VOA Shona

VOA Shona

93.7K subscribers

Verified Channel
VOA Shona
VOA Shona
February 5, 2025 at 11:27 AM
Mutauriri webato reZanu-PF VaChris Mutsvangwa vatumira mashoko kuvatori venhau vachishora nhengo yeCentral Committee uye murwi wehondo yerusungunuko VaBlessed Geza vari kuti mutungamiri wenyika wenyika VaEmmerson Mnangagwa ngavasiye basa nekuti vakoniwa. VaMutsvangwa vati dare rave kutorera VaGeza matanho. VaGeza vari kutsika madziro vachiti hapana anokwanisa kuvadzinga mubato.
😂 👍 😢 🙏 ❤️ 🎂 🐷 👏 89

Comments