Zim Hot Talk Confession &Secrets Zw🇿🇼
February 12, 2025 at 08:23 PM
Ndadzoka zvekare mukoma chitupa rasai mustate house.
https://whatsapp.com/channel/0029VagBPeLK0IBpjGw7mK2f
*Kukurukura hunge wapotswa Part 2 by Officer.*
This is a true story bvunzai vagari vemu Chegutu vanoiziva nyaya iyi?Ndakati ndasvika muchisango chaiva kunze kwedzimba dzeDRC ndokubva ndambotura mafemo ndaona kuti apa ndapona neburi retsono.Ndakatanga kufamba nemusango ndichitora dorection yekumba apo chandaiva ndakapfeka tumasocks twechipurisa mutsoka twebrown apo twazara tsine manje.Luckly imba yandaigara yaiva kumapeto chegorebiro dai yaiva mukati medzimwe gore iroro dai vamwe vakapupura kuti takoona muroyi nemeso enyama ari musvo apo kwani ndiofficer vabva kunorohwa kuchihule hule.Ndasvika pamba ndakambomira ndichinyatsoona pamwe nekuterera kuti hapana vanhu vari pamba here,apo ndaiva ndakarova take cover yemuhondo chaiyo.Pandakaona pamba pari safe ndakati nyahwa nyahwa zvishoma nezvishoma ndakananga pamukova.Ndokusvikorova knock yechijoni chaiyo zvokuti mukadzi akavhunduka ndokuti ndiyani nezwi guru ndopandakati ndini nezwi nyoro nyoro kunge donje.Mukadzi akauya kuzovhura mukova wanei baba vari musvo zvavo apa ropa richiyerera.Zvikanzi ko chii nhai baba va....😂😂😂.Asi matsotsi here akurovai,ipapo ndakabva ndati regai ndipinde nehalf plea half manyepo cz makuseni ichasvika.Ndokuti ndanga ndichiperekedza mai..... vavhara bhawa ravo munoziva as for security reason vanenge vaine mari zhinji manje ndichisvika pamba pavo ndokusangana nehama dzavo ndokutanga kundirova kusvika pakundibvisa hembe dzebasa.Mukadzi akachema zvikanzi mangwana vasungisei?Zvakanzi chiuyayi ndikutovei ndikati no ndiri bhoo sezvo ndaiva ndakazara ropa ndikati regai ndirare pasi.Kungoti musoro pasi ndinzwe marwadzo acho kuseri.Ndokuti aiwa idi wanga uchirevesa huya unditove.
Makuseni seni ndakanzwa pamukova kugogodzwa ndokumhanyira muspare room.Ndotya kuti team riya rauya futi kuzondipamha.Ndakazonzwa madam vamwe venyu vekubasa.Ndakabuda ndichikamhina hangu pandakavati baaa vakabva vati bvuuu kuseka zvikanzi uri kudiwa kubasa naOfficer incharge.Tichibuda pamba team rangu nemupurisa one wechikadzi zvikanzi aiwa shamwari unoshhoter mafirimu wena.Vanhu vauya nemaUniform ako awakasiya kuchihule and atoiswa muExibit book as an evidence.Vatoripota case of MDP sezvo wakaputsa door ravo,ndokubva vati vakuenda kwaChief futi.Kuna Dispol yasvika futi saka uri kuiitirwa 2 madockets performing duty in an inproper manner and bringing the name of the police into disrupt?Tiri munzira yaingova officer officer apa nyaya yakanga yasvika Judia neGareriya pamwe nekuzvibhorana zveshuwa.Akazoti mupurisa wechikadzi ataifamba naye oti uuuummm officer saka smart nelabel morova kwese nhai cz nduwe yenyu yeblack ndaiona ndeye addidas.Ko ndaigotyei kununa ini ndakasasikwa kudaro.Ndasvika papolice station ndokuona Sergent Major vakati mangwana ndodiwa kuhearing kwaDespol.Ndokubva ndatoti haina kuipa ko kuudza mukoma Norman Mugiya gweta guru kumapurisa kuti madiwa paChegutu zvinei?
Ko kukocourt zvakazofamba,ko basa rakazodini,ko adzimai vaiva kupresent worship yeUFIC vakadini?ko iniwo ndaiva escort yaPastor?Muchazvinzwira muchikamu chotevera.____________
More reactions and reshares hama next chapter to follow😂👇🏽
😂
❤️
👍
😢
🙏
24