MAMA NATIE ZIM🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼 SHONA NOVELS
MAMA NATIE ZIM🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼 SHONA NOVELS
February 10, 2025 at 05:57 AM
https://chat.whatsapp.com/JuTpK2ay2SF1ecVeV7wSu0 *Woshayawo group kana channel yaMama Natie yauri unorevesa here iwe munhu iwe. Washinga kuda kunonoka kuwana book nekungonzwa husimbe hwekuita follow or join group. Pinda pinda usadarikwe nemamwe machapters* *REDEMPTION'S PATH 💚💚💚💚💚💚* *Written by Mama Natie 🍒🍒🍒🪀🪀🪀🪀077 8315695/0774565330* *ROMANTIC AND SENSITIVE STORY 🔞🔞🔞🔞🔞* *Chapter 04* *Kudzi* Ndakazokwira ndoyenda hangu kumba apa ndaiva ndichiiga kakukaminira ndainzwa pakati pemakumbo angu pachirwadza apa zvekutotadza kunyatsofamba zvakanaka. Munguva yandanga ndava kunosvika kumba ndakambotozama kuti ndizvimanikidzire ndifambe zvakanaka but zvakangonditengesa zvega zvekufamba zvakanaka naka zvakandirambira and ndakangoti ndichipinda gate mama vakabva vamira kusuka kwavaiita ndokuramba vakangomira vakanditarisa kubva kufamba kwangu ndichioinda gate kusvika munguva yandakanosvika pavanga vari kuti ndii vakanga vakangomira vakandiyeva. "Mamuka sei mama" ndakadaro ndichityora muzura. Pakuti vandidavire mama vakangoramba vakanditarisa izvo zvakatopedzisira zvakutondibhowawo ndikafamba kubva pavainge vari ndoyenda mumba mataivata ndokusvika ndichiisa mari pachena ndichibva ndainda pamagumbezi ndovata hangu since ndaitova nehope nemanyaro andaiva nawo ekuvata ndichiitwa bhiza husiku hwese. Ndakavata zvekutobiwa nehope chaiko ndakazomutsiwa namama vachindipa chikafu ndokumuka kwandakaita ndotora ndodya hangu asi munguva yandaidya ivo mama vakanga varimo mumba mandaiva imomo . Vaiti vakatarisa mari yaiva pakatable kedu ndainzwa votura mafemo chaiko chaiko. "Kudzi mwanangu" vakandidana kudaro mama vakatarisa pasi. "Mhaa" "Mari iyi waiwana sei yakawanda kudaro mwanangu nekuti chero zvikanzi wanoita hako zvawakataura kuti unoda kuita zvacho hapanaka pawanga uchambobva nemari yakawanda kudai iyi iwe mari waiwana kupi mwanangu nekuti kana waita yekuba unozvisungisa chaiko nemapurisa ukanovharirwa mujeri" ndikavati "Handina mari yandaba mama asi ndaishandira" ndozvega zvandainzwa ndichikwanisa kutaura izvozvo . Moyo wangu ndsimunzwa kuti hausati wava ready kuanswer mamwe mazimubvunzo nhando saka to cut the story short ndakangoti kuna mama "Ndozviziva mama kuti munoda explanation and ndichakupai sekuda kwenyu but zvanhasi kudei mambondizorodza mandisiya ndimbovata ndozotaura hangu mama" ndakadaro ndichitsveta ndiro yesadza randanga ndasiya pasi. Mama havanawo kuramba vachida kundimanikidza kutaura vakandisiya ndozvivatira hangu. Ndakazoita 3 days ndisati ndaudza mama kuti zvakafamba sei ndakatozovaudza muday rechi4 kuti mari ndakaishandira husiku hwese iyi. Mai vangu vakarwadziwa vakachema vakazvipira kuti ndisiye hangu mabasa andanga ndada kuita iwayo ivo vaite havo vachindipa mari yechikoro yacho asi ndakangoonazve zviri zvinhu zvaigona kutozodzosera hurongwa kumashure pakuti ivo mama vangu vaiva munhu asingagezi kana kuita chimwe chinhu saka ndiyani murume aizonovacheuka zvekugeza 1 day izvozvo. Ndakatovaudza kuti zvakanga zvisngaite zvavaida izvozvo inini muridxi wenyaya dzangu i will keep on doing basa rangu ndichivapa mari vachisungira havo vachizngondipa shoma shoma ndichinobhadhara kuchikoro. Mari moizivawo kuti inonzi mutsago wasatani ini chero zvikoro zvanga zvisati zvakuvhurwa ndakangoona zviri zvinhu zvakanaka kuti ndiyenda hangu kutown ndinotsvaka zvinhu zvekuchikoro kwangu ndigare ndaunganidza ndosiya nefees yeterm yekutanga sezvo ndaida kuyenda kuchikoro kwaiita 100 us fees kureva ndaizongishandisa 100 yega ndosarwa neinwe kusvikawo kuzobata term inotevera ndinenge ndamira mira ndaiwana mari yacho. Ndakaudza mama zvandaironga vakanditi hazvina kushata saka ipapo takatozovata tataurirana zvekumuka tichiyenda kutown kunotsvaka tsvaka kwacho. Mangwana takamuka toyenda kutown namai vangu ndokubva tanondeya ndeya zvedu tichitsvaka zvinhu zvekuchikoro kwangu. Ini ndaiva munhu aiziva nhamo yake saka akutenga kwatakaita nauniforms angu takatopinda maN.B ndomandakatenga uniform skirt neshirt then bhutso ndokunotsvaka kuBata chaiko ndichitoitira kuti zvisevhe nguva yakareba. Zviye zvekutenga kkumusika zvoitwa nevane mari vanoziva kuti gare gare vanenge vatotenga imwe mannje isu venhamo takatoita kupinda mushop chaimo ndomandakatsvaka imomo. Tapedza zvese zvemauniforms izvozvo takazoinda kumabooks ndokumotsvaka hedu ndokutosarwawo neka20 us katakashandisa kutsvaka sugar nemafuta edu ekunoshandisa kumba. Munguva yatanga tatosenga zvinhu zvedu namaa takufamba kuyenda kwaikwirirwa zvimota tichiita nyaya tichifambira hedu nechekumaside kusingafambire mota kuye pakaita mkta yakamira mudhuze nesu chaimo and isuwo sevanhu vakanga vasina vanhu vavaifungidzira kuti vangavaziva vane mota hatina kumbotoita hanya nazvo takaramba tichitofamba kuyenda kusvika pandakazonzwa kudeedzewa kwezita rangu. Pandakacheuka kumota kuye ndakaona vari vaye baba vandanga ndakaita husiku kumba kwavo vaitova nemumwe wavaiva naye vakapfeka mauniforms echisoja. Ndakatarisa mama ndikaona vakanditarisa zviye zvekutoda kuona kuti ndodii asi ipapo ndakangoona zvisingaite kutaura nababa ava pamberi pavo ndichibva ndangovati handei ndokutanga kufamba ndikavati "Ndovakandipa mari avo mama" ndakadaro ndichinzwa kurwadziwa chaiko mumoyo mangu zvikanzi naivo mama "Ndingatii mwanangu ndonzira yawasarudza hako" vakadaro ndokubva vatonyarara havo tichifamba asi ipapo mota iye takaona ichiramba ichifambira kumashure kwedu kusvika pagainokwirira chaipo ndopagakanomirawo . Tichingotura zvinhu zvedu mama vakazoti ndasiya matches saka ndakudzokera kotenga ndokundisiya ndakarinda zvinhu zvangu asi ipapo mama vakangoti vachiyenda ndokubva baba vaye vatodzika mumota mavanga vari ndokuuya pandanga ndiri ndokundibata ruoko kuyenda neni kumota kwavo ndokusvika vachindimisa ipapo zvikanzi "Ndambokudana hauna kunzwa here nhaiwe Kudzai" vakadaro vakamira vakangondibata ruoko rwangu ndikavati "Ndanga ndichizvinzwa hangu asi kuti ndangoona zvisingaite kukumirirai ndiina mama" zvikanzi "Saka vayenda kupi mama" ndikati "Kotsvaka matches yavakangamwa" zvikanzi "Ko kuzosara ndakungokufunga hangu" vakadaro vakanditarisa nerimwe ziso rinoita serekakuchiva riye asi ini vadaro handina zvandakavadavira ndakaramba ndakanyarara hangu zvikanzi navo "Saka apa wanga wauya kuzodiiko mutown muno" ndikavati "Kunotsvaka zvekuchikoro " zvikanzi "uri kuyenda form ani saka" ndikavati "Form 1" zvikanzi"unombova nemakore manganiko iwewe" ndikavati"ndine 13" ndakadaro ndokubva vanditi "Unorevesa here iwe ko saka zibody rakakurisa kudai iri indava" vakandidaro pakuti iniwo wacho ndaiva nezibody zihombe chairo zvekuti munhu asingandizive akandiona anofunga kuti ndinotova kumaform 3 ikoko uko. Zvezibody zvavanga vataura handina kuvadavidza ndakangoramba ndakanyarara asi ivo vakabva vandisiya ruoko rwangu ndokubata homwe yavo zvikanzi "Saka zvakwana here zvekuchikoro vacho " ndikavati"ehe zvaita " zvikanzi "Wakamirira mama hande ndokunongera zvekudya muspar umo ka" ndikavati "Ndakarinda zvinhu zvangu izvo" ndakadaro ndichizvinongedza zvikanzi navo "Hande titore tisiye taisa pamota pano zvotariswa nevari mukati avo" vaitotaura vakufamba vachiyenda and ini handina marambiro andaizoita ndakangotevera kumashure kwavo ndokutora zvinhu zvedu toisa paye ndokuyenda kuspar kwacho ndokusvika vakunonga kabasket kavo zvikanzi nonga zvaunoda kudya namama uise umu ini nekunyara ndakangononga zvimabuns nedrink ndokuisa ndokutoti zvakwana iye muridzi wemsri ndiye akazotononga zvimwe zvakawanda wanda achiisa kusanganisira nemafuta akanonga 5 litres ne2 kgs dzesurf paakazvinonga ndakangoti ndezvake asi takazoti tarovesa tapedza ndopaakandiudza kuti zvaiva zvedu zvaanga atitsvakaira. Tichibuda ipapo hatina kunanga kumakombi straight takayenda nekune kamwe kashop kwaakanotenga kachifoni kambudzi ndokundipa zvikanzi ndeyekuti tikwanise kutaura tese kana ndazofunga kuti umbouya . Line akandiregistra nechitupa chake iye ndokubva andiisira mufoni macho nekurijusa kutinritange kushanda ndokubva azoita zvekuti ave nenumber dzangu ini ndichiitawo dzake ndokuzofamba todzokera kuzvimota kuye and kwakanga kwatova late chaiko. Tichisvika kuzbimota kuye mama vakanga vagodzoka vatora zvinhu kumota kuye and vakabva vandiitira hutsinye kutora zvinhu ndokuyenda zvavo kundisiya. Lucky ivava baba ava vakazonditi vanondioerekedza nemota yavaiva nayo iyoyo. Mumwe wavaiva naye akadzika ndokusara mutown imomo ndokubva vandiperekedza havo. Ini kutaura nyaya nav waitondinetsa ndaingozvinyararira zvangu tichiyenda kusvika pavakazonditi "Unoziva day riye ndakanzwa uchitaura zvekuti une zvauri kudira mari yawaitsvaka iye but ini semunhu akanga agarisawo asiri kuwana bonde ndakaona ndisina reason yekuti ndikubvunzurudze zvakawanda wanda nekuti ndakaziva kuti zvogona kuzonditadzisa zvandaida kuita. Mari yawaitsvaka yaiva yechii" vakandibvunza kudaro vachibudisa mota yavo muroad kuipaka kuside uko ndikavati "Yechikoro" zvikanzi "Mari yechikoro asi ndiwe unozvitsvakira here" ndikavati "Ehe ndini ndinoozvitsvakira" zvikanzi "Ko baba vako varipi" ndikavati "Izvozvo hazvina basa nekuti ndizvitaure. Zvandaidira mari ndstokuudzai zvekuti ndichizotaura zvakawanda wanda nemi pamusoro pelife yangu handizvigone hangu" ndakavadaro zvikanzi "Kushare problem yako hakusi kutadza Kudzai. Ko kana ndichikwanisa kukubatsira kwacho" ndikavati "Maita basa asi handina basa nekubatsirwa hangu. Ini mari yangu ndongozvitsvakira ndega ndichibhadhara chikoro. Zvekubatsirwa mahara handizvikwanise regai henyu" ipapo mota yakanga yamira zvikanzi "Saka iwewe nezera rako iroro unoona sekuti kuita chihure uchitsvaka mari yechikoro zvine musoro wei chimbondiudza iwewe" ndikavati "Hazvina musoro kwamuri but kwandiri zvinawo" ndakavadaro zvikanzi "Chihure chacho unoitabsewakangozvarwa nacho. Ndiri kukubvunza zvakanaka willing to help but iwewe wakutondipindura marara zvako. Wakamboita sei iwewe" ndikavati "Zvekutongoramba muchitaura neni dzava nharo idxo asi ini chokwadi changu ndataura. Kubatsirwa handide nekuti ndinobatsirwa asi zvichizova nemuseredzero saka handizvide regai henyu" zvikanzi "Saka kuchihure ndokusina museredzero here. Ko zvirwere hauzvitye here mwana anenge iwewe" ndikavati "Zvimwe zvese mungataura henyu asi ini chokwadi changu ndataura wo" Ipapo vakaridza tsamwa yandakanzwa ichiiga kuvharira mota yese. Vakapinza maoko avo muwallet ndokubva vabudisa mari 50 us ndokunditambidza zvikanzi "Ndipe hako round tione" ndikavati "Muno here" zvikanzi "Asi kupi kwaunondiudza iwewe" vakadaro vakadhinhiwa chaiko ndikavati "Itai henyu" ndakadaro ndikaona vakuvhura madoors emota yavo zvikanzi hande kuseat rekumashure iro tichibva tadzika ndokuyenda ikoko and nekuda kwekudhinhiwa kwavanga vanako havana kana kumbondibata bata zvavakaita day riye vakangobudisa condom ravo ndokupfeka pachinhu chavo ndokubva vatondibvisa pant kaskirt vakangoita kekukwidza ndokubva vanditora vakandigarisa ndakavafufatira ndokubva vaisa chinhu chavo zvikanzi "koir*** tione" ndakanga ndisingakugone kukoir*** kwacho saka ndakangotangawo kungomover up and down hameno kana zvaiva izvo. The more yandaidaro the more yandainzwa chinhu chavo chichiwedzera kundizadza. Ivo vakazongosimukirawo vachikoir kwacho and nguva diki diki vanga vatopedza havo ndokubvisa condom ndokurikanda pasi peseat ndokuzvipukuta netissue zvese zvikangokandiwa pasi peaseat ipapo ndokuzomutsa mota yavo tava kuyenda hedu and this time taingofamba pasina anotaura nemumwe yakanga yangova zii zii kusvika vanoondisiya pagate rekumba kwedu asi vakundidzikisa vakanditi "Etym irimo mufoni imomo manheru undibate ndinoda kutaura newe handi waona kuti handina zvandaita paroad paye saka undibate ndironge newe kuti toyenda kupi kwakasununguka" ndikangoti "ehoi ndichidzika hangu kuyenda kumba. Ndakatoyenda ndakatsiga zvandanga ndatengerwa zviye ndokusvikawo ndichiturira mukitchen maiva namama asi vakangoti ndichitura zvinhu ndichiisa pasi ndagara zvikanzi "Inda unogeza uri kutinhuwifa makondomu mumo" vasikana moziva ndakapererwa kusvika pekupedzisira chaipo. Zvinhu zvandanga ndazvipira zvangu kuita asi kuti mai vako vazozviziva nepauri kubva kunoiswa zvakanga zvisina chimiro vasikana. Kana shoko rekuvapindura chairo ndakarishaya kusara kwekungosimuka kuyenda kotora mvura nekuyenda kogeza kwacho ndakangoti ziii. *End of 04* *Stay turned*
❤️ 🙏 😢 👍 😂 😮 195

Comments