MASIZIVA FOR THE WORLD... NOVELS
MASIZIVA FOR THE WORLD... NOVELS
February 11, 2025 at 06:49 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaLrFuODjiOcOqcLcR1L Link re channel☝️☝️☝️ 📱📱0786559002 https://chat.whatsapp.com/FJitbbPDzia78OK5HrDykt Link regrp☝️ NDAITI NDAMUGONA CHAPTER 29 CHIPO LAIKA Mazuva akafamba chimwana changu chaikura zvakanaka rudo rwaiita kufashukira kani Mumba mangu ndainzwa kudada nemurume wangu nekuti ndaiona rudo zvese nemufaro pamunhu umwechete mwana wangu aimuda zvakaoma kudaro. Mazuva akafamba ndichishandisa mwari zvangu kunamata handina kurega asi ndine rimwe zuva randakarota Lorraine achichema asi anga ari mugomba apa mugomba macho manga musina kana chiedza apa she was screaming for my help. Hope idzodzo dzakandinetsa kusvika ndaudza baba princess ndichiti "ko baba princess zvakuita here kuti ndifonere hama dzangu nekuti ndine hope dzandarota dzisina kumira zvakanaka pamusoro pamainini Lorraine,I said. "Chandingangokwanisa kukudzorera line rako asi usafonere munhu asi kana Paine afona unodaira zvako asi ukaudzwa zvinhu zvinokunetsa kupindura unotanga wandiudza then ndokubatsira nemhinduro handiti kaa,he said. Haa zvanga zvavanane ndanga ndadzorerwa line rangu asi moyo wangu wairwadza kuti dzatowa 3 months mwana wangu azvarwa asi ndisina kuziwisa vabereki wangu asi ndanga ndisinawo zvekuita masikati ivavo mhamha vangu vakabva vafona ndisati ndadavira foni ndakanzwa Mweya mutsvene kundizadza ndikabva ndatanga kunamata zvine Simba kugumisira ndakutaura in tongues apa ndanga ndakabata mwana luck of it baba vacho vanga varipo Saka vakabva vauya kunotora mwana. Ndakatanga kunamata foni ichingoringer kudaro asi ndichiri mukunamata ndakabva ndaona imwe vision yandisina kunzwisisa,Ndakaona mhamha vangu vachienda kwambuya wekumarainj kwedu avo vaiva n'anga kare kavo asi ndakaona vapirwa mushonga ndikazoona futi wachiisa zvinhu pasi perurimi vachipedza ndokubva wabata foni. Ndichipedza kunamata baba princess vakabva varamba vakanditarisa mumaziso chaimo ndikashaya kuziva kuti vari kunditarisirei"Thank God kuti wakukwanisa kuona wega ini ndaishaya kuziva kuti ndokuidzai sei asi mwari wandinonamata havashayi nzira,he said ndikanetseka kuti Ari kuzama kudii ndikabva ndamuti muri kuti chiiko. "Mai Pee zvawaona apo Ndizvozvo hapana chekubvisa kana kuwedzera zvawaona ndizvo zvatoitika panguva ino,he said ndikabva ndazvibatanidza fast fast ndikashaya kuziva kuti Mai vangu ndakavatadzirei chaizvo. Havana kuzombofona futi Saka ndakapfugama ndokutenga mwari nechiratidzo chavanga vandipa,Moyo wangu wakatanga kusvipa pana amai wangu asi ndaingokumbira Kuna mwari kuti vandichengetedzerewo baba wangu. Mazuva akafamba mwana wangu achingokura kusvikira atowa ne six months ndisina kana kumbonzwa nezva Lorraine kana kumbofona kumba, Hupenyu hwangu hwakatanga kushanduka zvemachokwadi kunamata handina kurega mwari wakazorangarirawo murume wangu akabva avhurawo sangano rake vanhu vakatanga kuzara sezvo murume wangu anga agara akuzivikanwa nenyaya yekubatsira vanotambura nevakaremara Saka vanhu vakazara zvisingaite kuchurch now ndiri Mai founder asi handizviratidze zvangu handidadiri vanhu. Rimwe zuva foni yangu yakaringe it was Lorraine ndikanetseka kuti Ari kudei ndakabva ndangodaira foni yacho"Eeh Mai mwana musada kufesherwa baa ndiudzirewo murume wenyu kuti ndiri kuda Mari ye preparation ko zvaasiri kutumira chikafu Ari kufunga kuti ndiri kudyei manje ndichakuuya kumba kwenyu ikoko apa kubva pandakavata Naye pandiri pakungoitika minana imwe yandisinganzwisise kutaura kuno pahuro pangu pakamera zibundu zihombe rakatanga rakazara Mweya Ndiri kutambura nenhumbu baba vacho Ariko zvake,She said ndikanetseka kuti Ari kuzama kuti chii nekuti nyaya yacho handina kuinzwisisa. Ndakaswera ndichinetseka kusvikira murume wangu adzoka ndikabva ndangomuudza nyaya yacho asi iye akangoti"Handidi zvangu kuona munin'ina wako iyeye pano kunyangwe zvinhu zvikaoma sei anofunga kuti mwari anodhakwa here,he said ndikabva ndawdzera kuva confusion kuti asi vanhu ava vaizivana before here. "Usiyane nekufunga zvisina basa Mai princess apa iam trying kuti tisazovirwe nematambudziko muimba yedu ndoda kuti tigare tiri safe pano munin'ina wako akakohwa zvaakadyara Saka usanetseke zvako,he said ndikabva ndangonyarara zvangu nekuti murume wangu aisambowanza kutaura taura Saka ndakabva ndamuvimba kana Chokwadi chichida kuzobuda chichabuda zvacho. *Lorraine* Zvimwe zvinhu zvaiitwa nemurume wandaiti ndewangu ndaisambozvinzwisisa ini dzimwe nguva aiti akabuda aiuya after a week apa akabata kana ka $10 apa zvinhu Mumba zvangu zvakupera asi munhu kungomuudza zvemari aibva aendera toooo ozouya zvake musi wawaida zvake. Ndakatanga muvenge sisi sei wangu zvisingaite zvekuti Dai ndaiziva n'anga dzemuno mu Harare ndinodai ndakamupfuudza kudhara. Mushonga wangu wakasvika paku expire Mumba macho mukatanga kuvava zvisingaite zvekuti ndakashaya kuziva kuti murume akanaka kudai Ari kumbodei pana Chipo achisiya zigadzi rakaita seni. Mwedzi wechi 2 waapera tichingogara asi kwete mazuva ose baa murume wangu aiuya kaviri pamwedzi asi paaiuya pacho aindirova zvisingaite dzimwe nguva ndaifonera mhamha asi mhamha aiti"Mbuya hakuna mwanangu akangouya chete ndichaisa mushonga wako pabhazi ndinongoisa nezvimadhumbe kuti zvitumirike shingirira ndiyo imba yako iyoyo, She said. Huro yangu yakatanga kubuda kapundu kadiki kaiswinya zvisingaite vzekuti ndaitombokwenya kwenya asi zvaisashanda,Bundu Riya rakatanga kukura riri pahuro paya kugumisira raita sechibaloom chaicho kubva ipapo murume haana kuzombobvira adzoka. Ndakatanga kunetseka nechibundu chiya mhamha ndaingovafonera vachiti"chichapera mwanangu haasimbori Chipo akakuroya baa nekuti Chipo haazive mushongs baa,for now ngatimbosiyane nenyaya yechibundu chako icho timboita zvekuti murume wako adzoke kwauri ndipe Zita rake ndiite zvandiri kumbofunga kuita apa ndakamirira mbuya,she said. Mhamha vaitotaura zvavo zvekupenga Dai vaimboziva kuti bundu racho riri kurwadza sei vaisambodaro zvavo apa ndakaitawo zvakapusa veduwee nezita remurume wangu wacho ndaisariziva ndakambofunga kufonera Chipo asi ndakashya kuziva kuti ndopinda neipi apa. Mazuva akafamba kusvikira ndakushaya nemari yerent chaiyo apa Chikafu ndanga ndisisina ndakatanga kufamba fambawo neroad ndichifunga kuti ndichanhongawo michero asi hapana chandakaona kusvikira ndazotangawo kuenda kubhawa Manheru ndichida kutsvagawo Mari sezvo Land Lord anga akunetsera mari yake ndakaonawo chidhara changu chandakaenda nacho kuseri kwe building munhu iyeye ainhuhwa asi ndanga ndisina zvekuita. Murume uya achingotanga kupinda kudayi ndakabva ndanzwa pain pahuro apa pandakabata kudayi ndakabva ndanzwa kunge mabhora aya ava mairi ndakambofunga kuti ndiri kurota asi kana ndainzwa Chokwadi mabhora anga atowa mairi. Ndakatanga kuchema nekuti zvanga zvakuitika muhupenyu hwangu ndanga ndisingazvizive murume uya akatanga kundikwira ndakabata madziro ndakambomupa nguva ndichifunga kuti acharasa mbeu asi kana ndaizvinyepera"Iwe asi wakaromba kani handisi kukwanisa kutunda kaa ini pussy yako iri kutonhora zvisingaite manje kana ndisina kutunda hakuna kwandiri kuenda zvirinane kuti kuyedze tiri pano,he said. Veduwee ndakafunga kuti kunyepa asi ndakaona kuti ichokwadi ndakwira zvekuti kuzasi kwangu kwanga kwakupisa kuti chuuuu kugumisira ndakutanga ndiri kubayiwa Ronda ndakatanga kuridza mhere chaiyo nekuti ndakaona kuti murume iyeye anondiuraya chaiko apa condom ranga rasobvaruka kudhara ndakatanga kuchema ndichida kuti andisiye. "Iwe imbwa iwe waiuya kuno kunotorei hee ukaramba uri kuita zvauri kuita uchaona zvandichakuita ndini ndakaita kuti utonhore here ini imbwa iwe manje handiti uri kuona kuti tine 2 hours tiri pano Saka kana uchida kuti nditunde zvirinane uite zvako zvekudya,he said ndikatoona zvangu kuti zvirinane nekuti kuzasi uku ndanga ndanzwa chaiko. Ndakasimuka akabva andisiya ndokubva ndapfugama kuti ndidye zvaanga ataura apa anga Ari kunhuhwa dhodho chairo asi chekuita ndanga ndisina pandakada kuti ndiise mukanwa kudayi akabva ascreamer ndikashaya kuziva kuti chii"Why mukanwa mako muti kupisa semune moto iwe uri munhu here or ndiri kunyenge ghost pane hee manje fongora tione ndiise nekumanyuwa chaiko zvirinane,he said. Ndikanetseka kuti mukanwa mangu muri kupisa zvakadini kani ndakafongora zvaanga ataura akazama kupinza chinhu chake nekudhodho kwangu asi zvairamba akambozama kuita zvese zvaaifungira asi chakaramba kupinda ndakashaya kuziva kuti chii changa chichiitika pandiri. Kunze kwakasvika oakuda kuchena tingoripo apa ndaisatombonzwa kana chando zvacho apa pandatanga tiri panga paita kutsvukirira zvapo,Ndakatanga kunetseka kutiunhi Akita sei asingatunde veduwee kusvikira ndafunga kumutiza . Ndakangotanga nekutiza handina kumboziva kuti ndiri kuenda me direction ipi luck racho ndakabva ndasangana neumwe mukadzi "yoo ko na4 am dzino muri kuyendepi kani,she said ndikabva ndangonyepa kuti kubasa ndakabva ndatanga kutewerawo Divi raanga achienda naro sezvo kwanga kuri kuita kutyisa. "Ummmm asi uri murume kani ndine zvandiri kunzwa munyama dzangu,she said ndikanetseka kuti Ari kuzama kuti chii ndikabva ndamuti ndiri mukadzi ini zvikanzi usada kundiita benzi kaa iwe ndine zvandiri kunzwa ini uye zvinhu izvozvo ndinozvinzwa ndiri pane munhu wechirume. Ndakashaya kuziva kuti yangu minyama here ndakazama kutsanangura asi hazvina kushanda ndakabva ndanzi kurura hembe dzako tione kuti hausi murume here,Ndakada kumboramba asi munhu wacho aityisa ndakabvisa hembe dzangu ndichichema akatanga kundibata pakati pemakumbo pangu apa aingoti "Saka kureva kuti ndiri kuoenga here. Akabva atanga kundikisa muromo wangu apa ini kuti ndirambe zvaisaita ndaingona kuurawa Saka ndakangotanga kumukisawo kuguma atanga kundipuruzira musoro uyu Saka akabva andigumha pahuro akati "aah ndanga ndichizviziva ini kuti ndiri pedyo nemurume Rara pasi tione uye Rara nedivi ndakarara beside semunhu Ari mublanket akabva atanga kubata Bata mabhora akanga Ari pahuro pangu. Pasina nguva akabva atobvisa hembe dzake akabva andigarira pedyo nepanzeve apa akatanga kutoita zvekukoirira ndakashaya kuziva kuti chii akatora nguva achidaro kusvikira ndakutonakirwawo nemasounds aanga achibuditswa ndikabva ndanzwa kunge ndatotesa kuzasi kwangu ukuiyewo ndokutanga kugwinha gwinha. Pasina time ndakaona ndava ndega kuda kuzama kudeedza munhu uya haana kana kumbodavira zvake ndakatanga kutsvaga hembe dzangu asi ndakadzishaya ndipo pandakanzwa chinhu chakandinzvenzvera papfudzi rangu pandakabata kudayi ndakascreamer pandakanzwa riri zimboro zihombe. Ndakatanga kuchema veduwee Saka kureva kuti chinhu ichi ndakabuda pandainyengwa nemurume asingatunde uya here kunze kwakayedza asi ndakashamisika kuona ndiri muMbare mumusika apa ndanga ndisina hembe apa dumbu rangu ranga rakuoneka panga pasisina kudzoka kuita flat tummy chairo ndikanetseka kuti chii chiri kuitika. Vanhu vakatanga kuungana vatori venhau vakauya ndikatanga kunzi muroyi ndikatanga kurohwa apa vanhu vaitora maphoto panzeve pangu apa paiva nenhengo yechirume. Ndakazoendeswa kumapurisa ndikangotaurawo zvandaiziva"Saka kuno makaunzwa naani uye makaroorwa kupi tokumbirawo Zita remurume wenyu, mapurisa akadaro ndikabva ndati Zita remurume handirizive. Vanhu vanga vakutonditi ndinopenga Saka ndakabva ndaendeswa kwaMurehwa nemota yemapurisa sezvo kumba ndanga ndichikuziva mapurisa akanyatsa kusvika pamba chaipo Akataura nevabereki vangu. Mapurisa akadzokera mhamha vangu vakatanga kundituka"Saka chii chiri panzeve apo hee wanga wakuita zvekuhura here Harare uko hee sorry hako ndizvo zvavapo pamushonga wandakakupa wemupfuhwira uye ndakakanganwa kukuudza kuti haubvumidzwe kuvata nemurume asiri wako ndiko kusaka wakabuda mutezo uyu,she said ndikati: Ko pakabuda mabhora aya ndanga ndavata nemurume asiri wangu here"Usandiudze zvisina basa wakashaisha mushonga uya wanzwa here ndizvo zvakakonzeresa mabhora aya Dai wakaita nemwazvo murume asina kumbokutiza Saka akabva aenda kunovata nemumwe ndizvo zvakaita kuti umere mabhora aya kungoti mbuya vanga vasina kundiudza zvese izvi asi vakazondiudza manje manje apa. Wakakanganisa zvinhu wega chakakutadzisa kuenda naChipo kwavakaenda chii musi wamasimuka pano hee,she said ndikati "Chipo anga aine basa here handiti ndakaenda nemurume wake here sezvo ariiye andanga ndavinga,I said ndakuchema mhamha vakati handina zvekuita Shamwari ini ndiri pamusha pangu chakasokutadzisa kutizira munhu akakumitisa gore Riya chii zvese izvi kunodai kusina Saka siyana neni ukada kutaurisa unosimuka pano. Ndakutonyara newe mapicture Ako atenderera pa Whatsapp usina kupfeka mutezo uri panzeve uyu wakanyatsa kurembera kana Chipo chaiye haana kumbonyadzisa zvakadaro uri imbwa ndizvo zvakakutadzisa kuroorwa. Ndakatanga kuchema handaimbofunga kuti Mai wangu wanga ndipandukira zvakadaro asi ndivo vakandifurira zvese izvi nhasi wakundipandukira ndakatoona kuti kufa kurinane ko ndichararama sei nemitezo miviri ndakabva ndangotora Tambo yangu ndokutsvaga pane muti wakasimba. End of chapter 29
❤️ 👍 🙏 😂 😢 😮 1.5K

Comments