
Mai TJ Shona Novels🇿🇼
February 6, 2025 at 01:11 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaKIIo1JZg44E9EC810q *JOIN MY CHANNEL FOR MORE PREVIOUS AND NEW BOOKS AND UPDATES.DO NOT BE LEFT OUT*
https://chat.whatsapp.com/Kp7yIuu2r0P8xPFkrV3VxG *MAIN GROUP*
https://www.facebook.com/profile.php?id=61558499262569 *FOLLOW OUR FACEBOOK PAGE*
📚BOOK #25📚
*FAMILY LINEAGE*
BY MAI TJ & CHLOE
Chapter 9
Melania
Takatarisana vakandishaira mashoko ekutaura iniwo ndaive ndisinawo mashoko nekuti ndakabva ndatarisa underwear ravainge vakabata mumaoko ndichitoratidzawo kuti mhinduro ndiyo yandiri kutoda ndokubva vanditi...
'Ko kwakanaka here ?"
"Ndotonzwa nemi nekuti ndaona sekunge zvizhinji zvine chekuita nemurume wangu muri kungoita mega mungandiudzewo kuti zvakamira sei?"
"Hoo waida kusumwa ?, kunzi kudii manje?"
"Ndaona murikutora hembe dzake saka ndati ndibvunze kuti imimi murikudzitora sei ini ndiripo?"
Vakamboramba vakanyarara ndokubva vatanga kufamba hameno kuti simba rakandibata rakabvepi ndokubva vandibata ndichibva ndati..
"Musarambeka muchifamba mhamha ini ndichitaura nemi.Am l not suppose to be the one here arikutora zvinhu zvake here?.Why are you not involving me pazvinhu zvose zviri kuitika pano nekuti --"
"Iweeka iweeka !! Akazvara Ben ndini saka ndini ndine kodzero yekupota ndichiona zvose zvirikutora nzvimbo parufu rwemwana wangu. Wanyanyokudaro urikumbovavarira chii chaizvo? Asi une chekuita here parufu rwemwana wangu?"
Ndakashamisika vachindidaro ndokubva ndati.."Excuse me what did you say ?"
Vakabva vafamba vachienda ndokusara ndichiita sendichavarova asi ndakazvidzora ndikangoperera mukuseka zvangu ndokungoti...
"Woow what a challenge for real what a challenge from this old lady " ndakafamba kudzokera ndikanoudza vana tete nyaya yacho vachibva vati..
"Ko nemhaka yei vadaro handiti ndiwe here mukadzi wake saka sei vari kuita zvinhu iwe usipo hanzi kuti zvkdii hee?"
"Handizive tete l am tired , l am really tired everything which is happening here doesn't even make sense aah i am tired ini honetsly l am"
"Chirega vaite zvavari kuda tione kwavanogumira. If they don't want to involve us then let it be handitika rega kuramba worwisana navo hazvibude zvachose"
Takazongara pasi ivo vacho vaingo mhanya mhanya kushaya kuziva kuti chii chirikurongwa mufunge. Program yakazotaurwa vanhu vakaronga kunotora body yaBen vana tete ndokubva vati..
"Mai Fadzi you can go as well ka munotora body"
"Are we not suppose to go tese here hakuitwe service kuparlour kwacho?" I asked tete ndokuti...
" Chirir kunetsa they are not consulting us saka zvonetsa kuziva kuti varikumborongei chaizvo.Rega ndibvunze bamdiki avo ndinzwe kuti vari kurongei"
Vakabva vaenda ndokutaura nabamdiki lsaac avo vakati..
"Kana neniwo handisi kutoziva kuti zvirikufamba sei nekuti program yose irikurongwa nababa ini handina zvandiri kuziva"
"Ko vanogoronga sei vasjngatiudze kuti zvirikufamba sei, kuita sekunge tisipo kudaro "
Nditete vakadaro and ndega ndakatoona kuti this people they don't want to involve us at all. Vakabva vatorana vachipinda mumota vaienda vacho bamdiki Isaac ndovapinda mune yedu vakaenda.Ndakamboda kuita nharo dzekuti ndiyende asi tete vakaramba vakati ndirega disiyane nazvo..
Vakazodzoka zvekuma 7 manheru ndokubva vaburitsa coffin raBen. I was so heart broken handidi kunyepa at the same time ndikanzwa misodzi kubuda ukuwo hana yangu ikatanga kurovera padenga zvekuti ndakatadza kubreather
ndokubva ndati kuna tete..
"A-aunty l can't breath aunty l can't. "
"Its okay dear i know its pain just let it out okay. "
Ndakatanga kuchema mufunge. I couldn't believe my eyes kuti Ben hakusisina mufunge. Coffin rava kupinzwa mumba handizive ndoti ndivo vainge vakabata here or pane zvakaitika here coffin ndokubva radonha vanhu vose ndokuti..
"Hiii nhaimi!!"
The way the coffin sounded ka raised query mandiri kuita kunge musina chinhu nekuti rakatoita imwe sound vanhu vose ndokuti..
'Haa aya ndomashura mhani aya ende futi soo ka. Ndofunga Ben akatsamwa mufunge "
"Shuwa akatsamwa anenge asiri kuda kuvigwa ende futi"
Vanhu vaingotaura all sorts of words baba vacho ndokubva vati..
"Ndosaka ndaida kuti avigwe nekuti apa tava kupa vanhu zvekutaura manje pasina kana nyaya"
Vanhu havana kurega kutaura inini ndaive ndachingomira ndiri nechepacorner observing zvaiitwa. Vakamusimudza ndokubva vapinda naye mumba vanhu vaive mumba vakaburitswa after some minutes ndokubva zvanzi..
"Togona hedu kupinda tichiimbira mune chitunha chedu"
Vana tete ndokubva vati.."takupindaka mumba,"
"Haa you can go "
"Ko imimi " handina kuwana mukana wekutaura panzi nehama yaBen yakauya pandiria achiti..
"Hanzi huyai mugare kumusoro kwecoffin"
"Ani? Inini? Kana ndiri inini am handisi kuda"
"You have to Melania that's tradition , a wife is suppose kugara kumusoro kwecoffin"
" Tradition my foot okay ?! tradition my foot,!! Handisi kuzonogara ikoko handisi "
"Melania"
"Tete please handisi kuda .Mamboona madonhero aita coffin iri haa kana l can't go there ini endai imomo ini handidi kuda l am okay zvangu handisi kuda ini"
Haa ndakaramba ini to hell with tradition handisi kuda zvachose.Vana tete vakazama to convince me asi ndakarambisisa chaiko umo mumba ndimo mandisiri kuzoenda kunogara mai vacho ndokuti..
"Saka kana iwe uchiramba kunogara unoda kuti kugarwe nani handiti ndiwe mukadzi wacho here?"
"You shoukd have consider that from the very first day i set my foot in this compound nekuti yava nyaya yekugara makuda kuti ndiinde ko pamanga muchiita all these meetings inga hamuna kundisuma manje now you consider me as his wife nekuti kwava kuda kugarwa kumberi?!.Haa mhamha sorry if l disrespect you in anyhow uko handisi kugara handidi and don't force me mwana ndewenyu mhamha you can usher yourself monogara imomo ini excuse me"
Ndakabva ndafamba ndichinopinda mumba maiva medu.Ndakabatira kumadziro ndikanzwa misodzi ichibuda chaiko and l cried so hard ndokubva ndati...
"Ben why , why Ben and now you are givng me hard rime to make ma decisions now why ndiudze why?!. And up to now everything which is happening up to now its a joke.Why am l feeling so restless like this and why "
Ndakasvika pakugara pasi ndikabatwa nehope. Ndirikuhope ikoko ndainzwa vanhu vachiimba vari mumba maive ne coffin and then ndakanzwa sekunge mumba mune munhu apinda.Chandakanzwa ipapo ndechekuita sekunge apinda mumagumbeze mandaive ndiri then i felt his or her hands andibata mazamu angu then directing himself ndega ndakanzwa kuti maoko echirume aya aive so firm and rough mukati macho.Akanobata my privates ndokubva ndavhunduka ndichimuka ndichiona ndiri ndega muna imomo.Ndaive ndadikitira chaiko then l looked around ndikazviudza kuti munhu mhani wandaive ndanzwa apinda muno uyo munhu and l am certain.I looked down to myself kuti ndione semunhu ainge anzwa kubatwa kuzasi uku ndokuona pasina chinhu.l take a deep breath ndokuzvipa mukana wekuti ndiite cool off ndichibva ndazobuda kuenda kunogara panze and time dzaive dzatofamba kuma4 kwayedza..
Kwakadzamara kuyedze ndakagara panze mumba umo makandirambira kuti ndipinde.Program ye burial yaBen yakarongwa and we prepared kuti tigoenda kufamily grave yard yacho.Pasina nguva taive tapedza church program then yava nguva yebody view pakabuda munhu mumba achimhanya achiti..
"Hamuna mutumbi waBen umu!. Coffin harina chinhu iri!"
Ndakati ndichinzwa kudaro hana yakarova chaiko chandaita kusimuka ndichimhanya kunopinda mumba muya ndichiona zvesure coffin risina kana chinhu chauvemo ma stains eropa chete. I squeeze my eyes ndichida kuona kuti ichokwadi here probably I ama dreaming mufunge ndodaro ndiri kuhope asi it was real.Ndakapera simba ndokubuda imomo ndichinowira pasi tete ndokundibata vachienda nechakugate vachibva vati..
"I think zvataoneswa zvakwana we need to go back Melania"
Handina kudaira people were talking vachibvunzana then Tadwell akasvika achidanidzira kuti..
"Nhasi muchamuburitsa Ben aripi muchamuburitsa ndoda kumuona aripo apa"
Akavava akanosimudza coffin mumba ndokuriisa panze.Pakarepo akabata baba vake achivaisa mucoffin imomo achibva avatema nedemo ndokubva atiza.Ndakati ndichiona chiitiko ichi ndokunzwa simba mandiri richindibata ndokusimukawo ndichinopinda mumba umo mandasvikotora ma car leys ,ndisina wandaoneka kana kuudza ndakangopinda mumota ndichidriver ndichitevera Tadwell uya.Ndakamuona achimhanya ndikamudarika then kwava kumira at a distance ndichibva ndavhura door remota.Handina zvandakataura naye zvizhinji ndakangonzwa mandiri muchiti.
"Melania muendese kuBotswa na munhu uyu , let him hide kure for now muendese ikoko,"
Zvesure ndakarova road ndakananga kuBotswana .Ndakazviudza kuti kana asina passport pa boarder arikuzopapinda. Ndichatoita plan chete kuti apinde and l am going to do it at all cost.Ndakasvika paboarder semunhu ainge arikuziva zvizvhinji ndakaita ma payments angu kune team raipinza vanhu zvisiri pamutemo ndokubva ndanyora address yekumba kwaBen ndichibva ndavapa kwave kuti...
" Endai uku munondimirira ikoko ndouya next week Friday"
Handina kuvapa mukana wekuti vavhunze zvakawanda then l drive off ndichidzokera ....
🌍 Inspired to change people's lives
End of chapter
❤️
👍
🙏
😢
😂
😮
🔥
👌
💣
🖤
495