Daily Zimbabwe Shona Jokes and Life Advices🇿🇼
Daily Zimbabwe Shona Jokes and Life Advices🇿🇼
February 15, 2025 at 05:02 PM
*Bhozhongora updates* ✅ *Trending News and Celebrity gossips* ✅ *Confessions* ✅ *Zvirimudzimba* ✅🔥 https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U *Zimbabwe nhasi ndine nyaya yemufi akagara paimbwa.* *Imbwa yaitaura nemubatsiri ,ndiye ega aikwanisa kunzwa zvaitaurwa nembwa.* (Vanhu vaida kuenda kwakafira mufi) Zvakaitika ndozvandauya nazvo https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U *Zimbabwe nhasi ndine nyaya yakaitika kuKariba.* *KuKariba kune mukomana ane 19 years akashaikwa , vanhu vaigara naye havana kuziwa kuti afamba sei , akangobuda haana kuzodzoka kumba.* *Mhuri yeZimbabwe mukomana uyu akaita 6 months asipo zvekuti vanhu vese vanga vatopera tariro vachiti munhu afa nekuti kunzvimbo kunogara vanhu ava kunovanikwa vanikwa mhuka dzemusango saka vaitoti akadyiwa nemhuka idzi.* *Papera 6 months munhu achishaikwa pakazouyawo mumwe munhu wemudhuze achiudza vabereki vemukomana akashaikwa kuti "Madii mambofamba kuvabatsiri pane kugamuchira kuti mwana akafa imi musina humbovo nazvo ,ndine kwandinoziwa kune munhu anogona kukubatsirai".* *Zvaitika izvi vabereki vemukomana uyu vakabva vaenda kune mubatsiri uya kuzobvunzira.* *Vasvika kune mubatsiri vakaudzwa kuti "Chokwadi ndechekuti mwana venyu akafa , akadyiwa nemhuka dzemusango asi tirikuda kuenda paakadyirwa pacho , pane zvinhu zvake zvakasara ipapo ndozvatichanotora".* *Mubatsiri akaenderera mberi achiti "Kwatiri kuda kuenda kure zvekuti tinofanira kuenda nemota asi ini ndanzi tifambe netsoka ,saka parikuda vakazvipira uye vakasimba , tinofanira kutotakura chikafu chekudya munzira nekuti kwatiri kuenda pane mufambo".* *Mhuri yeZimbabwe zuva ravainge vataurirana rekuti vaende rasvika ,mubatsiri akuuya kumba kwevabereki vaya ndokuti "Ndirikuda mundipe vanhu chipfuyo/mhuka yepano yekuti tiende nayo ,mhuka iyoyo ndoinenge ichitiratidza kwekuenda uye mhuka iyoyo inenge yakuterera zvandinenge ndaiudza ini , inenge ichiita semwana wangu"* *Paidiwa chero mhuka ,imbwa kana mbudzi ,Mubatsiri akabva apihwa imbwa , ndokupinda nayo muimwe imba.* *Apinda nayo mumba aiita kunge ari kunamata arimo achisanganisa mishonga yake.* *Mhuri yeZimbabwe mubatsiri paakabuda mumba imbwa yakabva yatobudawo ndokutanga kutangumira pamberi vanhu vachitevera kumashure.* *Chakashamisa vanhu ndechekuti mubatsiri ainge akudeedza imbwa nezita remukomana uya wekushaikwa ende imbwa yacho yaitoti ikadeedzwawo yotomira kana kuita zvainenge yaudzwa.* *Vanhu vakafamba parwendo urwu vakapfuura nzizi dzakawanda pamwe pacho vaitoCrosser road vopinda zvakare musango , vachifamba kudaro ,mubatsiri ndiye ega munhu aitaura neimbwa.* *Vaivapo paifamba vanhu ava vanototi mubatsiri airatidza kuti arikunzwanana nembwa pakutaura zviya zvekuti aitoita kunge ari kutaura nemunhu asi achipindurana nembwa ikuhukura.* *Mhuri yeZimbabwe vanhu vakazosvika kwavaienda after 2 days , vakasvika paimwe nzvimbo imbwa ichibva yatanga kutenderera tenderera panzvimbo imwe chete.* *Vanhu pavakanotarisa panzvimbo iya vakaona paine bhutsu nehembe yasakara zvekuti kungoidhonza yaibva yabvaruka.* *Vabereki vemukomana vekushaikwa vakati ivo bhutsu nehembe vakazviziwa ndezvemwana vavo vekushaikwa.* *Mubatsiri akabva ati "pano ndopakadyirwa mwana venyu nemhuka , torai ivhu repano nezvipfeko zvake ndozvamunonovigwa , kutora ivhu uku ndokutotora mufi".* *Zvaitika zvese izvi vanhu vamunzira kudzokera vakabva vasangana neshumba , vanoenda kunovhima vanoziwa kuti imbwa ikaona shumba kana kunzwa hwena hwekuti shumba iri padhuze, imbwa inotiza ichiuya mumakumbo mevanhu asi apa imbwa yaka..........* Full story yaiswa kuZim Elites Official nhasi na12:10 endai munoverenga and don't forget to follow for more Bhozhongora latest updates Ndofunga vaenda kuChannel kwedu nyaya madziona ✅🔥 *Nyaya yataurwa pamusoro apo yaiswa kuZim Elites Official na12:10 full story yacho* Follow for more *Don't forget to follow for more Bhozhongora latest updates* > Pfooo rikiti rikiti bvuuu, kutsutsudzunura nyaya dzinotyisa nedzinoshamisa dzirikuitika muZimbabwe 🔥🔥👏🏽 Thank you 90K followers *Nyaya dzese dzehurombwa, dzehuroyi* *Nyaya dzengozi* Check post yanhas na12:10 *follow for more updates* *mukaishaya unouya inbox ndokupai*
😢 😮 🙏 ❤️ 👍 21

Comments