
TINOH & PATIE MUTSINZE NOVELS
January 28, 2025 at 09:10 AM
Join my group: https://chat.whatsapp.com/Hhd3sKbmifi4sfMiGhrsym
Huya ku channel usasarire: https://whatsapp.com/channel/0029VaLhXcA6rsQs1Dbdjo0b
*THE BRIDE'S DISAPPEARANCE*
💞💔💞💔💞💔💞
STORY WRITTEN BY
TINOH 🎓 MUTSINZE
AND
PATIE ❤️ MUTSINZE
All rights reserved. No part of this book may be reproduced in any form or by any electronic or mechanical means without written permission from the author...
CHAPTER 27
SEKAI
Ndaive ndatanga kunetseka kare , kubva pandakangonzwa kuti Sandra aive awana mwana wake kumba kwa Chirandu. Ndakatanga kunetseka kuti Tanaka aive akazvifambisa sei? Ndaida kuti Sandra acheme hupenyu hwake hwese asambofare nekuti ndine zvandaitoda kuita after asiyana naTinoh aroorwa naChirandu. Tinoh aimuda zvisingaite. Ndaibva ndazobatana naNancy mudzimai waChirandu. Zvino zvakabva zvaenda nepamwe. Sandra wakabva zvake mimba , but it wasn't enough for me kuti nditi ndamupfidzisa. Mashoko ake ekuti ndiri ngomwa aaigara achingotaura iwayo ndiwo aaifira chete. Ndaisazorora kana Sandra achifara. Ndakaita mazuva ndakarara mumba make. Ndairwadziwa muviri wangu wese. Davy aive andiponda chaiko. Sofa raakanditsitsirira naro raisambova sofa repondo. Ndakararama nenyasha dzaMwari chaiko. Ndakazoti ndave kunzwa zvirinani. Sandra ndipo paakauya nemwana wake. Mazuva matatu akapera mwana asina kumuka. Ndaingoti dai afa nekuti madiro acho aaiita mwana uyu aive akaoma. Zuva iroro rechitatu racho wakanga auya kuhope dzangu. Ndaiita kunge ndaifamba musango. Musango umu maityisa kwazvo. Ndipo pandakanzwa izwi rakati
"Save my life!" Ndakacheuka kwave kuona ari iye aive akamira mumasora aivava zvakanyanya.
"Ani manje. Ndiwe ani?"
"You , ndiri mwana wenyu wani. Nemhaka yei makavenga amai vangu kudaro? Save my life please kuti nemiwo ndigokubatsirai pane zvichakunetsai!"
"Siyana neni wanzwa!"
"Ok fine , asi muchandiyeuka pamazuva ekutambudzika kwenyu. Mweya wangu hausi pamuviri wangu. Ukashaya anobatsira kuti udzoke ndichaparara moyo wenyu ufare. Please tell my mom vaende kumba kwaChirandu vano------" ndakabva ndanhonga dombo ndikamutema naro akadonhera pasi. Mhere yaakaridza ipapo yakaita ndibve ndapepuka.
Kuti ndiudze Sandra hope idzi ndaisatoda. Ende kuti ararame mwana iyeye ndaisada. Ndaive ndisina kuzoziva kuti aida kuti Sandra anodii kumba kwaChirandu? Ndakazogeza kwave kubuda zvangu. Ndaive ndisina mota , yaive yakasara Kumba kwangu. Ndakasiya kumba kwaSandra kuine vanhu vainamata. Ndakabva ndaenda kwangu kumba nekuti ndaive ndasuwa Davy murume wangu. Kutadzawo kana kuuya kuzondiona kana nezuva rimwe chete zvake. Zvisinei , ndakaenda kunokwira combi yekuti ndiende kumba. Ndave pedyo kusvika kumba , ndakaona mota yaDavy yakapaka pane amwe marobots aivepo pedyo nekumba. Kuti ndimise mota ndakati kwete , ndaida kumutangira kusvika kumba kuitira kana paine zvaiveko ndozvibata nekukurumbidza. Tati fambei , ndakabva ndamuona achitaura nebenzi pane imwe nzvimbo. Raitooneka kuti ibenzi nekuda kwezvaaive. Vanhu vaive mucombi ndivo vakazonditadzisa kudzika , asi ndaida kutodzikira ipapo. Combi yaive yakamira ichidzikisa zvinhu ndinzwe vamwe baba vakuti
"Uyu murume uyu akashinga. Nebenzi rake iri havasiyane. Police yakatomboda kumusunga , asi vakapedzesera vasiyana naye. He is in love with this mad woman." ndakabva ndavhura nzeve kuteerera .
"Uyu hapana need yekumusunga kana. Anorida benzi rake ende I think aive mukadzi wake ndokuzotanga kupenga vari vese. He is taking care of this mad wife asawane chinomuwana saka he is right. Hakuna varume vakadai pasi pano. He is one in a million. Dai ari umwe akati chance given ndinotsvaga umwe. Manje iye anotoda benzi rake" ndakakwira bp nenguva diki. How could Davy? Kundiitisa makwikwi nebenzi here? Saka ndiro raimutadzisa kuuya kuzondiona ini mukadzi waakaraoora tikachata tose here veduwee!! Umwe akabva ati
"Apa vanoriziva vanoti raive rakazvitakura Mwedzi yapera iyo. Rine mwana mucheche ipapa. Murume uyu ndiye anotochengeta mwana wacho kumba kwake. Ende rinonzi rinotoenda richinomuyamwisa rodzokera zvaro. Dai rabvuma kugarika naro kumba nhai vachengeta vose mwana wavo" ndakadumbirwa nemashoko evanhu. Combi yakabva yasimuka yoenda.
"Pamusawu!" Ndakadaidzira ndokubva yamira. Ndakadzika kwave kutanga kufamba kuenda kumba. Ndichisvika , ndakawana gate rakavharwa rakatokiiwa. Ndakabva ndapera simba kwave kuramba ndakamira. Ndakatura befu kasingaperi ndokubva ndazoona musikana akasvika achiita kufambisa. Mwana iyeye aive akanaka zvekuti.
"Makadii henyu?" Akadaro achitovhura gate. Aitova nema keys , apa ndaisamuziva.
"Hey hey hey , come back here!!"
"Sorry madam , ndasiya mwana Mumba ega. How can I help you?"
"Oooh my God , you want to help me , in my own house! You don't have respect."
"Madam , ndimi mukadzi waMr Davy here?"
"Indava uchibvunza zvakapusa kudaro iwewe? Are you mad?" Ndakamupa mbama akarovera pagate.
"Sorry madam I didn't know. Ndatadzei zvekare apa?"
"Shut up! I want you to get inside , pack your things and leave my house now!" Akabva aseka akati
"Oooh I see , that's why brother Davy is ignoring all your calls everyday. You are very stupid , infact you are mad. Ndaishaya why vakuteverana nebenzi vachitadza kutevera mukadzi wavo? I'm the house helper pano , I'm not going anywhere my sister!!" Akadaro arova serious. Pandakada kumurova imwe mbama , akabva abata ruoko rwangu , akarumonyorora achibva andirova bhutsu yakasimba mumbabvu dzangu.
"Humble yourself my dear. Unosangara neimwe type inenge inini ukamamiswa pamba Pako. Ini ndaka trainer karat zvekuti chero Davy akada kutyora mutemo ndomugadzirisa" akandisaidzira ndikawira pasi , iye kwave kupinda mugate. Akangosiya rakashama akamhanya. Ndakazvibvunza kuti what is going on , asi ndakashaya mhinduro. Ndairota here kana kuti kwete? Marwadzo andaive nawo kare akabva atonyanya. Nguva iyoyo , mota yaDavy yakasvika. Ndakaona Aine benzi Riya. Akavhura gate using his car remote control akapinda asina kana kutombotaura neni. Ndipo pandakaona kuti Davy wakanga asisandide. Davy waive wapanduka. Davy waive wanyura nebenzi murudo. Saka ini ndini ndakanga ndotopenga iye mad woman uyu ndiye wakanga ave munhu kwaye. Kundiitira zvakadaro Mumba mangu , mune property yangu manje hoohoooodo , ndaida kuzviona. Uyu ndine wandaiuraya manje akasiya nyika nekukurumbidza. Zvemunhu anodhotera paanodyira ndaimbozvida here? Ndakapinda Mumba ndomutevera. Ndakaenda kubedroom wanike amhuna munhu. Ndakateerera ma sound ebenzi Riya raingozhinya zvinya. Ndakaenda kwandaimanzwa ikoko , ndakangovhura door kwave kupinda ndikawana raiswa pabed. Bed yaive nema white sheets , iye oisa benzi.
"I want to fuck you nhasi babe , nguva yareba kani uchindisiya pakaoma. Ndokuda kani munhu wangu. Ndiri kuda kuisa yese ndinakirwe newe." Akadaro Davy achiita kunge iye wacho aive atorasikawo njere.
"Davy my love!!" Ndakadaro ndakamutarisa akati
"Get out Sekai. I don't have anything to do with you. A barren woman , evil bastard!!" Benzi Riya rakaseka richikwechekera Davy nemakumbo aro. Davy wakabvisa hembe dzose ndakatarisa kudai.
"Davy my love. Ndadzoka Davy Rega kudaro titaurirane I know ndakatadza Davy." Kungoona kwandakaita mbor** yaDavy chete ndakabva ndatonzwa kuida , kuita kutenderera pfungwa , iye ndipo otoda Kupa hake benzi. Ndakabatwa sechinhu chisina basa ndokunokandwa panze. He locked the door. Ndakazongotanga kunzwa ma sounds chete , maive moitwa sex ende benzi iri raichemerera zvekunakirwa. Davy ndaiziva kana akwira aipedza basa. He was a good fucker ende aisiya mukadzi aguta mbor**. Ndakachema veduwee , asi azvina zvazvakabatsira. Ndakasimuka ipapo ndotanga kufamba kuenda mubedroom. Munongozivawo vanhu vane Mari ava kashoma kushaya pfuti. Ndaiziva payaisimboiswa , ndakaenda ikoko ndoda kunoitora nekuti ndaisakwanisa kubuda Mumba mangu ndichisiya benzi iri richifara nemurume wangu.-------
CHIRANDU
It was clear kuti mumba mangu maive nezvisembure izvi zvaishanda neprivate number iyi. Ndakaenda kuvakomana vaigona basa iroro ndokunotaura navo. Vakauya vakatarisa , ndokuona zvirimo ende zvaive zvakaconnectana nemagetsi zvekuti dai ndakazviita ndiri inini , dai ndakafira ipapo. Zvakabviswa zvose moyo wangu ukafara zvikuru. Ndakazosara ndonetsana naNancy nekuti ndaida kuziva kuti zvaive zvakateiwa nani uye sei? Iye Nancy ndiye aigara Ari pamba nguva dzose saka aifanirwa kuziva zvakaitika zvose. Ndaitoonerwa every secret Mumba mangu. Kubva pazvakangobviswa , private iya hainawo kuzombofona. Mazuva akafamba dzamara 3 days dzakwana. Ndakaenda kunotora mwana , asi zvakaenda nepamwe. Ndaive ndaigochera pautsi. Kunyatsoona kuti hazvisisina kana kundimirirawo zvakanaka apa. Mwana aive atorwa , saka ndizvo zvaimirira bvudzi yangu kuti nyau nyau nguva dzandakapinda maiva naSmart. Togarepi wakandirova yakapenga apa. Ndakashaya kuti waive andironda sei? Zvekuenda naye kumba kwangu ndakabva ndaramba , asi mumota make ndakapinda ndichidedera. Akanoiparka kure neyangu ndokubva ati
"Mr Chirandu andina zvakawanda nemi mosarudza zvamunoda kuenda kujeri kana kuti moripa nemari kuti ndisiyane nemi"
"Kuenda kujeri nekuda kwei? Chii chandatadza VaTogarepi?"
"Zvakawanda Chirandu. Iwewe kuita zvawakaita naTanaka zvinotosungisa here in Zimbabwe. Wakashandisa mwana zvisina kunaka. Haana kundiudza , ndakatonozviwana kwaMurehwa uko zvose nenzvimbo dzawaizviitira iwewe. Then , kuparadza muchato waTinoh na Sandra. Kubvisa mimba yaSandra nezvimwe zvakawanda." Ndakatura befu ndapererwa. Togarepi aive azviwana kupi zvimwe zvacho zvavakataura ipapo ndakanga ndisisatozvizivewo ini.
"Saka munoda mariii nhai VaTogarepi? Zvejeri kwete. Ngatipedzei nyaya iyi pano toga" ndakadaro ndokubva vati
"Panyaya yaTanaka ndoda $5000 , muchato waSandra $10 000. Mimba yake "$5 000. Kana Paine zvimwe ndinozokuuudza"
"Mari iyi yakawandisa vaTogarepi!"
"Kune vamwe yakawanda , asi kwauri iwewe neni , imari shoma shoma iyoyo"
"Zvakanaka horaiti. Ndokupai asi promise me kuti hamuzombofi makandinetsa zvekare"
"Unowedzera imwe $5 000 yekuuraisa mwana waSandra. Hupenyu hwemunhu hautengwe. You are evil iwewe!" Ndakapererwa paakadaro. Ndakatozongoenda naye kumba ndikanomupa Mari iyi. Akabva ayenda zvake Togarepi. Ndave ndisisade kana kumuona zvekare. Ndakasara ndiine hasha , idzo dzandaida kupedzera pana Nancy , zvino wakanga asipo amheno kwaaive ayenda. Ndakazofonerwa from Parirenyatwa zvichinzi Nancy waive apihwa bed arwara. Ndakashaya wakanga arwara nei kumhu wandaive ndasiya pamba zvakanaka naka ndakabva ndatoenda ikoko kuchipatara kwacho. Ndakamboda kurega nekuti Togarepi wakanga anditi ndisiyane naNancy nditsvage umwe mukadzi-------
End of chapter 27
Stay tuned 💋
❤️
🙏
👍
😂
😢
😮
359