Mai Kelsey House & Maids Agent🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀
Mai Kelsey House & Maids Agent🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀
January 28, 2025 at 10:00 AM
App 0777362561 if you're looking for Domestic Help or inboxing details How to write your details Full pic Full name Age Location 🆔 number Age Religion (Denomination) Next of kin and his/her details Last employer contact and location *To those seeking for domestic workers (maids)* Inbox the following information: Location Duties to be done Number of rooms Number of children Off days Age range of maid you prefer Salary App link https://chat.whatsapp.com/D24R5BWhrvrJjPWHUrQKG2 *MY GROUP RULES* *NO WHATSAPP CALL WILL BLOCK YOU* handidi vanhu vekuti kungoisa msg ndikasapindura ipapo ipapo wakuto phona ne app like i always say ndine mhuri, ndinoshanda, hapana pandichaswera pa app 24/7 , vamwe ndevanofona 10pm hanzi ndirikuda basa🙌🏻🙌🏻 *VANOISA ZVIMA LAUGHING EMOJI WILL REMOVE YOU* munhu kana waona kuti basa hauna kurifarira nyarara kwete kuda kuworesa vamwe moyo uchiseka ndobudisa handixhengeti vanhu vanoda kudonhedza vamwe *VANOTI NDIKAISA BASA MOUYA KU INBOX WITHOUT FULL DETAILS HANDIPINDURE* ndogara ndichitaura zvinodiwa paunouya ku inbox ndaisa basa even pama group description zviripo but unonzwa umwe achiti ndarida, ndipei iro, rawana here , handipindure full details akanyora zvine order vanhu dzidzai kuverenga nekunzwisisa, umwe anoona pakanzi 30yrs and above anouya oti am 23 yrs wotoshaya kuziva kuti hudofo rudzii and vanhu ivavo ndovanofona kunge vanopenga *VANOITA PHONE CALL INI NDAISA BASA PA APP WILL NOT ASSIST* ndikaisa basa pa app ngatipedzeranei pa app handidi kufonerwa cz call haisendi ma details and paunenge uchiti kufona kunokurumidza vamwe vanenge vachitosenda ma details iwe busy kufona kuzodai ndakukuudza kuti rawana *VASINA MARI DZEMA AGENT FEE MUSATOMBOUYE HENYU KU INBOX MUCHITI MURIKUDA BASA* ma details munosenda chete ndaisa basa rawada , , if ukatadza ndikasenda rimwe resend your details cz i always clear charts musauye ku inbox muchindiudzire kuti ndoda basa remushop, bar, etc ndoisa mabasa andinenge ndinawo panguva kana ndisati ndaisa raunoda iwewe mirira kusvika ndazoriwana

Comments