Afrogazette News
                                
                            
                            
                    
                                
                                
                                February 14, 2025 at 12:12 PM
                               
                            
                        
                            *📰Mudzimba with AfroGazette: Valentine’s Settings* 
 *FOLLOW THIS CHANNEL✅* 
https://whatsapp.com/channel/0029VaCpFg0ICVfdASZ22l39
Hie plz hide ndine bundu kuseni kuno inini ndanga ndakasaver $150 yeVale kuti nditengerewo mukomana wangu ndakapinda mutown ndikatenga zvinhu zvakati wandei apa ngazvinake maperfum majean nemat- shirts   watch inodhuwa beard kit ndatenga veduwe soo toshanda kudhuze nekudhuze kuseni kuno tatosangana kubasa ndikamupa yake akafara akati heee l wasn't expecting zvese izvi anhuwoye ndavhura yangu kuona mune kadhori kadiki kaye necup netuma chocolate tudiki tuviri neG tambo 1 ndarwadziwa apa abva asiya receipt imomo zvese zvacoster $14 l feel like ndawaster marii yangu guys $150 iye okuitira tunhu twemwanana shuwa l heart broken kuseni kuno musadaro asi vakomana apa ugoona marii anayo dai arega hake neVale yacho zvaiva nani
Reply....
Idea yandingatokupe kaa recover mari yako🤣. Ndokutanga kwazvo uku😂😂😂. Ingonyepa nyepa neku demander mari zvekuti unoi recover. Atidi gals dzakapusa pano😂. Muchinyanyawo imi ko kutengera moms vako set yemapoto voita your Valentine🤷🏽♀️😂
                        
                    
                    
                    
                    
                    
                                    
                                        
                                            😂
                                        
                                    
                                        
                                            👍
                                        
                                    
                                        
                                            ❤️
                                        
                                    
                                        
                                            💩
                                        
                                    
                                        
                                            🚮
                                        
                                    
                                        
                                            🍆
                                        
                                    
                                        
                                            🙏
                                        
                                    
                                        
                                            💔
                                        
                                    
                                        
                                            💯
                                        
                                    
                                        
                                            🔥
                                        
                                    
                                    
                                        141