
Zim Hot Talk Confession &Secrets Zw🇿🇼
19.4K subscribers
About Zim Hot Talk Confession &Secrets Zw🇿🇼
HOT TALK confessions
Similar Channels
Swipe to see more
Posts

Maswerasei hama ndamboti ndimbokurumai nzeve … Unless it's business or they owe you money...Usazombofa wakafona rwetatu vasingadaire , kana kuisa message rwetatu vasingapindure, thinking they'd not see your calls and messages, its jus that they don't value you the way you do. Muupenyu unofanira kuziva kuti kune vanhu vasingafe vakawirirana newe nomatter what. If they're trying hard to isolate or neglect you, please do them a favor that favors them. "Dombo rinorasiwa nevavaki , ndiro rinozova mbiru yekona rimwe zuva", ndichirevei ,hupenyu hwatinopiwa naShe hune hombodo dzakavanzika dzinovandisa kukosha kweumwe neumwe mumeso eumwe neumwe naizvozvo don't be ridhikurasi by trying to make them welcoming you, NO, jus do good, keep learning, be smart and fear God, l assure you one day they'll need you!

hie isaiwo muchannel makahider zvekudero ini ndirimukadzi anevana 2 ndine 24yrs saka baba vandogara navo vakurusa 56yrs avana havo mwana asi pane mwana wemupfana wavo mukomana form3 ndivo vanomupa mari yekuti chingwa makuseni achienda kuchikoro saka problem iripo ndeyekuti mai vake mwana uyu vakashaika asi anogara namaiguru sisi vamai vake ,,sorr ndinoda kurebesa zvichabhowa asi please help .... mai guru vake ava vakauya pamba vachinditi sei usingabate mwana bhoo ameno vanoda ndimubate sei kuda voda ndimubereke vakaona ndatengera mwana wangu zvipush votorwadziwa apa imarii yangu yandoita pisjob yakhulu ava vandopopoterwa andiyione mari yake anodhakwa zvake chake kutenga upfu muriwo ,upfu,mafuta ,munyu ,,,,zvekuti mafuta ekuzora ndinotambura saka zviripo nezuro ndakazomuudza kuti zvanyanya ndakuda zvekugara pangu ndega iye akati azviite anotanga andidzosera Zim ,,ndibatsireiwo veduwee nemiono yenyu apa mwana wacho uyu zvakapa kuti ndisataure naye akanyepa kuti ini akandiona ndichienda kunorara kuchihure fungai anoda kundiurayisa ....ndakusiira ipapa hangu asi andina kupedza ndinonzwa kuda kupupura chaiko zvakaoma thanks kunevachabetsera

⚠️Wazviona here 👀.... _*Hanzi solutions with Dr Ndlovu*_ ‼️ *Have you spent a lot of money going around looking for help ,,,but still cant find it* 😔.... *Aren't you tired of taking pills 💊 everyday* ⁉️ *Look no further than Mr Praise Ndlovu to solve your BP AND DIABETES ISSUES* .... WHATSAPP PLATFORM https://chat.whatsapp.com/C1WdwAlGJKj2fES7pC4H22

🔥HODHA BHERO UITE MARI💸 Direct calls ☎️0782604824 0774166373 INBOX📩 https://wa.me/263782604824 1.DELIVERY🚙 2.QUANTITY👍🏽 3.AFFORDABLE💸 4.QUALITY👗 5.PROFITABLE💱 Dealing with the trusted ones you wont go wrong💰 https://whatsapp.com/channel/0029Vb08Bj70AgW4vB3prq3D

Tee yawatanga I hombe ndoshanda Pamine ndine frnd yangu we are like bros nhau yakatanga ndakanyenga mumwe mkadzi ndobva ndaudza bhururu kt ndini ndakabata apo ndaiziveiko kt bhururu akabatawo😏haana chaakataura ndakazongoona message kubva kumuka dzi uya zvikanzi zvawanzwa ndizvozvo ndikati zvei it's New story waibata nepadumbu Imwe message kubva kune muchinda wangu Ichiti don't cy anything unondipisisa ndikati kupizve zvikanzi achakuudza munhu wacho ndobva ndasanganisa nyaya ndokuona kt mukadzi uya nabhururu vari kumhanya vese, Mangwana ndokuzoonana nemkadzi uya ndikati ko ndyp zvikanzi Iwe hazvichaita kt timhanye tose Unorova burugwa unopedza ndokuverengerwa list remabby angu ese pasina kana 1Rakasara zvakave paChena kt bhururu aputsa Deal ndobva ndalister mabby akewo futi ndobva arambwa ini ndokuhwina bby but arikurwadziwa ini ndakamuti wakandirambisa nekukara kwako apa hatichaonana

⚠️Wazviona here 👀.... _*Hanzi solutions with Dr Ndlovu*_ ‼️ *Have you spent a lot of money going around looking for help ,,,but still cant find it* 😔.... *Aren't you tired of taking pills 💊 everyday* ⁉️ *Look no further than Mr Praise Ndlovu to solve your BP AND DIABETES ISSUES* .... WHATSAPP PLATFORM https://chat.whatsapp.com/C1WdwAlGJKj2fES7pC4H22

*Response* Ini am a soft spoken guy and a very logical person, what makes me lose interest in someone kuva Dramatic and kuda kunzi unopopota instead of just calming down and talk about it without making a fuss. I believe that talking things out and being transparent at times help a lot in a relationship. I don't cheat coz kana ndisingachanakirwe nemunhu ndobuda pachena pane kupedzera munhu time. Cheating is just not for me

🔥HODHA BHERO UITE MARI💸 Direct calls ☎️0782604824 0774166373 INBOX📩 https://wa.me/263782604824 1.DELIVERY🚙 2.QUANTITY👍🏽 3.AFFORDABLE💸 4.QUALITY👗 5.PROFITABLE💱 Dealing with the trusted ones you wont go wrong💰 https://whatsapp.com/channel/0029Vb08Bj70AgW4vB3prq3D


Hie Tee ini ndanga ndina bestie wangu wandaifungira kti ndiye wepamoyo bt ndakazobatikana kunzwa kti aibditaura nevanhu achivaudza zvese zvehupenyu hwangu chandadya; chandapfeka aitoti ataure zvese pandaitambudzika marriage yangu ichivava aitoti audze vanhu pandazozvinzwa handina kuzoda kutaura naye fti now zvinhu zvangu zvakufamba bhoo i think ndiye aive handbreak muupenyu hwangu ndinongoti kwauri mai T hupenyu ivhiri hunotenderera uye ushamwari kugona kuchengetedza zvakavanzika zvatinotaurirana kwete kungoshambadza pese pese sorry nekurebesa

Hey teejay Hide 🆔 😞😞 Nezuro Friday ndanga ndataurawo nechiSide chick changu kuti ndinokasira kuchaisa ndouya nekuShoprite ndichikutengerawo grocery. Hamenoo mukadzi akaonawo sei maMessage... Ndakapinda muShoprite ndikatenga zvinhu zveR1800.00. Ndichibuda neTrolley ndiite Uber kuenda kumba, dhuma dhuma nemukadzi wangu ...wati kufara kwaakaita ikoko neHug ndiye tsvodi padama ... zvikanzi magona Dadie mukungoziva kumba hakuna kana upfu. Ikozvino ndarambwa neSide chick kwanzi unotongwa nemukadzi 😭😭ndakarara izvozvi kudya ndaramba, ndangoti handisi kunzwa zvakanaka. Apa mukadzi atenga maPain killer ..ndangonwa😞😞 Imwe nyama Arikuita gochi gochi