
Zim Hot Talk Confession &Secrets Zw🇿🇼
February 13, 2025 at 05:57 AM
Hie Tete Tilda chitupa mubin am a lady aged 26 my story goes like this ndakadanana naprophet vekuchechi kwandaienda we had bonde for several times but vanhu vekumba kwedu vaisazvida n I did this behind their back one of the days I met mai elder on my way kuenda kumba kwemuface but ini ndaive pamberi muface kumashure then nyanya ndobva yasvitswa kumba ndokatoramwa kuenda kuchech for a month but muface akabva asiira ipapo then taingosimbisana but ndakabva nda avoider kuenda kumba wemufesi ndakumuti let's find another place to meet achingotsika tsika then I noticed kuti ndane nhumbu but I used mamorning after each n every time patairova nyoro apa munhu anga asisachade kna kutaura nen till ndakaibvisa but anga akatopa mwana zita rekuti anesu asat azvarwa apa I didn't know kut munhu wangu ane mascandals hobho ane more than 2 vanhu vaaibvisisa nhumbu plus mumwe aakadumper akanwa mushonga so I later realized that ndanyura mudhaga
Ndinoti sorry kwaari kna mwana iyeye aimuda
😂
😢
👍
🐕🦺
😭
😮
🙏
19