Zim Hot Talk Confession &Secrets Zw🇿🇼
February 13, 2025 at 03:27 PM
*Mudzimba Hot Talk CONFESSIONS* 🤔🔥🥵🥵
https://whatsapp.com/channel/0029VaIOdIS7DAWypOdzjd3z
Hide my ID ini ndirimudzimai arikuma30s ndakaroorwawo nemrume wangu ndrivirgin iye arivirgin ndaigara ndingoti nhai murume sei usingandiratidzewo rudo kuratidza kt unondida .. Akatanga kushanda basa ririnani saka aicover gap rerudo nekundiitira zvaanofungawo kt zvingandifadze takararama takadaro haandicommende. Ndinogezawo zvinoyemurwa kunyangwe nevamwe vakadzi... ndinoti ndikabuda kuenda nyangwe pamashops unotoudzwawo macompliments asi wangu haaite kana kungotiwo zvako adzimai machena ..... Haandibate during day zviya zvekutiwo mukapinda mubedroom unopihwawo kahug iye haaite time yebonde tinotopinda mumagumbeze ndipo paanozotanga kunditsvanzvadzira ndikaramba ndakanyarara ndipo paunozonzwa oti nekazevezeve pepi .. pepi kuda kt (babe) kana kt iwe .... iweee. I love you inozotaurwa pamwe kana yapinda veduwee imba yangu ndoida asi haina mufaro ndingaitewo sei kt murume andiratidzewo rudo nekt kt munhu wemukadzi kt anzwe Lula Lula x anenge aita romance inetumashoko shokowo twerudo pliz help.
*********
Topic 2
yangu nyaya yandauya nayoo ndeyekudawo kubvunza vakanz varimudzimba kut caring yandopiwa kwangu pane akambosanganawo nayo hre ,mumba mangu ndikarwara murume wangu anomhanya manya kutsvaga kut odiiko kuti ndipore ,most of the time ndikarwara anototi babe huya ndikunamatire kna arikubsa kungomuti ndarwara anotonzvenga pabsa so dakubvunzawo kut inyayaa yekuti tichangoroorana hre cz caring yacho yakanyanyisaa tane gore tese mwana tine 1 ndongonzwa vanhu vachit varume imbwa saka wangu achatozoitawo imbwa hre (musandiseke dakuzivawo)
😂
❤️
😢
👆
👍
🖕
😮
😱
🙏
45