
Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
February 7, 2025 at 02:18 PM
HUYA KUCHANNEL DEAR AND SHARE OUR BOOK
https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20
9🌇*SARAFINA THE POOR SOUL*🧗🏻♀️
Written BY MAI ZIMUNYA
Aka Mai tee)
📲+263782122093
*AAP*🚦+263 78 825 9214
https://www.facebook.com/Mai-Tee-Novels-2117394481720759/ like my fb page
Chapter 9
SARAFINA
Ndakamuka pakati pehusiku mudumbu muchirira nzara chaiyo umu eish kaspede kandaiva ndapihwa ummm kaisava fine fine .Semuenzi ndakazoshinga hangu ndokuzomukira ndokutanga kuita basa .Ndakatsvaira chivanzi chese ndokupedza hangu.Ndapedza ndakapinda mumba ndokutanga kutsvaira ndakabereka hangu mwana wangu kumusana.Takunda was quiet but wega waitoona mwana uyu aifunga mai vake kunyatsotaura ainge asati akunyatsotaura saka zvaindibatsira wo .Kuzoti dai aitaura nhaka ndainzi ndaba mwana ,ndakanyatsotsvaira ndokutanga kupukuta midziyo yese yemumba umu apa yaiyevedza zvikuru ,ndakatozovhundutswa nezwi ramama .
Me:ah mama mamuka sei?
Her:ah nhai Sarafina ko wamuka nguvai nhai?kureva here ndiwe wandanzwa panze apo uchitsvaira ?
Me:hongu mama ndajaira kumuka mambakwedza mamborarawo sei henyu
Her:ah ndarara ufunge mwanangu mwana adya bota here ?
Me:ah kwete mama ndanga ndichitoti ndikapedza ndonotsvaga huni ndikwatise bota
Her:ah kkk zvakaoma chaiko.Pano tine magetsi Sarafina .You can get into the kitchen wobikira pastove usamukira zvako pano panemamaids akawanda umwe neumwe ane basa rake now come here
Vakadaro zvavo vachifamba kuinda kukitchen ndakangoteverawo ndokusvika muroom macho .Ndakatarisa pavaiti panobikirwa pacho?paiva pasina kana pekuisa huni?hameno zvavaitenderedza chobva chatsvuka.Vakatora poto ndokugadzika ipapo mvura haina kumbotora nguva yaiva yatoboiler.Vakadira zvinhu muplate ndokuisa mvura iya ndokuona ratova bota ndakasumudza chipepa ndokuona chaivachakanzi cerevita ummm apa yainhuwirira sei.Ndakaratidzwa zvinhu zvakati wandei iii inga magetsi aiva akanaka chokwadi.Haikona nhamo yegokwe iya yekwana Panganai!Mwari uyu murangei neshamhu nyoro chaiyo zvino Chido akasara akaitaseiko veduwee ,ndichamuona here ?ko mwana wake ndatova mai here nezera rangu !ndichazvifambisa sei chokwadi ndiri ndega hazvindinetsa.uyu mwana ndichadii ?imiwee nhamo neman’a hazvisiyani.Ndakagadzira bota ndokunogara pasi ndichidyisa mwana bota.akaridya zvenzara chaizvo wainzwa tsitsi chaiko .
Her:ah oh idzi nhumbi idzi wochinja.Iyi iepron ndoyauchapfeka ndinoda ubatane navimbai mukitchen.ndimo mauchashandira .Ndichazoda unoshandira kune imwe imba yangu kunodiwa musikana webasa ikoko.Ndaiva ndisingadi ndaida chaizvo mwana wangu akasike aroora asi iii imba ingaite marara ndakatarisa.Usatya mwana wako tichangomuona semwana wedu tose tichabatsirana kuchengeta tose pamwechete
Vakasara votaura misodzi yangu yakungoyerera ndega.Mai ava vaiva vakapfava zvese mukati zvese nekunze kubvawo musi uyu ndaiva ndoshanda pamba apa zvakanakisa.Zvaimbonetsa sezvo ndaisaziva zvechirungu rungu izvi asi semunhu wo aiva akangwara ngwara hazvina kutora nguva .Sezvo taiva tatarisana negore inzva chakava chipata pata kugadzirira sezvo vaiti vana vavo vaiuya kufarm pamwechete wo nehama neshamwari.Takunda ainge ajaira kutenderera nemba yese achitamba zvake neniwo ndaiva ndatopfumbirawo ganda raiva rotsvedzerera.Vhudzi rangu ndaingokama short hair yangu zvakanakisa ndozorawo vaseline pamuromo vhudzi muhapwa mama vaive vataura rinoveurwa zvese nereuku. Uye munhu woanozora rollon asanhuwa.Takabatsirana kubika na Vimbai tichikurukura zvedu.tichingopedza takanzwa mota dzichipaka panze .Ndakadongorera ndokuona dzaiva mota nhatu dzaiva dzakanakisa zvikuru ndakadongorera zvekare ndokuona mwana wangu omhanyira mukomana akaburuka mumota umu eish ndakanzwa kunyara chaiko uyu mwana uyu ka ..ndakamhanya ndoda kunomutora
Ndakasangana na mama padoor
Me:kkk ndirikuda kunotora mwana honai akusvibisa vanhu chokwadi
Her:ah kkk zuva ratonyura iri chero akasviba zvinebasa rei besides he’s my sons frend and he’s very good with kids dont worry about it you can go and dish
Me:oh ok mazviita
Ndakatendeuka ndokutanga kudisher zvedu panze vainzwikwa kuseka vachifara havo ko iyo radio yemota zvayainge yaitwa..tapedza ndakatumaVimbai Anotora mwana pamwechete nekuvadaidza vauye vadye.Ndakatora changu chikafu ndokugara hangu mukitchen vanhu vakagara ndokutanga havo kudya. chakandishamisa Vimbai akadzoka asina mwana.
Me:ko chiifuti?hanzii nemwana?
Her:ah kkk Chana chako chine nyemwe wena arikurambira wena pamakumbo .kkk atozodzimara ati timusiye vadye vese .
Me:iii inga mashura chaiwo.
Her:kkkk dai waona kwati kwati yacho waiseka iwe
Akadaro hake Vimbai ndakatanga kudya hangu ndokupedza takazofamba tonotora maplates sezvo vainge vava panze vachiputidza hanzi mafirecrackers .Ndakatarisa nguva dzaitova kuma 8kureva vaitongotambisawo havo .Vimbai nemaneto akabva aenda hake kunovata.ndakasara ndichirongedza mukitchen.Pfungwa dzangu dzaiva kurefu chaiko ndaifunga ramangwana rangu kuti raizovei chokwadi.Ndakaona
hangu zvakanaka kusatambira mari kuna mama asi ndienderere mberi nedzidzo.Chinhu chimwechete chandaiziva kuti hachiperi idzidzo.Ndaidisa zvikuru ndinyore hangu muna june mukana uyu usati wadarika,yah it was a good idea ndaida kuzotaura navo kana vapedza havo kufara nemhuri yavo.
Voice :excuse me ma mwana arara uyu
Rakadaro voice richinzwika kumashure kwangu ndakatendeuka ndokuti
Me:iii maita henyu ndanga...
Handina kupedza kutaura tainge tatarisana mumaziso chaimo nemukomana uyu
Him:you!?
Me:ah you again?
Him:hahaha oh my God wat a small world ?ko wat are you doing here ?
Me:kkkk aya nyika idiki shuwa im working here !
Him:what?
Akadaro akanditarisa mumaziso chaimo ndainnge ndonyara ini its obvious he was really surprised nezvandainge ndava.Takazofamba ndokupinda muspare mangu akanoradzika mwana ndokuona munhu obata muchiuno.Neniwo ndaiva nemibvunzo yakawanda ati ndiye mwana mukomana wepano?but no mama vataura zveshamwari kuti angodaro...
Voice:ko liam ndomauri?ko mawine aya wamaisa pai?
Akadaro Mukomana umwe achipinda mataiva ndakaramba ndakangotarisa achipinda hana yangu yakarova zvekare ndakatarisana na jamal.Oh God wat a small world ndakaona omhanya pandaiva ndokunditakura chaiko.
Me:chindidzikisai kani yuhwi
Ndakadaro ndichidzikisa dress rangu ndaiva ndonyara chaiko ndakaona Liam otarisa hake divi but haana kana kuseka chiso chake chainge chisisina mufaro.
Jamal:ah ah ah ko ndiwe waitaurwa namama vangu kuti u are now working here ?ko wakazodii paya nhaiwe oh my God Liam can u imagine how stressed I was wth this girl !ko wakazopoya sei uchisiya umwe wako
Me:it’s a long story ..asi wakazosvika pamba ndabva?
Jamal:yes !ndakasvika but umwe wako ainzi airwara saka paingova nevanhu vakawanda wanda.Sarafina !is this really you
Me:yes it’s me !
Pakarepo Liam akafamba hake ndokubuda mataiva hamenowo wat I felt ndakamboda kuteera but ndakazofunga zve kuti ndaisvika ndotii?husiku uhwu munhu wese akazenge ofara even mama Va Jamal
she was happy to know ndaiziva mwana wavo
LIAM
Goredzva rakasvika handina wo kuzombodzokera kumba ndakazongoona zvakanaka kuenda nasahwira wangu kufarm kwavo .It was now a scary nightmare wen I met that lady there again.Ndaisaziva zita rake ndakatozonxwa kuti anonzi Sarafina.Ndakabuda zvangu muspare umu ndatoona ndaikanganisa vanhu i just became sad and lonely at the same time .Handina kana kuzombofara zvangu nevamwe ndainzwa kungoneta.Ndakanopinda muroom mangu ko takabvira ka kutamba tese kare .Iyewo kumba kwedu agara aivewo neroom yake .Ndakapinda mubath ndokugeza hangu ndakadzoka nekupinda mumachira sezvo husiku uhwu kwakabva kwanaya mvura zhinji chaiyo.Apa muroom umu kachira kacho kaivamo.Ndakamuka ndokufamba ndaida hangu kunonokera aunty vandipe jira sezvo variivo vaiva main maid pamba apa ndichingovhura door
ndiye dhuma dhuma na Sarafina akabata blanket.Idon’t know zvandakanzwa ft ndakatarisana naye ndaitopera simba zvangu and I don’t know wat was happening to me kubva zvandaiva ndamuona.I have never felt this way fr any girl ndakaita nguva ndakangomira ndakabata door
Her:are u ok?
Me:mhaaa??emmm I min
Her:ndanzi na aunty ndikuigirei jira
Me:ok,thank you
Her:ok
Me:wait.....
End
KANA UCHIDA MORE SIYA LIKE
MUCHANNEL …Chii chirikiitika neboys iri ..
❤️
👍
🙏
😂
😮
😢
3.9K