Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼 WhatsApp Channel

Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼

91.6K subscribers

About Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼

MaiTee Zimunya Novels | CHANGING LIVES

Similar Channels

Swipe to see more

Posts

Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
5/26/2025, 7:42:44 AM

Those is bulawayo vanodawo musikana webasa kana anerimwe basa let’s help umwe wedu .👆🏻👆🏻👆🏻handiwanzo posti but apa parikuda help nekukasika…

❤️ 🙏 😢 👍 😂 74
Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
5/26/2025, 7:41:38 AM

Muri sei mai Tee ini ndiri nani zvangu l am your fan zvekutodaro but nhasi handisi kuda kutaura zvema book asi kuti ndikutsvagawo rubatsiro rwenyu ,ndiri single Mother vane makore 28 ekuberekwa ndine mwana 1 msikana ane 9yrs ndogara kuno kwaBulawayo nemwana wangu hupenyu hawusi kufamba zvakana ndiri munhu anogona zvekutengesa asi kutoshaiwa capital svinu basa ndikutsvaga rinoindiranawo nekusadzidza kwangu but harisi kubatika ndambotsvaga rehu maid mastay out but zvikuramba ,kudya chaiko tikudya zvekutamburira zvandinowanawo nekutengesa kamusika kema sweets netuma chips rent ikutondinetsa kubhadhara last month ndakapotsa ndabuditsirwa zvinhu panze iyezvi mwedzi wakupera itori stress ,kunamata ndinoto namatawo and ndinechivimbo kuti this is just a phase it will pass but l really need your help ,help me to find a job here in Byo or out side bulawayo as long the job allows me to work with my daughter be it a Maid ,Shop assistant ,office cleaner ,shop,Cleaner or even if its Care taker ,house keeping without being paid l am ok all l need is a shelter the rest will follow l dont mind to relocate please help a soul even this monthend l dont know how am l going to pay my Rent ,l dont know why l choose to tell you this but something in me tells me you will help me .thank you in advance Number dzangu 0783 477 134 0717 519 076

😢 ❤️ 🙏 👍 😂 😮 266
Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
5/26/2025, 3:45:01 PM

https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20 28•*ABOMINASHON*🙆🏻‍♀️🙆🏻‍♀️🙆🏻‍♀️ Written BY MAI ZIMUNYA Aka Mai tee) 📲+263782122093 *AAP*🚦 +263 73 555 3736 This is a work of fiction.All the characters and events portrayed in this book are fictitious or used fictitiously .All rights reserved .No part of this book may be reproduced in any form or by any electronic or mechanical means,without written permission from the publisher or author... https://www.facebook.com/Mai-Tee-Novels-2117394481720759/ like my fb page (READ COMMENT AND SHARE OUR FREEBOOK Chapter 28* *ADAM* Vanhu vainge vakatikomberedza mukuru wechikepe aiva akagara zvake achiratidza kufara.Vazhinji vaingoti yaiva fight asi ini ndaiva ndakuziva kuti one wedu was supposed to die .I was going to be alive for my people to be free .Ndakaona muIndian uya osvetuka svetuka zvake achigadzirira fight .Ndaiva ndakamira zvangu ndaisada kupedzera simba rangu mahara.All the Africans were on my side vachiita kufara.Ndakatarisa rimwe divi ndikaona vachena vega vachifara.Honestly this was my first time to be in a fight ndaisatoziva zvakawanda.Kutaura chokwadi I was scared for my life .I had promised Eden kuti I was going to come back for her saka ndaifanira kutoshinga.Ndakafambisa ziso ndokusanganidzana maziso na Vee .Her eyes were red and she was scared . “Win Dady !win !!!Yeaaaaahhhh that’s my dad !”aidaro Prisca ah kamwana aka soo ..Ndakatarisa Gaza ndikaona achigutsurira musoro wake .Ndakamedza mate ndokutarisa munhu wangu wandairwa naye .One has to die between us but definitely not me ..Ndakabata mabvi nemaoko ese ndokutanga kudauka dauka.Nguva iyi pito yakarira ndokuona shasha youya kwandaiva.Ndakangonzwa ndapihwa chibhakera ndichiwira pasi ..Ah ah ah paiva pakashata apa ummm ndakaona nyenyedzi chaidzo .Ndakaona ouya zve ndiripasi ipapo ndakangomurova ndari achidonha pasi … “Yeaaahhhh yeahhhh !!!”vaakdaro vanhu vekwangu vachifara.Aripasi ipapo ndakamugarira ndokumupa zvibhakera.Akaspiner achindisaidzira kuside tese tichifemereka..Akandipa chibhakera ndokumupa changu achidzadzarika..Pakarwiwa zvekuti ndakanzwa sendaiva ndapfekwa chaiko ..Ndakamurova kusvika angoti rapata pasi .. “Yes Dady !!!Yes !!!”kaidaro kamwana kangu kachifara.The more I hear her tiny voice the more strengthened I became .Hameno zvakafamba sei Ndakanzwa sharp pain padumbu ndichiwira pasi .Ndakaramba ndakabata paside ropa richiyerera.Ndakatarisa ndokuona ndaiva ndabaiwa nebanga .Ndakaramba ndakabata padumbu munhu wese ainge angobata musoro .Ndakaona mukomana uya osumudza dombo kuda kunditema ndokunzvenga ndichienda padivi.Ndakaona Vee otenderera nering achiuya kudhuze kwandaiva.. “Baba Bee !!!Stand up !!Stand up and fight!!”akadaro akuchema zvakandipisa tsitsi.Kutaura chokwadi simba ndaiva ndisina this guy cheated on me .I ddnt Know he had a knife 🔪..Ndakabata banga riya ndokuridzura ndichikanda kure.Akauya pandaiva ndokusvetuka achida kundigarira.Ndakanzvenga ndiye teshe pasi nemagadziko.Ndakamukachikira ndokutanga kumupaza zvibhakera zvaisvika more than 20 .Ndaiva ndavhura ziso dzvuku ndichiita kumukinditsa .Vanhu vakazopinda ndokundibata vachindizvuvira kunze kwangu .. “Stay away from My woman !!!Vee is mine you small dog !!!She is mine!leave me let finish This bastard !”ndakadaro ndofemereka neshungu .Akasumuka ndokutanga kudzadzarika achibuda kuenda.He was lucky I wasn’t a killer ndaimuuraya nonsense .. “He’s losing a lot of blood .The boss said we should save him ..”akadaro umwe guard aiita kunge nurse .Ndainge ndaradzikwa pachibed .Ndakaona vondibaya injection handina kuzoziva zvakafamba sei .. Ndakazomuka zuva remangwana racho ndiri pa bed raiva rakanaka kwazvo makare muchikepe.Ndakavhura maziso ndokunzwa rwoko rwangu rwaiva rwakabatwa.Ndakatarisa ndokuona aiva Vee airatidza kuti aichema.Akanzwa movement parwoko ndokumuka totarisana.Her eyes were swollen I’m sure aiva achema for long ..Akafara kwangu ndokuwira pachest pangu achichema .. “Thank you for coming back !Thank you !” Ndakangosumudza rwoko ndoda kumubata asi ndakanzwa kuzeza.Akabva pandaiva ndokutarisa misodzi yake ichidonha.. “Stop crying I’m back “ndakadaro smiling ndakamutarisa . “thank you Jesus for saving him for us ..Let me call Bee she was worried “akadaro zvake achibuda .Ndakasara ndokuona padoor pachipinda murume wandaiva ndaziva. “Hey ..” “”Sir ..”ndakadaro ndoda kumuka “No need ..Just relax ..You are a great fighter so I chose you to be my right hand man ..”Hana yangu yakarova nemufaro..Ndakanzwa voti “I heard your name is T1 “ “Yes sir ..I have a brother as well .” “I’ve heard about that ..This is a vip lane so will give them their rooms ..I want you to work for me ..” “Ohhh thank you sir ..What happened to him I’m sure he’s okay “ndakadaro ndobvunza muIndian uya .Ndakaona boss vose ndokuti “Come “vakadaro ini ndokushinga kumuka.Despite everything ndaida muindian ararame I know taizonzwanana .Ndakaona topinda muneimwe room .Ndakaona paine bed yesimbi asi pairatidza pane munhu .Zvandakatoona panguva iyi Ndakatoziva zvazvaireva.Ndakaona umwe achivhara cooler box ndokunzwa boss voti “One has to go between you too ..Unfortunately it was him “ Ndakanzwa Hana yangu kurova ndokufamba ndoenda padyo .Ndakanovhura zvandakaona musi uyu zvakandibaya kusvika pamongo.Ndakavhara back ndokutendeuka ndotarisa boss .Takafamba ndokuenda kuoffice kwavo he started showing me zvese uye mafambiro aiita zvinhu . “So our big boss is in Zim soo don’t worry .thats how all this works ..The organs costs a lot of money ..Do you even know how much is one kidney ?” “No boss “ “100 to 150 thousand US dollars ..This body was soo fresh we managed to harvest all the organs ..I need someone who can do all the transactions and I know you can do this for me.Tonight we shall meet with our European buyers .After that will send half of the money back in Zim ..We shall also go back to the port to take other goods there .How much pay do you need “vaakdaro boss .Goods rairehwa vamwe vanhu shuwa ummm zvakaoma .. “Any Amount will do sir .”ndakadaro hangu .Ndakaona vosekerera zvavo ndokubaya baya safe ravo vachitora mari vondipa. “That’s a thousand for a start ..Deal ?” Ndakaramba ndakatarisa mari iyi ndokuti “deal “ Vakandisiya ndokuenda kuroom kwangu .Ndakasvika Vee arimo ndokuvhara door .Ndakangomutarisa and I broke down to tears ..Handina kana kukwanisa kuudza munhu kuti ndozvaivamo muchikepe.Tese zvedu taitonzi ma goods shuwa kunge chikafu .Ndakafunga vanhu vaingonzi varwara vafa vazhinji vacho vaitourawa kuti vanhu vatore ma organs havo .Like this Indian guy vaiva vamuuraya zvavo ummm .Ndakarwadziwa kwazvo …Mazuva akafamba kusvikawo ndasimba ndainge ndakushandira chikepe ichi .Ndainge ndakunyatsovimbwa naye ende zvese ndaiva ndakuziva even ma passwords .Ndini ndaiva ndapihwa phone yandaitaura naboss vekuZimbabwe .The boss was using only texts aisada macalls .. “T1 my guys hmmm things are really flowing this side .the boss is happy ..”vaakdaro boss vachidira hwahwa hwandaimwa..Nguva iyi Vee akasvika zvake nechikafu sezvo tanga tane access kukitchen .Ndakaona ogadzika rice nefish yakatsvukira kwazvo .. “Thanks “ndakadaro zvangu ..Boss vakaramba vakanditarisa ndokuseka “What ?” “Kkk I wanted to ask that did you guys smashed yet ?” “What is that ?”ndakadaro zvangu “I mean making love ..” “OHhhh kkkk that of cause why not …”ndakadaro ndonyepa.Nguva iyi ndakaona kamwe kasikana kasvika ndokutanga kukisana naboss.. “See this is a real thing ..Why can’t you guys do this if you truly love each other ..Or you are lying to me “vakadaro boss vasisina mufaro pachiso chavo .Zveshuwa nguva yaiva yafamba chaiko and there was never a day ravakationa tichiita anything .Ndakamedza mate ndokuti “do we have to show anyone .Sex is privacy “ndakadaro ndaomerwa pauro “kiss and affection isnt ..T1is there anything you are not telling me ?” Hana yangu yakarova umm boss was now doubting me .Ndakamedza mate ndokuti ..”boss I’m loyal to you ..” “At least prove it to me that you guys are real ..”akadaro ndokutarisana naVee ..Ndakakwenya mhino nekasiyanwa ndokuti “Boss emm …” Ndakaona vozvomora pfuti ndokundinongedzera ..Hana yangu yakarova ndokutarisana naVee..Ndakangomudhonzera kwandiri and started kissing her ..Nguva iyi boss vakabva vaseka vachigadzika pfuti pasi .. “Hahaha fool kkk ..Was just kidding but I was serious ..”vakadaro zvavo vofamba kuenda .Ndakaona Vee obata muromo wake akanditarisa achidedera.Mwana airatidza kuva traumatized chaiko and scared .. “Vee “ Dhwaaaa She closed the door behind me . “Fuck it …”ndakadaro ndichikika chair yaiva paside neni “Ouch ouch !”ndakadaro ndarwadziwa ndichigara pasi AFTER FEW MONTHS *EDEN* Zvakanditorera nguva kuti ndisimbe uye kuti ndisavhumuke chaiko .Canny haana kuwana mwana wake the only place yaiva yasara patakanzwa paitaurwa zve ma ships aitora vanhu kuvaita human trafficking .Murume akaonda kusara musoro Chete ummm zvainzwisa tsitsi .Kumba kwake aiva atama kutiza girlfrend yake yaaisada ndainge ndakugara naye kumba kwangu kwandaiva ndakasiiwa na Adam .Dzimwe nguva itadza kana kudya chaiko ndaitozoita wekumanikidza kudya .. “I told you Vimbai left me when my baby was 5 ..I lied ..”akadaro Canny takagara hedu pasi mumba .Ndakaramba ndakamutarisa hangu ndakanyarara ndokunzwa oti “She left when our daughter was one ..Vimbai never called nor talk to me ..The time I was sure she doesn’t love me anymore was when our daughter was 5 .She sends me a later for me to move on ..That was the later ..”akadaro achindipa ndokuverenga hangu .Ndakaramba ndakatarisa handwritting iyi ndikabwaira bwaira.Vimbai mutsamba aiva ataura kuti Canaan aroore best wake sezvo iye aisazodzoka .Canny anoti papera 2 months ndopaakazoreciever imwe tsamba yaitaura nezvekufa kwa Vimbai nebreast cancer .Ndakaramba ndakatarisa tsamba idzi ndokutarisa Canny ndikatoona kuti munhu uyu aiva zvake nestress for a long time .Ndakamedza mate ndokuti “So you ddnt see this ?”ndakadaro ndomudzorera tsamba dziya .. “What ?” “Can’t you see handwritting dzakafanana?” Ndakaona oramba akatarisa ndokushama muromo wake .Zveshuwa bepa raiva rimwechete was from and Old diary .Handwritting was the same ..Canaan akaratidza kushamisika nazvo ndokunditarisa achidedera.. Pakarepo my mom called me ndakabuda ndokunopinda mumota mangu ndogara .Ndakamutsa mota ndokufamba ndonanga kumba kwavo Was worried about her .Ndakasvika ndokuvhurirwa ndichipinda mukati . “Leave !”vaakdaro vachidzinga garden boy wavo .Ndakaramba ndakamira zvangu ndakavatarisa …Mama vaida varume veduweee ummm zvakaoma “Kuzondidzvondora hanzii..”vaakdaro Mama vachigara pasi .Ndakaona votora pen ndokutanga kunyora pabepa .Nguva iyi ndakatarisa rwoko rwavo hana yangu ndokuwedzera kurova .. “Nice bangle…”ndakadaro ndakavatarisa Vakaritarisa ndokuti “rawakutanga kuona nhasi ?Are you drunk ?anyways vhura muwadrop tirikuenda kuDinner nhasi kwana Mozy.You guys must get married ..”vakadaro vachivhara kabook kavo ndokusumuka vofamba kuenda mubath … “Do you love me mom ?”ndakadaro misodzi yangu ichiwira pasi ..Vakatendeuka ndokuti “ndotadza nei mwana wangu wandakabereka ndega ..pane chirikunetsa here ?” “No hapana ..” Ndakabuda panze ndichitadza kana kuona pekutsika misodzi yangu ichingodonha.Ndakapinda mumota ndokugara ndichinzwa maoko angu kudedera..Ndakamutsa mota ndodzokera kumba ndakasvika pamba Canny achitamba na Junior .Ndakadarika pavaiva ndichiita kunge zombie. “Eden ..”akadaro ondidana asi haaa my world Was crumbling .Ndaiona nyika kutenderera chaiko maihwee zvangu .Ndakapinda mubedroom mangu ndichifamba kugadzika fone padressing table . “Hey “akadaro Canny achindibata onditendeudza totarisana .Ndakangowisira misodzi pasi Ndakamutarisa he was shocked and hurt at the same time .. “Is it your baby Dady ?Doesnt he want to take care of the kids ?But I’m here wani what’s wrong ?Who made you cry …” Ndakabata mabvi angu ese nemaoko ese I cried bitterly ..Zvaitaurika here ?Zvaitarika nepapi ko ummm .Canny akandinyaradza and he made tea for me ndokundipa “Drink it will help ..” “Thank you ..”ndakadaro ndotambira ndomwa huro one .Ndakamudzorera ndoti “zvaita “ “No imwa mbichana..” “Ndichamwa I need to rest ..” Akagadzika pasi ndokutura befu oti “What’s wrong ..Chii ?” Crying silently .. Ndakaona onetseka akanditarisa haaa ndakachema.. “Everyone that I love always disappoints me at the end Canaan ..Dai ndisina vana ava ndaimwa hangu poison ..I don’t even know where to start ..I can’t even think nor breath well ..Can you pinch me ..Make me wake up from this dream .How can a mother try to …I can’t even say anything..”ndakadaro ndabva pabed ndichitenderera imba yese .Canny aiva anditarisa achishaya kuti chii .. “Calm down ..Please ..”akadaro oshaya odii.. “Pinch me ..Kana mbama zvayo I need to wake up from this dream ..” “Hey look at me hey …Eden …Mai Twoo ..Hey …Are you running mad what’s happening ..Hey look at me …Hey ..”akadaro ondizunza mabendekete ..Ndakamutarisa misodzi yangu ichingodonha.. “Help me Canny ..Ndazvitadza ndega ..Ndatadza…”ndakadaro ndofemereka..He wiped my face with his right hand ndichingochema zvese misodzi nemadzihwa zvichiyerera… “Dai ndakafa kwacho ..Vaifara here …hiii hiiii …” Ndakadaro ndichingochema .. “Shhhh it’s okay …It’s okay …”akadaro achindidhonzera kwaari ndokubva ta… Stay tuned

❤️ 👍 🙏 😂 😢 😮 8.4k
Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
5/26/2025, 8:40:36 AM

VANYOWANI WELCOME BAYA EACH LINK ROKUSVITSA PA CHAPTER 🔥🔥🔥 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3366 chapter 1 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3368 chapter 2 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3371 chapter 3 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3385 chapter 4 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3390 chapter 5 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3405 chapter 6 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3412 chapter 7 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3428 8 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3436 10 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3438 chapter 11 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3446 chapter 12 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3458 13 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3493 14 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3508 15 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3519 16 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3537 17 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3542 18 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3554 19 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3578 20 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3599 21 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3634 22 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3643 23 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3653 24 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3657 25 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3659 26 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3680 28

❤️ 👍 🙏 😢 😂 😮 123
Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
5/24/2025, 4:19:29 PM

Tada 🎉 handei NEMALIKES moto uyu 🔥🔥

❤️ 👍 🙏 😂 😢 😮 973
Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
5/26/2025, 8:41:00 AM

VANYOWANI Verengai 1 to 27 Tibatane nevamwe .28 is coming soon 💃🏻💃🏻💃🏻 https://chat.whatsapp.com/BndyoVNB5Aw05UBHsWps6b

❤️ 👍 🙏 😢 😂 😮 623
Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
5/27/2025, 9:57:42 AM

VANYOWANI WELCOME BAYA EACH LINK ROKUSVITSA PA CHAPTER 🔥🔥🔥 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3366 chapter 1 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3368 chapter 2 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3371 chapter 3 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3385 chapter 4 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3390 chapter 5 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3405 chapter 6 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3412 chapter 7 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3428 8 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3436 10 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3438 chapter 11 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3446 chapter 12 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3458 13 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3493 14 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3508 15 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3519 16 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3537 17 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3542 18 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3554 19 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3578 20 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3599 21 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3634 22 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3643 23 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3653 24 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3657 25 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3659 26 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3680 27 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20/3693 28

❤️ 👍 🙏 😂 😢 😮 157
Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
5/26/2025, 6:32:05 PM

Long press chapter wobaya one kaimoji ndokulaika handei 💃🏻

❤️ 👍 🙏 😂 😮 😢 655
Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
5/26/2025, 5:37:36 AM

HANDEI NEMALIKES 28 is coming today 💃🏻💃🏻🔥🔥🔥

❤️ 👍 🙏 😢 😂 😮 376
Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
5/24/2025, 4:19:04 PM

https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20 27*ABOMINASHON*🙆🏻‍♀️🙆🏻‍♀️🙆🏻‍♀️ Written BY MAI ZIMUNYA Aka Mai tee) 📲+263782122093 *AAP*🚦 +263 73 555 3736 This is a work of fiction.All the characters and events portrayed in this book are fictitious or used fictitiously .All rights reserved .No part of this book may be reproduced in any form or by any electronic or mechanical means,without written permission from the publisher or author... https://www.facebook.com/Mai-Tee-Novels-2117394481720759/ like my fb page (READ COMMENT AND SHARE OUR FREEBOOK Chapter 27 *ADAM* Ndakaramba ndaktarisana na Vee aiva mwana akanaka zvake .She was very calm and collected.Ndakatoshaya Gaza chaakarambira mwana akanaka kudai .Ndakafamba ndokuenda naye nechepanze.We looked into the darkness of the sea takanyarara.Ndakagadzirisa pahuro ndokuti “I will help you ..But you must help me as well “ Ndakaona oramba akanditarisa murima imomo ndokuti “moda ndidii “ “I have a daughter here in the ship ..Since you’ve stayed here for longer you are the only person who can take care of her ..” “A daughter ?”she asked “Yes 10 years ..Her name is Prisca “ Ndakaona oratidza kunetseka.Ndakamedza mate ndokuti “We need to get out of here alive ..Soo keep her safe because I promised her that I shall Protect her ..” “Okay mouya naye kucabin ndogara naye ..” Ndakatanga kufamba masteps going to her .Ndakaona orereka musoro kuratidza kuzeza..Ndakamubata rwoko ndokumudhonzera pandiri and hugged her .She was resistant for few seconds asi ndakazonzwa ondimbundira back ..Nguva iyi maguards akapfuura pataiva ndokufamba oenda .Ndakamuregedza tese tichifemereka ndokugadzira pahuro ndoti “It’s done ..That’s all I can do ..I can’t do anything more than that ..every night we should meet up Here “ “Thank you sir ..You have saved me …I understand you well …At least now they know that you and I we have something going on …” “Great I’m tired today but tomorrow I need to know what happened to you ..How did you end up in this place ..” “Okay sir ..Goodnight ..” “undirotewo “ “mhaaa ?” “Kkk kutamba hangu ..”ndakadaro hangu ndoisa maoko muhomwe ndakatarisa mvura zhinji iyi ..Ndakafamba ndodzokera mukati ndokuenda pandairara.Boric akamuka ndokusekerera hake oti “wabvumwa here “ “It’s not like we are dating ka ..I’m helping her ..My heart beats for someone back home “ “Ohh you have a woman outside ?” “Yes ..Kabenzi asi ndokada “ “Will she wait for you too ?” “She will “ndakadaro ndichisekerera hangu .. “What did you do to her ?”akadaro Boric oda kuziva.Ndakaseka hangu ndokuti “What else ?” “Hiii you gave her the rubber ?” “Hiii Boric urinhubu iwe kkk .But you are right .With my baby everything is just perfect..The sex ,the romance ,the kisses ..Her presence is enough for me .On top of that she made me a dad ..” “Whaaaawuuu ende anokugonera “ “Kkkk haya ..She gave me twins “ “It’s a lie “ “True ..but I needed to do something first to save my family ..That’s why I came here ..” “You mean you came here willingly .?” “Yah I did ..” Ndakaona Boric oramba akanditarisa ndokuti “Nyatsondiudza chii chirikunetsa chaita uuye ..” Ndakamedza mate ndokutsanangura nyaya yangu yese .Ndakaona Boric oramba akanditarisa ndokuti “Why can’t you take the crown ?” “The dreams that I have says a lot ..There is a missing puzzle in my life that needs to be filled ..I need to fill that so that everything will be okay ..My babies are in danger Boric ..Not nevanhu vandisingazivi ka ..Nehama..I have a big issue as well mhosva chaiyo ..Mwana wandakarara naye akandipa vana zvaitadzwa nevanhu vese vandakarara navo ihama yangu .Mwana we sister yangu “ “Heheeee abomination !” “Ndakakoromora Boric asi kuti ndikasiye kamwana aka haaa ndatadza..” “Uchiri kukapa rubber?” “Haaa ndatadza “ “Heheeee makunakuna..Maihweee !Iyi ndiyo Abominishon !Maihweee but hey saka aya iyi imbosiya saka muno muchikepe waingei ?Ive been here for years I can help you” Ndakamedza mate ndokuti “I’m looking for my Dad ..” “I thought you said he died ?” “Yes everybody knows he’s dead but I was led here by the spirits of my kingland .My father is here in this ship Boric ..”ndakadaro ndakamutarisa kumeso chaiko .Ndakaona oramba akanditarisa ndokuti “What is your mother saying “ Ndakazvuva bag rangu ndokubuditsa pic raMai vangu ndovapa.. “That was my mother Solange ..She passed on when I was a child ..I don’t even know my dad but kumusha ndaiva ndakaudzwa .My mother told me everything and she was in touch with bamnini munin’ina wababa for a long time since my dad was gone .Now I’m being told he’s alive in this ship ..Kana vasimo muno I’m going to hunt him in each ship that I can ..Our kingdom needs him ..I his son needs him ..His wife is waiting for him ..” “His wife ?” “Yes ..Chikaka is still alive .” “She never remarried ?”akabvunza Boric “She never remarried..She can still get married anytime soon because she is now tired of being single ..I’m in support of that hangu ..” “Heee ?You are in support of what ?She doesn’t needs all that ngaarere vazukuru handiti kwane matwins here ?Ngaatambisire vazukuru matoyi!” “I can do that on my own .Ndodambudziko revana vanozvarira vabereki vana they needs their space ..She is not old she’s still very young “ “Heee ?Very young ipi iyoyo !”akadaro Boric “Very ..Kana hangu ndikashaya baba vangu ndonomuudza hake to move on ..” “Hiiii nhaiwe …Hazviite!”akadaro Boric okwama achinditapurira twumate twehasha kuface .Hezvo nhaimi dambudziko rake riripai nhaimi.. “Hezvo nhaiwe zvowotondifirita kufesi ndadii “ndakadaro ndichipukuta nerwoko munhu wese mataiva akabva amuka.. “(In indian accent )Arrrrr yu fightingggg forrrrr Vee ?Okehhh let’s see who wiriii vin!I saw you horrrging her out side ..Vee is my vuman !! “Akadaro achitambisa chisoro side by side .Ndakangoona Boric osumudza rwoko achigadzika ngofo mumusoro wechi Indian chiya… “She is an African !Thats means she is ours !Go and look for your own Asian woman !There are a lot of Asians out there!”akadaro Boric ashatirwa… “Not the one with nyash Priyanka !”akadaro Gaza amuka Ohhh my Jesus ..This one with Nyash again .. “You see huh !You felo african is dating awa sisterrrrrr..I vill never leave my vuman forrrrr you !Veeee is mineee “chakadaro chichikaka nharo nhaimi chimuindian ichi..Makaita noise mataiva it was now a racist war chaiyo ..Blacks vs anything that has light skinned …. “Hey !!!Hey !!!What is happening !!”akadaro head guard achipinda nepfuti..Maihweee zvangu hondo yacho ummm this ship was cursed kuda kwacho vakadzi kwakaipa.. “Why ain’t you sleeping “akadaro Boric hondo yapera tarara.. “You seem troubled ..Why can’t you fight for her ..Take the ring 🥊🥊” “Boric does that help me in any way ?” “Yes if you win boss will like you and bring your closer .Thats the only way to find a way to leave this place ..The real boss is the one who sail this ship ..We need to take control of this ship 🚢 and turn it around back to the port …You must fight tomorrow against this Indian guy that’s the life here .Ndo entertainment yacho muno .Vakaona musikana arikurwirwa vanoisa bet ..” “What if I don’t win ?” Boric akadonhedza huso hwake .. “I don’t want “ndakadaro “It’s no Longer your choice here son ..They will force you tomorrow..Dai pasina kuita noise but even though he was going to report the issue kuvakuru kuti ndirikuda Vee motonzi pindai muring ..You are a fighter son ..You are “ “Can Gaza fight for me ?” “zvinoita kana musina kuonekwa murimese “ “Fuck !They saw us out side “ “It’s done ..You are not doing it for Vee now you are now doing it for us ..We need to leave .You are our only hope ..I know you are strong ..You told Me your father was a king ..No kings blood is weak ..Trust me if you take the ring you are going to see how strong you are ..” Haaaa ndakaremerwa hangu ..Ndakademba chandakauyira muchikepe umu haaaa ndakaremerwa.Asika baba vangu ndovandaida..Ndakafunga mhuri yangu yandaiva ndasiya kumba misodzi ikadonha ..The one with the calabash told me that my father is here ende tichadzoka tese semhuri..I thought this was easier but nooo ..Haaa ndakaremerwa..Ndakamuka ndokufamba ndoenda kwairara vana .Maguards nguva idzi vainge varara vese ende vanenge vachiziva hakuna anotiza zvake .Ndakasvika mairara vana ndokuwana Prisca akarara .Ndakagara padivi naye ndikaona mwana achivhumuka.. “Mummy ..Mummy it’s you ..You here with me mummy .Dady see mummy ..Mummy is here ..Dady ..Save me from this monster Dady ..Dady she wants to kill my mommy ..Dady “mwana aingovhumuka ummm ..Ndakamumutsa ndokuona omuka achichema… “Dady my mummy is here ..She is here ..” “Shhhh it’s okay my baby ..It’s a dream okay ..” “Okay Dady I love you ..Please you are going to take us all back home hanty ?We will eat Cerevita and ice cream again ..” Ndakangowisira misodzi yangu pasi ndochema..Ndakamuregedza ndokuti “Okay I found you your new mama ..Take your things and come “ Mwana akafara ndokutora chijira chake nezvihembe toenda .Ndakasvika kwairara vakadzi ndokumira Ndakangotarisa .The light was sooo dim ndaisaona .. “Hey “akadaro Vee amuka “Ohhh thanks ndandisingaone..this is the daughter I told you about ..She is my daughter but he’s a boy now .I want you to protect her and be her guardian.I heard you can do that ..” Vee akatarisa mwana ndokukakama.. “be my mom please .My dad will buy you nice icecream when we got home “ Vee akaseka zvishoma ndokuti “Okay go there with your things ..” “Thank you mama ..My name is Bee “chakadaro chimwana ichi chazvipa zita kare ah chakangwara ..Ndakasara ndakangomira Vee aingotura befu .. “good night “akadaro … “good night Mai Bee …”ndakadaro .. “Please win for us all tomorrow..” Ndakadonhedza misodzi ndakamufuratira ndokuti “I don’t even know how to fight Mai Bee ..” “You shall fight and you shall win tomorrow..” “How ?” “Because I say sooo “ Ndakangoseka zvishoma ndokubuda ndoenda kunorara.. *VEE* “Babe the child is just one year old ..what will happen to Bunny ..”Aidaro Murume wangu ndorangarira mashoko emurume Wangu .Zvinhu zvaiva zvakaoma mabasa ainetsa kana kuwana .Ndaiva ndarumura mwana wedu taingomudana kuti little bunny sezvo tainge tisati tanyatsowana zvedu zita .Ndaiva ndiina sahwira wangu aitibatsira kwazvo sezvo kumba kwavo kwaiva nemari.Ndiye ainge andiwanira basa kuzvikepe ende pay yacho yaiva yakawandisa .Vanhu vazhinji vaiva vapera kuenda kuzvikepe.Ndakarumura mwana wangu ndokusiira murume ndoenda kumarimuka kundosunza.’Murume wangu yaiva nherera aiva asinawo mai ,Mbuya vake vaigara kumusha uye vaiva vasingaone taiva takatotsvaga musikana aivachengeta sezvo vaisada kubva pamusha Pavo .Saka wekusiira mwana paiva pasina .Zveshuwa takazotaurirana ndikamuvimbisa kushanda mwedzi mutanhatu ndodzoka nemari totanga bhizimusi.Aiwa ndakakwira zveshuwa mumota masahwira wangu .Takaenda nenzira yemaMutare uko tainobudira Moza ndokwaikwirwa chikepe chaizoenda nesu kune chimwe chihombe .Vandaiona vaienda vaishandisa ndege asi ini sahwira wangu akati kambani iyi yaiva yakasiyana nedzimwe ndosaka yaitipa mari zhinji nekuti yaiishandisa mode of transport isingadhuri….Haiwa ndakafara kwazvo rwendo urwu ndiye akatondiendesa nemotokari yake .Takapaka mota ndokufamba toenda kunokwira kachikepe kekutanga .Zveshuwa paiva nevanhu wo vaiva vakamirira kuenda wo kumarimuka .Chikepe chakauya ndokutakurwa ah kutochema kani sahwira wangu .. “Hamba kahle sahwira usatya kani hiii hiii mwana nemurume ndichachengeta “waidaro sahwira wangu ochema .Ah ndaiva ndaziveiko kuti ndaitopihwa muwonekedzo..Ndakatobhabhaisa ndichichemawo ndokugara pasi .Takasvika Mumozambique ndokufambiswa toendeswa muchikepe chikuru.. “Move !!!Move !!”vakadaro varume vaityisa kwazvo votitinha kunge mombe .Hana yangu yakarova kuti koooo Chiiko chakuitika?Ndiwo here masunzo acho atabvira Dzimbahwe ?Ndiwo here ?Ndiko here kumarimuka kunoshandwa wowana vuchi nomukaka!Haaaa ndakazvibvunza ndega ndichiona situation kuti aiwaaa sandizvo .Mai vamwe vaisafambisa vakarohwa nekuseri kwepfuti ndiye ropa tsaa vachiwira pasi .. Tese takascreamer tichichema nekutya .Mai ava vakabva vatofira ipapo ipapo ndokuhorerwa vachiiswa muchikofini chesimbi.. “Ndivo ka ?Ndiye Vimbai “akadaro umwe wacho “Ehe Ndivo ..” “Ko akanzi Vee ndiani ?”akadaro murume aityisa “Aiwa Vee ndi Vee Isusu tanzi Tiuraye Vee ndowatauraya “ Hana yangu yakarova maihweee zvangu ..Mai ava vainzi Vee here or papesaniswa hanzii .Takaitiswa line vachibvunza mazita “Ndinoo nonzi Vee “ndakakakama “Wauya nani pa Port yekuuya kuno ?” “Ndiye auya nemurume wake zvanyorwa apa “akapindura murume uya .Kureva kuti Vee afa uyu was betrayed by her own husband..Misodzi yangu yaingoyerera tagara muchikepe..Maitova nevanhu vairatidza vainge vava nenguvawo imomo ummm ..My besty betrayed me ..She sold me to be killed …Ndakanzwa kuti vaiuraya vanhu votora maorgans avo Kureva kuti mukadzi uya aiva atorwa zvese vokanda munyanza.. “You must stay alive my daughter ..ini ndanemakore wo muno saka ita zvekuti urarame.Sahwira wangu uyu ndiye achava mukomana wako nekuti ukasaita mukomana vanokuchinyanisa kana vaneta vokuvhiya…”vakadaro baba vandakaona varimo ..This man was my savior..Ndararama kusvika nhasi nekuda kwavo ..Patner yangu akazofawo neold age ndokusara ndega .. “Hooo ndopandakukwana nhasi you need a patner seshirikadzi soo “vakadaro Baba bee vabva kuteerera nyaya yangu .. “I’m Adam that’s my real name …And you ?”akadaro akanditarisa “I’m Vimbai …” He smiled ndokuti “Okay Vee zvakangofanana..Today in the evening I’m fighting for you ..How does it feel ?”akadaro oseka hake ..Ndakangoramba ndakamutarisa .This guy reminded me of my husband…he betrayed me with my best friend..Izvezvi zvirikunzi ndakafa sooo ..I must get out of this boat and take my revenge … Stay tuned THANKS FOR 8k likes huyai KUCHANNEL tiise zve more likes

❤️ 👍 🙏 😂 😢 😮 8.8k
Link copied to clipboard!