And by 12pm ndanga ndasvika and sister yandinotevedza anga akandimirira nekamota kawish,vanonzi sisi Pee.
" Titambire ko kuwonda here uko asi wakamborwara or ukutorwa"
"Munotambire,no hapana parikurwadza sisi zvakaoma",kungodaro thats when i realised kuti ndaonda and ndakangotanga kuyeredza misodzi ndichiona mwana wamai vangu,worse pandakati baaa mai vangu tichisvika pamba,vachimhanya kutora juju kumusana,thats where i realised kt i really missed home.
"wauya muzukuru wangu,juju mwana wemwana wangu kungokuzivira pa pic here,ummm huyai mdara ehooo baba bhoi"
since mai frank havasati vambopa mwana wangu welcome yaakapiwa apa
End
❤️
👍
😂
😢
🙏
🧏♀️
46