TINOH & PATIE MUTSINZE NOVELS
TINOH & PATIE MUTSINZE NOVELS
January 24, 2025 at 09:28 AM
*Huyai muone veduweee book riya rozipa zvino. Munyori vatiregerera kani toda kunzwa kuti Davy anyopora here panyo pebenzi rake. Haaa love nebenzi inotsva gore rino. Sekai anofenda chete 🤣🤣🤣*
😂 ❤️ 👍 🙏 😢 😮 120

Comments