MAI MAKAH AKA MASIMBOTI NOVELS🦋
MAI MAKAH AKA MASIMBOTI NOVELS🦋
February 6, 2025 at 04:06 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaMClQs0QeaggXT0Ov40 Vasina kuwana book from chapter 1 pindai muchannel umu.Ndogona kujambira machapters nemistake pindai tione ririko book rose https://chat.whatsapp.com/BTKVWVYaeDhDn09z3i2g2l Our main group link iyi pindai rinouya nenguva book zvake imomu . DEEPEST CUT By Mai Maka aka Masimboti 0786923205( calls and sms'only Chapter 10 Rita Ndakazomuka kunze kwachena mumba mave kutonhuwirira porridge remunyikwa ,mudumbu makabva matorira chaiko kuda chikafu .Ndakanyara kubuda panze ndichitya kudhumhana negirls dzepa gogo Kadzima . Ndakavanzwa zvangu vachishevedzana nevamwe kuenda kuchikoro. Ka sound kaye kekumhanya nebhutsu ndakakanzwa kt gwa gwa gwa vachitomhanya kuenda .Ndakabatikana moyo kuenda kure chaiko ndichifunga kt ingadai ndichitoridzawo bhutsu nevamwe .Ndakayeredza misodzi ndakagara pandakange ndiri mumagumbezi .Ndakaipukuta nekuseri kwemaoko ndikaramba ndakatarisa panzvimbo one ndichinyatsogaya kt ehe kwainge kwachena kunze asiwo ndaida kuzonangepi zvangu .Mai Taa ndakange ndamuudza kt ndaizoenda kuseni ka paye . Vakabva vapinda mumba mai Taa vaye vakabva vati "Hesi Rita " ndakapindura ndichiti "Mamuka sei mama" ,vairatidzika kuve vechidiki zvavo asi ndaifanira kuvapa respect yavo .Care yavainge vandipa yaideserver kuti ndivati mama . Ndakapihwa porridge riya ndikanyara ,ndakasimuka ndichinogeza kumeso panze mvura yaitovemo mubucket .Ndakadzoka ndikagara pastool yaivemo mumba umu .Ehe makange mazove nemastool zve.Kwete zvidhinha zviya zvangu . Ndakaridya porridge ziya rikati teu kubuda . Ndakazoona Mai Taa vakamira vakanditarisa ndichikokota plate nefore finger vakabva vati "Ndiise rimwe here atete porridge." ndakasekerera ndichibva ndagutsurira musoro wangu nodding in agreement. Ndakafara sei apo ndakawedxerwa rimwe popo .Ndakatanga ndanwa mvura ndichibva ndaridya zvangu zvekwekuenda ndaizozviona .Vakabva vagara pastool yaive opposite neyangu vachibva vavhara door vakati "Nhayi Rita ko haudi here tiite deal ." ndakadavira ndisina kana kusimudza musoro ndikati "deal rei mama" Vakabva vagadzirisa pahuro vachibva vanyatsosebedza chair yavo pandiri vachiti "Unoziva kt handina mwana here?" Nhy mai ava vaipenga chete ,ndozviziva sei kuti vane mwana here or havana.Handiti ndakasvikawo pano ingori Mai Taa nagogo Kadzima here. Ndakabva ndavapindura kt "Handizvizivi ko munonzi Mai Taa wani" vakati "Taa izita remwana akasoita misacarriage pa 4 months ." Ndakasekera mumoyo kt iyazve akange atoone nezita here mwana wachona iyeye Semunhu aive pakubatsirwa ndakabva ndatoti "Ohhh sorry zvenyu nematambudziko" Ivo vakaseka vakati mwana mucheche akadaro aisaitwa kt nematambudziko. Ko ndaigorega kuita nematambudziko sei iye mwana wacho akange atove nezita .Chero kt ndibvunze kt Taa wacho anopedziswa achiti chii aizondiita munhu akaita sei yooh ini zii ndinzwe kt deal ravo ndereiko . "Saka mati deal renyu ndereiko Mai Taa " vakaramba vakanditarisa mumaziso vachibva vati "Mwana unomuda here wawakatakura uyu " Mwana ndaimudisa though dad vake vaive mhondi chaiyo ,but the fact yekuti kuita mwana wangu kwaive kwakandikoshera zvisingaite saka ndakakasika kuvati "Ehe mwana ndinomuda ,chero mukanditsvagirawo basa ndinoda kuitira kt mwana wacho awanewo hembe dzekupfeka kana achinge abuda ." Vakachinja position yekugara vachibva vadzika pasi mufloor chaimo vachibva vadzosa focus pandiri vachiti "Rita handina kuramba kt mwana ndewako .Asi ndaida kt iwewe ukazvara mwana wako wondipa zvako Oita wangu ,ndokutsvagira basa wonoshanda kana uchida kuenda kuchikoro unozviendesa iwe kana ma night school iwaya ." Ndakabva ndapusa .Mwana wangu ndaimuda , chikoro ndaichida .Apa handiti ndakange ndato register kare here .Am sure kt ndikanonyora ndaisazoshayawo 5subjects dzanguba . Ndakabva ndavati ndoda time yekufunga mama .Handidi kumhanya kuita madecisions ndisina kunyatsofunga . Takatenderana vachibva vati ndichifunga kudaro ndaisafanira kuonekwa naGogo Kadzima plus ndaibuda panze usiku chete kuenda kutoilet chete .Zvose ndaiitirwa zvangu .Mumwe musi ndakazonzwa Mai Taa vaye vachitaura paphone nemurume wavo vachiyemerana anenge aiuya coz ndakazonzwa pekuti "can't wait bbe" Vakauya chokwadi baba Taa vaye asi vakauya tave kutorara . Patakapedza zvekumhoresana Mai Taa vakabva vatoti nditore magumbezi ndiwaridze mudining mavo .Maisave hamo nezvinhu zvakawanda asi maive smart . Padoor raienda kubedroom raingove door frame chete pasina door .So Mai Taa ndakaona vosungira sheet ravo padoor paye ndikati at least panochivharikawo . Takazoonekana kunorara baba Taa vaye votonditi daughter zvaiita mukadzi wavoka .Haaa kubvawo paye Mai Taa havana kunge vakazombondibvunza nezvemhinduro yavo apa pakange patopera 4days dzese . Ndakapinda mugudza mangu ndichibva ndatadza kubiwa nehope since ndakange nda disturbiwa pakauya baba Taa . Ndakazodemba kt dai ndakasika kukoka zvangu hope dzangu .Ma cousins ndaiita kuioneswa pono from afar .Nhymi ko murume anotoitawo tumasounds here nguva yebonde Richard aisambozviita zvekuchema kudaro .Ehe kwaive kuchema cz kuchemerera Richie aiita .Ndakatanga ndichazvi ignore kupedzisira ummm zvandikundawo .The match was too much.Mupfungwa ndainge ndakaura ne imagination chete . Ndakazoti ummm pano ndingatotambure .Ndakapinza muoko mupant mangu ndikatanga kupuruzira beans yangu low low ko ndaimhanyirepi sekunonaya .Ndakabva ndanzwawo volume yakwira ya Mai Taa kubedroom ndikati hey zvinenge zvakufaya umo .Ndakapinza chingunwe changu chepakati ndikatanga kuzvisukurudza sukurudza nacho .Handiti Richard aimbondiita finger fuck here .Ndakachikoirira chigunwe kusvika chati eke .Nhamo yakazouya pakuti ndinenge ndakatangirwa kuproducer neteam raive mubedroom and kt ndirare ndainzwa kt hazviiti ndaifanira kutoproducer chete . Soo ndakatangisa zvangu mbichana mbichana kuzvibata bata haaa ndakati ndave pa next stage zvigunwe two .Ndakashinyirirawo kupinza two zvigunwe ndakavhura gumbo sepaida kutokwana munhu chaiye. Ndakatanga kuita mathrust angu nechigunwe though aisave nesimba zvaro .Zvaindifayira zvakadaro .Ndakarova chikapa vakuru ndichi imaginer ari Richard wangu .Ndakanzwa kt pano zvandikunda ndakaproducer uku ndichibuditsa voice riya rekunakirwa zvangu .think ndakanzwika cz ndakazonzwa Mai Taa voti ndizvo zvaanoita rega ndinonomumutse . Vakauya vakamonera sheet ravo vakasvika nekundipetura gumbezi guys .There was no way yandanga ndichadzikisa kagumbo kandainge ndaturika pastool .Vakapererwa vachiona zvigunwe zvichirimo mukati . Handiti ndainge ndichangobva mukupedza here .Vakafinyamisa face vachindimongedzera vachibva vati "Vata mushe iwe uri kumborota hope dzkaita sei " Ndakaziva kt iyi yainge yatoo sasi kani vaisada baba Taa vazive zvandaita. Mangwana acho ndaizooneswa moto kani na Mai Taa .Havana kumbovanza kt vakange vatsamwa . Chero mubedroom mavo ndakazoita zvekubiwavo nehope ndichingonzwa voice ra baTaa kufara .Madam Boss vanenge vanga vatsamwa. Ndakaridza tsamwa ndichikwidzira pant rangu ndichiti "ko ndatora mrume wemunhu here ini " Taizoonana tamuka kuseni kwachona aaaa maida ndidii .Ivo ndivo vaive neproblem plus kundigarisa apa vaive vati tiite deal ravasina kuzombobvunza .Ini hameno chero food iripo chete nepekurara period. Husiku ihwohwo hwakandiitira hupfupi .Kuseni ndakamuka kutangira vanhu vese .And am sure mubedroom kakarohwa ka morning glory asi volume yakange yati dzikei .Vakadaro taizogarisana kwete zvavo zvekundiitisa bonyora munhu wemukadzi sure . Ndakamuka kwave kupeta zvangu magumbezi angu ndichibva ndatsvaira mumba macho .Marara ndaisabuditsa panze coz ndaisada kuonekwa naGogo Kadzima .Ndakashainisa ndikapedza vanhu vachakangovata chete . Ndakatanga kutonzwa nzara yekupenga handiti vakange vandijaidza porridge remunyikwa pafour days idzodzo.Ndakazogara zvangu pasi pafloor chaipo ndichidzokorora mamemories ane zuro wachona . Varume ndakanzwa kuzvinyarira .Rima rinokonzeresa kt uite yese yese diika .Vakazobuda ma love birds mumba muye vakamonera mamorning gown .I think waitonogeza cz waive nematowel nesipo . Guys kutombogeza zvavo ini ndaziya nenzara .I faked a smile ndichibva ndati "Mamuka sei mama naDad " vakadavira pamwepo asi mufaro wa Mai Taa handina kuuona zvangu pameso pavo plus vakadavirira pasi pasi chaipo.Ndakati hanya naani ngaandisiye ndifambe nenyika ini , Waive mumba mavo vachonzwika kuzora mafuta mumba .mavo.Zvainzwika kt vaizorana mafuta chete through kupwipwinyika kwaiita Mai Taa wachona .I think yakange yatoo show off ini . Vaida kuita competition neni kt tiri pamurume one here ,hatisi saka pressure zero .Ndakange ndomira nenyaya yedeal rebasa riya , Ndakazosimuka ndaona kt porridge ndaizodya kana naten ndave kunzwa tyeke tyeke yemubhedha .Zvaive normal here kutadza kana kundinyarawo kuseni kuno .So ndakabva ndazotora poto ndikajegera gogo Kadzima ndikavaona vachitokiya gate ravo kubuda .Ndakafara kt ndaizobika zviri free .Ndakatofinhurawo manje handiti Ivo vakange vachakagutaka kuona vanhu vanotangidza bonde zuva rakwira kudaro . Saka ndakabva ndatoti ndobika rangu .Ndichipedza ndakatanga kudyira zvangu mupoto ko kutyei zvangu .Vakazobuda madam boss vachibva wauya mu kitchen neka bowl .Vakandinenedzera vachiti sanokuisa raBaba Taa popo ravo ripore . Ndakada kuvati ndabika shoma vachibva vaona ndichidyira mupoto vakati . "Ungadye maziporidge ese ayo unopenga here " Ndakashaya chekuvadaira ndichibva ndasimuka ndichinosuka maplates.Vakaribika rimwe porridge vachibva vaendesera hubby wavo ini ndichidzvova munyikwa . Narration Kubva day radzingiriswa Bhudhi wa Rita nemubvandiripo ana Desmond iya kumusha hakuna kuzombobvira kwaita mushe .Pose paiwana mainini waRita mukana wekushungurudza Mkoma waRita vaitoita saizvozvo .Vose chavasina kuziva ndechekuti Rita akange opemhena ma up and down kutsvaga kurarama . Mushure mekunge matwins asvika pamba akadhakwa vakatanga kuimba vachibva kubhawa kwavo Vakasvika nekutanga kutukirira munhu wavaisaona .Zvainge zvakavaomera sure varumwe ava . Vakakinura door vakapinda mumba nekunozviwisira pabed .Mupfungwa mavo vaiti aripo Rita aripo panze aizopinda mumba.Kuchiyedza Richard ndiye akakasika kupererwa nehope achibva atomuka achida kunoona munhu wake .Akatarisa tarisa mumacorner ese achibva ashaya munhu .Hapana kumwe kwaakafungira kunze kwaana Kisha.Haana kumutsa Ray Akaenda kwaana Kisha akamushaiwa.Akadzokera kumba apererwa kt mwana wevanhu ari pai . Raymond akazomukawo achibva audzwa kt Rita aisavepo . Mhinduro yaakawanaka yakamubaya kusvika pabhonzo kubva kune mumwe wake . And akadavira achiratidza kushaya hanya achinwa zvake cold water pada kwaive kubvisa bhabharasi hameno . Akabva amuti . "Handiti ndiwe wamurakasha here chero kana ari kupolice uchangouya uchitorwa pano ." Richard uya akabva atanga kuchifunga manje kt akange asina kumbofunga kt Rita angaende since iye Richie aiziva situation yake yekumba kwavo kuna stepmother vake Akambobatwa nemweya wekuda kuenda kunojegera kuphase 2 achitaimira .but zvose zvakakona mushure mekunge Ray abuditsazve chibhodhoro che wine vakabva vatanga kutonwa zvavo . Richard uya haana kuzomboifunga yaRita atodhakwa zvake, Rita aizouya ega kumba. Four days dzakadarika Ray akazenge otya manje kushaika kwaTatenda .Akarovera moyo kudombo achibva audza twinnie kt akange azvipira kuenda kwaana Rita kumusha kwavo akange ogarorota mazihope akashata Saka aifunga kuti mwana wevaridzi akazviuraya.Raymond akarambisisa kumuperekedza kutozeza kunobva vasina makumbo .Richard aisambovanza kana asingade chinhu aitobva ataura ipapo ipapo and akabva atojamuka kt aisada drama raida kunoitwa natwinnie .Haaa akarambira mudenga akakuenda oga . Akazonokwira makombi ekwaana Rita akabva atoitawo lucky rekuona wish yaienda straight. Akapinda achibva anoburutsirwa pamashops chaipo .Akamira mira achitsvaga munhu wekubvunza.. Munyama waakaita waive wekusangana nana Desmond.Nekungwara vakabva vatoona kt Richard was up to something. Ndizvo zvawaitsvagawo coz vakange vato calculator mamoves ose aRichie . Vakabvunzana hupenyu vachibva vapindura ana Desmond vachiti ."Hapana apa zvakadhakwa wena .Kutoda kuenda kumvura dzekumufuku tidirire fodya" .Havana kutora time vachifamba Richard achibva azoshingirira kubvunza achiti "Ko nhy boys ndikutsvagawo kamwe kamu bbe kanonzi Rita . Ane round first soo.Ane dak* rinomisa dzenyu mese pano kusaluter chaiko " Vakomana vakatarisana vachibva vamira kufamba vachida kunzwa more about nyaya dzaRita .Vakabva vatoshamisika vachiti Rita aisaveko uyo.And vakabva vati dzvii kubata munhu wavo .Vakamumanikidza kuenda kumba vachipota vachimupa zvimambama kumusana kt afambe Desmond :Unonotaura nyaya yako wave mberi let's gooo Ndiwe munhu ari kuziva kuna sisi Rita nhaika . Stay tuned Malikes anondipa nyemwe guys
❤️ 👍 🙏 😂 😮 😢 650

Comments