
MAMA NATIE ZIM🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼 SHONA NOVELS
February 6, 2025 at 05:15 AM
https://chat.whatsapp.com/JuTpK2ay2SF1ecVeV7wSu0
*REDEMPTION'S PATH 💚💚💚💚💚💚💚💚💚*
*Written by Mama Natie 🍒🍒🍒🍒🍒🪀🪀🪀0️⃣7️⃣7️⃣8️⃣3️⃣1️⃣5️⃣6️⃣9️⃣5️⃣*
*ROMANTIC AND SENSITIVE STORY 🔞🔞🔞🔞🔞*
*Chapter 02*
*Kudzi*
Ndakamuka ndokubva ndsgeza hangu ndokuchinjawo kupfekq hembw dzakanaka ndichipedza zvese mama ndokutora mari 4 us ndokunditambidza.
"Kana zvanoramba mwanangu usiye kunotaura mamwe mashoko anorema ikoko kumberi. Ukaona vatadza kukuziva dzokq kumo kumba handiti" vakadaro mama ndava kutobuda kuti ndiyende ini ndichibva ndavavimbisa kuti handaizombononetsana navo there is no way yandinganonetsana nemunhu wandisingazive ka ini chinhuchandaingoda kumotaura navo ndichivanzwawo zvavanonondidavira ndotodzoka kumba. Kubva ndichizvarwa ndakanga ndisina kumbosanangana nabo baba vangu kana kuri kuvaona ndofunga ndakaguma ndisati ndakuziva zvandoita nekuti kukura kwangu kwese mama vaingonditi baba vako vakakuramba mwanangu ndichingotambira zvakadaro asi nhasi shungu dzekuyenda mberi nechikoro dzandituma kumovhimana nemunhu wandisingazive.
Paroad paiwanikwa zvimota paiva padhuze bepamba pedu saka mama vakandiperekedza kunosvika patara apo pavakatosiya pandatokwira zvangu ndava kuyenda. Kuyenda mutown kubva kwedu paisava nemufambo zvapo saka handina kumbotana kusvika in minutes ndakanga ndatova mutown and ndichingodzika ndakafamba kuyendawo kune vaye vanoita zvekutengesa mutown vaye ndovandakabvunza kwandaida kuyenda vacbibva vandibetsera kuti ndinosvika kuvhetinari kwacho kwandanga ndanzi namama ndiko kwaiwanikwa baba vangu.
Ndakafamba ndoyenda kuye ndokusvika vatovhura ini semunhu aisazivawo kuti kana ukayenda uchida munhu ndakatongoona zvakanaka kutanga nekutopinda mukati chaimo kana kuri kudzoswa ndichiudziwa kuti hapapindwe that way ndaizongobudiswa hangu. Ndakapinda mukati macho asi ndakati ndichipinda ndine mota yandakaona yakanga iri yeopen truck iye makanga muchitova nevanhu vanga vakapfeka maworksuit ichitodhuma zvekutaridza kuti yakanga yoda kutobuda. Ndakafamba ndoyenda ikoko ndokusvika ndichitanga ndamhoresa vanhu vesw asi ndakati ndichipedza kumhoresa vanhu vese ipapo pane vamwe baba vakangonditi
"Ndiwe mwana waHebert ka iwe" Hebert ravanga vataura ndorndanga ndaudziwa sezita rababa vangu saka munguva iyoyo ndakavati
"Ehe ndini ndokumbirawo kubvunza kuti ndovawanira papi baba vangu" ndakadaro ndichizvipetawo chaiko baba vaye vachibva vandinongedzera kune rimwe door kwanga kwakashama vakati famba uyende ikoko unonovaona baba vako muvanhu vari mukati imomo saka ndakabva ipapo ndokufamba ndichiyenda kwandanga ndaratidziwa kuye ndokusvika ndichigogodza ndikanzi pindai. Ndichipinda ndaiva munhu aisaziva munhu waanoda saka ndakatanga nekumhoresa vese vaivamo vanhu ndokuzopfugama hangu ndichibva ndati kune mumwe murume
"Ndokumbirawo kuona munhu ane zita rekuti Hebert"
"Hebert wacho ukamuona unomuziva here" vakandibvunza kudaro ndichibva ndsdzungudza musoro wangu zvekuramba zviye zvikanzi nababa vaye
"Munhu wauri kuda uyo akagara apo" vakadaro vachindinongedzera vamwe baba vanga vakatogara pavo vega hameno mapepa echii avaibata bata vachiwatarisa tarisa. Ndakasimuka ndokunofugama mudhuze navo ndichibva ndavati
"Ndauyawo kunokuonai ndine vandinoda kutaura nemi" ndakavadaro ivo ndokuramba vakatarisa kumapepa avo zvikanzi
"Wabvepi" vakadaro vachitoramba vakatarisa zvaiita zvavo ndikavati
"Ndabva ku22 ndokwandabva" pandakadaro vakasiya zvavaiita ndikaona vakunditarisa chaiko zvikanzi
"Simuka hande panze"
Takasimuka ndokubuda hedu panze tichisvika panze paye ndikanzi
",uri kudei" vakadaro vatoisa maoko avo muhomwe zvekutaridza kusava nehanya zviye.
"Ndiri mwana wenyuwo ndabva kumba kuna mama kuuya kukutsvakai nechikonzero chekuti ndakanyora grade 7 yangu ndokubuda zvinodadisawo saka chanetsa imari yekuti ndiyende mberi nechikoro saka ndasarudza kubvunza mama kwamuri vachibva vandiudza kuno saka ndsshinga hangu kusimuka kuuya kukuonai ndichitaurawo nyaya yangu" ndakadaro ivo ndokubva vanditarisa zvikanzi
"Handina mari" ndozvega zvavakataura vacbibva vatonyarara
"Chero manga mandiwanirawo henyu shoma yekuti ndi....." he cut me off ndisati ndatopedza zvandanga ndichida kutaura
"Ndakuudza kuti handina
mari saka chimwe chaunoda kundirondedxera chii?".
Vakandidaro ndichibva ndanyarara hangu asi mukunyarara kwandakaita ndainzwa kuremerwa chaiko nemhinduro dzavaindipa.
"Sekuudza kwandakaita mai vako kuti handinei nechekuita newe stay away from me. Nditori baba vane mhuri kwete yekutamba asi mhuri yakakura chaiko ndine vana vakurusa kwauri iwewe
Mai vako ndichivanyenga handina kuvanyenga kuti vandiitire mwana zvaingova zvinhu zvataiita mukufara asi ivo vakada kupinda muimba yangu nekundiitira mimba asi vaiita ndskavaudza wani kuti handina chandinoda kunzwa kubva kwavari nhasi zvaita sei vakurega uchiuya kuzondifuvisa pabasa pangu"
Vakadaro vakaita kusunga chiso chavo vakanditarisa zvekuda kundityisa zviye asi ini munguva iyoyo ndakazviudza kuti handingatyiswe zvakadaro ndichibva ndavati
"Maisandida henyu asi manje makatondiita ndikavapo baba madii machingichinjawo moyo wenyu. Kuuya kwandaita nhasi hamumbofe mandionazve pano ini asi imi kana muchingodawo kubatsira muzvidzidzo zvangu motora kana number yahead master vekuchikoro kwandichayenda mongoisa fees yakananga ikoko henyu" ndakadaro ndichizama kuvaonesa inwe nzira inoita kuti vandibatsire zvikanzi
"Ndati handina mari i dont know what else should i say kwauri iwewe. Kasika kufamba ubude gate iro" he said voice ravo ratova nehasha mukati. Handina zvimwe zvandakataura kusara kwekungofamba ndichibuda gate iroro misodzi ichiyerera. Ndakarwadziwa hama dzangu handimbode kukuudzai nhema. Ndichibuda gate ndainzwa kuti shungu dzichakandiputira zvekuti handingakwanise kufamba mutown saka ndakatsvaka pekugara pakanaka ndokibva ndachema kusvika ndanzwa kuti dzaserera shungu dzangu ndopandakazosimuka ndava kutonotsvaka zvimota zvekudzokera kumba kwedu chaikko. Ndichisvika ndakaudza mama zvandanga ndasangana nazvo kwandanga ndabva ikoko tikangodembedzana hedu .
Tichipedza kudembedzana ini ndakasimuka hangu ndoyenda mumba kovata ndichifunga way foward manje. Zvekubatsirwa zvanga zvaramba saka manje ndochidii. Handina choice than kutongoita zvanga zvagara zviri munjere dzangu imomo. Ini kuvillage kwandaibva kwakanga kusina nzvimbo yaigona kundiwanisa mari nemutovo wandanga ndichida saka chaivapo ndaitofanirwa kutoyenda kwaBhuka kumashops ndokwaiva nezvimanight clubs ikoko plus ndokwaitambira makorokoza akawanda ndoziva zvaigona kutondifambira zvakanaka chete. Zvinhu zvaindirwadza kuti my viginity ndakungonorasa just like that here mwari asi ndakanga ndisina choice i have to.
Ndakamboita 2 daya ndichinyatsofunga kuti ndizvo here zvandada asi ndaisara ndisina answer iri solid kusvika this day ndangozvipira kuti regai ndiyende hangu ndinoita zvacho zvandanga ndafunga izvozvo. Ndaisaziva zvekugeza geza izvi asi musi uyu ndakanyatsogeza chaiko zvekutonzwa kuti ndakanga ndaperera pakugeza ndichipedza ndakapfekawo zvakachena ndokubva ndataimira mama vabuda kuyenda kumvura ini ndokisara ndotora pen yangu nebepa ndokubva ndanyorera mama kanote kanga kakanzi
*musanditsvaka ndodzoka mangwana makuseni mama*
Ndakachiisa pachena ndokutora jacket rangu ndokufamba ndotoyenda zvangu. Ndakafamba kusvika ndichinobata kumashops kwandaiyenda kuye ndokusvika ndombogara hangu ndichifunga kuti ndotangira papi nekuti ndaisaziva kana pekutangira. Ndakambofamba famba pamashops ndichionera nzvimbo hangu . Zuva rakasvika pakudoka ndichingovapo pamashops paye kusvika kwatotanga kusviba ini ipapo ndopandakayenda kune rimwe bhaws ndokunogara paiva nevamwewo vasikana and ivavo nekuda kwedressing yavo zvaisada kuudzirwa kuti ndobasa ravainge vatovinga ipapo.
Ndakangogarawo pangu ndega ndichiteerera nyaya dzavo dzavaitaura and kuburikidza nemukunzwa zvavaitaura ndakatoona kuti waigona kutobata munhu anogona kukupa kana 40 us ka1. Ini ndomunamato wandanga ndiinawo ka uyu mwari wekuti ndingowanayo yangu mhene inobudisa mari zvemutovo iwoyo .
Vaiuya vanhu vachinongwa nongwa vasikana vandaiva navo vachiyendwa navo. Takagara kudaro pakanga paine mota yaiva yakapacker pamberi pebhawa ipapo and yaiva yevanhu vaimwa mukati imomo. Mushure menguva ndakazoona munwe murune akabuda mubhawa muye ndokunanga kumota iye hameno zvaakanoita ndikazoona ava kudzoka pataiva tese nevamwe 3 vandanga ndasarwa navo achisvika akatanga nekuti
"Nhasi ndinoda kari fresh chaiko ndekapi apa" aidaro achitibata bata misoro . Ini ndakanga ndisina kuzvijaira zvaindisvota chaiko chaiko.
"Aka kanenge kari bho aka huya tione" ipapo ndini ndakanga ndakubvirwa manje. Ndakangosimuka ndokubva afamba kuyenda neni kumota yake ndokusvika achindivhurira kuoassenger seat ndokubvq ndagara iye ndokumutsa mota yake tava kubva pamashops paye.
"Nhasi ndiri kutoda mhat*** hisiku hwese chaihwo tombonoita nyt handiti ka " akadaro achibvunza ini asi ini wacho nekuremerwa neshoko ravanga vashandisa ndakangoperera mukugadzira pahuro pangu ndokutonyarara zvikanzi navo
"Madhora mangani paround nhaiwe"ipapo zvazvaireva ndakazviziva hangu kuti zvii. Ini nekuziva kuti ndakanga ndiri mhandara handina kutomboda kuti ndiyendese humhandara hwangu nyore zvachose . Ndaisaziva zvekuita bonde nzira dzise dzavangada asi humhandara hwangu can't go for a sick amount.
*150 pafirst time then kuyenda mberi tinenge tava kungoonesana" ndakavadaro ivo vacho vachibva vaseka zvekuratidza kumhura mashoko andanga ndichitaura aye zvikanzi
"Uri kurwa nekuti 15 us here kana kuti uri kuda kuti 150 rands" akandidaro ndikati
"150 us ndoyandiri kubvira" zvikanzi
"Unorwara chirwere chipi zvichida wakangamwa kumwa mapirisi ako hakozve'"
Ipapo ndakaramba ndakanyarara iye ndokuyenderera mberi nekutaura kwake
" 150 us ukaiona unoiziva here iwewe" ndikati
"Ehe ndoiziva" zvikanzi ine ma10 us mangani 150 iyoyo" ndikati
"15" zvikanzi
"Waimboshandira kupi basa rako ireri zvimwe ndiko kwakakuremadza hakozve" ndikavati
"Handina kumborishanda kutotanga kurishanda" zvikanzi
"Saka uri kundiudza mari yekupenga iwewe nesex yacho usinvatombogone futi. Handi ndikutonotanga kupinda basa kukudzidzisa everything ndopawava khndiudza zvekuti 150 us. Besides kusagona sex kwako shaa aka kabasa kenyu aka hakayomborina mari zvekudaro hako tinongosirova pungwe nemi for 15 or 10 us wanzwa" ndikavati
"Me am not cheap as vamotaura ivavo ini ndini ivo nekuzvichipisa kwavo ndivavo" zvikanzi
"Hauna kukwana iwewe" ipapo ndakanyarara hangu. Mota yakarohwa tikanopinda mutown hedu ndokubva azondiuxza zvekuti iye aigara kwamajange ndokwaaiyenda neni kumba kwake onovata aneni husiku hwese ondidxosa mangwaba zvemari akati aizondipa yaanoonawo iye kana tazoita zvekufadzana zvacho. Mutown imomo akatsvaka chikafu chekunodyira kumba tichibva tazobuda tava kuyenda hedu kumba kwacho uko kwatakasvika akatozvikiinurira gate ariye meaning mukati maiva musina kana munhu. Madoord ndizvozvo akazvivhirira ega ndokupinda hedu mukati asi ini munguva iyoyo hana yangu yakanga yakurova zvisingamboite ndava kufunga kuti saka ndava kutoyendesa humhandara hwangu here.
*End of 02*
*Stay turned
❤️
🙏
👍
😢
😂
😮
237