
Zim Hot Talk Confession &Secrets Zw🇿🇼
February 13, 2025 at 06:39 PM
makadii .Zita bvisai ndiri mudzimai akaroorwa nemwanabwangu now ndane mwana one naye.Tane 2 yrs tiri kuno ku Cape town.Ndatengerawo hubbz t shirt ne watch zve Vale ndikanotsoisa pa bed achiiona achibva kubasa hanzi thanks asi in handitengere mukadzi wandisingazive kuti akabviswa nani humhandara. ndarwadziwa hanzi pamwe wakabviswa humhandare pa Valentine day pacho ndofara manje.Ataura zvakawanda hanzi ndipo pawakabviswa humhandaro nyoro cjaiye nekubata nhumbu apa ndochengeta mwana.wacho ivo baba vacho variko.Atibfonera baba Jenny vauye kuzotora vale yavo.Ndoita sei sekuru
😂
😢
😮
💔
😭
🙏
🖊️
😒
🙌
52