TINOH & PATIE MUTSINZE NOVELS
TINOH & PATIE MUTSINZE NOVELS
January 24, 2025 at 06:59 PM
Join my group: https://chat.whatsapp.com/Hhd3sKbmifi4sfMiGhrsym Follow my channel: https://whatsapp.com/channel/0029VaLhXcA6rsQs1Dbdjo0b Follow my page: https://www.facebook.com/TinohM011?mibextid=ZbWKwL *THE BRIDE'S DISAPPEARANCE* 💞💔💞💔💞💔💞 STORY WRITTEN BY TINOH 🎓 MUTSINZE AND PATIE ❤️ MUTSINZE All rights reserved. No part of this book may be reproduced in any form or by any electronic or mechanical means without written permission from the author... CHAPTER 22 DAVY Kutaura chokwadi mark yandakaona apa ndakairangarira , asiwo maitikiro azvakazoita panguva iyoyo aive akaoma. Kwaisavawo kuda kwangu ende taisambodanana nemusikana uyu. Ndipo pandakanyatsonzwa moyo wangu kurwadza. Mwari vaive vandiranga. Ende Ndakatanga kurangarira zvaaive Ari panguva yandakamubata iyoyo , nezvaainge aita apa ndakanyatsoona kuti hubenzi chete uye tsvina , asi kana akageza chaiko aaive musikana akanaka chaiye uye musvinu. I dropped a tear ndakamutarisa. "Where is my son?" Ndakanzwa mashoko aya kwave kunyemwerera. Zvaireva kuti mwana wangu aive mukomana. Ndakaswedera pedyo nebenzi iri. Ndakaribata ruoko irworwo ndichibva ndaswedera zvekare pedyo naye. Ndaida kuripa tsvodi ndinzwe kutapirirwa. Kunhuhwa kwaraiita Ndakatadza kana kunzwa. Ndaitoda kuti rivhure choya chiya ndimboona zvekare. "Hiweee ndokumedza!! Unoda kundiruma?" "Kwete babe , ndoda kukupa tsvodi?" Rakabva ranyemwerera kwave kutendeuka rotambisa magaro aya zvekufara chaiko. "Wati unoda kundipa tsvodi? Tsvodi tsvodi tsvodi , unoda kunditsvoda pane mark iya here kana kuti padama?" Ndakazhinyawo semupengo ndoti "Padama babe , pane mark iyoyo apo ndozokisa kana ndapageza. Handei Mumba" rakabva rapenga nguva iyoyo. "Saka uri kuti ini andigezi here. Unopenga iwewe Sara wega!!" Veduwee rakamhanya zvekuti nguva diki diki andina kana nekuzomboona mumvuri waro. Ndakatonzwa kurwadziwa nekuti ndaive ndakunyatsoona kuti ndaive ndaperera. Kuita kunyura murudo. Zva Sekai kutonzwa zvave kubuda mumoyo mangu mbichana mbichana. Ndakatonzwa misodzi yeshungu yave kubuda , kutoita stress chaiyo. Ndakabva ndaridza tsamwa kwave kudzokera zvangu Mumba. Ndakasvika musikana uya akagara zvake pasofa achinyemwerera akatarisa mwana uyo waaive aradzika zvake pasofa. Akabva anditarisa akati "Brother , I'm hungry" Ndakamunzwira tsitsi. Ndakamhanya ku kitchen kunotsvaga chekudya. Ndakadzoka ndabata chingwa , mazai nedrink. Ndakamupa ndichibva ndagara pasi otanga zvake kudya. Pave paye ndakabva ndati "What is your name?" "Oooh I forget my brother. I'm sorry please ndiregerereiwo. Ndinonzi Jennifer." "Nice name Jenie. Ko , sisi vako vawambotaura nezvavo vanonzani?" "Vanonzi Junica" ndakangonyemwerera nekuti ndaive ndatoona kuti mwana uyu aive ari munhu anonzwisisa zvake. Ndakazomuratidza magariro ataiita pamba apa. Ndakamupa room yaairara iye nemwana. Ainge asina kana hembe zvake , saka ndakazomuti ndaienda naye kunokutengera hembe kana kwayedza. Iye akati aigona kuenda neni kumba kwavo kunotora dzimwe. Ini ndaiti pamwe haana kumba sezvo aive ati akanga ave begger in the street. Kuma 8 ndakuda kutonorara zvangu , ndakanzwa knock zvekare uye yaive neruzha , ndikabva ndaziva kuti aive adzoka mukadzi wangu. Kungofunga nezvake chete , yaibva yamira kuti twiii. Ndakangonosimudza mwana , ndokutanga kufamba ndobuda ende Jenie haana kuona mabudiro andakaita nemwana. Pandakavhura gate , ndakaona riri benzi riya. Veduwee kutoita fall in love nebenzi ndiko kwandaive ndaita apa. "My love" "Unopenga , mazizamu angu orwadza. Ndoda kukuyamwisai mose iwe nemwana. Iwe uchiyamwa uku mwana uku. Ndipe mwana wangu" ndakamboti Mwari pindirai. Dai akasangopindwa nemweya wekuti akangotambira mwana chete obva atiza naye. Moyo wangu waizorwadza zvakanyanya. Nguva iyoyo phone yangu yakapinda msg. Ndakaitarisa notification ndokuona Ari Sekai. Ndakangoridza tsamwa , andina kana kupindura kana kuvhura. Ndakatambidza benzi Riya mwana. Rakabuditsa mazamu ese ndikanzi yamwawo. Zvaisaita murume mukuru kuti ndiyamwe. Ndakazongoisawo muromo wangu pazamu Riya ndokutanga kutamba naro. Ndakanzwa kunakirwa veduwee. Vaye vanoti benzi rinosemesa haaa munonyepa imi. Pandaitamba nezamu kudaro ndaitsvanzvadzira kutsvaga pane choya chiya. Andizive kuti sei ndaive ndatenderedzwa pfungwa dzangu kudaro nebenzi. Pandakapati dzviiii , ndakanzwa hana kurova , ropa rikati tabvu tabvu , tsinga kuti tare tare nemuviri wangu wese. Ndakadonhedza masiriri. Iye waive wazongoti zii akateerera zvandaiita. Ndakati dzikisei ruoko rwangu , ndokunzwa zvigunwe zvanobata cake rebenzi uuumm raive rakaoma zvaro risina kutombotota , asi ini ndakari feeler. Kuita kunge ndakanga ndave nenguva ndisingarizive , asi kwete. Ndakatanga kufambisa ruoko rwangu , apa taive takagara pagate imiweee. Better Kuma del del uku apana vanofamba famba ende dzimba dzakaparadzana zvasiyana nana Kuwadzana , chitown nedzimwewo. Plus paive nekarima munongozivawo magetsi emuZimbabwe. Inini ndaive ndatopara zvangu "Uuuummmm sshhhhhh" ndakanzwa rodaro benzi iri , ndikaziva kuti ndabata panonaka. Ndakati wedzerei speed ndokubva ndanzwa kudziya Kune rimwe level raitova bho. Ndakaziva kuti ratota ende zvaive zvasarira inini kuita action nekukurumbidza ndidye zvangu bota. Nxiii ndipo pandakanzwa mutsindo waJennifer achimhanya kuuya. Akavhura gate muromo wangu uri mumuromo mebenzi kiss ichitsva , ruoko rwangu ruri kubhurukwa. Ndakabva ndavhunduka zvakanyanya. Benzi riyawo rakabva Raisa mwana pasi rosimuka. "Brother Davy!!" Akadaro Jennifer achitora mwana. "What are you doing here? Ndiri kutsvaga mwana Imi munaye pano. Ko , uyu ndini anenge benzi?" Benzi Riya rakangonyemwerera kwave kutoenda zvaro. "Emmm , sorry Jennie , I found out kuti this mad woman ndivo Mai vemwana uyu" "What?" "Yes my sister , ratoyamwisa mwana , mwana atoguta Hona akutotamba zvake" akabva atanga kugunun'una chaiko akanditarisa akabva ati "Uuumm , asi azvisi good my brother. Saka kureva here kuti ndiro rauya rikasiya mwana pano?" "Yes obvious" andina kuda zvangu kumuudza kuti mwana aitova wangu zvechokwadi. Akabva Ati "Saka madii kuenda naye kumapurisa. Nekuti kana zvakadaro richaramba richidzoka pano. Imi kana mukazobatwa muinaro munosungwa brother" ndakamubata ndikati "Usanetseke nezvazvo. Iwe ziva kuchengeta mwana chete nekuita basa remumba randakuudza ok. Izvi hazvinei newe. Chienda Mumba ndiri kuuya!" Akabva angogutsirira musoro wake akaenda. Ndakatanga kucheuka cheuka ndotarisa kwaive kwaenda nebenzi Riya. Ndaida Kupa mwana Zita rekuti Ryan , ndozodeedza babe kuti Mai Ryan. Ndakatanga kufamba neroad yaive yaenda nebenzi Riya. Ndakaritsvaga , asi Andina kuriwana. Ndakadzoka kumba nehosha yangu yekuda munhukadzi sezvo paive pasina zvekuita. Ndaive ndatonyura murudo naro benzi iroro. The following day takabatsirana kugadzira mwana naJannie. Mwana wacho aisambonetsa zvake chaaingoda kupihwa mukaka wake obviswa zvakatota chete otorara zvake. Takapinda mumota tose toenda nekuti ndaisada Kupa Jennie mutoro wekusara nemwana ega. Uye apa taienda kumba kwavo ndiye aitokuziva. Takasvika ndokubva ndapaka mota kutoda. Ndakatarisa pamba pacho ndikatoona kuti life yairwadza. Ndakasara panze iye akapinda Mumba. Paakabuda ndakaona Aine misodzi pamatama ake. "Jennifer why are you crying?" "I saw my mother in dream. Vakati ndizotora mufananidzo uyu ndigare ndichiuona pese pandiri nekuuchengetedza. Vakati ani nani achauputsa achavaona , nekuti vakaugadzirirwa nemunhu wavaida. Zvino ndiri kuona wakapwanyika ndashaya kuti ndiani akapwanya." "It's ok tonogadzirisa futi usatye. Let's go , this place haisi safe zvachose , ndiri kuzvinzwa mumoyo mangu nemupfungwa." "Ok my brother" takabva tatobuda kwave kufamba kuenda kumota. Aive atora hembe dzake dzaive shoma shoma----------- SANDRA "Iwe kaa iwe! Usati kana vamwe vasikana vachikuregerera , neniwo ndinokuregerera wanzwa here? Ndavinga Tanaka pano ndiye wandinoda kwete iwewe!" Ndakadaro ndabatwa nehasha dzakaomarara. Paul aitoda kundijairira. Akabva aseka akaramba akandibata. "Nemanakiri awakaita aya azvimboenderani nekuita hasa" Laina akabva aratidza kuvhunduka akati "Paul ndakakuitira mimba , zvave zvipi zvauri kutaura Paul?" Ndakabva ndaseka zvangu. Ndakamusairira kure , paakada kudzoka , ndakasimudza bhutsu ne high hill yandaive ndakapfeka. Ndakamunanga pamabhora chaipo ndikasiya warara pasi.. "Ndave kuenda , asi ndichadzoka!!!" Ndakabva ndatofambisa kuenda kumba. Ndakasvika nekupinda Mumba ndave nehasha ende ndakangosvikozvikanda paso. Baba havana kuzogarisawo ndipo pavakaoneka vakabva vaenda kumba kwaSekai. "Nhai muroora , manga maenda mese here nemurume wako?" Vakadaro Mai vaTinoh "Kwete amai , ini ndanga ndaenda kunoona Laina musikana waTanaka. Ndine zvandaida kuziva nezve mwana. " Chandaisagona kunyepera munhu. Kukura kwangu kwese ndaidzidziswa kutaura chokwadi nguva dzose ende zvaindibatsira kakawanda. Vakabva vatura befu vakati "Saka unotova serious nenyaya yemwana nhai? Zvino mukaita zvevana vane madzibaba avo nekuti ndewako nhai muroora , wedu mwana ungazomuzvarira here?" Ndakangovatarisa ndikati "Asi haana here kukuudzai kuti ndakabviswa pamuviri pangu kwandaive nda kidnepwa ikoko? Paive pake wani nhai amai. Saka ndongofara here mwana wangu asiri panzvimbo inofadza?" "Anditi wakaroorwa here? Imboita zve marriage yako zvawatairirwa naTendai. Izvi zvauri kuda kuita izvika , chenjera hako kuzochema nekudemba mangwana" "Hazvina kuipa amai. Kana mwana auya zvinondirerukirawo. Ndinomuendesa Kuna amai vangu nababa onogara ikoko. Pane kunzi nyarara amai iye mwana wangu Ari mumaoko akaipa. Dai ari wenyu ndipo pamaizonzwisisa how I feel mama. I'm sorry kana ndatadza ndiregerereiwo zvenyu , asi chokwadi chinondisunungurawo moyo wangu." Ndakazopedza kutaura misodzi yave kubuda. Vakangodzungudza musoro wavo vakasimuka ndokuti "Isu tiri kuenda mangwana. Ndofunga tinenge tambokutandadzai chaizvo. Tendai kana achida , ndiye achambosara zvake." "Zvakanaka mhamha." Ndakazosimuka ndoenda kuroom yaive naSekai. Ndaive ndisina kuzomboonana naye kubva zvakaenda Togarepi abuda muroom yaSekai iyoyo---------- End of chapter 22 Stay tuned 💋
❤️ 👍 🙏 😂 😢 😮 346

Comments