
MAI MAKAH AKA MASIMBOTI NOVELS🦋
February 8, 2025 at 04:37 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaMClQs0QeaggXT0Ov40
Vasina kuwana book from chapter 1 pindai muchannel umu.Ndogona kujambira machapters nemistake kumagroups pindai umu tifambirane ariko ose .
https://chat.whatsapp.com/BTKVWVYaeDhDn09z3i2g2l
Our main group link iyi pindai inouya nenguva zvakare imomu chapter
DEEPEST CUT
By
Mai Maka aka Masimboti
0786923205( calls and sms'only)
Chapter 14
Narration
"Cono enda unowacha uniform yako uko haudi kubva pane vanhu vakuru sei "
Bhudhi waRita wakaita futi question mark .Asi vaisada kumhanya cz vaitya kuzoita futi kurasirwa nyaya .Seipapa vakatozoenda nekwaSabhuku nyaya ikaenda kudare kt vaenzaniswe kt vatevere mwana .
Zvakabatsira coz vakange voziva kwaive naRita though vaisaziva paanogara.
Husiku hapana akabva pamba paana Richard coz vaiziva kuti kuphase 2 kwaive nemalogder .
Munhu wese akarara ipapo and Mai Desmond vaitoda kutsvaga gap rekuti varovane nyesvu naRichard
Vakatextira Richard vachiti
"Wadii hauna plan here kuno chero zvitrench zvandaona kugedhe uko .
Richard kupedza muedzo wachona akabva adzima phone yake achibva afuga musoro kurara .
Akazomuka akaibatidza kuseni achibva aona mamesseges amai Des akabva aridza tsamwa yakakwidza hasha dza bhudhi waRita . Akasimuka paaive achibva amubata colar achiti "Watch your back mupfanha wanzwaka ndiri kukuona zvangu .Hatisi mapenzi ako isu nxaaa unotiridzira tsamwa iwe uine mhosva nesu dzakakura .Wakapotsa waparadzanisa ini naBaba vangu ava pamusana pehunhu hwako ."
Dad waRita ndivo vakazopinda busy kudzora musindo wacho .
Wakazonogeza vachibva vapinda munzira kuenda kunokwira makombi vakananga ku Watsomba.Mai Desmond vakarambisisa kusara .Vaida kuona kunogumira nyaya yacho vachiturikira varipo panzvimbo .Ipapa vakange vamuka na4am vachitozviita muroora .Vakabuditsa ndiro kusuka vachibva vatorwa moyo nemafuta e sausage akange asara akaomera nepan.Vakatora spoon yavo vakaraichira mumuromo vakamatsenga tsenga kwave kumedza .Vakachera imwe vakadya futi vakapedzisira vaita zvekuchonjomara pamaplates ipapo vakapedza pan yose yemafuta akagwamba esoseji .Vakabva vanzwa nyota vakanomwa mvura kutap vakadzvova vakataura vega vakati
"type ye soseji inonaka iyi ummm kana ndave pano ndoda kutoidya daily .Richard anoziva zvaanoita zvake "
Vakazoisira vanhu mvura dzekugeza vakageza
Pakatosimuka vanhu 5 ka ,Richard ,Baba vaRita ,Bhudhi vaRita nemudzimai wavo naivo Marujata Mai vaDesmond kuenda kuWatsomba .Paisave nemari asi Richard akatora mari yaida kunobhadharwa balance kuchikoro kwaConrad.Akatora $40 dolas yose achida kunobhadhara fees .
Vakasvika parank paine kombi yakange yozara , hapana akange asara ipapo naCono akatakurwa Saka kombi yakabva yatozara ipapo ipapo.
Vakabva vatobuda murank vakananga Watsomba.Yaisatombofambaba kombi iyoyo coz vakasvika very late chaiko kuma 9 vanhu vemusika vatoneta kutengesa .
Mota ichipakwa apo Richard akange atoonera Rita kudhara .Godo rakamuti mbii pahuro apa kurwadziwa nekuchena kwaive kwakaita Rita .
Paakaona achimhanya kuuya kukombi cleavage ichibuditsa mukaka uchitamba tamba
kubudikira akananzvira malips ake achibva atoona kuti paida kuzvininipisa kuna Rita wake kuti amutore back .
"Ma freeezits ma popcorns ,mvura inengodo mutsege "
Aitenderera nekombi Rita achishevedzera zvinhu zvake kutengesa achifemeruka speed yaakange abva kubura .Tengai bhudhi ,dad ndokupai here mutetemherwa uyu nekazuva aka moterezera nemvura ine godo .,mati chiii bhudhi ndokupai ?"
Richard achinzwa mukanwa maRita muchitapira kuma customers akazuzuma nehasha achida kumukiya pagrowth point iyoyo .Deno pasina hama dzake aida kumupedza shave rechihure iroro raimuvhayidza kudaro .Akavhura door cz aive mberi kwemota akati
"The world is too small hanti ,imarii mvura ,inga zvekumhanya zvichirimo "
Rita achingoona kuti ndi Richard haana kumirira kufunga kaviri .Akabva atoziva kuti ave kutorohwa apa .Akangotsvera chi archer chake pasi achibva abura speed akananga direction yekumba .Haana kunge aona kuti mukombi maive nevabereki vake
Akamhanya Rita bhudhi vake vakabva vatanga kushevedzera kuti
"Batai mbavha ! Mbavha veduwee mbavha!"
Vaiziva kuti Rita vaisamubata chero kuda kumutandanisa kwaive kupedza nguva .Vanhu vaisazivaka kuti anomhanya Rita .Vakada kumumhanyisa vakatadza kumubata .Iyena wacho akabva asvika kumba nekubvoooorera achinowira pasofa paive nagogo Ruchera avo vakapererwa vakati
"Ko nhai iwe Rita waitweiko uchandidhumha apa iwe kwakanaka here unofemera pamusoro sendere kudai ?"
"Richarrrd "
"Aita Seiko Richard nhai iwe ,wamuona kupi?"
"Gogo kani ,handei tinotore stuff yangu aaah handichade kutengesa kwacho "
Vakapinda busy gogo Ruchera vacho kumudzikamisa vachibva vati
"Usatye handiti ingadai usina kumbomutiza handiti .Handiti munhuwo waingouya naye pano motaurirana ndizvo here mwanagu "
Vakati vachidaro vakabva vanzwa "gogogoi pano gogo Ruchera "
Akaenda seri kwaGogo Rita achiona Richard achipinda nevanhu vekumba kwavo akashamisika kuti vabatana papi .
"Ndokumbirawo mvura Riii "
Vakadaro Mai Desmond vasati vambogara pasi .Vakange vati vachingodzika mukombi vakatanga kurutsa .Maybe aive mafuta avakange vahwira kuseni kwacho akatonhora .
Achiona paine vabereki vake,Rita akabva aputunhuka achibva anocherera stepmother vake mvura avo vakange vovheyesa vheyesa maziso vachichiva zvaive Mumba magogo Ruchera .Mumoyo vakabva vati
"Ko nei Rita achiita semunhu ane mushonga .Nei achingowana zvakanaka zvoga mulife make .
Vakange wave kutofunga kuti strategy yekuti vaite kuti ndivo vashande pamba pagogo Ruchera asi vaishaya strategy yekupinda nayo .Anyways vaizoda kuita zvekuti vashandepo plus vaida kuona murume wacho first nekuti vaida kutoona kuti pane murume here .
Vakaperekedzwa kubathroom naye Rita vakasvika kuona mafoam bath vachibva vatotanga kuverenga verenga apa vaisagona kwaingove kuchiva .Vakachukucha mukanwa vachibva vazoenda kwaive nevamwe wavo .
Vakasvika vanhu vachibvunzana upenyu vachibva vatoitawo join in vachibva vatanga kutoita kuita maintroduction ndivo vakati
"Ehhhhh pamusoroi hama dzadiwa soryyy tazongosvika,Musikana atitiza mugrowth point uko .Panewo vazoziva kuti anogara pano ndiko kusaka tauya kudai taperekedzwa nemumwe murume pano .Muchindiona ndiri pano kudai ndini amai vaRita uyu ,Ava ndibaba vake ,ava bhudhi uyu muroora .Uyu agere apa ndiye murume wake .Anoti mimba yaainayo ndeyemukomana uyu .Kutotiza murume kuuya pano kwaaita ikoku. Saka akaonekwa nemwana aibva kwaMutare marimwezuro ayo akabva ataura kuti ndamuona .Uyu mwana uyu handizivi kuti munogara naye pano muchiti ndiani huye abvepi .Tingamhanye ku conclusion kana kukutongesai .Asi ndoona sekuti imi wacho munoda kutosungiswa nekuti muri kugara nemwana wamusungazive kuti akabvepi .Hamuna hunhu kutaura pafeya chaipo .Dai ari mwana wenyu maizodii ipapo muchimudai .Ini handina kufara nazvo semubereki wemwana."
Gogo Ruchera havana kuda kumirira kuudzwa kuti ndivo waive step mom vaRita .Vaimunzwa Rita achitaura nezvavo Saka havana kushamisika nazvo .
Rita akange atsikitsira zvino achinzwa Hana yake kurova achiona Richard.Zvekumuvenga zvose zvakange zvatotama aona akazvityora akatarisa pasi akabatanidza maoko ake achimatsokotedxa
Mai Desmond vaingonjeva njeva trying to read ma facial expressions evanhu imomo .
Bhudhi vaRita vakabva vaombera maoko vachitoona kuti Mai wavo hwaive hovaka hunongotubuka vakabva vati
"Pamusoroi mose muri muno .Kana paine papotseka kutaura ndinoti ruregerero ndapota.Isu pano Hatina kuuya kuzorwa .Tauya kuzoumba hukama hwakanaka nemi mama manga muchigara nemwana .Tichinzwawo side rake kuti nei akatiza kumba .Asi tisati tataura zvose .Ndaikumbira mukwasha naiye Rita vatange vaonesana vari vega.Tingamhanye kupa maconclusions pamwe vanhu vari pamwechete zvavo .Maybe aingove mahormones emimba chete akaita vanetsane .Hatipo pakuputsa ,tiripo pakuvaka ,naiwaya mashoko ndokumbirisawo kwauri iwe mukwasha newe Rita mumbobude panze mutaurirane tisati tatapwa manzwi nhingi ndiye akandirambanisa kana kuti nhingi ."
Vakaombera bhudhi vakadzi vakatsigirawo .Baba vaRita hapana chaifungwa kuti kwaive kupata here kana hudyiswa hapana aiziva nezvazvo .
Gogo Ruchera vakaona zvisina hunhu kuti vanhu vanoonana vari kunze iyo imba iripo vakatevera panze paye vakati
"Rita pindai muspare hazvizopi chimiro chakanaka handitika "
Rita akapinda muspare muye naRichard wake uyo akangoti kupinda nekumbundira Rita akati
"Hesi mudiwa wangu ,am sorry about everything bbe ndokumbirawo usandinyadzisewo."
"Haundidi Richard"
"Ndakambokuudza here kuti handikude "
Akaramba akanyarara Rita nekutiwo hapana paakange amboudzwa kuti handichade naRichie uye .Akabva atoti
"Hauna zvako asi......"
"No ma buts shaaa tiri kutopedza nguva muno Riiii vanhu vakuru vakatimirira uko .Dzoka kumba Rita ,unoda kuita Mai yemusika here nezera rako irori .Ini semurume ndinika ndofanira kushandira mhuri "
"Ahhh handitika wakanonga Mari yako kwaChiyadzwa ukasandipa"
"Mari handina kumboishandisa ini ,ndakaisira mama ndichiti tinoroore Rita .Ndogona kuti uhodhe asizve imhosva kumitisa mwana wevaridzi wotadza kumuroora futi .Ukafa uchizvara ndinokutaura kunaani nhai mwana iwewe ."
Rita akadyira achiona kuti Richard aifunga sure ,anga asina kumbozvifunga . Achiona kuti Rita adyira , Richard akabva atotanga kumukisa kisa apa Rita wacho akange agarisaka ,zvose Zvakadzoka kuita blank zvekuti aishungurudzwa achibva atanga kutoresponder imomo uku vanhu vakuru vachiti vana vari kutaurira zvavo .
Haana kutambisa mukana Richard akamufongoresa akamubatisa pabed achibva aisa pant padivi akamuisa neshure .Akashinyira Rita ichipinda akanzwa her whole body ichiita vibrate . Richard wachona achinzwa kudziyawo kwemunhu ane mimba akawedzera kuita penetrate achinzwa kuda kupindawo naiye munaRita macho .Vakamboita kamoment kekunamirana without any movement vachiita exchange the vibe yekunakirwa vaRita vangu vachibva vanzwa kuti Richard ndiye aive murume oga panyika.She tried kuzvibvisa mbichana cz ainzwa sekunge Richard ave kumafallopian tube kwake asi akange akasungwa kuti shweeee haana kukwanisa kutsukuduka .Kuita mathrust kuye unenge usati wanakidzwa ma cousins .
Richard kwaive kunakidzwa kweshanje ka so akatanga kuita zvekusqueezer asingambode kuti mhepo ipinde pakati pavo .Same naRita wachona ,aitsukutirawo nekudivi rake kusvika vasvikirana pamwechete vachibva vanzwa door kurohwa zvine simba Tevere voice ramai Desmond richiti
"Muchiri kutaurirana here Mumba umo kuita hour yose .Vhura apa Rita "
Richard akaizvomora humwe hurume huchidonhera pasi achibva aimisa newaist yetrackbottom uyuwo Rita achidzosera mazamu akange abuditswa nepamusoro pema braaaa naRichard.Rakavhurwa door namai Desmond coz rakange risina kukiyiwa .
Vakatambirwa nepamberi paRichard painge pakafuta vachibva vanzwa chihodo kuti mbiii pahuro pake achibva atanga kupopota achidrawer attention yevanhu waive kunze .
Gogo Ruchera vakanyumwa vakauya vakasvikovhara door vakati
"Musadaro mama pane vanhurume vana baba vaRita zvakare ,zvaratidza kuti wawirirana vana ava handizvo here , Ikezvino isu tavepo kuumbiridza ,kunzwa zvavaitadxirana nekugadzirisa vana ,zvoga .Vana vawirirarana musadaro.Ipapa ndafonera sekuru Ruchera kuti kune vayenzi saka vari kuuya manje manje ,Huya iwe Rita tibike vayenzi vafamba ava tobikei ,"
"Rice gogo ndoda rice "
"Nechii pa soup mufridge mune chicken, sausage nemince ka or toita baked beans "
"Sausage iri right "
Vakaitirana pamwechete Rita namai Desmond gogo Ruchera vakatoseka vakati
"Zvaoneka kuti Mai nemwana vanoda soseji so rega ndisane kuibuditsa mufridge "
Vakabuda muye vachinyara nyara vachibva vapinda mudining maive nevanhu .
Vakabva vasvikawo sekuru Ruchera vakawana imba yakazara vanhu.
Vakazotaurirana asi havana kuda kutengesa kuti Rita akauya sei pamba pavo .Vakangoti vakamuona
MuWatsomba imomo achiita street kid .Waive nemareasons avo .Vaitya kuti mwana wavo Mai Taaa aizosungiswa kunzi akatora munhu vasina kutaura.
Vakanzwisisa vabereki vaRita nekuti vakange vatoona kuti pamba apa Rita akange akagara zvakanaka .Bhudhi waRita aisada kuti Rita adzokere kuna Richard asi aisave nesimba nazvo nekuti aitoona kuti Rita wacho adyira kudzoka kumurume.Ivo nekusada kuramba vari munyatwa vakabva vatoti vaida kuti Rita aite decision pamber pevabereki vake vari vaviri .
Mai Desmond vakange wave kuita advantage yekushungurudza baba vaSharon bhudhi waRita nenyaya yaRita vachingoti makatsakatisa mwana achigara ega .
Vakabika vanhu Mai Desmond vachitadza kuzorodza pfungwa dzavo kufunganya kuti Rita akadzoka kumurume Ivo vaizowana mukana here .Apa vaisada zvakare kuti Rita wacho agarike ari pamba pagogo Ruchera nekuti aiona agarika Rita Vakazopedza kubika ave neconclusion yekuti aifanira kuti vaende naye Rita kumba kwaana Richard vaizoona zvekuita wave mberi vaisapererwaka avo .Vakabatsirana kupa vanhu food vachibva vadya wave kutosekedzana vanhu vachitaura nyaya . Sekuru Ruchera vakazotora Rita naRichard vakavagadzika pasi vachivapa muone wekuti vagare zvakanaka kwete kugara vachirovana .Vakavimbisana kugara zvakanaka vachibva vazodzoka kwaive nevamwe . Richard aive ne40 us ka .Ndiyo yaakabhadharira vanhu kudzoka kumba and hwakange hwave husikuka saka vaisvika kwavo kwadoka .Vakadokerwa vakaona kuti kudarikira kuenda kwavo kumba vaizotambura mberi nekuti kwaive nembiri yemabhinya kwavo .Vakabva vaenda kwaana Richard uyo akange achi ekita kuita good boy chaiye .Vakabika sadza remanheru vakadya .Conrad haana kumbofara nekudzoka kwaRita .Akatanga kuzvipa mhosva mwana mudiki achiona kuti Rita akange adzokererazve munhamo here .Aimuda Rita asi kwete kugara naRichard nekuti akange agara naye mukoma wake uyu kwemakore akaona kuti aive munhu akaita sei .
Vakarara zvakanaka varume kwavo vakadzi kwavo day iri .Kuseni vakaoneka kudzokera kwavo Richard akavimbisa kuti zvinhu zvaive mugwara vaizotevera kumusha kwana Rita .
Mai Desmond ndivo vakabva vati
"Ehhhh ini ndinombosara Pano nemwana ndichiona kuti vagarisana zvakanaka here ,hazviite kuti tibve tangovasiya pano vega "
Vaidaro vaine intention yavo plus kuseni kwacho vakange vamukira kuchinja set up order mudining maana Richard vachimover zvinhu .Ipapa waive busy kupukuta ma water glass avakange varongonora vakazadza zidish rihombe .
Baba Sharon vakatsamwa vakatadza kuzvidzora vakati
"Mhayi ,mhayi hamusi kuzosara pano .Siyai midziyo yamai Richard iyi haisi yenyu .Munoipukuta vakasvika apa munonyarira pai nhai mhayi .Musade kukanganisa mereji yemwana manzwaka .Hatidi zvinhu zvakadai ndapota .Siyai vanosara vachirongedza ,handei kumba "
Baba Rita vaingobvumira zvose .Wose ataura vaingotsigira izvozvo . Richard akange atoona kuti hure iri ratotorwa moyo nemawater glass ema dola for 3 sure amai vake .Nekutoda kuramba achivata naye Saka akabva atotsigira akati
"Ingadai vasara zvavo asi mama vati Rita aende kwaMutare mangwana ambonozorodzw pfungwa ariko saka pano vanozosara naani "
Akatobhobha kunyepa and baba Sharon vakabva vaita power rekutakura Mai Desmond kudzokera navo kumba .Vakarongedza bag ravo vachibitirirwawo sei .Vachingobuda gedhe repamba apa ,sabhuku vakabva vaisa msg yaive yakanzi
"Ndiri kumabanana dzikai ,mangwana magonyeti ari kuuya matatu saka huyai kumadeals aye mozopedzisa mungawa wenyu mangwana "
Vakaridza tsamwa yakanzwika nemunhu wese vachibva vadzima phone yavo vachitukirira sabhuku nechemumoyo mavo .
Support your author please dola pakufamba .
Only a Dola or 60 zig hantika
Ma airtime maviri chete ,Zvako zvaringana woverenga kusvika kwarichaperera .Viva Mai Desmond naRita
❤️
👍
🙏
😂
😮
😢
377