MAMA NATIE ZIM๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ SHONA NOVELS
MAMA NATIE ZIM๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ SHONA NOVELS
February 12, 2025 at 05:32 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaFbTiBGufIuI1fU6u2y *Chapter 06 to 08* https://chat.whatsapp.com/L4aALBDaxHzCLIeyxOEenO Catch up group MY PARENTS FORCED ME TO MARRY HIM BECAUSE OF POVERTY ๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’” Story by Mama Natie ๐Ÿ’๐Ÿ’๐Ÿ’๐Ÿ’๐Ÿ’ Chapter 06 Mellissa Inini hangu zvehupenyu ndozvinzwisisa and handina chinondirwadza pazvinhu zvisiri zvangu. Yes mukadzi waDean aizama kuda kuzama kundisvotesa but aisatoziva zvake kuti ndakanga ndisina kana dhiri naye Dean wacho. Kunetsana naye ndakaona zvisingaite nekuti aitozondiprover wrong so ndaiti chero akandinetsa ndaigona kupedzera shungu dzangu mukuchema chete. Dean wacho akmbopotawo achiita seamkndinzwisisa asi aingoti akapiwa command namadam aibva ashanduka. Zvese izvo wasn't part of my life chandaingokoshesa kudya nekugeza nekuvata pakanaka chete. As time goes zvikoro zvakanga zvava kuvhurwa and I was happy ndakatsvakirwa nzvimbo yekuyenda kuchikoro. Ndakafara guys handikuudzei nhema kudzidza yakanga iri shuviro yangu ndakanga ndakutokanganisika nenyaya yekushaya mari kwevabereki vangu manje apa ndawana mukana wakanakisa ndinoda kuushandisa nemazvo. Zvikoro zvichivhurwa ndakabva ndayenda ndakanga ndichipinda kuboarding zvangu and gore ratanga tapinda ndiro randikuita form 4 yangu. Mafirst days pachikoro pakambobhowa nenyaya yekuti ndakanga ndiri mutsva pachikoro but later on ndakazojaira hangu ndokubva ndatowana mafriends angu anoti Iylet naZanele. Panyaya yezvikwanisiro ikozvino ndakanga ndakukwikwidzana nevana vembinga ivavo muchikoro ndaikwatura zvangu zvekuti kana vanhu vese vakanga vakutondiziva havo. Pachikoro paye pakachizotabga kutapira manje. Mashamwari angu akanga anevakomana but ini hangu zvakanga zvisimo mandiri zvekuita mukomana pane paiva neshungu dzangu. I remember rimwe day iri weekend takatogara zvedu kunze kwegate nemafriend angu ivo vajanga vakamirira vakomana vavo ini hangu ndakanga ndangofambawo. Taitaura nyaya tichiseka ndopatakazoona vakomana vaye vakuuya vari 3 zvinova zvakatondinetsa kuti mumwe ari kuyendepi. Vakasvika tikakwazisana navo. Mukomana waIylet ainzi Dominic waZanele achinzi Tongai umwe wavakanga vauya naye ainzi Chris ndaingonuzivawo hangu semunhu aipinda pachikoro chimwe neni. Patakapedza kukwazisana vamwe vese vakabva vatorana ini ndokusara naChris takamira hedu. Ndaitarisa Chris ndoona akanditarisa ndotarisa hangu kuside. Akazotanga nyaya yaanga ainayo yekuti anondida. Kkkkk ndakaswka zvangu ndakamutarisa mukomana uyu dei aimboziva kuti ini chinonzi mukomana ndakachivenga sei aiziva asina hake kumbotaura. Ndakamuramba and ndikamuudza kuti ndakaroorwa nditori mukadzi wemunhu kuchingova zvangu kusada kuramba ndichinetsewa . Haanawo kuzoramba achinetsa hake akabva arochinja topic ndokutanga kutaura nyaya dzine chekuita neschool. Patakaona vakanga vambifamba ava vasati vakudzoka takabva tadzokera mukati hedu ini ndokutoyenda kudom kwangu. Mazuva aifamba pachikoro kusvika this day rakange riri revisiting. Apa ndipo pandakaona kuti handina kana nekungwara kwese mushure mekunge ndashaya akanga auya kuzondionawo pamwe nekuona zvidzodzo zvangu. Handisi kushora hangu baba vaDean kuti dei vakauya I know vanenge vakawandirwa nebasa asi ingori pain yakandibatawo yekushaya azondiona I think moiziva nyaya yacho. Later on mafriends angu akandidana ndokubva andiintroducer kuvabereki vavo ndokuzivana hedu. Vabereki pavakadzokera mashamwari angu akasara akundibvunza kuti why ndisina akanga auya kuzondiona but ndakatovanyepera ndikati kumba hakuna munhu vabereki vangu vari kuresa kusingaite so havangambokwanise kuuya zveday 1 I think ichadzokororwa vari pedyo vakauyawo havo mumwe musi. Kwaingovawo kutaura asi aizouya ndiko kwakanga kusina hakozve. Zvikoro zvakasvika pakuvharwa manje luck mari ndakanga ndiinayo yekuyendesa kumba. Vamwe vana vese vaizosara kupedzisa kurongedza vatomirirwa nevabereki kana nehama dzavo asi ini pakanga pasina auya. Ndakarongedza zvinhu zvangu ndokupedza. Ndakasenga kamutundu kangu ndokubva ndatanga kufamba kuyenda kugate hapana yandaizombotamba kusara kwekutoyenda pamacombi ndoziva ndayenda. Luck enough chikoro chedu chaiva pedyo neroad hacho so ndipo pandainomirira malifts ndiri ipapo. Ndakasvikoisa zvinhu zvangu pasi ndokumira hangu mota dzaibuda mugate dzaingopfuura ndakamira kusvika pandakazoona imw3le yakumira pamberi pangu. Ndakaramba ndakarova serious ko maids ndidii pakadai. Ndakatozotarisako pandakanzwa kuchibuda voice randakaziva kuti nderaChris. Akanga achitinditi ndipinde mumota tiyende aizotaura nadriver wake kuti anotanga andisiya kwandinoyenda. Ndakambotanga ndichiramba but akaramba achingondimanikidza achiti hazviite kuti usare wakangomira pano. Ndakapinda mumota muye ndokubva ndamuudza kuti ndaibva kupi. Paiva nemufambo zvapo kuona takunopinda mutown asi akakumbira driver wake kuti angoita moyo murefu. Shuwa ndakaperekedzewa kusvika ndanosvika kumba chaiko ndichibva ndadzikisa zvinhu zvangu kunze kwegate since pakanga pakavharwa maybe vana Dean nemukadzi wake Jun kwavanga vayenda havo so I have to wait ndiri panze ipapo. Chris akaona kushupika pachiso changu ndokubva adzika mumota akauya pandaiva acbibva ataurira pasi pasi Is everything okay Mellissa. You told me you are a married woman so why can't he come and pick you kuchikoro and now look the gate is locked it means he is not around so where have he gone iye achiziva kuti you are coming back from school Me: I think he is around he may come in few times I feel it Chris: life is not about secrets Mellissa you have to share your problems we are born to help each other Paakataura izvozvo ndakaita kunzwa kurwadzirwa mumoyo chaiko nezvandakanga ndakatatosana nazvo panguva iyi. Ndakaramba ndakanyarara and ndainzwa misodzi yakutouya mumazisi mangu hameno yaibvepi . Panguva iyoyo takanga takamira takatarisana naChris and jye aitozviona kuti ndikuda kuchema and he was about to do something it's either kiss or kupukuta misodzi yangu but he didn't get that chance because of Dean akanga asvika nemota yake. Dean haana kana kusvika achitaura nana Chris akangosvika achidarikira kuvhura gate achibva atopinda mukati kana kundibatirawo bag zvaro haana. Chris akanditarisa neziso rakazara mibvunzo and mibvunzo yacho ndaitoiziva and I didn't give him a chance to ask me ndakabvandatonhonga mabags angu ndokupinda mukati. Ndakawana Dean atova mumba kare. Ini ndakangosvika nekudarikira kuroom kwangu ndisina kana nekutaura naye Dean wacho nxaa munhu haade kunyengererwa nepasingade izvozvo plus ipapa chaanofuta chii. Ndakatanga kugadzira hembe dzangu zvangu ndipo pandakanzwa mafootsteps kureva akanga akuuya kuroom kwangu. Akauya akamira akanditarisa for a long time ndipo paakazoti What is so special about you Mellissa zvekuti hauchatotomhorese kana zvako wakutoita sekuti ndiwe land lord wekuti cheroari mwanana unomubvunza kuti makadii Me: am sorry mukoma ndangokanganisawo Him: sorry mukoma kuita sei handisi mukoma vako ini ndakaiwanepo hanzvadzi yakaita sewe kugara pano doesn't mean you are related pano wanzwa after all wakutotora marights angu pano baba vangu havachandide because of you uri mumhu rudzii iwe Handina hangu kumudavira ndakaramba ndakanyarara because ini kubva ndichikura kuchinjana mashoko nemunhu akandidarika zera kwainditi netsei plus saDean ndaitomurespta zvisingaite. Iye paakaona ndaramba ndakanyarara akabva afamba kuuya pandaiva ndokubva asvika achindibata nzeve dzangu dzese dziri 2 zvinorwadza chaiko achibva anditi Are you deaf Mellissa hee? Ndotaura newe wotondinyarira kundiidza benI rako ini manje nhasi ndoda kukuzivisa nzvimbo yako pano wakajaidziwa sitereki. Akandiregedza achibva atanga kundipa mabhutsu nemambama zvakasangana kana nechandirohwerwa chacho ndakachishaiwa kuti chakanga chava chii. Ndakarikitiwa hama dzangu aoa achipedza kundirova achibva anditi kasira kusimuka uyue ubike apa nxii kanzenza kemumhu. Handina kuramba ndakavata kana ndakabva ndamuka ndokumhanya kukitchen kobika apa ndakanga ndakuvara ndichibonderedzewa naDean. Ndaingopukuta ropa ndichibika zvakaoma kudaro zviye zvekuti ukanvoota kavanva kadiki wowana anokuyendesa kuchipatara kugarika kuye ini ndaivova nevanga ranga raita nechepahuma pangu sooo rairwadza raishura asi ndaingoshinga ndichibika. Ndakabika ndikapedza ndokumuisira chikafu chiye ini hangu ndaisakwanisa kudya kana appetite yakatiza . Akadya akapedza achibva azondiyeneka achiti akuyenda kwaanga ava kugara akati aizodzoka kuoera kweweek raitevera achizonditora kuyenda neni kunababa vake vaida kuona report rangu pamwe neni Akayenda ndokusara ndava ndega manje apa ndakasara ndichiita kuchema neshungu shuwa vamwe vanhu havapinde denga havo saDean haarione kana kjti road yekudenga inoyenda nepi. Ndaiti ndikafunga Chris ndainzwa kurerukirwa nekuda kwekundikoshesa kwaanga azama kuita asi kana ndikafunga how Dean acted to me ndaizvidzikisira kusvika pekupedzisira. It's all because of my parents who forced me to marry this thing shit dzevanhu End of 6 Makakosha vatsigiri vangu๐Ÿ’‹๐Ÿ’‹๐Ÿ’‹๐Ÿ’‹๐Ÿ’‹๐Ÿ’‹ https://chat.whatsapp.com/F0KWT92xD1j4pjJQf26Qis MY PARENTS FORCED ME TO MARRY HIM BECAUSE OF POVERTY ๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜ Story by Mama Natie ๐Ÿ’๐Ÿ’๐Ÿ’๐Ÿ’๐Ÿ’๐Ÿ’๐Ÿ’ Chapter 07 Dean. Hey hupenyu hwakanga husiri nyore hama dzangu ndakazviona pandakanzi nadaddy ndibve pamba. Ndakambozama kukanda zvimapepa asi hey hakuna basa rinowanikwa kana uri oanguva yakaoma seiyi. Cbandakangopedzisira ndaita kutorongedza twangu kuyenda kupurazi kutonoona yekutamba ndiriko. Tecla akamboda kuramba asi ndakamuudza kuti kana asingade ngaayende hale kumba kwavo nekuti ini pekugara pacho ndakanga ndisina plus chero ndaitsvaka pekugara ko chikafu ndaizochiwana kupi manje. Takarongedza ndokuuya kutorwa nadaddy vachibva vakiya gate ravo ndokuzvibatira makeys avo. Ndakanosvika kupurazi kuye hama dzangu zvinhu zvakanga zvisingajairike nekuti ndakanga ndisina kunbozviita. Baba vakandipa yangu ndima vakati vashandi hakuna unotozvionera nemukadzi wako. Pandima tatanga tapiwa iyoyo takarima hedu zvekutomanikidzana chaiko saTecla akanga asingade apa waiti chero ukayenda naye kumunda kwacho aigona zvake kutonochema ariko saka nguva zhinji ndakanga ndakungoyenda ndega kumunda kunosakura zvatanga tarima. Mazuva haamire kufamba ndakanga ndakutoyenda ndichijaira zvangu zvekumunda izvozvo asi ndaiva nebundu pamoyo manje pamusoro pezvakaitwa nadaddy. Daddy kundiuyisa kupurazi uku I know vaikoshesa that thing Mellisa ndiy3 wavakanga vakundipanichira manje havandizive mushe vachanyatsondipanicha havo ndamukaurisa kana kumba kwavo achakuyenda nguva isina kukwana. Zvikoro zvakasvika 9akuvharwa and daddy vakandipa mari nemota yavo manheru zvikoro zvichivharwa samangwana kuti ndiyende kovatira kumba then ndizomuka makuseni seni ndichiyenda kotora Mellisa ndouya naye. Pavakandipq mota ndqkay3n3kqnq naTecla wangu ndokubuda handina kuyenda kumba ini ndakatonovata kushamwari yangu ndokumuka makuseni ndichimbototanga ndamborocker rocker zvangu kuchikoro ndaizoyenda masikati chaiwo ndaida kapfidze kamunhu ikaka. Pandakazobva pamba pefiend yangu ndakabvandatanga kuyensa nekumba apa chakazonyanya kundibhowa ndakatowana Mellisa aperekedzewa nemota handizive hangu kuti ndeyani. Ndakasvika ndikawana akamirisana nemukomana wacho kunze kwegate handina kutaura navo ndakanga ndatodumbirwa kare. Ndakangosvika nekuvhura gate ndichipinda mukati. Mellisa akauyawo apa kuzondidarika without even greeting me. Uyu mwana akuda kutozviregerera uyu yoo Ndakamutevera kuroom kwake ndikanomurova ngaaite hunhu munhu wepi. Pandakakabuda muroom make ndakatomboda kunzwa tsitsi asi oandakqzongofunga kuti ndiye munhu aitora mufaro wangu ndakabva ndatosiyana naye ndokuyenda kubedroom. Chikafu akabika akandipa iye haana kudya handina kuita basa nazvo ini ndakadyq changu ndikapedza. Mellisa daddy vanga vati ndiuye naye kupurazi but ndakaona zvisingaite kuyenda naye nezvandanga ndamuita ndakanga ndamukuvadza maybe kumukava kwandanga ndichiita. Nsakazongosiya ndamuudza kuti ndichazokutora next week daddy ndaitonovavhra vhara handishaye zvekunovaudza ikoko kana ndasvika. Ndakabuda ndokudzokera chero mari yechikafu ndakanga ndisina kumusiira Mellisa wacho apa mumba makanga musina chikafu chingakwana kuti angapedza vhiki achidya. Ndakasvika kupurazi kwakutovira ndokutambirwa nadaddy kumota and reason yekuuya kumota vaida kutambira Mellissa but vakawana asimo zvinova zvakavabhowa sei. Vakamira vakanditarisa ndokuti Ko arikupi munhu wandanga ndakutuma nhai Dean Me: kkkkk zvadaddy vakomana zvamava kutoita sekuti Mellisa wacho ndoye mwana wenyu. Asara kumba nekuti ati ndine basa randinoda kumboita rekuchikoro ati ndizomutora after a week anenge apedza. Daddy: saka chikafu anochiwqna kupi manje Me: mari iya yamanga makandipa muchiti for emergency ndiyo yandamusiira handizive ingakona kukwana just a week here Daddy: 20 dollars inokwaneyi Dean hee wadii kufona uriikoko ndakutumira mari wamutsvakira chikafu hako iyoyo ozosara achiita yemurivo Me: ndatombomudarowo but ati inokwana daddy anga akasara neimwe papocket money yake iya yamakamuoa achiyenda kuchikoro Daddy: hooo asi Wireshark mwanangu saka akapasa here wamboona report rake Me: yaa akaita zviri nane hake anogona Daddy : saka zvirinane kana achigona ndaiti pamwe ndicharasira mari pasina Takazopardzana nadaddy ndakuyenda kwangu kwandaigara ko ndaisagara muimba yavo ndakqnga ndakapiwa room kune dzinogarq vashandi ndiko kwandaigara. Ndakayenda kumukadzi wangu ndikasvika akarara zvake asina kana chaakaita since ndabvapo. Hey vanhukadzi vakaoma veduwe problem yamuinayo ndeyei mamai chimbondiudzaiwo. Murume akangotaridza kukuda chaizvo makutoonq sekuti mapedza nhamo yese makutoyemezeka zvisina kana neplan yese saka mimba yaanayo iyi ndiyo yava kuita kuti aite maitiro aya here. Ndakabhoikana handide kunyepa dei kwauva kuti ndomuda nemoyo wese Tecla zuva iri ndingadai ndakatombomurova chaiko asi nenyayq yerudo rwandinarwo kwaari ndakadzikama hangu ndokufamba zvishoma nezvishoma kuyenda pakamubhedha paanga akarara ndokusvikomumutsa zvine rudo mukati achibva amukawo hake. I kissed her paforehead ndokumuti Wakasara sei babie Her: am good just missing you chete Me: am here for you now tell me what is bothering you Her: am hungry honey since yesterday I haven't eat because handina akandibikira Me: babe you have to learn to cook for your self manje ndikaita 3 days ndispo uchadii Her: Dean you know very well I am not that type kumba kwedu handina kana kumbobvira ndabata plate ndichisuka ini ndaiitirwa namamaid zvino kuti ndizodzodzira pamusoro kudai ndingagona here kana zvirimwa zvako zvaita you have to look for a maid nekuti handingazvigone babie Me: but you know what a clever woman do to keep his marriage here Tecla Her: what did she do Me: waifanirwa kunge uchizvidzidzisa mabasa ese iwaya not kungoti handikwanise wakavata. Mukuvata hauna chaunodzidza and chero musi waucharwadziwa nemimba yako uchatambura nekuti uneng3 wakangojaira kurara. Zviri nane ndiwane wakanganisa asi wabika kana ndikawana wakabika zvinonditaridzawo kuti une shungu chero kukudzidzisa ndokudzidzisa manje iwe chaunoda kudzidziswa neni inyaya yebonde chete saka ungaita mukadzi wesex chete Tecla. Kukuudza kukuda mukadzi wangu ndinotodawo kudya zvawabika asi iwe wacho haude zvako unongoswera uri mumachira Her: inga wani ndakuudza kuti handigone Dean saka ndodzidzira zvandisingagone here nekuda kwemarriage. Handizvigone handizvigone and handikwanise kuzvidzidzira nekuti kana kumba kwedu ndaisazviita Me: it's ok Tecla do what you want Ini ndri munhu aisada zvekutaura so ndakasimuka ndokutanga kuita basa rangu kusvika ndakukorobha mumba. Pandanga ndakucleaner mumba Tecla akabuda akanogara panze ndokuzodzoka ndapedza ndakutobika sadza muriwo taisatenga hedu taiwanza kupiwa panopiwa vashandi vadaddy vaibva vangotipawo. Ndakapedza ndokuisira Tecka ndokubva tadya zvedu tichiuta nyaya ko maiti ndakanga ndamutsamwira here benzi nderako kudzana unopururudza. Tichipedza kudya ndakabva ndatosuka maplates edu ndokubva tavata. Zvimwe zvese aikonewa mukadzi wangu asi pabonde apa zvokwadi ukasaita zvenharo waivata wakasvunuriswa husiku hwese naye. Well mazuva akatanga kupinsana zvawo ini ndakanga ndakutoyenda kumunda koshanda basa rangu. Vhiki oarqkakwana daddy vakabva vanditi ndaifanirwa kuyenda kodeedza Mellisa achiuya. Nxaa uyu mwana ainzi Mellisa aindimara handide kunyepa hama dzangu. Ndakangobvumirana navo hangu ko ndaivaramvira sei. Manheru iwayo ndakataura nemumwe mudhara anoita zvekurjma natarakita ndanga ndafungira Mellisa parefu ndaida kuti vambomurepa kuchingova kukaurisa chete. Ndakavavimbisa kuti kana basa rikangofamba zvakanaka ndaibva mdazovapa zvimwe zvirimwa kana ndaibvisa votumira kumba kwavo ndokubva tawirirana hedu. Mangwana makuseni ndakamuka ndokuyenda komutora Mellisa uye ndokudzokera naye. Mellisa akanogara kumain house nadaddy. Mazuva aifamba zvawo apa Mellisa aisambobatika kana kamwe maybe a inyaya yekuziva kuti ndomuvenga kwandaiita . Ndakabva ndafunga kumuswededzera pedyi neni zvekuti ndakatanga kuyenda kumain house manheru ndichinovasweresa nadaddy pamwe ndaimukirako sometimes ndaitomboyenda naye kumunda apa kaishanda sei zvako. Pandakqona kuti akundifarira ndakabva ndamuti auye manheru kune kwandaida kuti andiperekedze and haana kuramba zvake akatouya ndokubvq atobika ariye ndokusaver wangu mukadzi ndokubva ndazomuti tuchiyenda kuye. Tecla haana zvaakataura nekuti nyayq yacho aitoiziva akangoti ok mukasire kudzoka. Takabuda naMellisa ndokufamba kuyenda kumunda kwangu kwandanga ndataurirana nemudhara wangu uye but ndakawana asati avako. Ndakambotanga ndichitenderera ndichinyepedzera kuti pane xhandiri kutsvaka kusbika ndatozoona kuti mudhara uyu haasi kutombouya uyu. Ndakabva ndatongofunga kumuraper ndirini. Ndakangomubata zvine simba ndokubva ndabudisa banga randqnga ndiinaro ndokumutaridza ndikati any sound wayenda. Haana zvaakqzoita aingochemera mumoyo. Ndakamubvisa zvihembe ndokubva ndamushanda apa anga achiri mhandara zvake asi ndakazvimanikidzira zvakaoma kudaro kusvika ndapinda. Ndakakashanda kachiyuwira apa kaitaster sei . Uuum guys kana zvirizvo zvamunonzwa pamuborara nemhandara ini ndichatongotsvaka zvimhandara ndichiraper ini. Mellisa ainakira svoto chaiko. Ndakazoti ndakunzwa kuti ndakuda kurasa mbeu ndaida kurasira panze hangu but zvakazoitika ndezvekuti kamudhara kaye kakasvika hurume hwakubuda pakuti ndichibudisa ndakakonewa ndokubva ndatonyanya kusundidzira kumberi ndichirasira mberi. Kamudhara kaye kakamira kakanditariaa ini ndokumuka zvangu ndokubva ndati Ko inga mazononoka wani nhai mukoma vangu Him: hey panga pakaipa wena asi ndazosvika hangu saka marizongozvipedzerq henyu Him: handina zvandamboti ndaita basa ngaribatwe mukoma chiitai fast tion3 kufamba mudhara uye angaziuya iumba kwangu achitsvaka munhu wake Mellisa akabva ati Dean shuwa ungandirepesa nemumhu akakurq kudai uyu shuwa iii Dean usadaro ndiznwirewo tsitsi zvawabva mukundirepa iwe wani ava ngavachindisiyawo Me: hausati watanga Mellisa izvi ndikuzviitira mufaro wangu wava wako. Baba vangu havachandide nekuda kwako iwe saka ukarwadxiwa uchatiza pano mukoma batai basa. Baba vaye vakamudhovoza chaiko kusara asingachagone kana kumuka akanga akungogomera. Ndakasara ndakumutakura kuyenda naye kumba ndokusvika ndichimukandira pasi pafloor ndokutora foni yangu ndokufonera daddy ndichivaudza kuti vasaita worry Mellisa arara hake kuno vakangonditi Usanetsa mwana wevanhu memukadzi wako hako ndokubva ndqvati handidaro daddy ndokuonai mangwana kuxhiyedza ndine zvandinoda kutaura nemi Ndakatora kamwe kachira kaiva munba ndokumuisa ipapo ndokubva avata pasi makuseni aisatomuka achiyenda ndaitanga ndaina kuti akukwanisa kufamba zvakanaka here Daddy ndaiziva vaisambondinetsa ndaivavhara vhara handi ivo vanoda ndidanane naye here Mellisa ndongoti ndakumuda ndotosiya ndoziva dhara robaiwa nekufara izvo kwani kufarira pasina. End of 07 Lots of love to you team ๐Ÿ’–๐Ÿ’–๐Ÿ’–๐Ÿ’–๐Ÿ’–๐Ÿ’‹๐Ÿ’‹๐Ÿ’‹๐Ÿ’‹๐Ÿ’‹ https://chat.whatsapp.com/F0KWT92xD1j4pjJQf26Qis MY PARENTS FORCED ME TO MARRY HIM BECAUSE OF POVERTY ๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜๐Ÿ’˜ ..Story by Mama Natie ๐Ÿ’๐Ÿ’๐Ÿ’๐Ÿ’๐Ÿ’๐Ÿ’๐Ÿ’ Chapter 08 Mellissa Uyu mwana anonzi Dean akangooma shuwa. Akabuda akandisiya apa aiziva hake kuti pamba pacho hapana kana nechikafu chose. Lucky ndakanga ndiine kamari kangu ndiko kandaishandisa kusvika paakauya kuzonditora kuyenda neni kupurazi. Baba vake vakasvika vakaita kufara chaiko vachiona ndakapasa chikoro zvinodadisa kudaro. Ndakatanga kugara papurazi paye Dean aisagara nesu aigara kwaigara vashandi ipapo ndakatombotendawo mwari nekuti dei taizogara pamwe chete taigona kuzogara tichiparana since akanga asingade kana kundiona chaiko. As days moved Dean akazotanga kuuya kumba kwataigara and this time he didn't harass me akanga akutaurawo neni zvakanakisa zvekuti kana baba vake vakanga vakumurumbidzawo. Takatangq kuwirirana naDean dzimwe nguva ndsitomuoerekedza kumunsa wake kunoshanda nekuti akanga asina vashandi. Ini zvekumunda zvaisandirwadza ndakanga ndakarijaira kwedu kumusha. Mazuva akatanga kufamba ndichiwirirana naDean kusvika this day raakandikumbira kuti ndimuoerekedze kumunda kwake nguva dzakanga dzava kuma7 hadzo. Ndakamboda kuramba but chero mukadzi wake akatonditi ndimuoerekedze pame zvaanga arasa zvaanoda kunotsvaka that is when ndakazobvuma. Takayenda kuye tichiita nyaya tichiseka hedu ndokushika paaiti ndipo paarasira pacho ndokutanga kundeya tichitsvaka aiti arasa mari ipapo. As time goes ndipo ndakazoona munhu akutondibata zb3hasha acbibva abudisa baba akati any noise wayenda. Hezvo nhaimi saka Dean kuita zvese izvo aindiredza hake achiziva anoda kuzondibata shuwa. Dean akandirepa and achpiedza akabva ati kamwe kamudhara kakanga kakatozvikurira zvako kandirepe. Veduwe kana muchiziva zuva randakazvisema ndireri baba ava vakandirepa kana baba vangu vaiva vadiki kwavari vaitokodzera chero kuita sekuru vangu. Kurapewa kunongoda we wezera rako nekuti dzimwe nguva ukamufunga unogonq kungoti akazviita nekuda kwerudo rwaanarwo kwandir achauya hake manje kwekubatwa nekadhara kakadai kasina any good memory yakanokupa kwakangooma. Ndakanga zvino ndachipera nesimba kana kuti nditaure ndakanga ndisingachakwanise apa marwadxo andakanga ndava nawo soo akanga ari ma1. Iri ndiro zuva randakazovenga vabereki vangu worse manje shuwa chero vachiita havo business iroro vanoziva here zvandikusangana nazvo kuno. Ndakasengewa ndikayendewa neni kumba kwaDean ndokwandakarara. Makuseni ndipo pandakazoita zvekutopepuka mushure mekunge ndatsikwa nemukadzi waDean apa kuzonyepedzera kuti sorry anditsika maune. Ndakazama kuda kusimuka but ndainzwa kuti ndakakuvadziwa zvokuti. Zvisinei Wenham ndewenhamo ndakashinga kusvika ndasimuka ndakutoda kubuda ndipo pandakasangana naDean padoor achibva anditi Hakuna kwauri kuyenda hako pano uchabva kana wapora and chimwe chinhu cbandinoda kukuudza ndechekuti ukangoona ukataurira daddy zvakaitika izvi unofa masikati machena. Parizvino dzokera hako mukati uchasara naTecla pano ndozokuonai pandinobva kumunda kana wava bho woyenda kuna baba vako handi wakanditorera baba vangu. Ndakangodzokera mukati ndokugara pasi ndri zii. Ndaiita kuvira chaiko ndaigona kungoputika neshungu dzandaiva nadzo panguva iyi. Dean akazobuda akuyenda kubasa kwake ndokusara naTecla apa ndichiita basa ndiri mukurwadxiwa kudaro. Manheru ndipo pandakazobvumidziwa kuyenda kuna baba Dean. Ndakatosvika vabva kubasa vakatogara havo paverandor. Pandakaona varipo ndakabva ndadzora speed ndokutanga kufamba zvishoma zvishoma ndaida vasambonoticer anything nekuti vaigona kuzoda kunzwisisa. Ndakasvika pavaiva ndokupfugama ndicbivaswedza ndokudavira havo ndokubva vanditi Yaa ikozvino mazonzwisisana chose naDean mukadzi wake haasi kukunetsa here Me : yaa shuwa takuwirirana zvedu. Mukadzi wake hapana hake zvakaipa zvaati andiitira ndinganyepa Daddy: chero makuwirirana usazofarisa kusvika pakuita zvisingabvumirwe unofanira kutanga wapedza chikoro handi Me: ehoi baba Ndakasimuka paye ndokubva ndayenda mumba ndokutonanga kuroom kwangu straight ndakanga ndakutonzwa kuda kuchema ini dei vaimboziva kuti madeko ndakachinjaniswa nevarume vaisadaro havo. Ndakasvika muroom mangu ndokubva ndazvikandira pabed ndokubva ndatangidzazve kuchema zvokuti. Veduwe hepenyu hwangu hwakanga hwaparadzwa ini. Zvisinei ndakaguma ndatoona kuti kuchema hakuna zvakunogadzirisa asi kutondotambira zviripo kana mwari vakazviti zvichavako muhupenyu hwangu saka ndozvirambira ani. Ndakazvinyaradza neiwayo mashoko ndokubva ndatomuka kuyenda kukitchen kotanga kubatsirana nevamwe Mai vaiva neduty rekushandira kukitchen kwadaddy musi iwoyo. Ndaivabataira tichiita zvedu nyaya zvekuti ndakatombonzwa moyo wangu kunyevenuka chaiko. Ndakaita madays Dean ndisingamuone akanga asingauye kumba kusvika this day randakamuona achiuya panguva yebasa and ndinoziva kuti aiuya kuzondinetsa nekuti aiziva kuti dadyy vake vakanga vari kubasa. Ndakakasjra kusimuka pandajva ndichibva ndatopinda mumba zvangu ndokunozvilockera mubedeoom mangu. Dean akauyq akazamq kudeedza but haana kundiwana since aisazjva bedroom yangu. Ndakazobuda ayenda hake. Mazuva ekudzokera kuchikoro akanga akuswedera manje mari dzangu dzese ndakanga ndatopiwa nadaddy kwakanga kwangosara kuperekekedzewa. The day before kuvhurwa kwezvikoro ndipo pandakaperekedzewa naDean kuchikoro. Ndakapinda mumota ndokugara kumashure zvangu ndakanyarara iye achibva aimutsa mota takubuda papurazi. Hatina kana kure kwatakayenda ndakabva kungoti mweya wefuel ukundikanganisa and wakanga wajutondisimudza moyo wangu. Ndakambotanga ndichishinga kusvika ndakuona kuti zvakurira ndichibva ndangodongoredza musoro wangu nepawindow ndokubva ndatanga kurutsa. Dean akazviona akabva akasira kumisa mota ndokubva anditi Ko zvadiizve nhai sisi Mellissa zvamava kurutsa kudaro Me: uuum nothing much mweya wefuel ndiwo wangondikanganisa hameno chiiwo chikuitika Him: hoo nothing much kkkkk muchanochitaura chirungu muchigara nekadhara kenyu kaye yatova mimba ka iyi kkkkk ndichaonerera zvangu gore rino Paakadaro ndakanzwa hana yangu kurova zvakasimba zvekuti ndakaita sendichadonha chaiko. Misodzi ndiyo yakangomudavira ini ndakakonewa. Shuwa ikaita nhumbu ndaizotangira pai nhai mwari. Dean haana kufamba achitaura neni akabva atodzokera pasteering achibva amutsa engine ndokubva tatanga kuyenda. Tati fambe akanbva anditi Mellisa ini hangu zita rangu risawanikwa mukati mwnyaya dzako kana nhumbu yako yakuonekwa unoudza daddy zvekamudhara kako kaye not ini. Ini newe hatina kumbosangana kana uchida kugara zvakanaka hako. Parizvino enda kuchikoro kwako panopera term handifunge sekuti inengw yakutombooneka ini. Me: ok Haana zvaakazoramba achitaura akabva atsika mafuta ndokubva anosvika kuchikoro kwedu and takati tichisvika takabva tatambirwa naIylet naZanele vaitova pagate ndoona vakanga vatonguva vauya zvavo. Pavakaona mota yandaiva vakabva vamisa ndokubva amisa hake Dean ndichibva ndadzika iye akadzikawo ndokukwazisana namasahwira angu ndokubva ndazovati MY dear friends meet my brother here. Vasikana vesw vakakwazisana naDean ndokubva avaudza zita rake ivowo vachimuudza rake. Dean haana kuramba achipinda akabva atozondidzikisira hake ipapo nezvinhu zvangu akanga akuroita zvenyaya naZanele hameno vanga vadziwanepi dzinopindirana ivo vabga vangoonana musi iwoyo chete. Ndakasimudza zvinhu zvangu ndichinoisa kumadhomu edu pandakanga ndakudzoka ndakabva ndasangana naChris apa akanga achinja maybe iholiday here yakamudaro. Akandikwazisa ndokubva tatanga kufamba tese ndichidzokera kwaiva nemota kotora zvinhu zvangu. Taitaura hedu nyaya kusvika pandakasvika ndokubva ndasimudza saga rangu rechikafu ndokubva ndazobatiswa naChris since mashamwari angu akanga achiseka naDean. Takatu tati fambe ndokubva Chris andit Mellissa is this man your really husband or unonyepa hako because hakuna murume angakoshesa vamwe vanhukadzi iwe uripo nhema Me: kkkk the truth is he's my brother Chris: is that all or you are hiding some secrets Mellisa Me : that's all am sorry kukuudza nhema that day pane zvinenge zvichingoitikawo Him:kkkkk hooo Mellisa ndokuona kuti une nhema iwe unongotaura zvekunyepa anyway zvekunyepa kwako hazvichina basa nekuti kubva day riye rawakandinyepera ndakabva ndatoona sechokwadi ndikabva ndatsvaka another girl wekudanana naye and as for that girl ari bho zvake but haazosvike pauri asi handichakwanise kumusiya because wandiudza chokwadi ini hangu handide zvekurwadzisa vana vevanhu plus kutamba nemoyo yavo pasina zvaandikanganisira. Wish u uchawana mukomana anokuda sezvandaiita Me: that's good as for me ndikuda kumbomhanya nemabooks Chris and also I have a lot to fix which isn't n having a boyfriend Him: those are the words from a wise girl like you Takasvika hedu ndokuisa zvinhu zvangu mukati ndokubva ndaperekedza Chris kumusikana wake akanga amuudza kuti ava pagate saka aida kunomugamuchira Paakanosangana naye talabvq tadzoka ini ndokuvayeneka ndakuyenda hangu kumadomu edu. Ndakasvika ndakaita kumirirwa naZanele hanzi Friend I think something is taking place between me and your brother. Me: hey that's good Her: you sound so low why Mellissa huu instead of you to be happy you are just answering a boring answer like that why Me: so what am I supposed to say Zanele: you must congrats me shaa your brother is falling for me and me too. Love at first sight ndayaitika apa Mellisa Me: wow that is awesome my friend wish you good Zanele: so tell me more about your brother bestie Me: well my brother is arrogant and harsh. He doesn't have a girlfriend so you are his now that's all I know Her: what about his work Me: asi hamuna kutaurirana here Zanele wava kundipinza muchikoro kudaro Her: iiii sorry Mellissa ndoona sekuti hauna kufara nazvo hako kutokubvunza ndatoti pamwe unondifafirawo kuti ndiite maiguru vako manje kana zvakadaro uuuum Me: sorry hako nhasi handisi mumood yekutaura rega tizvisiire for another day will tell you more about him Nxaa munhu wepi anoda kunditongesa kudaro ini ndichitova nezvangu zvinondinetsawo aaah. Akabuda hake ndokisara ndakutomborara zvangu ndichinyatsogaya zveupenyu hwangu. Mangwana zvikoro zvakanva zvavhurwa zvazvo ndokutanga kuyenda kuchikoro. Mazuva akanga afamba and ini semunhu akanga achigona zvokuti pachikoro apa ndaipiwa mukana wekupresenter kumberi kwechikoro chese nevamwewo vaikwikwidza. Zvekupresenter izvi zvaiwanzoitwa neMonda neFriday. Yakanga ichitova Friday makuseni apa ndini ndaipresenter musi iwoyo saka ndakanga ndakanyatsochena chaiko zvekuti kana pamdaifamba kuyenda kumberi kwevamwe vana ndaiita kuzvifeeler kuti ndakauraya mucheno. Ndakanosvika ndokibva ndatanga kupresenter apa ndaipresenter nechirungu zvangu. Ndakanga ndakunoda kupedza pandakanzwa dzungu kundibata Ndakamboda kuzama kushingirira asi hey zvakaknga zvakundiomera kusvika pandakakurirwa ndichibva ndadonhera pasi chaipo. Madam vaiva pedyo neni ndivo vakamhanya kundibata ndokundibatsira nekusimuka asi ndaitonzwa kuti simba handichina and handichatokwanis3 kumira msaitomboda time ndakagara pasi pada zvaizoita nane Madam vaye vakamditora vakayenda neni kustaff room uko kwandakasvika ndichiyendeswa kunamadam vaiita nezvevasikana. Hana yangu yakanga yakurova manje nekuti chakanga chandiwisa ndaichiziva yakanga iri nhumbu iyi nekuti chero kuperiod kwangu ndatova ne2 months ndisngayende. End of 08 Love you team
โค๏ธ ๐Ÿ‘ ๐Ÿ˜ข ๐Ÿ™ ๐Ÿ˜‚ 20

Comments