MAI TJ& CHLOE STORIES 🇿🇼Shona Novels🇿🇼🇿🇼
MAI TJ& CHLOE STORIES 🇿🇼Shona Novels🇿🇼🇿🇼
February 5, 2025 at 05:16 PM
Hide... Hie munyori ndapinda muchannel nhasi bhuku renyu huchi kani iiiii ndikuona kunge baba wakutovharwawo namai ini wanenge wakadyiswa baba waye ben anenge akachekereswa namai hake nkuti aakutaura zvisiko akufumura gure rese ko gulez nabamunini kuvata wese boo here pamwe ben yairi nzira ykuti wawiri awa wawanane chete underwear momz wanoidiii iiii book iri kaaa ini ndikungofunga chero but l thinks momz nemkomana wekusingisa tadi uyo wane link sei akamhanya kuti ndiye auraya pamwe uyu akasiya afuridzirwa zbekutadxa kunzwa wemucheka mutsvuku awo but munyori mugona rambai makadaro
❤️ 👍 ☺️ 😢 🚮 14

Comments