Cooking & Baking ZW 🇿🇼
Cooking & Baking ZW 🇿🇼
February 11, 2025 at 11:23 AM
https://whatsapp.com/channel/0029Vaim5MWBfxo06WJpDs1r *👩🏼‍🍳Zim Food Recipes* *Our services* 👩🏼‍🍳 *Vanoda kuita course yekubika uye uchizokwanisa kushanda une certificate re cooking tinodzidzisa kubva pazera ripi zvaro* 👩🏼‍🍳 *Kune waya vachada kuziva zvakawanda pamusoro penhau iyi following this Channel number dzirimo umu* 👩🏼‍🍳 *Yakanaka Nyaya one month chte uriku school kwacho Hama ne Shamwari big secret garai mune ma certificate mumba coz hauzive kuti uchazoitasei ramangwana mukana uripo tibatei* 👩🏼‍🍳 *Channel Iyi inokupai rimwe ruziwo pamusoro pezvekubika food Recipes tips saka usasarire Moudzana udzana kunana amai murume anoda mukadzi anogona kubika Chikafu chakanaka uye chine hutano*

Comments