Zim Hot Talk Confession &Secrets Zw🇿🇼
Zim Hot Talk Confession &Secrets Zw🇿🇼
February 13, 2025 at 06:57 AM
Hie admin hide me ,l'm a gel ane 19yrs,nyaya yangu yakamira yakadi . Ndine muface wafambidzana naye , tava kupinda gore rechi two , rudo rwedu hatina problem tinonetsanawo here and there asi tichinzwanana . So vabereki vangu varikuti nisiyane naye vakatanga vachiti haana chaainacho ,asi ini handina kuita hanya nazvo,ndobva vazoti muri hama ,hukama hwacho havasi kuubuditsa pachena ft.kuhama dzabae hukama hwacho vanoti havauziwe , mitupo yedu ndo imwe cht , mukomana anga azvitambira akati ndobvisa Cheka ukama kana vati tiri hama ,asi vakarambisisa kwanzi hazzviiti .nibvunzirewo mudare ma comments notewera hangu , kt ndodii muface anondida zvandoona ndega neni ndomuda,. Ndosiya munhu nekuti haana chaainacho hr . Ndafunga kumutizira hangu cz kuhama dzake handina dambudziko vanondika zvakadaro ,kana kumuitira nhumbu hangu . ndodii vedare . Cz nakutya kt bae anogona kufunga kutsvaka mumwe ini , sorry nekurebesa ma mistake mogadzirisawo tea zira.✔️❤️ siyana naye❌🤞 https://whatsapp.com/channel/0029VagBPeLK0IBpjGw7mK2f
❤️ ✌️ ✖️ 😂 😮 🤞 🤰 🫄 55

Comments