
Daily Zimbabwe Shona Jokes and Life Advices🇿🇼
February 15, 2025 at 04:06 PM
*WIFE:* maswera sei
*MAN:* taswera
*WIFE:* kwanga kuri sei kubasa
*MAN.:* kwanga kwakaoma vamwe vose,vafa,mumugodhi ndangosara ndini chete
*WIFE:* inga zvakaoma,chii chaitika
*MAN:* tanga tichishanda tiri mumugodhi ndokubva,ndangoti regai ndimboinda,kutoilet ndokubva,ndabuda pakudzoka ndawana vamwe vose vatsikirirwa,vafa
*WIFE:* hey zvakaoma saka vadii
*MAN:* varungu vati vachaprovida zvose zvinodiwa parufu ...vakadzi vacho vapiwa *US$ 10 000 💵💰+ imba🏡 umwe noumwe*
*WIFE:* haa saka imi manga mobudirei....Shuwa murume mukuru kuendera kubasa kuti anoswera kutoilet 😭🙆🏼♂️🙌🏼
😂
😮
😢
🙏
❤️
👍
87