Mai TJ Shona Novels🇿🇼
Mai TJ Shona Novels🇿🇼
February 5, 2025 at 05:09 PM
Hide.... You know everyday am looking forward to the next chapter, your novel is amazing for real. and i feel like mai tadwell muroyi chaiye she knows what she is doing and everything else that is happening Great work you doing for real Hide... Haa pakaipa apa vanhu ava vanoroya mfunge asi melie akangwara aiita kunge anemweya wekufenbera zvinhu mfunge Hide... Hie munyori ..... Book iri kumberi Tadwell naGulez ndoona sekuti ndivo vachaburitsa mhondi yamukoma vake pachena ...togona kuti vabereki vane zvavari kuziva pamwe nepo hpna arikuziva asi ari mnhu weukama ari pedyo arikuzviita haaa book iri huchi mhani rambayi makadaro munyori zvimwe zvezvinhu zvamunonyora zvirikuitika matiri kuraramira umu asi tirikudzidza zvakawanda kubva kwamuri ... Ko ropa razenge rakubuda Tadwell apedza kurara naGulez mnje bhoe hr ? ... Mwari vawedzere ruzivo neuchenjeri pamuri 👏 Sando dzenyu ndakupayi👊👊👊👊
❤️ 🙏 🍻 👊 15

Comments