Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
February 9, 2025 at 03:19 PM
https://chat.whatsapp.com/HJ2ZuD4dnQNAaSh5QxJQWW 15&16 CHANNEL IYI 👇🏻👇🏻 https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20 15🌇*SARAFINA THE POOR SOUL*🧗🏻‍♀️ Written BY MAI ZIMUNYA Aka Mai tee) 📲+263782122093 *AAP*🚦 +263 73 555 3736 https://www.facebook.com/Mai-Tee-Novels-2117394481720759/ like my fb page Chapter 15 RHODHA “Nhaiwe douya ka nehuni tikwatise nyemba idzi nhai Rhodha,unogondifinyamira ko ini ndini ndati ushaye anokusarura kuchechi here ,uchingokomba uripano !hee ?kurumidza hako kuuya ubike ndirikuda kukwidza kwaManjengwa uko tinopihwa mabagwe atakanzi tiuye titore*” Vakadaro mai vangu ndaitova seri kwemba zvangu ndichifunga hupenyu ndaiva ndazokomba zveshuwa ndiri pamba kana mukomana aimbondida.Ndaiva ndanzwa nekurambwa zvangu ndinenge ndaitova nejambwa.Ndaimboda kubvuma Panganai asi umm shiripiti raiitika pamba pavo kubva zvaiva zvatiza sarafina ummmkwete .Iye Sarafina waivepi makore maviri atodarika.zvaindinetsa chaizvo kuti waivepi?haangadaro akafa?Ndakasumudza huni ndokufamba ndichipinda mumba .Ndakawana mai vakatokotama zvavo vachisunga shangu Me:ko nhai mhai munoda kunoona Panganai pakai ivo mainini vakatiza musha?nairo shura riri pamusha apa munodei ikoko ? Mama:iwe Rhoda ziva zvekuchembera uripano wazvinzwa?wakangofana Sarafina kutiza varume .Iye Panganai zvaarikukuda unorambirei ?hee? Me:amai zvigobuda here pabva amai mwana wopinda wo ipapo?vapera here varume ? Mama:nxaa unozivei !ko mukomana uya wemotokari uya wakaisepi?oh zii wakaenda nyaa Ko umwe wacho akazotevera wekunaka manhingi uya? Me:mama vese vari vaviri vaibvunza nekufambira chinhu chimwechete wani .Pane pavakambonditi vanondida here?kana paine wangu pahuviri hwavo vanodzoka ka nhai mama Monica :😂😂😂Bwi bwi bwi zvangu shuwa iwe uchirambwa nemafudzamombe wozobvumiwa nevemotokari?zvingasashura ?amai nhanha maibva mapera setarino Me:monica!monica don’t try me in this house !mama murikuona mwana wenyu ka ?mama ka ! Ndakaona mama vodzokera kugara pasi voratidza kufunga kwakanyanya gare gare ndakanzwa voti. “PFEKA SHANGU TIENDE KWAMBUYA MUDYA” Ndakamhanya mumba ndokunopfeka shangu .ndiye tande takananga kwambuya.... SARAFINA Mazuva akafamba after Jamal confesses his love for me sometimes ndaizvitarisa pamirror ndichinyatsoongorora chaainyanyoda pandiri chii.Jamal aiva akasvika chaiko haikona zvekutamba.Neni chaiye kumiswa apa hataimboenderana zvachose .Pakarepo ndakafungazve Liam hana yangu yaingorova.This one atova worse pakusvika aidarika hake Jamal mbichana asi ini ndaiva hangu ndisinei nazvo sezvo chandaida idzidzo.Zvino Jamal uyu zvaadai zvichaenda nepiko.....mu mazuva akatevera Liam akauya pamba ..kubva zva aiva abva pamba moyo wangu waiva wakaremerwa chaiko .Ndainzwa senge ndaiva ndamukanganisira zvikuru this day thata wen I realise something deferent between these two men Jamal and Liam.i will not tell you yet . Aunty:aikaka mai Taku ko murikukurunga sadza nebanga hanzii? Ndakavhundutswa mundangariro idzi iii nhai kubva ndafunga zvekutadza kuziva mugoti.iii zvaiva zvakatooma chaiko. Me:iii aunty pfungwa dziri mberi Aunty:kkkk aya munofungeiko ingobvumai ka nhai ko unoshamisikei?i know Jamal akakuudza anokuda ko unorambirei Me:umm ini ndiri pakushanda ndigadzirise hupenyu ndosaka muchiona ndisingahori pay kuitira dzidzo yangu zvino kana zvadai ndodii? Aunty:iwe moyo wako urikukuudza kutii? Me:handizivi ini yes Jamal is a good man but handizozivi kuti kana taroorana tinogarisana zvakanaka here ?ini ndine mwana iye haana?besides makamutarisa uya neni tingaenderana? Aunty:kwete mwachewe ,usafunga zvakawanda,Jamal akaplayer role of a good samaritan to you ,akakupa zvekudya akakupa pekugara,uye uchimushandira,zvino sandiyo reason yoga inoita umuroore! Kana usingadi unobudira munhu wako pachena .Asizve nerimwe divi munhu akanaka,dai aiva nemaintentions akashata ungadeno wakazviona pamakore maviri ose aya amagara mose .Chikuru kuru chandinokuudza ida munhu anoda mwana wako muongorore pamwana apa kuti arikupagona here ?ukaona murume akadaro aiwa akanakisa zvikuru.Asi zviro zviyedzwa imboona kuti zvirikuenda nekupi pada ndiye murume wako funga ramangwana rako at 18 wakura Vakadaro aunty vachindibatsira kucheka muriwo wekubika ndakadongorera mwana wangu ndikaona aiva busy zvake kufara netoy yaaiva apihwa na liam.On the other hand Liam was good wth my child but he never showed any interest wth one of my needs ?Jamal has played a big role in my life but relationship yake na Takunda is not that strong.Pakarepo mama vakandidana kuroom kwavo ndokufamba ndichienda .Ndakasvika vakagara havo pabed pavo Me:maswera sei mama Her:ndaswera hangu mwanangu gara zvako pachair apo ndinoda kutaura newe zvishoma Me:ok mama Her:ok ndanga ndichingoda kukukorokotedza nekugona kwawakaita zvidzidzo zvako nesituation yawaiva nayo vashoma vanozvikwanisa zvawakaita.Wakashanda makore maviri pasina kana pay kunyangwe ndaibhadhara fees yako you never complained,handina kana day randakambokuona uchiita zvevarume kunyangwe waiva wakamboroorwa,zvese zvaunoita Sarafina zvakarongeka chinova chishuwo changu kuti ungoitawo muroora wangu.Mwana wangu akandiudza zvake kare about you and now I’m giving u my aproval .Usatya na Takunda tichangochengeta zvatagara tichingoita ....chikumbiriso ungobvumawo mwana wangu Eish ndaiva ndaiswa paconner chaipo namai ava ummm ndakanyasofunga pavakandibatsira paya muroad kuenda neni kupurazi.Kundibudutsa kubatidza stove chaiko ndivo.It was now my time to pay back chaiko and I don’t know if I was about to make a right decision.Ndakasara ndisina kana mate mukanwa kunze kwekungogutsurira hangu.Ndakabuda mumba ma mama pfungwa dzangu dziri kurefu chaiko . Takazodya hedu ndokunorara hedu asi Jamal aiva asipo apa ndaiva ndonzwa kagodo zvino kuti aivepi ugoona pese apa ndaisambozvitarisa kana kuita shungu nazvo hangu.Handina kana kurara musi uyu ndaiva ndakaita kugaririra pasofa chaipo waiting for Jamal but haana kana kuuya .Hope dzakandiba ndigere pasofa ipapo chandaisaziva ndechekuti was I choosing the right path for myself...all I was saying to myself is “Jamal helped me a lot so it’s my time to pay back” Handaizorumwa nechekuchera here ?is it the right thing to do?besides I haven’t tell Jamal everything about my past ?if he knows will he accepts me? Hameno kuti aizozvitora wo sei Stay tuned 16🌇*SARAFINA THE POOR SOUL*🧗🏻‍♀️ Written BY MAI ZIMUNYA Aka Mai tee) 📲+263782122093 *AAP*🚦 +263 73 555 3736 https://www.facebook.com/Mai-Tee-Novels-2117394481720759/ like my fb page Chapter 16 LIAM Ndakabva pamba pana Jamal ndakabeeper chaiko ndainzwa moyo wangu uchipisa chaiko kuti tuuu.Mai hwii ndaiva ndabaiwa kani ,how was I going to survive without her ,neniwo ndakazononoka wo kudzokera or dai ndakaenda kuchechi kwacho ndakanomirira hangu kwaaiva .Zvino ndakanonokera zvinhu akapinda mumusha meshato chaimo.I wish she knows hunhu hwaJamal as soon as possible before making any harsh decisions .Ndakananga kumba kwa Lucky my other frend ndakasvika akatogara zvake achiona tv.Lucky aitovawo bachura chairo though aimboita vasikana achisiya hake .Ndakasvika ndokutanga kutenderera mumba mese kana naiye zvakamunetsa kuti chii chaizvo chaitora nzvimbo Me:lucky the iroko tree has fallen !lucky I’m finished , Him:aikaka ko hanzii nhai ?wagova munigerian here anotaura zvana iroko?wat has happened, Me:jamal Him:ah ko chii is he ok?where is he?wat happened to him?sit down pliz Ndakafamba ndikugara pasi asi ndaingotambisa tambisa makumbo.Kubvira kare taingotamba tiri vatatu .but kungoti mostly ndaiva na Jamal cz lucky aiwanzobuda buda. Him:calm down man you are now scaring me tell wat happened? Me:he’s fine man just that we are falling fr the same girl Him:😳 Me:what? Him:you doing what?falling in love ? 😮 OMG!!since wen ?this is good news man Me:u are now mocking me ,panze pekuti undipewo help Him:ok sorry bro now tell me wat really happened Ndakagara pasi ndokutsanangura zvese kubva pakutanga chaipo handina kana pandakasiya.Ndapedza ndakaona sahwira wangu oratidza kufunga kwakanyanya.Akatora kanguva zvake anyerere ndokuzoti Him:You know wat man wakabhaiza manje ,iwe zvawakateera musikana wakadii kumaker sure kuti wamuona?and Jamal makes sure kuti amuona,Jamal later again came back for her and iwe wakazodii?musikana uyu akagara pamba pana Jamal now it’s 2years now !iwe wakaitei?you were in ireland ryt if not mistaken Me:I was there for bussness Lucky you know that Him:yes I know that 💯 percent but iye musikana does she know?did u tell her when u were going Me:no man Him:so tell me if u were in her shoes ndiani waunobvuma?thats why ndaikuudza socialise with women you will understand them well.Yes we all know Jamal is a player and he will never change his chameleon styles but akatokubeater by far .Pese apa aitokuona and akabva abata life yemusikana.Vakadzi ndozvavari kungobatsirwa chete kuzokanda shoko zvatopera akutoona munhu amubatsira ari Mwari wake .Iwewe u dd nothing hauna kana door apa ..chero ndiriini ungauya woti unondida after waenda for 2years ?ndingaziva waiitei?she will not fall for you man ,she will go to Jamal Lucky ndaimuda hangu kutaura chokwadi it was loud and clear that I was selfish only thinking of myself .Hongu ndaigadzira hupenyu but ndaigozoenda kwese uko ndisina kana bye bye zvayo.Ndakazvishoora chaiko musi uyu kakapetwa chaiko .Though lucky akati achazama kundibatsira talking to her sezvo pamba pacho ndainge ndisisatenderwa kusvika na Jamal.Ndakazobva pamba apa pfungwa dzangu dziri chahwiriri chaicho.Ndakasvika kumba umwe muyedzo wakatondimirira zvangu .This Sarah girl was now getting on my nerves chaiko ...ndakangomusiya akagara pasofa ndokufamba ndichinopinda mubath.ndakanyatsotora tym yangu ndirimutub.I really needed to cool off my mind chaiko ndapedza ndakabuda zvangu mubath ndokuona mashura aiva akakangwa nemafuta chaiko.Akatanga kufamba achiuya pandiri ndokundibata bambo vangu chaivo. Me:serah wat are u doing now ? Her:shhhh... Akadaro achirumirira muromo wepazasi akaswedera padyo padyo neni ndokutanga kufambisa rurimi rwake pchest yangu . Me:do you know what you are doing? Her:pliz fuck me now ,make me scream harder wen u hammer me hard ☺️.i want you to make me morn in pleasure and enjoy the sweetness of you cum in side me ,I want you liam pliz haven’t I wait enough for you ?feel it babe it’s already juicy for you ,I know u want this forget about everything and enjoy this moment Yah ndaiva pakona chaipo..Sarah was a beautiful woman but moyo wangu waingondirambira ini .manje apa ummm ndaiva ndaiswa pakona chaipo.ndakazonzwa towel rangu richibviswa munhu ndokupfugama akatarisa stombodo yangu .she just opened her eyes wide open and say “WOW😳” JAMAL Me:yes babe rock it babe !shake it babe !yes !yes!! Haa Shammy aiziva zvaaiita kani kana avapanguva yebasa ndiye oga aipedza nyota yangu pazvisikana zvangu zvese .aiti kana yasvika nguva yacho haa wainyatsobata basa chaiko .Musi uyu ndakazunzwa kusara ndisisina kana chinhu zvangu.Takazopedza hedu ndokupinda mubath nekugeza hangu . Her:oh ko wakupfeka wakuendepi at this hour ? Me:sorry babe I left the door open apa kumba hakuna munhu wena . Her:but guard aripo wani? Me:sorry babe ,let me go ok I will call u Ndakadaro ndichitobuda mumba make ndakananga kumota guilty was killing me inside I felt like I have cheated on Sarafina .Ndakatarisa tym ndokuona dzaiva dzatova kuma 11chaiko .ndakarova mota ndokusvika nekupinda mumba .Ndakashama kuona Sarafina akarara pasofa apa kwaitonhora sei.Ndakanzwa moyo wangu kutsemuka chaiko wat was I doing to myself .it was clear Sarafina was now falling for me but ini wacho kusagatsikana .Ndakasvika paaiva ari ndokumutakura ndakananga kuroom kwake .ndakaona munhu ovhura maziso ndokutarisana for a moment ndakamugadzika pabed Me:I’m sorry if l wake u up Her:silent Me:babe I’m sorry I’m late ..I was at work ndichigadzirisa mapapers .and before I know it it was lay already.can u forgive me? Haana kana chaakakwanisa kutaura she started crying bitterly thats wen I realise Sarafina has fallen in love wth me deeply and the question to me was my love for her will it last for longer cz I have a problem wth that ..... Stay tuned Will liam overcome muyedzo urimumba make ? Why is sarafina crying dd she fall in jamals trap? Will jamal love sarafina for longer ?
❤️ 👍 🙏 😂 😢 😮 4.0K

Comments