MASIZIVA FOR THE WORLD... NOVELS
MASIZIVA FOR THE WORLD... NOVELS
February 11, 2025 at 05:02 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaLrFuODjiOcOqcLcR1L NDAITI NDAMUGONA *CHAPTER 28* *PETER* Veduwee ndaisamboziva kuti Madam boss wangu wanobva wandifungira parefu pakadaro chandanga ndanyanya kuvatadzira handimbozive kuti chii ini ko chii chavakanyanya kuchiva pandiri chakaita kuti vazofunge kuti ndakakodzera kuita mukwasha vavo. Saka kundigadzirira nyaya ndiko kudii ini handina kumborangarira ndichirasira munhu masperms ini asi chandichiri kurangarira ndechekuti Norah akakwira pamusoro pangu asi semunhu anga aine hope plus kudhakwa ndakabva ndatobatwa nehope handina kuziva kuti akazobva sei pamusoro pangu baa. Kana wangu uri munyama kubva wakabvira kukura veduwee ndaisamboziva kuti nyaya yacho wachabva watoitsvitsa kumapurisa nhai veduwee Asi kutaura Chokwadi zvaitova nani kuti ndifire zvangu mujeri nekuti handimbofa ndakabvuma zvinhu zvandisina kuita ini why iwo wari kubvira kuita take take neni kudaro kunge washaya vangu veclass yavo nhai imi. Ndakatora nemapurisa akambozama kutaura neni kuti ndibvume kuroora Norah asi ndakaramba kusvikira vazotanga kundirova vachiti ndiri stubborn asi ndakavati ngavandiuraye zvavo handisi kuzombofa ndakabvums kuroora munhu Aneta zvake nemumjolo ini Saka ndakabva ndatoiswa muchizarira asi ndakabva ndavakumbirs foni yangu kuti ndifonere Chenai ndichimuziwisa nyaya iripo asi Mai Norah wakabva watoitora wakaita nekunditukirira pamusoro. Ndakatozviona kuti kunyimwa foni kwandanga ndaitwa kwaitova nane nekuti ndanga ndiri kuda kufona ndisati ndamboziva kuti ndiri kuda kumbotaura kuti chii,Ndakatofunga kuti zviri nane ndifire mujeri pane kuti ndiudze Chenai kuti ndiri kupomerwa mhosva yeku raper Saka aisambozvibvuma aitoti ndakzviita sezvo ndakambomurwadzisa kakawanda ndobva ndaita sendinongokonzwresa maproblems muhupenyu hwake Saka ndakangoti boe zvakadaro kana mwari vachida kundirwirawo ndizvozvo kana vasingade boe. Ndakapinzwa Maiva nevamwe apa mukati manga muine toilet mufunge zvenyu kugara ndichiona tsvina zvinhu zvakandirwa moyo wangu zvekuti ndakambofunga zvakawanda maybe vabereki vangu vanga vaine chigumbu neni ndiko kusaka nzira dzangu dziri kubaya seminzwa kudaro. Vamwe vaitouya kunotorwa vachinzi mhosva dzavo vakutongwa vachibva kumba nekuda kwekuti vainge vatsvagirwa lawyer zvino ini lawyer ndairiwanepi zvangu Saka ndaitozobuda ndachembera kwacho hapana zvekuita sezvo ndaiziva kuti Tapiwa wangu Ari safe Kuna Chenai asi umwe moyo wainditi ko Chenai wacho akazongomuka akachinja chii chinoitika kune mwana wangu. Ndakazongosiyana nazvo apa police yainge yakanditsoma Mufunge zvenyu pasina nguva ndaiuya ndichitorwa nemapurisa ndichirohwa kuti ndibvume mhosva asi ndakaramba ndichifamba kusvikira ivo vangonetawo nazvo. Pane umwe mupurisa wechikadzi akauya kuzondibvunza mhosva yangu handina kuda kumbonyepa ndakabva ndangomutsanangurira zvese zvakaitika akabva andinzwira tsitsi asi akabva ati "Hongu according your explanation you are innocent asi nyaya yenyu ihombe Dai maikwanisa kutsvaga lawyer nekuti mega hamuibude,she said ndikabva ndangopindura kuti handina kwandinokwanisa kuona lawyer nekuti I don't have any cent akabva ati Saka pakaipa chingonamatai Kuna mwari munzwirwe ngoni nekuti nyaya yenyu iyi munogona kuworera muno. Ndakatanga kuchema kugumisira ndakunamata kuti mwari wandirangarirawo hangu ini peter chaiye,Pandinenge ndakuti ndakumboita munhu kwaye ndipo pandobva ndagadzirirwa nyaya haa pasi pano hapana rugare Chokwadi kana iri Mweya yemadzinza aiwa ngaindiregedze. Ndakagumisirawo manheru iwawo ndaane Shamwari tikatotanga kutaura iyewo achiti akauraya Saka nyaya dzedu dzanga dzakada mufanana zvadzo mutongo wadzo sadza takazopihwa nezvi beans zvanga zvisina kuibva apa zvanga zvakazara makumvura haa veduwee chikafu chemujeru haihwa bodo. Nguva yekuvata yakasvika apa zvimablankets zvacho zvaiita kunhuhwa chaiko apa gomba riri padivi,Ndakambotangs ndichiti handifunge musoro nekuda kwehwemha wema blankets asi chando chakazoti chouya zvacho haa zvakazviita zvega. Mangwana Acho takabva tanzi tigadzirire kugeza geza sezvo tainzi ndipo nmtiri kuenda ku court kuti tinopirwa mutongo yedu ,Ndichipedza kugadzirira nevamwe apa kwese kwataienda like Isu vanhu ve rape kana we murder yaifamba takasungwa maoko nemakumbo nekuti kwainzi tiri dangerous Saka togona kutiza Jeri Saka tsigara tskanongedzwa nepfuti kani. Takapfeka Hembe dzedu dzehusungwa pasina time pakabva pauya umwe mupurisa akauya kuzondishevedza kuchinzi ndiri kudiwa, Ndakashamisika kuti ndiri kudiwa naani veduwee nekuti handina hama yanga iri pedyo ini zvisinei ndakafamba kuti ndione kuti ndiri kudiwa naani apa Chenai dzaiva mumakumbo dzairwadza Mufunge ndakashamisika kuona Ari Mai Norah zvenyu imi ndikanzwa kusvotwa nekuti chiso chake changa chakutondibhowa Dai ndakuziva kare kuti ndizvo zvakaita moyo wake ndinodai ndisina kumbobvira ndamushandira. "Eeh peter ndini ndskushevedza ndichida kuti Saka washinga here kupika Jeri nekungotadza kuroora mwana wangu iwe hee chii chinonyanya kushamisira pauri nhai iwe hee mwana wangu uya anonhongwa newtanga hameno iwe kuti wakaroiwa naani asi uri ngochani kani,she said ndikatoona kuti mai ivavo miyedzo chaiyo Saka ndakabva ndangokunda zvangu nekunyarara ndakaramba ndakangovatarisa Soo kutoshaya kuziva kuti ndovsoinfurs kuti chii vakabva vaenderera mberi vachiti: "Ndoda kumutsvaga mukadzi wako iyeye waunovhaura Naye ndimboone kuti munhu akaita sei manje ndoda kunyatsa kumurwadzisa because you are too stubborn mhuri yako ndikangoziva parinogara chete ndoda kuuraya vese handina kana umwechete zvake vandiri kuda kusiya achararama ndoda kunyatsa kumurwadzisa newe wacho uchizotewerawo kumakuva nekuti unoda kukura musoro chaiko. Veduwee kune vanhu vanoda zvekudenha vamwe asi ndskangopindura kuti "zvamunods zvese itai pandiri not pane mhuri yangu nekuti hapana zvayakakutadzirai akatadza ndini ndaka raper mwana wenyu,I said zvikanzi"wakanyanya kupusa manje mukana wandanga ndakupa uyu uchazoutsvaga uchiushaya nhasi uri kuenda kunotongwa uchakaura ndoda kuti lawyer rangu rikudzikamise wakapusaa iwewe warombo munonetsa damnit. Vakabva vaenda asi vairatidza kubatikana kwazvo ndikashaya kuziva kuti vari kunyanya mumbodei pandiri,Pasina time mupurisa akabva atouya sezvo vanhu tanga takuda kutoenda Saka bhazi rakauya raida kutitakura Saka vanhu we rape newe murder tisu takatanga kupinda vamwe vose vakatewerawo. Mota yakarohwa kuenda ku court kwacho ini ndaingofunga kuti why hupenyu hwangu huri kubva wanyanya kushaya kudai asi ndine munyama kani "Blaz nyararsi zvenyu hapana chichachinja apa pukutai misodzi iyo gamuchirai zviripo ko pamaikurura mwana wemurungu brugwa maiti zviri kuda kugumepi musatinyangadza imi"umwe murume akadaro ndikabva ndangonyarara zvangu. Tichisvika pa Court police ndiyo takatanga kudzika vakabva vatinongedzera nepfuti vachifunga kuti pane anoda kutiza Saka tose takabva tapinda mucourt muye nyaya dzakatongwa ndichingonzwawo zvangu Saka ndakabva ndatogamuchira kuti zvninowanikwa. Yangu nguva yakakwana kuti nditongwewo Zita rangu rakadaidzirwa ndikabva ndamiswa kubox asi chakandishamisa ndechekuti Norah wacho or Mai Norah ndanga ndisikumboona pavanga vari Saka ndakashamisika kuti murume iyeye ndakamutadzira riini uye kupi. Saka ndakabva ndateya zvangu nzeve ,umwe murume akauya akatipikisa mhiko tapedza ndakatanga kubvunza mibvunzo neumwe murume anga akapfeka suit Soo."Peter uri kupomerwa mhosva yekuti wakabata Norah chibharo unozvibvuma here ndikabva ndati kwete Saka pane murume anga akapfeka chakaita chi gemancy Saka akabva ati "he is a criminal I have evidence,Ndakashaya kuziva kuti murume iyeye akwana papi munyaya dzangu zvekuti ndakanzwa mazihasha Mufunge zvenyu. Ko Norah na mhayi wacho wanga waendepi ummm ku court Saka kunobvumidzwa kuti ukamangara nyaya yako hauzouye ku court unotsvaga munhu wekuti azomire pazita rako heya Dai ndanga ndakzviziva nguva iripo ndaitotsvaga munhu anosungwa panzvimbo yangu. Murume uya paaakataura nezvekuti ane evidence ndakabva ndanzwa kamunhu kaitaurira mumhino kachiti"For now keep your evidence sir you can't play vulgar in front of elders I have much questions to ask you so don't rush.Asi murungu iyeye paakadaro ndakabva ndanzwa kuti what!! Asi ranga riri inzwi rechikadzi asi munhu wacho airatidza kupanika zvake saka ndakabva ndakurumidza kukanda maziso kumabench ndikabva ndaona Mai Norah wachikwenya musoro apa vanga vazobata ka towel vachiita sevari kuzvi funner Soo ndikashaya kuziva kuti asi indawa asi pfungwa yangu yakazondiudza kuti maybe murungu iyeye anga aine chikwereti chake Saka gegegee zvino ndoti chii ko wanga wachivhundukei Mai Norah nhai imi ko kuzogara ku bench ivo vari ivo vakamhangara nyaya yavo.Veduwee ndakanakirwa zvangu ini pakabva pasimuka kamurungu baba zvekuti ndakanzwa kunakirwa zvangu ini ndakatanga kunetseka kuti Saka ku court hausiriwe unotaura nyaya pane anotokumirira gegegee haa God is good kani ndaitofungawo kuti handina anondimiririra kaa ini. Chakazondiitira zvakanaka ndechekuti murungu uyu paaitaura nechirungu paiva neanoturukira neshona other wise ndaizonzwa zvisiri izvo nekuti chirungu hachizi chedu ichi ndechevanhu Saka hauzonyatse kunzwa zvese. Murume anga akamirira Mai Norah akaratidzawo kushamisika Saka akabva aramba akabata laptop yake mumaoko hameno kuti mulaptop maiva nezvinhu zvemucourt here kana kuti kuda kungoshandisa chirungu pachisingadiwe. Murungu uye akabva abvunza umwe mubvunzo ndiri pakuda kubatanidza chirungu muturikiri akabva ati"Zvanzi client yangu Haina kubata munhu chibharo but client yenyu ndiyo yakabata client yangu chibharo. Pakataurwa izvozvo ndipo pandakabva ndafunga fast kuti ndiro lawyer rangu asi ndakanetseka kuti rabvepi Saka ndakazongofungawo kuti maybe pane malawyer anenge akamirira kubatsira vanhu mu court. "Peter akabata client yangu chibharo evidence ndinayo mucomputer umu , rakadaro lawyer ramai Norah."Norah wacho aripo here ndine zvandinoda kumubvunza,muturikiri akadaro. "Norah akasimuka"Saka Mukomana uyu akatorasira mbeu here mauri,My lawyer said"Hongu,she replied."Are you really sure don't waste my time here,my lawyer said iyewo Norah akati "iam really sure. "Melody do your job"murungu uya akadaro ndikashamisika kuti melody akwana papi apa uye job raanga achida kuita nderei Saka ndakangotsrisawo. "Norah follow me,Norah akabuda panze na Melody uya asi airatidza kuva confused kana Mai vake akatonetsekawo ndakaona akuda kusimuka kutevera panze asi akabva arambidzwa akabva agara panze pasina nguva melody akadzoka na Na Norah. "Brother Joe take peter out,Ndakanetseka kuti chii changa chakuda kuitika nhai imi pakabva pasimuka Mukomana airatidza kuti anobva kumba kune mare akabva andibudisa panze tikapinda muimwe room Soo akati ,"take out your pennies I want your sperms, Ndakanetseka kuti ko zvakwana papi ndakabuditsa kangu kangu paya vakabva vaisa chakaita chi tube pakanhu kangu pasina time ndanga ndakunzwa kakunakirwa Soo akabva ati "done. Ndipo pandakatarisa kwakutoona kuti masperms atombobuda takadzoka mucourt muye sister melody ndokusimuka ndokuti"vabereki I Know vazhinji venyu muri so confused nezvatiri kuda kuita pano asi muchidimbu ndingangoti apa ndiri kubva kunotora tsvina yemu vagina ma Norah tinoda kuona kuti yakambopinda maPeter here uye masperms ake Peter today kuona kuti akambosangana netsvina ya Norah here Saka ma tests edu Ari kubuda after 5 minutes tichazviitira pamberi Saka mutongi tine hurombo nekupedzs nguwa yenyu asi tinoda kumbogadzirisa nyika. Pasina time pakabva paunzwa table yanga iine zvimucheni zvaisanzwisisika zvekuti muhupenyu hwangu ndanga ndisina kumbobvira ndambozviona. Vanhu vakamboti zii mucourt pasina time pakabva panzi "Eeh maresults edu Arikuti tsvina yemusikana uyu yakapinda muropa remukomana uyu ,Asati apedza kutaura Mai Norah wakabva vati "yeeh ndakazvitaura izvi Mukomana uyu akabata mwana wangu chibharo Saka mupei makore akawanda kwazvo kana kuti atofire mujeri macho,she said"Order order order mapihwa naani mukana wekutaura,umwe murume akadaro achiridza bhero. Brother John wakabva vasimuka vakati"Maresults edu akamira akadai"Masperms apeter haana kubvira apinda Muna Norah kurewa kuti Norah ndiye aka raper peter asi peter haana kukwanisa kurasa mbeu,Kungonzwa kudaro ndakafara veduwee apa vanhu vakabva vati yeeee kuratidza kuti vakawanda vanga vachitondikurudzira. "Hakuna zvakadaro hamunyari kunyepa here zvakamboitikepi zvakadaro, Anodaro Mai Norah achizunza Zambiya"Order order for now vanhu vari kubvumidzwa kutaura ma lawyers chete anodaro umwe murume. "Ndataura kudhara kuti ndine evidence zvimwe zvese zvamuri kutaura ndezvekunyepa, Lawyer Ra Norah rakadaro"can I see your evidence, anodaro munyori. "According your sex tap zviri pachena kuti musikana akabata Mukomana chibharo nekuti mukatarisa zvakanaka Mukomana uyu anga akabata haana kubvira amuka aitoratidza kuti anga akadhakwa plus tiri kungopwdzawo nguva kutsanangura izvi nekuti zvabva kutaura apa maresults abuda mese muripo ma doctors aya abhadhara $30 k kuti asvike pano uye haasi emunyika muno atokwira ndege from U.K Saka for now ndiwo ma results atiri kushandisa pano ndinoti Kuna Norah une mhosva hauchakwanise kudzoka kumba wakutosara pano ndiri ndakupa mutongo we15 years in jail asi court yakunzwira tsitsi ikakubvisirawo 2 years Saka uri kupika 13 years in jail. "Mutongi mwana wangu ndiye akabatwa chibharo maresults ndeekunyepa aya, anodaro Mai Norah mutongi akabva ati"For now Norah achambopinda muchizarira muchimbotsvaga 30k nemari yekuti madoctors amuri kuda kusheedza Acho auye asi 30 k ngaitange yauya nekuti ndiyo Mari inodiwa pama tests aya Saka mukangoishayawo moziva kuti mwana wenyu anenge aripano kusvika apedza mutongo wake,mutongi akadaro. "Ndoda kudeedza doctor Ari kusouth Africa Saka hazvinetsi pa one week ndinenge ndadzoka pano,She said mutongi akati"why mati ku South imi matondipa umwe muone Saka kana muri kuda kuti matests aitwe huyai ne 30 k pano musi wa10 may handiti nhasi ndi 7 Saka ndiri kukupai 2 days kutsvaga Mari yacho then zuva retatu mouya pano Saka muri kutsvaga 35k ndokuti 30 k yematests me 5 k yekuti ndikutsvagirei madoctors achabva kuchina Saka 5 k imari yendege yekuti vauye nekuti ndazviona kuti munhu wamuri kuda kusheedza from S.A ihama yenyu Saka hatiite izvozvo tainzwanana kaa 30 k yematests,5 k yendege then wachazochajawo kuti wanoda Marii pabasa ravanenge vaita Saka ngatisanganei pano musi wa10 kana musina 35k musauya pano uye hakuna rimwe zuva kunze kwemusi wa10 End of chapter 28
❤️ 👍 🙏 😂 😮 😢 1.5K

Comments