
VOA Shona
February 8, 2025 at 02:17 PM
Sachigaro wesangano reNational Democratic Working Group (NDWG) VaJob Sikhala nevamwe vanidarika makumi mana vanonzi vasungwa nemapurisa kuPenhalonga, Manicaland. Mutauriri wesangano iri VaDarlington Chingwena vaudza Studio 7 kuti vange vachida kuita musangano. Hatisati takwanisa kubata mutauriri wemapurisa Commissioner Paul Nyathi. https://whatsapp.com/channel/0029VaDYjU589infeR8WL90b
😢
😂
👍
😮
😭
🙏
❤️
🇿🇼
👏
⌛️
140