Daily Zimbabwe Shona Jokes and Life Advices🇿🇼
Daily Zimbabwe Shona Jokes and Life Advices🇿🇼
February 15, 2025 at 03:04 PM
*panewo zvaunoda kuziva zvausingazive here ingopindawo umu unowana 1 or 2 zvinokubatsira*👇💜👇🤍 https://whatsapp.com/channel/0029VagbFH90LKZNnjrWwU0d *JEKO*💫🎀🤲 *Zvinokonzeresa* *jeko* *(* *period* *pain.)* 1=kusuka mugoti nebanga .musasiye uchioma ukazoupara nebanga unoita jeko rinonzi gono 2=kupfekedzana maskirts,pants,tights, and etc, 3=rekuroiwa,panguva yaunenge usiri ku mp unonzwa pasi peguvhu kusunga Kana kuti kumona *ungaita sei kuti jeko ripere zvachose* tichaisa manatural remedy ayo atingakwanise kushandisa kuitira kuti tipedze dzambudziko iri. Zvakakosha kuti mushandise manatural remedies pakurapa zvinhu zvakaita sejeko. sare kuganhura mazuva ekunguva nezvimwe zvirwere zvemukati. Maremedy ose tichaisa muchannel kuti tibatsirane. Uyo anewo mhepo yekushaya mari kushaya basa tinewo zvatinogona kubatsirana nazvo tiri kwatiri ikoko,,, mhepo dziriko zveshuwa. Pamwe pacho paunofunga kuti zviri normal zvinenge zvisitori normal uchinzwawo kuda kubetserekana kana kuzobetserawo vana vedu👇 *dzvanya 💜view channel👇💙👇 and follow*💛 Gogo chiremba🦅
😢 ❤️ 👍 😮 5

Comments