πππππ Socialites ποΈ
February 14, 2025 at 06:14 AM
*GogoππΏ: Nhai muzukuru ukungotenderera pa chivanze kwanakaka here*
*Muzukuruπ·πΌββοΈ:* *Ndikutsvaga network π Gogo*
*GogoππΏ:* *Uri keyaresi, kangani ndichikuudza kuti chengetedza zvinhu zvako izvezvi pamwe yatonhongwa nehuku soo*
πππππππΎββοΈ